Baba Varikuramba Nezvidhoma Zvawo
26:10
7 сағат бұрын
Mudzimu Vabudira padre Zvizere Muvideo yedu
32:49
Ndakaona Musagi Muinechidhoma chai Fema
8:10
Mwana Akabudirwa Nyaya Mudare Rachief Mutasa
34:37
hondo Yehusabhu Mudare Ra Chief Makon
49:40
16 сағат бұрын
Nyaya Yeminda Irikunetsa Dare Rachief Mutasa
21:25
Пікірлер
@memorychidavaenzi9896
@memorychidavaenzi9896 5 минут бұрын
Ndamerera ummmm
@JojoGambiza
@JojoGambiza 7 минут бұрын
Mmmm aaaa zvakaoma shuwa kana watsiurwa nekadzi wemunhu ko kungosiya nhai imi. Chiona manje hupenyu here uhu
@gibsonmachayi460
@gibsonmachayi460 20 минут бұрын
Yooo
@HolinessMurefu
@HolinessMurefu 22 минут бұрын
Fake
@KeziaMugadza
@KeziaMugadza 31 минут бұрын
Muchaurega henyu mjolo
@SimonTonho-o1j
@SimonTonho-o1j 34 минут бұрын
Endaunokumbira ruregerero kumukadzi wawakatorera murume Wake anogona kukuregerera
@CatherineChanakira
@CatherineChanakira 39 минут бұрын
Mashiripiti chaiwo
@SahlomonMukunga
@SahlomonMukunga 40 минут бұрын
Aaaaaaa hameno❤
@tinashepassmatarirano1013
@tinashepassmatarirano1013 51 минут бұрын
Kutsvaga vanhu munhu uyo tarisay matama dzaisiwa akasimba
@frankmuchafuruka-ch6nd
@frankmuchafuruka-ch6nd Сағат бұрын
Bosch 😂😂😂😂😂 boshi
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 Сағат бұрын
Tichkach urimboko iwe
@ClintonMudzengerere-u7n
@ClintonMudzengerere-u7n Сағат бұрын
Camera man idofo
@Simbarashemchemwa
@Simbarashemchemwa Сағат бұрын
Enda kwa miracle Paul
@NyashaShunje
@NyashaShunje Сағат бұрын
Ko endaika kwagogo Sithole vacho
@LuckyMuzenda
@LuckyMuzenda Сағат бұрын
Maone ummmm
@ElijahBayaetu
@ElijahBayaetu Сағат бұрын
The only solution kuenda kumukadz iyeye.muridzi wemurume. Ndiye ane sununguro
@PreciousGakache
@PreciousGakache Сағат бұрын
Miracle Paul unity l chtungwiza
@EdnaSambisa
@EdnaSambisa Сағат бұрын
Lies lies lies sei vasingaendi kwagogo sithole wacho
@alexgono9713
@alexgono9713 Сағат бұрын
fake fake fake fake
@SylviaKhumbulani-v9x
@SylviaKhumbulani-v9x Сағат бұрын
Shamie asi zvakaoma asi varume tiudzewo chokwadii kuti zive .but mukadzi iyey akamugadzira kaa aana moyo dai ariye ainzwa sei .tozviziva hedu kt zvorwadza kutorerwa murume. Ndinoti unoita zvakanaka mwana wami mwari ndovanoziva
@mrsb497
@mrsb497 Сағат бұрын
Musapenge imi iyi inonzi Myiasis hakuzi kuroiwa uku ipoor sanitation kwamunogara nemvura dzenyu . Ngaaende kwadoctor apihwe ivermectin 12 mg per day for 3 days. Tablet albendazole 400 mg twice per day for 3 days. Tablet clindamycin 300 mg three times per day for 5 days. Anofa muchisimbisana zvisiko
@SophiaTsuro
@SophiaTsuro Сағат бұрын
Mambo daidzai mikotsanjera ndimi munodairwa nekukasika vana vofa here matarisa nhai veduwe
@wendygadzikwa5977
@wendygadzikwa5977 Сағат бұрын
Kuitisiwa muroyi pamusana pe marriage Jesus Christ vouya ini geyena pamusana pemurume kana 😂😂😂😂😂 izvozvi atova nemumwe musikana woroya futi kikkkkkk
@MelodyChipoChari
@MelodyChipoChari 2 сағат бұрын
Gogo avo hapana chavari kuita tsvagai Tasvi or other people to help the school
@MacdeeGmail.ComMaxede88-oi5ep
@MacdeeGmail.ComMaxede88-oi5ep 2 сағат бұрын
Saka number dza Gogo Sthole dzamakaisa apo makazodziwana kupi kt mudziise apo muchitadza kuenda kwavari vabatsire ivo. Musajairira vanhu imi
@audreyrwambiwa4024
@audreyrwambiwa4024 2 сағат бұрын
Varume muripi huyai pano dzidzai kutiudza chokwadi honai zvakuitika manje
@MelodyChipoChari
@MelodyChipoChari 2 сағат бұрын
Please put order pamaVideos enyu . Get other Sagomas to help
@chriskhumalo4826
@chriskhumalo4826 2 сағат бұрын
Kunyepa
@ReasonNcube-b4k
@ReasonNcube-b4k 2 сағат бұрын
Don't send this to our phones
@moeenchindara7440
@moeenchindara7440 2 сағат бұрын
Hakuna fake yakadai unofa nokuti runyoka ngaabatsirwe nokukutumidza olny vanhu havanzwi wairwirei nomukadzi wemunh
@PeterChigwida
@PeterChigwida 2 сағат бұрын
Shuwa is fake
@esthernkomo-wu5sn
@esthernkomo-wu5sn 2 сағат бұрын
Saka number dza gogo sithole màdziisirei musatijairire imi advertise iyo
@WashingtonVhutuza
@WashingtonVhutuza 2 сағат бұрын
Ko seiko muchitiratidza half bvai mwangobudisaka full picture rake amusikuona kuti murikutamba nepfungwa dzevanhu .
