Chinokanganwa idemo asimuti haukanwe.Selmor haangasvike pakusvimha musodzi ave munhu mukuru mavanga apamoyo haapere zvekumhanya .Asi chinokuno chenesa moyo kukumbirana rugerero hazvinei uri mukuru sei wanza Sorry inga VaMutukudzi vakaimba wani.
@EmmaNgoma-nf7zb2 сағат бұрын
Kaivapo here aka pakadyiwa sadza Rembwa ako
@GiftMabika2 сағат бұрын
Shit yemwana
@tandimtoti14432 сағат бұрын
Mwana wemwa wani ndewa Mtukudzi here kana kuti mwana we mwana wa Daisy. Kana uri mwana we mwana Daisy gara pasi nokuti urikutodyira vazukuru va Tuku inheritance yavo Inga Tuku sekuru vako vakaimba kuti mubva ndiripo is like a gate crasher
@SekaiMutambu2 сағат бұрын
Nxaaaa kamwana aka hakana hunhu
@HazelGideon2 сағат бұрын
Iwe enda kuchikoro unoverenga mabooks uko .angadiiiwo ane hunhu hwambuya .mwana mudiki nyarara kuti ziiiiiiiiiiiiiii.matokanganisa mwana uyo for good muchembere
@munyamuropo512 сағат бұрын
Mufanha oiwe siyana nenyaya dzeva kuru unochohwa chohwa hapamihwe mihwe apo
Mwana ane 18 years iye Jah prayzah ane ma years mangani vanhu musade nyaya ne nyaya dzisina basa imi
@MarthaMurapiro17 сағат бұрын
Haaa Dhezi haasi wekutemba ka uyu hmmmm mwana wake kuita sei Jahprayza eeeh eeh
@Gadgetguru47718 сағат бұрын
Chengeta mwana iwe kwete zvekunoona ana daisy pano
@OlsenMsipa-q7d20 сағат бұрын
Uuum haaa zvakaoma
@NyashaMusekiwa-o3w21 сағат бұрын
Queen veNyika ipi😂 iwe ukwane Queen of the Devil hayiwawoo
@gloriaberger51521 сағат бұрын
Thats where you are wrong ,very wrong any public figure that has decided to entertain us the public in whichever way is our business
@shingiraitrevormboto210522 сағат бұрын
Nonsense!!
@Hopey176Күн бұрын
😂😂😂😂Dai wakangofa paAccident
@felistaskwishuКүн бұрын
Melody is right In an african culture the man is the one who forcefully take the children against the will of the woman.. stop critising another woman daisy is evil full stop.