ZAC Botswana November 2023
40:01
21 сағат бұрын
Ngoma yaSimba Musina Bishop Mutambi
46:33
Big Sunday Harare ZAFMC 2023
21:35
Honeydew Chema SA
10:25
Ай бұрын
Пікірлер
@RudoNyamani
@RudoNyamani Сағат бұрын
this is so nice ,ndr kuxul manje its hard kuenda i really mic this
@shepherdranganai3406
@shepherdranganai3406 6 күн бұрын
Ngaavongwe Jehova nokuti ndowazvokwadi.
@jestinamagutakuwona2061
@jestinamagutakuwona2061 6 күн бұрын
Zvinodadisa izvi
@FelixdiamondsDiamonds
@FelixdiamondsDiamonds 7 күн бұрын
Unochema chete, asi nhai vaDube maiti muri kuendepi, kubva musi wamaenda hazvigone kuti zuva rega rega ridarike ndine mibvunze apindura ashaikwa
@Zionuploads
@Zionuploads 7 күн бұрын
Still in Shock
@martinzvibodo5153
@martinzvibodo5153 8 күн бұрын
Motigwadzi veduwe kuwanikwa uku unorisiya Zion ndagwadziwa kwete kurwadziwa ini
@martinzvibodo5153
@martinzvibodo5153 8 күн бұрын
Famba Zion motigwadzisa veduwe takurira muzion zvino kuroorwa uku zvochinja
@Zionuploads
@Zionuploads 8 күн бұрын
Mwari vachakutenderai
@AntonioMajabvu-tm1wx
@AntonioMajabvu-tm1wx 8 күн бұрын
​@@Zionuploads ku olievenhoutbousch iriko hre pane hama yangu yaiitsvaga
@LeonMurimbi
@LeonMurimbi 8 күн бұрын
ndatenda hangu basa irooooo... magaba ndamatenda
@CharityMakwangudze
@CharityMakwangudze 9 күн бұрын
Zion
@rudomataga-rb2fb
@rudomataga-rb2fb 10 күн бұрын
Kusiya Zion kurasika
@LastHwenga
@LastHwenga 10 күн бұрын
Mambo vakadadisa apo ndivo vonga vakazviitirwa izvi
@Zionuploads
@Zionuploads 9 күн бұрын
Kufarisa
@shepherdranganai3406
@shepherdranganai3406 10 күн бұрын
Na Jehova mupenyu tichabva pane kumwe kubwinya tichienda pane kumwe ne zita . South Africa will never be the same again. Tinonamata Mwari mupenyu.
@Zionuploads
@Zionuploads 9 күн бұрын
Chokwadi Mufundisi wangu pakaitwe basa
@PaidamoyoMakovere
@PaidamoyoMakovere 10 күн бұрын
Zion uchandi pengesa
@Zionuploads
@Zionuploads 10 күн бұрын
Chaiko
@CarolineMazungunye
@CarolineMazungunye 11 күн бұрын
Ndatenda hangu mazungunye ndezverudzi
@Zionuploads
@Zionuploads 9 күн бұрын
Maona mukoma
@ChirashaChikandamina
@ChirashaChikandamina 11 күн бұрын
Famba zion
@Zionuploads
@Zionuploads 9 күн бұрын
Famba
@edwinmariva4411
@edwinmariva4411 12 күн бұрын
Baba bongi moyo
@AttaliahDube
@AttaliahDube 13 күн бұрын
Amen
@zionapostolicchurchzimbabwe
@zionapostolicchurchzimbabwe 16 күн бұрын
Yakanaka ngoma
@Prosperfourteen
@Prosperfourteen 17 күн бұрын
Iri mesina papi church iyi ndogara pedo. Ne Messina ndiri kushaya kwekuti svonda
@AngelisterNkatweni-ek3fu
@AngelisterNkatweni-ek3fu 18 күн бұрын
Ngoma ndaida hangu
@ClivePrusent
@ClivePrusent 18 күн бұрын
Ndakutenda mkomana 🙏🙏🙏
@reginaldgwekwerere5202
@reginaldgwekwerere5202 18 күн бұрын
Yakanaka Ngoma
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 19 күн бұрын
Haa Lenzo chibaba, chopedzera maSpots
