Пікірлер
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v 3 сағат бұрын
Ryan ari right munhu nyangwe akamentioner patner iripo ngarambe achiInvestigater ngaanyepe kty mnhu wawa mentioner haasiriye aripano kumaker ukaona azomentioner that person 3 times then its clear ndiye oga or ndiye anonyatsodiwa bcz akangotaura ka1 its not 100 percent clear ngaadzokorore kuvhunzwa ukaona pataugwa another then mnhu inenge iri achiconfuser kty ndiani chaiye chaiye aripo kureva kt anodanana nevanhu vari different
@RalphChamboko
@RalphChamboko 3 сағат бұрын
Avo varimurudo avo
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 6 сағат бұрын
My friend your skill yaku zivikamwa try new tricks
@barnabaschimina1315
@barnabaschimina1315 6 сағат бұрын
Polony inopa munhu bota hr
@barnabaschimina1315
@barnabaschimina1315 6 сағат бұрын
Wadya polony wodaro munhu kkkkk😅😅😂😂
@micheltinovimba9877
@micheltinovimba9877 8 сағат бұрын
Kutongotanga kuziva number dzake nemusoro 😂😂 game over
@linchauxs4486
@linchauxs4486 8 сағат бұрын
Ko Babra ndiani
@thomaschipinda6952
@thomaschipinda6952 10 сағат бұрын
Vanhu varikudanana zvakatonhora kunze uko, chikuru kubvisana nhumbi kwete zvemashoko
@ngonichiwara7507
@ngonichiwara7507 12 сағат бұрын
Yooo sisi avo kuita kunge vari kurumwa 😂😂😂😂😂yooo
@lukemwaoneni8598
@lukemwaoneni8598 7 сағат бұрын
😅😅😂😂😂
@PoliteFrancisco-lo8jv
@PoliteFrancisco-lo8jv 12 сағат бұрын
😂😂😂😂😂haibo Ryan l saw u mutown this other day but didn't greet u cz ndainge ndatokudarik ,❤ ur content dude
@JealousGorimbo
@JealousGorimbo 13 сағат бұрын
Uyo haaite ngaakave dombo nekusingaperi amen
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 14 сағат бұрын
Pindai nemakumbo mulove kwete nemoyo😅😅😅😅😅
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 14 сағат бұрын
Love ndochimwe chinhu chinopedza moyo yedu
@dorothymtetwa3844
@dorothymtetwa3844 14 сағат бұрын
Koo ini ndinoshamiswa nesu maZimba sei tichingoti I love you nechirungu kunze kwekungoti ndinokuda nechirudzi chedu? MaAsians, maEuropeans vasiri ava vekuEngland ava vanotaura nechavo chirudzi asi isu ndisu ndinongoita chidofo chekutaura nechirungu chete sei? Kunyengwa pfungwa kwatakaitwa here neava vachena ava kana kuti chii chaizvo?
@rumbienelly2804
@rumbienelly2804 14 сағат бұрын
Isu ana rumbi todiwa isu 😂😂😂
@anywaylupengachirengwa5905
@anywaylupengachirengwa5905 14 сағат бұрын
❤❤❤❤❤❤
@TarirograceGotora
@TarirograceGotora 15 сағат бұрын
Well said
@MelisaDivineGosenyang
@MelisaDivineGosenyang 15 сағат бұрын
Ummm 😅😅😅 haya
@MelisaDivineGosenyang
@MelisaDivineGosenyang 15 сағат бұрын
Dzungu 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@YeukaiDzepete
@YeukaiDzepete 13 сағат бұрын
Ende anobhowa rumbie 😂😂😂😂
@lukemwaoneni8598
@lukemwaoneni8598 7 сағат бұрын
😂😂😂😂​@@YeukaiDzepete
@NatashaHweru
@NatashaHweru 15 сағат бұрын
Imie vanhu varikudanana kunze uku Mwari nichengetei zveŕudo hazvizi zvangu nyorai zita rangu mubook rehupenyu
@ConstanceNjobo
@ConstanceNjobo 15 сағат бұрын
Kkkk ndaseka
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 14 сағат бұрын
Kkkkkkkkkk wandinakidza natasha
@ZHOUZW
@ZHOUZW 15 сағат бұрын
😂😂😂😂 yaaaaa Ryan anenge akungot haaa video racho ngarichipera 😂😂😂😂😂
@NyaraiMashingaidze
@NyaraiMashingaidze 15 сағат бұрын
Kkkk haaayas
@kingryan_Official
@kingryan_Official 15 сағат бұрын
Don’t forget to subscribe ❤
@kingryan_Official
@kingryan_Official 15 сағат бұрын
Where are you watching from?