@WashingtonVhutuza
@WashingtonVhutuza 2 сағат бұрын
I dont think its true, imi vanhu dzidzai kutsvaga mari nenzira dzakana kwete izvi.
@ChrispenTauya-v2k
@ChrispenTauya-v2k 2 сағат бұрын
Zvimwe zvunhu madzimai achazosara nengozi,kubva mu bhaibheri murume rinongova hure
@JosephineSibanda-bm2fz
@JosephineSibanda-bm2fz 2 сағат бұрын
Huyai kwaProphet Magaya kwaZindoga
@JuniorBerere
@JuniorBerere 2 сағат бұрын
Arikuenda kunogadzira chaiye haana nguva yekutaura kuti ndichaenda kwanhingi. Go yo hell munofa mese nagogo Sithole venyu ivava.
@ClodiaLenicia
@ClodiaLenicia 2 сағат бұрын
Miracle Paul is the greatest healer
@RegisParichi
@RegisParichi 2 сағат бұрын
It's true zvinopera ipapo ipapo
@tblo9107
@tblo9107 2 сағат бұрын
Jesus is the greatest healer
@lessiemashayamombe
@lessiemashayamombe 2 сағат бұрын
God is our healer
@PriscillaDzapenga
@PriscillaDzapenga 2 сағат бұрын
Tsvga mubatsiri ukuvarairwa
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 3 сағат бұрын
Humwe huroyi wazosvika pakaipa, vamwe varoyi vakuda kumbokandwa mujeri mbichana. Ko murume wacho uchagara naye sei iye achiona zvakadai so
@NomusaDube-xp2mi
@NomusaDube-xp2mi 3 сағат бұрын
Ko hasikuzunza wani
@GibsonMukono
@GibsonMukono 3 сағат бұрын
No oder
@kinggeo5417
@kinggeo5417 3 сағат бұрын
this is fake news
@obeychihwayi9218
@obeychihwayi9218 3 сағат бұрын
Sekuru itai basa renyu musavhundutsva munogona basa
@ester6355
@ester6355 3 сағат бұрын
Shame zvakaoma
@umarbhai6353
@umarbhai6353 3 сағат бұрын
GOD HAS THE ABILITY OF PICKING UP A NOBODY TO BE SOMEBODY IN FRONT OF EVERYBODY WITHOUT CONSULTING ANYBODY. 🙏🙌💯✨👌TALENT CHIWENGA 👏👌🙌✨❤😎AKAMBO ZVITAURA MAKORE MASHOMA APFUURA KUTI VAMWE VACHA BUDA HONYE VACHI FAMBA. SAKA NDINOTI ENDAYI KUNA TALENT CHIWENGA ANONO KUBATSIRAYI KANA ZVARAMBA MOZOUYA KWANDIRI KUNA JESU HAKUNA CHINO KONA NDICHA KU PHONERAYI PAMBERI APO CHIITAYI ZVÀNDA REVA.
@VICTORIA-o2r
@VICTORIA-o2r 3 сағат бұрын
Saka hdzis kurwadza her?Ummmm?
@GibsonMukono
@GibsonMukono 3 сағат бұрын
Hakuna dare rakadai
@GibsonMukono
@GibsonMukono 3 сағат бұрын
Mutare inepolice kopolice iriko nemota hobho iye chief Mota anadzo itsva ngadziite basa
@GibsonMukono
@GibsonMukono 3 сағат бұрын
Mudhara wemagirazi hauna chironzo