Пікірлер
@nchimunyamwiinga2047
@nchimunyamwiinga2047 4 сағат бұрын
Im learning 🇿🇲❤️
@nanoshifu2
@nanoshifu2 2 күн бұрын
Thnx😊
@HarrisonKunda
@HarrisonKunda 16 күн бұрын
Ndinonzi HENRY ndinobva ku zambia Ndinoshanda ku ZNBC ndiri mu mutyairi Ko i we we unonzani?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 16 күн бұрын
@@HarrisonKunda Tinofara nekukuziva Henry.Kuri sei kuZambia?
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 21 күн бұрын
Zvidzidzo zvenyu zvinonakidza mudzidzisi! Tinovonga zvikuru
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 19 күн бұрын
@@theelectrifyingkudzaimungw823 Tinotenda!
@nchimunyamwiinga2047
@nchimunyamwiinga2047 26 күн бұрын
Im a Zambian 🇿🇲and i will know shona love the Zimbabwean People ❤
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 25 күн бұрын
Great!
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Kwaziwai vadzidzi,onai zvidzidzo izvi zve Possessives uye Mipanda.😊 kzbin.info/www/bejne/ZmmZcodpZ7moadEsi=5a9ydWCLt8eZwrdS kzbin.info/www/bejne/f53XqY2YiMR4pa8si=PA6W-YR-eddc-_Io kzbin.info/www/bejne/j2mUkKCfr7pmkK8si=t21TU99qO4zeLHDZ
@FidèleHafashimana-t4z
@FidèleHafashimana-t4z Ай бұрын
Ndinonzi Hafashimana ndinova ku Rwanda, asi ndinogara kuMount Pleasant. Ndiri kudzidza Shona pano paKZbin. Ndinotenda zvikuru nechidzidzo ichi. Muri kundibatsira zvikuru. Maita basa.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Tigashire!
@Mpurplemea
@Mpurplemea Ай бұрын
What is a mudara
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
@@Mpurplemea Mudhara- Old man.(Slang)
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Mhoroi vadzidzi.Ichi ndicho chidzidzo che Mipanda.-Shona Noun Classes kzbin.info/www/bejne/j2mUkKCfr7pmkK8si=t2LGIRglSpoKxePz
@kudakwashe95
@kudakwashe95 Ай бұрын
❤🎉
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 Ай бұрын
Tinotenda pamusoro pemabasa enyu mudzidzisi. Masimbisa
@SHETRIES
@SHETRIES Ай бұрын
maitabasa mudzidzisi❤
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Tinotenda!
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Mhoroi vadzidzi,onai video iyi ye 400+ Shona verbs😊 kzbin.info/www/bejne/pKmvhIOcm7R2ndEsi=-uIg0HycW5Rj5Ct6
@thatomasete6015
@thatomasete6015 Ай бұрын
Ndinogara Thohoyandou
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
@@thatomasete6015 kuThohoyandou
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
@@thatomasete6015 waedza✅
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 Ай бұрын
Tinonakidzwa nezvidzidziso zvenyu mudzidzisi🔥
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
@@theelectrifyingkudzaimungw823 Waita hako Kudzi✅
@rhumbidzaichisenzi9383
@rhumbidzaichisenzi9383 Ай бұрын
Ndinoda maitiro auro tsanangura. Ndapota rambai makadaro👍😊
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Waita hako Rhumbi.
@rhumbidzaichisenzi9383
@rhumbidzaichisenzi9383 Ай бұрын
@Shona4Allofficial Munogamuchirwa
@Rolhgty
@Rolhgty Ай бұрын
Ndirikudzidza mudzidzisi.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Ramba wakadaro mudzidzi😊
@NicoleC-wt8pe
@NicoleC-wt8pe Ай бұрын
Tanga takusuwai mudzidzisi. Is that correct? I have a hard time knowing when its 1 word or 2😂😂😂
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
@@NicoleC-wt8pe Wakadii hako mudzidzi.Hongu izwi rimwechete ( tangatakusuwai),asi pakutaura hazvina basa.
@MarciseBridges
@MarciseBridges Ай бұрын
Wow, I have to notice people in Zimbabwe. Don’t really have accents. I’m trying to be race or anything cause I’m bored too but like they don’t have accent, they sound like American Black people actually racist 1:05 1:06
@africhinatalks
@africhinatalks 2 ай бұрын
Maita basa mudzidzisi. Hukama hwevaShona hwunondinetsa asi makatsanangudza zvakachena chose. Ndine mumwe mubvunzo kuti baba, amai, sekuru, tete, mainini, mukoma nezvimwe zvinoshandiswa kudaidza vanhu vasingazivikanwe here? semuenzaniso pekutenga pamusika. ndinodawo kuziva "sisi" rinoshandei? Tinotenda
@africhinatalks
@africhinatalks 2 ай бұрын
Ndinogona kushanda "amai" kudaidza amai veshamwari yangu here?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Tinotenda mudzidzi.Hongu tinodaidza vanhu kuti baba,amai,mukoma etc as a sign of respect instead of calling them by their first name or when we do not know their names.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Hongu,unenge wagonesa.Zvinotaridza kuti unoremekedza amai veshamwari yako.