@NyaraiMashingaidze
@NyaraiMashingaidze 15 сағат бұрын
Pretoria
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 14 сағат бұрын
Cape town
@JoyleenBuwu
@JoyleenBuwu 14 сағат бұрын
Munhu uyo dzungu racho rakanyanyisa
@ItayiMapuranga
@ItayiMapuranga 15 сағат бұрын
Unoroora neiko Deogo Siya mwana love haimanikidzwe
@Princechabuda-j2o
@Princechabuda-j2o 15 сағат бұрын
Yesai wadiiiii
@TendaiTembo-i6s
@TendaiTembo-i6s 16 сағат бұрын
😅😅😅 hanzi ndezvepa radio
@GTSN9sev7
@GTSN9sev7 18 сағат бұрын
Improve is so beautiful.she is natural ❤
@GTSN9sev7
@GTSN9sev7 18 сағат бұрын
Highcourt na improve 😂😂😂😂
@CarshieMajuta
@CarshieMajuta 20 сағат бұрын
Iwe @kingRynSkirts ndipoo number dzasisi avo 😂😂😂 timbobvunza kt kurisei
@CarshieMajuta
@CarshieMajuta 20 сағат бұрын
Haaaa yaaaa 😂😂😂
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v Күн бұрын
Ana Panashe vanetsa variright ndivana Bothwell 😂
@PurposePurpose-r9d
@PurposePurpose-r9d Күн бұрын
😂😂😂
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v Күн бұрын
MaColoured anga achitemba bhebhi rake but aShockeka.face yachinja suddenly.
@RussellChikwenya-l8v
@RussellChikwenya-l8v Күн бұрын
Watching you from Cape Town
@JTCHAMZ
@JTCHAMZ Күн бұрын
kkkkk foni yakubreaker💔😅😅😅
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v Күн бұрын
Avoid dating 2 patners at the same time it solves nothing.
@BothwellMukwenje-p7v
@BothwellMukwenje-p7v Күн бұрын
Saka tawanda urikutoti wkawana wyf material Sharon 😂 do you think she will be loyal to you rest of the lyf .Some men cause our gender to be cursed for real.
@janekangara4417
@janekangara4417 Күн бұрын
Ryan u're very intelligent
@ashleighmavigana
@ashleighmavigana Күн бұрын
English hoyooo 😮
@MaplaMapla-r2n
@MaplaMapla-r2n Күн бұрын
use senga lezimithiyo u Diago kuthwa iPhone😅
@MaplaMapla-r2n
@MaplaMapla-r2n Күн бұрын
Shame
@LloydmunyaradziMakoni
@LloydmunyaradziMakoni Күн бұрын
Pfambi😂😂😂😂😂
@janekangara4417
@janekangara4417 Күн бұрын
Pa wife material haapo musikana uyu
@sebastiangwese5357
@sebastiangwese5357 Күн бұрын
President ve Dhandriyotomu. Road to cup clash vaivepo. Vanomhanya maBars
@MugotaNigel-l4v
@MugotaNigel-l4v Күн бұрын
Vatii Babra wani
@JoetyJTMatsikidze
@JoetyJTMatsikidze Күн бұрын
iiiii kwakandenga ndokuziva kubuhera uku
@franknyashamasvaure9760
@franknyashamasvaure9760 Күн бұрын
babe rinotaura zvekumamis* mmmmmh pakashata
@dtee_hacks1
@dtee_hacks1 Күн бұрын
Inobva yanodyiwa ikoko
@Yungkayz4
@Yungkayz4 Күн бұрын
Asi hauna kurwadziwa kani😅😅😅😅😅.... ku radio urikudei iwewe 😅😅😅😅😅