Yaaa chiVhayo chibaba kana mazogara muchida musingade.
@NicholasHonye2 күн бұрын
Maromo ako iwe
@blessingchakomanoko53903 күн бұрын
Kna ukuda kunyenga mupurisa tiudze tikupe
@sekurugudopikichatv17612 күн бұрын
Amanaka kkkkk ehe kwacho
@blessingchakomanoko53903 күн бұрын
Mhata yako iwe basa rekuchiva vkadzi vevanhu...ndosaka usina mazino...mapurisa anotopiwa uniform nenyika...ukuda kuziya kupfeka kwepolice uri chii....ask mngagwa izvozvo...
@sekurugudopikichatv17612 күн бұрын
Kkkkkkkk
@BlesyKanhema3 күн бұрын
Unorovesa killer t nemukadzi wake iwewe gudo ko iye munhu kana asingamude anomanikidzirei gudo hameno zvako nemukadzi wakiller t achauya kumba kwako kuzorova iwe coz urikungo seka nyaya dzekunyepa shamwari newewo fut nemukuriro awakaita wowuya uchitaura nyaya dzekuti nyepera killer t haachinje pfungwa because anemukadzi nevana 4 ko handiti killer paanyora tsamba iyo kufacebook handiti angachitotya mukadzi wake ko nha sekuru gudo ko handiti tocky vibes gore riye akaenda nenyika akatadza kudzokanayo izvozvi hatisikuziva kuti iripi nyika yacho apa killer t vanhu vavakunyura akutadza kuvanyurura manje
@JacobChapasuka7 күн бұрын
Hakuna munhu asingarware and hazvireve kt munhu akangorwara akutofa Calaz ma Diss Aya anomagonesa hapana anomukunda muZim muno nekt ndiye akatotanga nazvo
@hamletkhumalo20928 күн бұрын
You are so selfish, why addressing the nation , would you use your primitive language. Instead of conversing in English which is a national language, shona is gossiping language.
@sekurugudopikichatv17617 күн бұрын
I will fix that nextym ,sorry bro
@BrynChimbamba-fb1fq8 күн бұрын
Shatta wale and Stonebowy vakaimba for free wangu remember Winky D take music as business waida kuti anoimba for free manje kuma Gafa hauna izvozvo and Winky D haandikutsvaga mbiri wangu inga vana Miscka Dexta daps Beenieman vanga vasiko wani
@JosephKundishora9 күн бұрын
Aaa iwo wanorowa wanhu wanochemeserwei ibasa here iroro rekurowa wanhu awo wamurikuti wakachena makambowaona pa strike here . Zvinoenderana nezvawari ma uniforms ayo maybe haasi mapurisa ma volontia kk anozongopihwa dzakakukuriswa wamwe
@FebbieHove10 күн бұрын
Sekuru tisiyeyi titende zvatinoda musarasa vanhu imwi hamuidi here mari
@michaelmotsi666010 күн бұрын
Raruchiva kwete zve uniform
@mhondiwachitima593711 күн бұрын
You should ask the police boss not pano apa
@GibsonZinyoni11 күн бұрын
You seem to be biased towards female officers hence tozofungira kuti pane zvimwe zvisinei nemapfekero zvamuri kutaura. Uniform yemaofficers edu both female and male alike, yakanaka chaizvo and inovagara samare.Why don't you show varumewo one by one or present it the same way zvzwangoitawo our female officers. This does not imply kuti havako vasingagoni kuzvibata zvakanaka. It is how you have presented your issue zvinoita kuti tisare tiine mibvunzo yakawanda and then doubt your intentions
Sekuru gudi you have mastered it all you hit the nail in the head vanhu hatiziwi musiyani wekuvenga nekutaura chokwadi vanibzu vana vakutizvara mwana wepiri kkk thanks mavhura vamwe pfungwa
@MercyChirwa-v6y11 күн бұрын
Munenge munonetsawo baba imi apa namasiziba apo ya nyathi musarwadziwa kudaro
@HanahGade-q1m12 күн бұрын
Last video clip makes me lough uncontrollably
@HanahGade-q1m12 күн бұрын
Nemiwo sekuru Gudo mapostawo Nyathi family murimo mukuvhiya katiyo 😂😂😂😂😂
@patiencenyamushanya187912 күн бұрын
Hamurevi nhema kûlè shem... Ndakambotora tyme ndisati ndadzvanya subscribe button to you
@TendaiMaru12 күн бұрын
Thank you for enlightening us sekuru gudo
@LazarousMutandwa-f9q12 күн бұрын
Mambo maina magaro
@wizzystallione13 күн бұрын
Kkkkkk...Yesaya chakanyanya ichi😂😂😂😂😂
@TavadaChipunza14 күн бұрын
Unoshayawoo raster iwee saqa wats your point apa chii choshamisira ipapa
@CarlosgMutepfa-l1v14 күн бұрын
Nditsaga
@worldwide427414 күн бұрын
these prayer cards are an inspiration from Prophet Tb Joshua through the Holy Spirit, Prophet TB Joshua had the same and they are called Belivers Cards
@BrightVivian-d4v14 күн бұрын
KKK musadaro chibaba
@cliveclive476015 күн бұрын
Prophet Magaya makanyaya❤ Keep doing great
@worldwide427414 күн бұрын
these prayer cards are an inspiration from Prophet Tb Joshua through the Holy Spirit, Prophet TB Joshua had the same and they are called Belivers Cards
@brazenkiddofficial15 күн бұрын
How long did it take?
