glued on yall daily, i dont think i wil ever hear this "im satisfied, i testify " song without thinking of RYNESU
@nancychikanya7780Сағат бұрын
Masekero aita Baba Rare kaa😂😂😂😂 havaite
@MishellDzimati-th7mjСағат бұрын
❤❤❤❤❤
@IsraelDzemwaСағат бұрын
😂😂😂 ndapera power na gogo ava couple yakapfava hayo iyi
@MaviskimberlyСағат бұрын
Inini ndokudai guys love you zvekutodaro ❤❤❤🎉
@Skn-25Сағат бұрын
I am new here …and I love your videos …it’s nice to find people that are so raw and real….love you guys ❤
@tanatswamapuranga3772Сағат бұрын
❤️❤️
@Ropafadzoh572Сағат бұрын
Anesu maSongs auruimbira Mwana bho here 🤣🤣🤣
@PatienceNyamakuraСағат бұрын
Haaa pano handibve shame ....ndokudai guys
@shumiraimanungo259Сағат бұрын
Asiii Ryan kaa😂😂kutotaura answer iri correct then boom wakutochinja
@shumiraimanungo259Сағат бұрын
Muri sweet
@shumifaprada1241Сағат бұрын
Miviri yevanhu inosiyana. Ini rangu ndakasunga harina kupera. Ordered a belt online kana kushanda. Later on discovered kuti ndakaita diastasis recti which is very common kumadzimai anenge azvitakura. Ma muscles epadumu anenge avhurika (seperate) causing your belly to protrude. Kusunga chete hakubatsire zvinotoda specific exercises kuti ma muscles Iwayo adzokere panzvimbo uyezve to avoid kutakura zvinorema postpartum.
@RuvimboKadyaСағат бұрын
❤❤yuwi ndada kutonzwawo breast milk 😂😂😂😂😂😂
@elizabethnhira23952 сағат бұрын
Ndoda zvinhu ndatenda hangu kkkkk it's nice to be hear. Rare anenge anofarira kudya big-time... awww he is cute and lovely thank you so much Rare's big brother 💙
@blessingvimbainashechizang84812 сағат бұрын
Nhasi ndaseka😂
@masizibahove89392 сағат бұрын
Veduwe 😂😂😂unokara kunge ani??
@masizibahove89392 сағат бұрын
As for dressing a baby there is something inonzi tog system and how to dress a baby. Unofanirwa kupfekedza mwana according to the temperature ye environment that you are in.
@tsongaqueen86612 сағат бұрын
VaChidayenzi vagona 2 mai Chidavayenzi 3
@ElizabethMudhiriza2 сағат бұрын
Nice Mai Na baba chidavaenzi
@sharonwamhamha2 сағат бұрын
😂😂😂😂lacto even muri kuhope muchinyepa henyu😅😅😅😅
@constancemboko50342 сағат бұрын
I love you team❤
@kudzaimafukidze87852 сағат бұрын
Aaaa Anesu I surrender 😂 apa pakat pehusiku
@lisahkaronga2 сағат бұрын
The lullaby songs acho😂😂 kwanzi gimme the pfaaaa 🙌🙌
@natashaweaper4370Сағат бұрын
😂😂😂😂😂 pachi gangster mwana wema gang
@EverniceGate2 сағат бұрын
Since day randakatanga kuziva kuti mutupo wedu wakafanana, kukufarirai kwacho kwakabva kwawedzera mai chidavaenzi❤❤arisei baby Rare
@RoseChitakuza2 сағат бұрын
Ko kuzoimba master H kunyararidza mwana here mai chidaz