Пікірлер
@edwardchitera4638
@edwardchitera4638 9 сағат бұрын
NGATISHINGEI!! Ngatirege kutya!! Tisabvume kuvundutsirwa nembavha idzi!!
@Gustavo-x4
@Gustavo-x4 9 сағат бұрын
Zim is a joke!
@user-hu3hu2qk7t
@user-hu3hu2qk7t 9 сағат бұрын
Aaah ngakuchingoita hondo yachoka nokuti rosvika rini vanhu vachingorohwa nepolice ngqchichingorsva hacho sadc isati yquya
@user-xx6eq5ug1t
@user-xx6eq5ug1t 10 сағат бұрын
Ko noise yacho yatanga here ko ivo vanotyei
@user-zm3kg5hi2x
@user-zm3kg5hi2x 10 сағат бұрын
Kahutsinye kacho kakati oooo,dayi zvikachiperawo veduwe .
@AssaNgara
@AssaNgara 13 сағат бұрын
Sanyatwe uchakaura wakauraya vanhu look what is happening in your life.Wakuvhumukavhuma.Munhu haaurayi Semhuka.Hausati Watanga uchamhanya bani manjemanje.You protected Godfather now your life is in danger even from him Godfather
@user-xd4hq5my4w
@user-xd4hq5my4w 18 сағат бұрын
Viva macitizens pepukai tisunungure nyika
@user-xd4hq5my4w
@user-xd4hq5my4w 18 сағат бұрын
Truly speaking
@user-fr1hm2gv3p
@user-fr1hm2gv3p Күн бұрын
Ngatisadzokera শহুরে kana tikatenga tinourawa na Munangagwa
@DavidNdapwadza
@DavidNdapwadza Күн бұрын
Viva cdes
@user-pb8uf2oq4q
@user-pb8uf2oq4q Күн бұрын
Unonyepa uri kupi? We want to see you pa fromt
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones Күн бұрын
Leave him to speak the good move
@user-pb8uf2oq4q
@user-pb8uf2oq4q Күн бұрын
Nyengera vanhu uone kuti munofa mese muri miriyoni
@Chamangweza
@Chamangweza Күн бұрын
Hapana kusiri kufa shamwari
@MelindaMelindaJones
@MelindaMelindaJones Күн бұрын
Duzvi
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 19 сағат бұрын
Uriduzvi imbwa yemunhu ...hauna kana bhurukwa remukati urikuyonhuwa magaro zvako
@brightonmoyo5267
@brightonmoyo5267 Күн бұрын
Tirimo muma streets
@user-ye2xh4wr2w
@user-ye2xh4wr2w Күн бұрын
SADC iri kunyatsoziva kuti muzimbabwe hamuna president iri kuda kupa ani huchairman kureva kuti vari kutsigirana nekutyorwa kwemahuman rights nekubirwa kwakaitwa maelections zvakaonekwa😊 pasi rose.
@AlletaChamisa-qy3fr
@AlletaChamisa-qy3fr Күн бұрын
No chairman Mnangagwa hausi kuzopiwa
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e Күн бұрын
Tirikuuuya mustreets
@LovegainSibanda
@LovegainSibanda Күн бұрын
Another letter for Mnangagwa is befitting
@AdmoreMapeka
@AdmoreMapeka 2 күн бұрын
Ed pfeeee kkkkkkkkk Ed 2030 kkkkkkkk vanopururudzira n'anga Bata mai dzokorora ndonzwa kunaka
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 2 күн бұрын
Yaah vano mama vagonekwa marombe aya asinga funge dayi vatodzingwa vachirohwa havafunge vanhu ivava
@EverniceHapanyengwi-em2ht
@EverniceHapanyengwi-em2ht 2 күн бұрын
SIKHALA DESERVES PRESIDENCY
@prayarndlovu7650
@prayarndlovu7650 2 күн бұрын
it means Zim is private owned by Mnangangwa's family he does what ever he want at anytime if he feels
@sarahsigauke3679
@sarahsigauke3679 2 күн бұрын
God is good all the time amen
@user-hu3hu2qk7t
@user-hu3hu2qk7t 2 күн бұрын
