Пікірлер
@nomsanyika151
@nomsanyika151 33 минут бұрын
Sound nemaactions evanhu zvikusiyana pliz pagadzirisei
@nomsanyika151
@nomsanyika151 34 минут бұрын
Nyaya yekuzofumura vana ndoyakaipa munovavengesa namai vanobva vapanduka kuita bhinya nekuvenga vana vacho
@WilslyStephen
@WilslyStephen 44 минут бұрын
Bushu tinotonga zvine unngwaru..nxaaa kan pasin mapaper hapan kan xhako
@couragechikonye6059
@couragechikonye6059 2 сағат бұрын
Volume tokumbirawo volume
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 сағат бұрын
Iye avuya asina Dhora sei achiziva kuti ari kuvuya kuzoramba mukdzi; unenge unorida hure rake! Kutsvaka kuti amai avo vazovenga vamwe vanhu vachiti ndimi makapa murume wangu mari yekuti andirambwe.
@LinnieJay
@LinnieJay 3 сағат бұрын
Chief Bhushu video quality yenyu haisi bhoooo..please improve
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 2 сағат бұрын
Nhasi quality yakadhakwa chokwadi; but most times inenge iri super.
@nomsanyika151
@nomsanyika151 36 минут бұрын
Bushu not bhushu
@IshmaelMashiri
@IshmaelMashiri 3 сағат бұрын
chief chief wakonewa. usamanikidza munhu kugara nemuvengi wake
@McDonaldKhamba-nb9vq
@McDonaldKhamba-nb9vq 4 сағат бұрын
Mutenge macamera uyemunystso zuma bho hamusatimakugona but at least mapakurawonyaya
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 4 сағат бұрын
Senyika tazowirirana kuti chief Bushu ndimambo wemabhishu hanti 🙈😴🤷‍♀️🙌🙌
@Dragonstarfilm
@Dragonstarfilm 6 сағат бұрын
Akaroora hure ngamuendesa ndomuvhotera, dai wamupa zudha haikona mari
@BrendaMupamombe
@BrendaMupamombe 6 сағат бұрын
😂😂😂😂😂 chief ndonakidzwa hangu nekuseka kwenyu
@Trabablas
@Trabablas 7 сағат бұрын
Mahure akawanda kwenyu Mambo
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 6 сағат бұрын
@@Trabablas 🤣🤣🤣🤣 chokwadi ndikutodawo munda kuside kwenyu mambo Bushu
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 7 сағат бұрын
Takamirira tiripanopa SA Mpumalanga
@CarolineKahota
@CarolineKahota 7 сағат бұрын
Middleburg 🎉🎉
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 7 сағат бұрын
@CarolineKahota wow padyo neni ndripano Emalahleni witbank
@shamainetimarizeni5429
@shamainetimarizeni5429 8 сағат бұрын
Amai avo vanenge vanotoroya futi
@CedricChida
@CedricChida 8 сағат бұрын
Siyai apedze
@rachaelnyamayedenga1727
@rachaelnyamayedenga1727 Күн бұрын
Weldone chief
@PriscillahNyashaGuti
@PriscillahNyashaGuti Күн бұрын
Mwana wenyu akabvisa Mari here Kumba kwemkadzi uyo ,munoda kuziva sei
@glomukbusiness
@glomukbusiness Күн бұрын
The chief has serious emotional intelligence. Kudos
@emelykapita4181
@emelykapita4181 Күн бұрын
Amai Ava nemwana wavo ndivo varikutoshusha muroora vanoda kutimubuhera aendepi ivo vakamuzvarisa mnamanga imi kwedu hatiirwe zvakadaro Muroora enda pamba pako
@TatendaShumba-t4z
@TatendaShumba-t4z 2 күн бұрын
😂😂😂😂tete naAmai itag team imi tete asi hamusi muroora kani kune imwewo family
@PortiaMagama
@PortiaMagama 2 күн бұрын
Amwene muroyi avo vanoziva kubemwana wavo
@emelygodzongi667
