Пікірлер
@AudieRwats
@AudieRwats 18 сағат бұрын
Buju ma1😂
@heatherheather-dh4ir
@heatherheather-dh4ir 19 сағат бұрын
Hello my sister! Chidzokayi kumba mungangoiita zve business you can do well.
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Күн бұрын
Doorframe 15 usd munhu anomeka mari 20 to 50 per day.😢
@officialfaychi7941
@officialfaychi7941 Күн бұрын
Mareva idi
@MargaretKalaba
@MargaretKalaba Күн бұрын
😭😭
@African-n3p
@African-n3p Күн бұрын
Kutoona kunge Munangagwa angatokuteererai here imi? Hamuna kutadza kutaura but vanhu vaye havateereri ma blogger . Kune ma political analysts ndiwo amungatosiira nyaya idzi .
@MagretSinclair-nj6lg
@MagretSinclair-nj6lg Күн бұрын
What is the World coming to. I moms yangu. What is that
@GraceMuzhuzha
@GraceMuzhuzha Күн бұрын
Wataura hako melly
@catherinemusiyiwa7023
@catherinemusiyiwa7023 Күн бұрын
Well said
@mariandundu4071
@mariandundu4071 Күн бұрын
Ndopakuzopera vanhu kufa zvino pa Zimbabwe, Nigimba rakubika mukofera ve ARV tohwopera kufa
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
I had a bamukuru my dad's brother who was exactly like this he was a police man but he lost the job nenhau yedoro vakaguma vafa ne lung cancer 💔💔💔💔💔 the guy is headed for the early grave
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Bhuju🤣🤣🤣🤣🤣anogona asina kuvarova vakavhunduka gogo vakatya kuti aakuita violent too much achaguma atirova rega ndigare ndaita report🤣🤣🤣🤣🤣 moms vakaita gara wadya magetsi anoyenda vakamurevera asati avaponda 🤣🤣🤣
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Ifa hako Bunju uribenzi iwewe calling your mum extended family a woman who carried you in her womb apa waakubvujunyura secret yablaz veku SA 😅😅😅😅 urikabenzi bhunju nyaya dzacho urikudzivhenganisa musoro hautori mushe 😢😢😢😢 waakutsvinyira mavende amama hanzi shes lying thru her blank teeths 😅😅😅😅😅😅😅
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Haaya hummm uyuka uyu iwe ndiwe extended pamba apo uribenzi unoti mai vakakubara extended family wakabuda mudumbu 😢😢😢😢😢😢 kana uchirova mai ungagona kugara nemukadzi here wakasvika kupoly uchipiwa mari nani kana vaikunyima ziguvhu😢😢😢😢
@MufarowasheMinzwa
@MufarowasheMinzwa Күн бұрын
Kkkkkkkk wapopota.wena
@LuciaPedzisa
@LuciaPedzisa Күн бұрын
Buju mama is my exntend family iweka ungagone kuchengeta mai iwe kkkkkkk apa wakamutsa mutsa ukasiya zvinodhaka
@nanof3593
@nanof3593 Күн бұрын
Kutaura izvozvo here? Ko ma hospitals…….
@MercyMutepfa-i3b
@MercyMutepfa-i3b Күн бұрын
Dzinotorwadza pfungwa dzacho apa anoda help chaiyo ngano lodge 😢😢😢
@African-n3p
@African-n3p Күн бұрын
Mweya yetsvina is real
@thandekilendlovu532
@thandekilendlovu532 Күн бұрын
It's scary , very worrying
@emilymlambo6833
@emilymlambo6833 Күн бұрын
Zvakaoma chokwadi
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Күн бұрын
Pleading to mnangagwa is the same as begging for mercy from the devil himself. Good luck
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Күн бұрын
Uyu is full of excuses. He couldn’t give a straight answer on if he’s taking care of his kids. Then says ane pride as a man but begs for beer money😂😂😂he’s a liar
@deborahmtondo9735
@deborahmtondo9735 2 күн бұрын
Arvs Is £25 000.00 per year
@deborahmtondo9735
@deborahmtondo9735 2 күн бұрын
China is collect Zimbabwean minerals must supply arvs for free.