@SenzileTitoTito
@SenzileTitoTito 21 күн бұрын
Hero basa mombe mumunda 🙏🥂
@ChipoChigwese
@ChipoChigwese 22 күн бұрын
Ndatenda hangu yakanaka ngoma iyo
@SenzileTitoTito
@SenzileTitoTito 22 күн бұрын
Kupi kwacho ku soshanguve ndokwa ndino gara ndinoda kuuya ku church please
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 22 күн бұрын
Ngoma ikunaka iyi, video racho rakazotorwawo murima mhani
@DarlingtonChiduku
@DarlingtonChiduku 22 күн бұрын
Good job
@winstonmanjo8925
@winstonmanjo8925 22 күн бұрын
Ndiyo ngoma iyoyo Zenda,,
@gidzaD08
@gidzaD08 22 күн бұрын
ngoma hiweeeeeee
@KudakwasheSitholeturani
@KudakwasheSitholeturani 23 күн бұрын
Ndokumbirawo ngoma yakati rebeyi yemukondo yakaridzwa nemuridzi uyu❤❤❤
@SenzileTitoTito
@SenzileTitoTito 23 күн бұрын
Zvino tedhwa ku denga ra baba
@KudakwasheSitholeturani
@KudakwasheSitholeturani 27 күн бұрын
Jeketera boe hre apooo 🤣🤣🤣🤣⚒️
@KudakwasheSitholeturani
@KudakwasheSitholeturani 27 күн бұрын
Ndakabvunzawo munhu akaridza ngoma iyi veduwee ndini bishop Sithole paRutenga church of Christ paSagwari Marrivale
@MosesDube-w8p
@MosesDube-w8p 28 күн бұрын
Pakaite basa apa
@Zionuploads
@Zionuploads 27 күн бұрын
Mirai muone reply yepa 15 Nov
@AbrahamChayamiti
@AbrahamChayamiti 28 күн бұрын
Uyo anonzi Zilele muhombe uyu
@Zionuploads
@Zionuploads 28 күн бұрын
Haana kumira fine
@KudakwasheSitholeturani
@KudakwasheSitholeturani Ай бұрын
Mugomo wakabatwa uyo Basa ngaribatwe hama mumashe ❤ ndomendakaberekerwa uye ndirimo
@Zionuploads
@Zionuploads Ай бұрын
Vakomana vacho vanobata
@knowledgemajaya704
@knowledgemajaya704 Ай бұрын
Chokwadi meso edu Oona zvenyika kudarika zvemweya
@wisdomzivevekwa7325
@wisdomzivevekwa7325 Ай бұрын
6Double 4 Eramic Demtar, IShe Jesu Christu akudzwe 🙏
@evieymanjovah1839
@evieymanjovah1839 Ай бұрын
Video handina kutozomboriona ndanga ndatotarisa mai ruwadzano vari busy kuspinner gaza ravo
@VenciaMakumbinde
@VenciaMakumbinde Ай бұрын
Amen,asi ma line zamaikuti aite mashoma kt tione zvese plz
@Zionuploads
@Zionuploads Ай бұрын
vari kuti Zion has updated several things
@Personal-l2n
@Personal-l2n Ай бұрын
Ini ndazvihwa
@wisdomzivevekwa7325
@wisdomzivevekwa7325 Ай бұрын
@PaidamoyoMakovere
@PaidamoyoMakovere Ай бұрын
Mwari wezion anotisvitsa chete
@SimbarasheDawa
@SimbarasheDawa Ай бұрын
Vee mampeezy
@munyaradzirukahla8159
@munyaradzirukahla8159 Ай бұрын
Ndatendaa basa vakomanaa, Tichazoshuvana pazion vakomanaa
@vitalismatare8542
@vitalismatare8542 Ай бұрын
Basa rakabatwa zvaro apa ndinotenda Mambo Ezra neramunobata
@kivenmureba9182
@kivenmureba9182 Ай бұрын
Amen amen
@TendaiMutambo
@TendaiMutambo Ай бұрын
Makanaka Mwari ❤❤
@AttaliahDube
@AttaliahDube Ай бұрын
Amen mashoko makuru
@AttaliahDube
@AttaliahDube Ай бұрын
ndatenda munhu wamwari
@AttaliahDube
@AttaliahDube Ай бұрын
ndatenda munhu wamwari