Makaura tigokuhwai futi muchiti 2030
@wecantry202
@wecantry202 2 күн бұрын
Zero research … you just got real name n age wotinyaudza ne shallowness Now blocking this time waster
@user-yl5he2xp6z
@user-yl5he2xp6z 2 күн бұрын
You talk too much
@user-jj3zx6ev1p
@user-jj3zx6ev1p 2 күн бұрын
Vanozvinetserei vanhu vezanu cz hasi kuzosiya arikuvhara vanhu
@user-ef1hy3fb9g
@user-ef1hy3fb9g 2 күн бұрын
Muchamama hanti mukuti 2030.....dhotai
@user-ef1hy3fb9g
@user-ef1hy3fb9g 2 күн бұрын
Yhaa vamama ngavabiswe nyangwe nhasi chaiye Vanhu vekumasvingo havana brain ndovarikubuda vachitsigira dambudzo nezanu Ngavatokandirwa zvinhu panze havana brain
@Shashafiniace
@Shashafiniace 2 күн бұрын
Wamunangagwa wanogona kudarika jobo hasha dzaanadzo idzodzi ndidzodzaanozongotiitira
@wellingtonmatashu1796
@wellingtonmatashu1796 3 күн бұрын
Taura nyaya
@richardmavhimira2208
@richardmavhimira2208 3 күн бұрын
Ngava mame
@idah9855
@idah9855 3 күн бұрын
God bless and protect Job
@ThamaniNgwenya
@ThamaniNgwenya 3 күн бұрын
Amanga bgawenu zanu pf
@ThamaniNgwenya
@ThamaniNgwenya 3 күн бұрын
Uyanya wena shone kunew kungaphumanga kunew
@normanshava7292
@normanshava7292 3 күн бұрын
Avoid talking too much and give us the news straight away
@user-du1dn8do1m
@user-du1dn8do1m 3 күн бұрын
Ndiyo pfee yacho,l
@user-du1dn8do1m
@user-du1dn8do1m 3 күн бұрын
Ndiyo pfee yacho,l
@user-du1dn8do1m
@user-du1dn8do1m 3 күн бұрын
Ndiyo pfee yacho,
@user-du1dn8do1m
@user-du1dn8do1m 3 күн бұрын
Ndiyo pfee yacho,
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 3 күн бұрын
Vane pfungwa 5 uyu ndeye munhu wekutevera not Chamisa muCIO. Dayi akatouya zvake nepfuti akashinga murume uyu
@TendaiTendai-zz2we
@TendaiTendai-zz2we 3 күн бұрын
Yaa Masvingo handiti ndiwo wari kudeedzera 2030 wachingotonga hawasati watambura zvawo
@forexkingmaster5680
@forexkingmaster5680 3 күн бұрын
Shamwari iwewe unobhowz kutaura chokwadu, voice rako harinakidze kunzwa igotipa video chete usina kucommenta
@freddymanyuwa8187
@freddymanyuwa8187 3 күн бұрын
Kkkkkkkkkkk
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 3 күн бұрын
Zanu vs zanu haitongeki nyaya yacho motopedzerana haina refree😂
@user-zs9ii7ej7z
@user-zs9ii7ej7z 3 күн бұрын
Zanu vs zanu haitongeki nyaya yacho motopedzerana haina refree😂
@thomasnhamburo6448
@thomasnhamburo6448 3 күн бұрын
Ngazvidzingane hameno ikoko
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 3 күн бұрын
Chamisa biti job na ngarivhume. Ndiyo team, kore mcube hwende Jacob nonsense
@user-kw3lp6hi1m
@user-kw3lp6hi1m 3 күн бұрын
Chamusa, Job and ...not Biti. U have to understand that Biti is a sell-out. Ngarivhume and Jobs' resolve is a culture n is very strong.
@madalamagangeni1776
@madalamagangeni1776 3 күн бұрын
Zikhala akasungwa . building yeSADC inotswa
@freemanchichetu8401
@freemanchichetu8401 3 күн бұрын
Chibaba icho but chingobatana nachamisa zvinyatso ita
@user-ye2xh4wr2w
@user-ye2xh4wr2w 3 күн бұрын
Huchi huye hovava