@africhinatalks
@africhinatalks 2 ай бұрын
mudzidzisi "accountant" uye "photographer" zvinotaura sei muchiShona? tinotenda
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 2 ай бұрын
@@africhinatalks In day to day speaking there's no direct translation to Accountant or Photographer. It's usually Accountant...semuenzaniso Ndiri accountant pabasa pandinoshanda.-Im an accountant where I work. If it's academic Shona,then you might say Ndiri muchengeti wemabhuku pabasa pandinoshanda Muchengeti wemabhuku - Accountant.( too academic for daily speaking ) Ndiri photographer ( simple) or Ndiri mutori wemifananidzo.- I'm a photographer
@africhinatalks
@africhinatalks 2 ай бұрын
@@Shona4Allofficial ndanzwisisa, vanhu vanonyanyoshandisa mamwe mazwi muchirungu
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 2 ай бұрын
@@africhinatalks Hongu
@taurayimasara5678
@taurayimasara5678 3 ай бұрын
Thank you for this lesson, it is a challenge differentiating the two. Do you have any reading material as yet
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 2 ай бұрын
@@taurayimasara5678 You're right it's difficult .But with practice, you'll do it!
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 3 ай бұрын
Tinotenda mai mudzidzisi
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
makataura "ndini mai vaFarai" uye "ndiri mudzidzisi", tinogona kutaura "ndiri mai vaFarai" ne"ndini mudzidzisi" here?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Ndiri Mudzidzisi - I work as a teacher Ndini Mudzidzisi - I am a teacher or I am the teacher Ndiri Mai va Farai - hazviite...It can only be Ndini Mai vaFarai
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial zvakanaka. saka "you are my mother" zvinotaurei? "Muri mai vangu" kana kuti "Ndimi mai vangu"? Tinotenda mudzidzisi.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks Both are correct,it depends on the context.
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial tinotenda
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
Mai mudzidzisi mungatipewo imwe mienzaniso yekuzvisuma here? Tinotenda.
@zaidaMathombe
@zaidaMathombe 3 ай бұрын
Zita rangu nodzi zaida aprendi hoje 🎉
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Parabéns Zaida
@zaidaMathombe
@zaidaMathombe 3 ай бұрын
Sou de Moçambique Maputo gosto de aprender shona ❤
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Shona e língua mais fácil para aprender.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Ndinoda kukutendai mese vadzidzi😊
@karen7856
@karen7856 3 ай бұрын
😃👍🏼
@JulietRateiwa
@JulietRateiwa 3 ай бұрын
🎉ffth
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
“vaive vari munhu ane moyo murefu(20:05)” zvakafanana ne"vaive munhu ane moyo murefu(20:07)" here?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks Hongu zvakafanana.
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial Mudzidzisi “Ndainge ndiri murombo” (21:02) unoshandura ku"Ndaive ndiri murombo" here
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks zvakafanana.either or is correct 💯
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial tinotenda!
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Chidzidzo CheMipanda kzbin.info/www/bejne/j2mUkKCfr7pmkK8si=T-JmYSJnTTh_Pqaa
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
mudzidzisi "tigashire" pekutanga rinorevei?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks Tigashire! -Welcome!
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial zvakafanana ne"tinokugamuchira" here? thank you
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks Hongu . Tinokugamuchirai!- We welcome you!
@africhinatalks
@africhinatalks 3 ай бұрын
@@Shona4Allofficial ndanzwisisa, tatenda!
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@africhinatalks Murikuita zvakanaka chose!Rambai makadaro.
@Rolhgty
@Rolhgty 3 ай бұрын
Maita basa mudzidzisi.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
Tinotenda imi nekutsigira zvidzidzo zveShona😊
@TawananyashaNyoni-tg2tw
@TawananyashaNyoni-tg2tw 3 ай бұрын
Muriseivanhu cari kuona vid irilike
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial Ай бұрын
Chokwadi,tinoda malikes awande.
@yangpeeofficial966
@yangpeeofficial966 3 ай бұрын
Mandiro ? Shona yenyu ndeipi iyi mudzidzisi ?
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 3 ай бұрын
@@yangpeeofficial966 Mandiro - plates
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 4 ай бұрын
Vadzidzi,please check out this video on Mipanda- Shona Noun Classes .kzbin.info/www/bejne/j2mUkKCfr7pmkK8si=dHXT7dOc_AdxLfWj Remember to subscribe and leave a like😊
@andrewgumede2897
@andrewgumede2897 4 ай бұрын
Ndinogara Mpumalanga😅
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 4 ай бұрын
@@andrewgumede2897 Wayedza! 😃 Remember to put the prefix ku- before the name of the place.KuMpumalanga.
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 4 ай бұрын
Mhoro Mai Mudzidzisi. Ndine mubvunzo; munozvitambira sei ndikataura kuti "ndoda rurimi ruwaamai ruwangu ruwane chivandudzo"
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 4 ай бұрын
@@theelectrifyingkudzaimungw823 Zvakanaka,asi munorevei mudzidzi?
@theelectrifyingkudzaimungw823
@theelectrifyingkudzaimungw823 4 ай бұрын
@@Shona4Allofficial Ndinotenda. Ndakapinda pachidzidzo chechishandiso chechivakashure + dzitsi. Saka ndaida kuona kuti ndakanyatso nzwisisa chidzidzo here. Saka pakukubvunzai, ndaida kuona kuti zvandataura zvakarongedza here ndichishandisa zvandakadzidza. Saka dai maramba kutambira semudzidzisi, ndaiziva kuti ndapotsa kunzwisisa chidzidzo.
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 4 ай бұрын
@@theelectrifyingkudzaimungw823 Ndinoda rurimi rwaamai ruvandudzwe (or ruve nechivandudzo)
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 4 ай бұрын
Maita basa nedzidziso, endererai mberi irikuti batsira
@Shona4Allofficial
@Shona4Allofficial 4 ай бұрын
@@mariajuziel7415 Tinotenda zvikuru.