@sekurugudopikichatv176115 күн бұрын
It took almost 2 months coz i put a bad adress, always ask for somebody with a working adress who usually receive mail and use the adress on the envelope
@brazenkiddofficial15 күн бұрын
@ noted, thank you do much my brother. I have been waiting since 26 November 2024 and I have requested my 3rd mail now
@sekurugudopikichatv176115 күн бұрын
@brazenkiddofficial check for a neibhor or somebody you know who usually receive mail and use that adresss , dont rush to put an adress that you want but does not receivve mail frequently. Copy axactly the adress that is on the last envelope they received.
@sekurugudopikichatv176115 күн бұрын
When you trying for the second atempt
@sekurugudopikichatv176115 күн бұрын
@@brazenkiddofficial abt 2 months coz i used a npn wrking adress. I made a mistake
@BabaMoto-s9e15 күн бұрын
Mukosho wako iwe
@TondoraiMumbo16 күн бұрын
Ha apamukutaura real kule gudo😂😂😂 zviriko futi chokwadi. Apa Mabaya gudo ne mumuromo.😂😂
@sekurugudopikichatv176115 күн бұрын
Thanks akoma
@domkat542116 күн бұрын
Kkkk
@LovenessDube-j7i16 күн бұрын
Playa 😂😂😂😂😂haa
@tenduchess586516 күн бұрын
Simba ra Mwari harigare mu zvinhu zvakaitwa nemaoko evanhu so as iye Mwari wacho what is his point?
@worldwide427414 күн бұрын
these prayer cards are an inspiration from Prophet Tb Joshua through the Holy Spirit, Prophet TB Joshua had the same and they are called Belivers Cards
@tenduchess58659 күн бұрын
@@worldwide4274 who was given believers card from the bible? Don’t be fooled there’s no Holy Spirit here may The creator of the universe open your eyes to see
@worldwide42749 күн бұрын
@tenduchess5865 were there cars in the bible,noooo things change with time dont expect everything to come frok the bible. So according to always referencing to the bible like you doing we shouldnt use cars. Even Jesus says greater works you shall do even more than He did and more than whats just in the bible. So you are the one fooling yourself
@jahhardymusic17 күн бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@HanahGade-q1m17 күн бұрын
Haa hazvidi kuzodaro Calaz is nt Oky
@JudithMaregana17 күн бұрын
Ndezvako nomurume wako asi makarambana why kutiudza puuu
@sekurugudopikichatv176117 күн бұрын
Kkkkkkkkk mapopota
@mercymlangeni573517 күн бұрын
Uuhh izvi zvakutoda magate chaiyo fere fere I'm sorry
Yeah masiziva unozotaurawo hako zvinobhowa but ndizvozvo kana urimukadzi ukabvuma kupisa unochembera uripi pamurume mumwechete asi ukaita ruzivo nekutevedzera imi unoisiya sure kupisa ndizvo ndoziva zvandinenge ndichipusira
@TeeCharlotte-qp3yx18 күн бұрын
What i love is we serve a God who is faithful and just. We have normalised things like "varume vese vanohura" but the creator of marriage (GOD) was clear on onset; 1 Adam and 1 Eve so we ALL (women and men) have a responsibility of being faithful. And God said "it is not good for a man to be alone" hence created Eve for him to end the loneliness; so it's wrong to say a woman is there for you kumutambudza. The whole duty of a man is to LOVE his wife (love doesn't tambudza)! Men need to watch the movie [War Room], it's very dangerous kuswera muchichemesa vakadzi, it brings a lot of bad things into your life, it certainly hinders even your prayers (1st Peter 3:7).
please dont take this pesornal its just for fun and entertainment, rate the diss!
@DefiniteManyenyiwa18 күн бұрын
Zvakaoma sure
@TafadzwaTafadzwa-km5kz19 күн бұрын
Beware of your prayers next time when you pray humble yourself and do not compare yourself with someone else if you are right you are making yourself evil in eyes of the LORD