Agatha ndiwe wakatora chipfeko chatarisai,sei wakati urikurota mwana achichema mutoilet une chekuita nazvo iwe unehutsinye
@andrewsimaila15569 сағат бұрын
We hurt her bt , she makes the movie going on , confussion in the house❤❤❤
@GiftUzande9 сағат бұрын
Mai Chapodza naMisheck namakoti Agatha well done tisingakanwe bambini Brian mainn Lesley
@FlorenceCount-nl1uc9 сағат бұрын
Sando dzako
@user-kq8io2rq5p9 сағат бұрын
Uyu Agatha ndakamuvenga day raakati kumurume wake mai vako vanopenga, munhu akadai haaregererwe, haana hunhu haana respect and anodheerera, she's just pretending like achinja just kt adzose njere dzemurume panzvimbo.... Hatikurudziri hunhu hwakadai kuvanhu, munhu anofana kuva a respective person not zvaanoita izvi
@Prichard-ck7wl10 сағат бұрын
Umm Agatha haunakutora chipfeko Saka pari trick 🤔
@TheresaSibanda-rr7gg10 сағат бұрын
Brian unobhowa woti dzungu unriwanza apa nekutuka mkoma chero vakatadza,misheck bhoo uye nekasoftaz kako ndokada
@NyashaNcube-bm3oj10 сағат бұрын
Haaaaaaaaaa veduweh final 😢😢
@Kimela6G10 сағат бұрын
Mmm no final hre slimaz usadaro ndoyank ndichitofara nayo l think kune season 2 hntka😂😂😂
@TheresaSibanda-rr7gg10 сағат бұрын
Thank u nenashoko ako Cynthia ndakukufarira😊
@jealousbonzo333110 сағат бұрын
Shes A Superstar ❤️❤️❤️🌟🌟🌟
@jealousbonzo333110 сағат бұрын
My favourite Actor ♥️♥️♥️♥️
@markmusidye240111 сағат бұрын
Well done ✅✅✅✅✅✅ very soft and humble
@markmusidye240111 сағат бұрын
Cynthia atori munhu bhoooo but Agatha anehutsinye ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@magrettimoti11 сағат бұрын
Agatha chisiya makuhwa❤❤❤❤❤❤
@LovenessMudzengerere-bb4zb11 сағат бұрын
Mkugonesa weduwe❤
@markmusidye240111 сағат бұрын
Nhasi tina main actor l love your carector unoigona zvinoitika mukurarama
@librajames760911 сағат бұрын
Apa Agatha watorasa muromo pakutimaybe ndimhamha vakatora children chatarisai.We can see kuti ndiwe wakatora chipfeko cha Tarisai .Coz wakanzwa Lesley achiti uchazviona kunaTarisai
@mukanwaevans364811 сағат бұрын
😂😂😂😂 Agatha kaaa mhepo yakangokwanisa kutora shashiko ya tarisai chete
@Sthandwa-dk3xh12 сағат бұрын
Ini mubvunzo wangu kwauri Agatha urikuti hauna kutora chipfeko cha Tarisai but why uchirota mwana arikuchema mutoilet coz that's exactly what happened to Tarisai she lost her child mutoilet why hope idzodzo dzichiuya kwauri iwe usina chekuita nazvo🤔
@EsteryMagejo12 сағат бұрын
Agatha 1st thing siya makuhwa nekunyepa zvimwe zvose hazvinetsi