Iwe kungoonana nemunhu wawasangana naye pafacebook ka1 wakutoda kugara naye
@mazvitamwanaka53414 сағат бұрын
Aah truck driver haunyari sure kutandanisana ne gerofrend uine mukadzi. Tafadzwa usagumire ipapo, report him also kumukadzi wake becoz ariku cheatawo mukadzi wake. Sisi avo vari right, move on neuyo wawakakura naye asina mukadzi, wagonesa. May your union be blessed.
@noelmatemedhandabanda87265 сағат бұрын
Haa wakawana tsotsi chairo zve online dating izvi Dai mambomira veduwe
@mildredmagora802014 сағат бұрын
Ava mainini vanonzwisa hasha ava shuwa kuda marriage here munhu anoratidza kuti anga achizviitira ka life kake kakarongeka...tafadzwa tsvaga murume uyo asungwe
@Noma-9416 сағат бұрын
Saka totimkadzi uyo chii kuzungaira
@isaacmpofu611419 сағат бұрын
Pano nyaya yacho unozo itsvaka wega
@jaydenkayjnrKJ21 сағат бұрын
saka mimba iripo hre shuwa kana kt ifake
@michelletchikuni966322 сағат бұрын
Uuumhu he deserves to rot in jail haiwaaa zvakanyanya izvi
Vasikana, kunze kune matsotsi. Musamhanya henyu, don't be desperate. Chengetedzai upenyu hwenyu kunyanya then mochengetedza zvishandwa zvenyu. Take your time to know someone before making the big decision to get married. Roorwa first, its the better option than this morden moving in with a total stranger. Your life can be ruined by these social media scammers. You were just a project to him and its sad because you look like a good girl. Vasikana, musamhanya. Kana achikuda ngaaende anoroora.
@ChinevaRazao-lk2blКүн бұрын
Ende vakadzi we are desperate for marriage veduwe😭
@kafmaskafmas20 сағат бұрын
taurai zvenyu aah
@paulchisare23091989Күн бұрын
This hurts
@angelchloe7265Күн бұрын
Ko kutisiya tiri hanging ndokudii ikoko improve on that pliz otherwise tichapedzisira taku ignowa channel yacho
@brightonfurusayi1337Күн бұрын
Pic remufesi wacho???
@brightonfurusayi1337Күн бұрын
Anodherera mfesi uyu
@euritachitiga6655Күн бұрын
Kudanana nemunhu pa facebook …sis munezvivindi zvenyu🙌
Ko postai kaa mhondi iyi asazoponde vamwe nekudya vasikana but trish hawaionawo hre kuti vaidyiva nemunhu uyu zvisina rudo futi
@emilymushonga1017Күн бұрын
Whose gonna give us part 2 yacho 😮😮😮
@africatakingstrides8232Күн бұрын
Asiwo nhai mwanasikana iwe waitozviona zvichiita kuti wasangana nemunhu ka1 makuto taurirana zvekugara mose ipapo ipapo nekutono takura property kwaMutare kwose uko using your own money pamusoro pezvo. Munhu wausiri kutomboziva nezvake hamuna kumbo nyatso fambidzana. Ma introductions hamuna kutombosvika pa stage iyoyo! Don't you see something is very wrong with you? Zvivindi rudzwayi zvakadaro! Ko kana raiva bhinya kana mhondi kana chipoko chaicho! I desperation rudzii yakadaro nhayi. You presented yourself very cheap to him saka anga asina respect newe coz devalued yourself wega kuzvichipisa kuzviita munhu akafumuka kudaro! Not that he is right but you teamed up with a lunatic of a man. Wakambonepi murume kwaye anoita zvakadaro asina kana hama yemunhu yaanoziva!! Zvikoshesei ladies muite kachiremererawo so!
@ClaraChorimaКүн бұрын
Yoweeee zvangu ummmm 🥴🥴 ndatya
@claramutsakanyi3790Күн бұрын
Hakuna kupusa kwakadai yohhh
@SuewallyКүн бұрын
Makumbo aripo zvawoo
@lloydmpofulodzapower8739Күн бұрын
Ko kusira nyaya paroad musingazoise part 2 yacho mozviitirei😢😢😢
@alicechirambadare7177Күн бұрын
Isai mavideos akareba pliz data tinaro rizere😂😂
@ProgressChinonzara-ce9cgКүн бұрын
Ko nyaya yacho yagumira munzira wani
@thegafawayКүн бұрын
Chimwe chinhu chichauraya vanhu it's online dating . Ku Hre ndekwekuhodha muchidzokera mutare wasu,Hre hakutsvagwe zverudo
@tendailaurachikanga3428Күн бұрын
Sorry sister at least matrix rescued you
@missvee596Күн бұрын
problem yepano hapana kana nyaya 1 inopera kupedzerwa data mahara
@zvanyadzamutsvangwaКүн бұрын
Mujolo muchaurega
@ivyncube211Күн бұрын
She is lucky to be alive!
@trentonchagonda2829Күн бұрын
Am so sorry my sister,u deserve better
@christinaganyau5394Күн бұрын
Next time tipeiwo nyaya yese yakazara..Sis avo vakamhanya sure kuona munhu pafacebook October Nov makutobika mapoto.Akashandiswa nemurume uyu bcoz akamuratidza kuti ari desperate zvisingaite.