@NomsaNyama
@NomsaNyama Күн бұрын
Thy will kill us all chainer will take over zim
@loxlux8118
@loxlux8118 2 күн бұрын
Kusa mamiswa uko vanhu ve Zimu vanoda rumamiso kana kudzinga akapiwa peace order saka kudzokera konetsa nfaatore vana vake angware
@gadgetstradecenterzimbabwe8929
@gadgetstradecenterzimbabwe8929 2 күн бұрын
Arikuita kunge Comic Elder
@josephkarata5242
@josephkarata5242 2 күн бұрын
Maproblems ake are signs of deeper secrets in the family
@josephined8931
@josephined8931 2 күн бұрын
Pride yaunayo ndeyei ibva pamba pamai vako apo unogara wega usanetsa mai
@samanthakane9986
@samanthakane9986 Күн бұрын
Nhai then begs for money to buy beer😂 saskamu
@loxlux8118
@loxlux8118 2 күн бұрын
Hokoyo ne korssakoff syndrome dementia alcohol induced. atovevnayo watove mupengo.Liver disease and confusion. 😅😂
@loxlux8118
@loxlux8118 2 күн бұрын
Muri outaura be mudhunyist tete, anopenga uyo
@sanelemhlanga8796
@sanelemhlanga8796 2 күн бұрын
Tete this is your calling and may God continue to bless you with your amazing work
@josephined8931
@josephined8931 2 күн бұрын
Stress yake ndeyekurova mai Imba anoida ndoo saka achivashusha apo apedza kutengesa zvinhu pamba zirombe iro dai vakarivharira kujere
@user-jw9iz1wz5l
@user-jw9iz1wz5l 2 күн бұрын
Well said sis Melly chasara kuti Trump atore USD rake.
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 2 күн бұрын
Well said Melly but president ndiye watisina hedu.
@fridandlovu9094
@fridandlovu9094 2 күн бұрын
Chero Caps ikavapo havambofi vakapa vanhu mapiritsi mahara
@fridandlovu9094
@fridandlovu9094 2 күн бұрын
Rasshia ichatipa, siyanai nazvo izvi. At this point nothing is going to change
@vimbaijackson4844
@vimbaijackson4844 2 күн бұрын
Taura shonà
@afronews7034
@afronews7034 2 күн бұрын
Hevowe tinyararirei sis trump haana kupusa zvekudaro mopenga imi mataxe payers money vekuusa itinerary ed abatsire yaanotorasikuneskati 😂
@SharonPutsa
@SharonPutsa 2 күн бұрын
Sare kutorerwa dollar
@AnesuKwirirayi
@AnesuKwirirayi 2 күн бұрын
My worries too
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika 2 күн бұрын
Iri ndirobenzi chairo bhuju uyu arikuvanza mutoriro mukomana uyu
@yeukaijaricha9094
@yeukaijaricha9094 2 күн бұрын
Mukadzi haaimbogarawo
@yeukaijaricha9094
@yeukaijaricha9094 2 күн бұрын
Ngaapfeke masaga Buju
@JuniorChapwanya
@JuniorChapwanya 2 күн бұрын
Bhuju wakakoniwa shame
@yeukaijaricha9094
@yeukaijaricha9094 2 күн бұрын
Tete chenjerai kudzemurwa rata ipapo
@pacienciamatchinga100
@pacienciamatchinga100 2 күн бұрын
😂😂😂😂
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 2 күн бұрын
Finish 😂😂😂
@MichelleRunyowa
@MichelleRunyowa Күн бұрын
Kkkkkk apa akavarova anokanganwa ozviramba🤣🤣🤣🤣🤣
@lumbytrice934
@lumbytrice934 2 күн бұрын
This guy is okay arikungoda spiritual help. Amai vake might have an idea ye zvavakaita mwana wavo
@loxlux8118
@loxlux8118 2 күн бұрын
Thts korsakoff alcohol induced dementia imi moto maramba doro akutopenga uyo😅
@dzie101
@dzie101 Күн бұрын
I second you ... Mai ava Havana kumborohwa but bhuju is very wrong pakutuka mai vake but on this issue haana kuvarova ndosaka asina kuwanikwa aine mhosva ku court
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 2 күн бұрын
Vana vakawanda vagosarazve vave ma orphans yeah varungu voti it never rains bt it pours zvakaoma hazvo
@EthelSengu-v7d
@EthelSengu-v7d 2 күн бұрын
Directionless man inonzwisa tsitsi pride yerombe unotsigira door rechimbuzi nebottle redoro
@josephined8931
@josephined8931 2 күн бұрын
Irombe iro rine pride yesvina achitsigira door remutoilet nemaoko nxaaa
@EthelSengu-v7d
@EthelSengu-v7d 2 күн бұрын
Buju ngaaende kutsvaga Pake pekugara anotaurisa shame shameless man u cnt beat your mother.... To make matters worse she is parallised
@faithtiengane5618
@faithtiengane5618 2 күн бұрын
Zita rake buju ndaitoti tichaona zirume 😂😂😂😂😂
@faithtiengane5618
@faithtiengane5618 2 күн бұрын
Nemari yaarikuti anobata ngaano roja uko Age yake iyoyo uchiri kuchengetwa
@eunicemaruta6508
@eunicemaruta6508 2 күн бұрын
Tete Tilder vane moyo murefu yooo 🙌🙌