Vhangeri yakanaka iyi kwete kutaura zvemari nekuroorwa pavhangeri
@ErnestGruzhieКүн бұрын
You have a unique way of preaching and it should be said here that you know your stuff, God please preserve this apostle so that many will be saved, Amen
@lazarusmujaji759Күн бұрын
I thank God for this type of gospel
@libertymubako842Күн бұрын
FIXSON*****
@libertymubako842Күн бұрын
THANKS BROTHER DICKSON FOR POSTING THSESE SERMONS
@delneykaridzaКүн бұрын
Vhangeri iri ndakaritenda uye ndinotenda Mwari pamusoro pekuzarura moyo wangu
@malvernchibondo8564Күн бұрын
Bukuu
@CharlesSengweni-r8xКүн бұрын
Huswa nematope
@timbazchivakanenyama53802 күн бұрын
Watching from Zimbabwe Gokwe Nembudziya ♥️🇿🇼🇿🇼🇿🇼♥️👍👏
@wilsonmutapemanzvire12852 күн бұрын
Ko panzi herode achimirira kuti apedze Easter andisi kuona The word of Easter ndikuona pkanzi paseka or Passover ndibatsireiwo apa kuti panojeka cy
@@TatendaMangemba 2018- 2019 will confirm the dates
@PrimroseMasiyandima2 күн бұрын
Mwari vatipa anotaura chokwadi chavo
@eusebioarmando2 күн бұрын
GOD IS IN CONTROL AMAN
@killianamafara54962 күн бұрын
Vhangeri kwayo yakagara iriko asi taisaiziva 🙏
@shingirayiChingaira-n2i2 күн бұрын
Book 📖
@givemoreshonhayi6453 күн бұрын
88888888
@nyasha_keith_matevengwe3 күн бұрын
Yeah kana uchida hako kudzidza zvisinei ne church yaunopinda....terera Chiwenga achiparidza .....unobatsirika pama scriptures and even understanding level yako inoshanduka
@TinasheMuvengwa3 күн бұрын
Vamwe vakatovhura machurch vateerera murume uty
@TinasheMuvengwa3 күн бұрын
Uyu
@lorainemudzongo97623 күн бұрын
True gospel 🎉🎉🎉🎉🎉😊
@pepertuamarume54903 күн бұрын
Thank you hama haaa ndikare ndichiitsvaga ndisingaiwani ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@MaregereMANGWEZA3 күн бұрын
Mharidzo iyi ndeye masowe chaiwo kkkk Hondohwe yehwai😂😂😂😂
@TatendaclemenceManamike-q3m3 күн бұрын
Yes
@obeymagadzire89093 күн бұрын
Amen
@MikeBrianDube3 күн бұрын
Shoko rakanaka iri
@dontshuks47294 күн бұрын
The undisputed best Apostle ever! To God be the glory
@tinoj97944 күн бұрын
By any chance do you have all the sermons for this Revelation Gathering? May you please share them, thanks.
@davidfix1013 күн бұрын
@@tinoj9794 Will post it once l find it
@blessingbikinyaamidu52244 күн бұрын
Thank you Lord Jesus Christ for your word of Life, potoooo
@moreoverndlovu4 күн бұрын
Mwari vakarurama chokwadi tikatarira shoko ravo so tchiona Apostle chiwenga ndinoona nyasha dzatakaitirwa mu Zimbabwe ukapafunga ipapo kuty dai Mwari vakatuma mu Judah anongotaura chihebheru taizodii
@RichardCosmasNavaya4 күн бұрын
Amen amen very strong and powerful word runyoro nekududzirwa kwaro zvaita kuti isu midziyo yakakosha idzokere kuna ishe Jesu wedu muponesi
Watching from capetown lm blessed very much ne mharidzo yenyu one problem yandirwadza chete u can't down load this message for free but all yoyr mharidzo l got only iyi maiitasei mukuitengesa here munondikomborera..... I never new this things
Thank God kut watowana mukana wekunzwa shoko iri ,,,risingakubatsiri siyana naro ,,,,
@FaraiChekera3 күн бұрын
@takarinzwa kudhara, musi waraparidzwa in fact, tikatomboritenda zvekutoti iwe unogona kutova mafikizolo panhau idzi. The point is chiwenga uyu asiyana newekare, and you are actually aptly proving my point: chiwenga wanhasi aakuparidza sadza, zvekuti vhangeri hurema hwakovo, uchanotsva kunge muJudha akanamatira pangano dzemadzitateguru
@FortunateBotolo5 күн бұрын
Kudya kwemweya
@oberttaruvinga22565 күн бұрын
Shoko rine upenyu
@BeatriceMutero5 күн бұрын
Shoko risina kufa
@pathiaschinhoi67075 күн бұрын
My apostle muranda WaShe akatumwa kuvana vomuridzi
@SimonMavind5 күн бұрын
Thank you Jesus
@teurayirugonye33465 күн бұрын
The way this Gospel is preached by Amai is beyond understanding. Unonyatsonzwa kunaka kweshoko raMwari. Inj hangu l thank God for this Doctrine rinondipa hupenyu hunouya husingapere.
@FaraiChekera5 күн бұрын
How do you reconcile the vacillation, gospel rakachinjaka iri?