@emelygodzongi667 3 күн бұрын
Siyai Toshiba haasi mushona. Zita rake mukurinzwa wani
@EzekelEzekel
@EzekelEzekel 3 күн бұрын
Buhera inana chihera dzidzaiwo kunyararawo kwamunenge mawanikwa
@cleopatrashopo9013
@cleopatrashopo9013 3 күн бұрын
... family yekwa satan, taneta ndizvo zvedzimba dzinoputswa nana tete vana vosara vachi suffer, apa kurwisa mumwe mukadzi muri vakadziwo🤮
@ButeleziKel6115
@ButeleziKel6115 3 күн бұрын
Ko akuverenga ma minutes akaguma grade chii, akuita kuverenga semubwidi kudaro
@emelygodzongi667
@emelygodzongi667 3 күн бұрын
Apa. Ndiye ainyora😂
@KingGivalo
@KingGivalo 3 күн бұрын
Bhuhera inevakadzii bhoo but kujairirwa maya uuuummmm Chief Bushu ndokumbirawo mwana uyu aende kumusha mhani
@KingGivalo
@KingGivalo 3 күн бұрын
Uuummm hanzvadzii ngaiyende kumba kwaNyashunu mazimbuya anoroya awa nonsense
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 3 күн бұрын
Sodom and Gomorah = Shamva and Madziva
@SinodiaAlfredo
@SinodiaAlfredo 3 күн бұрын
Namata chete 1 day ... Wanosafa ndiwee .... Mwarii uyuuu haazi benziii ...taremba ndizvoooo
@M-atomb0.
@M-atomb0. 3 күн бұрын
Ukaona otanga akwenya mhanza hutsotsi
@kudakwashekadzinga7504
@kudakwashekadzinga7504 4 күн бұрын
Akanoroyewa kugomo
@EmiliahBingu
@EmiliahBingu 4 күн бұрын
Mambo maita mapa chidzidzo Kuma profita ese magona fani
@bati19
@bati19 4 күн бұрын
Kadare kanonaka aka
@BeatriceChiweshe
@BeatriceChiweshe 4 күн бұрын
Ko part2 yacho iripi
@greatwinChiza
@greatwinChiza 4 күн бұрын
Mambo magona vaporofita away musatambe Navo shandai Navo
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 4 күн бұрын
Akagadzirwa
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 4 күн бұрын
Ndakatarisa asekuru 😂😂😂😂
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 4 күн бұрын
Chief you are the best.koo amai vekuchema vabatwa nechikomba vakawana rubatsiro here
@tatiratsawa7981
@tatiratsawa7981 4 күн бұрын
Camera man dzokera ku chikoro or onawo zvinoita vamwe
@enockjasi1408
@enockjasi1408 4 күн бұрын
Yeah camera man akadhakwa uyu
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 күн бұрын
Anenge leaner
@MadzudzoChihwa
@MadzudzoChihwa 4 күн бұрын
Number 1 ndiyani pano nhasi
@MerjuryMapurazi
@MerjuryMapurazi 4 күн бұрын
Amwene iduzvi ava havachade muroora chete
@godsfavoritenonoe825
@godsfavoritenonoe825 4 күн бұрын
Iye aitsvagei pamurume wemunhu achinyanya
@St-G2
@St-G2 5 күн бұрын
Bushu anogona kutonga, Bushu ramba vanhu vanoda kungobroadcaster nyaya dzechihure bedzi zvinouraya image yako
@godsfavoritenonoe825
@godsfavoritenonoe825 5 күн бұрын
Vakamurumisa ñenyoka futi vanógoti ko kúmúsha kwake kana akàfa sei kunge vada afe? Vakàmurumisa neyokà ava!
@JoelocalmunyaNyamungoma
@JoelocalmunyaNyamungoma 6 күн бұрын
Ndokudai mambo Bushu
@JoelocalmunyaNyamungoma
@JoelocalmunyaNyamungoma 6 күн бұрын
Bushu na mutasa makanyanya
@MosesKalasawo
@MosesKalasawo 6 күн бұрын
Thank you chief vanhu ngadzidze kuregerera ivo varoora ngavasashungurudze vanhu mumusha
@RosemaryCharumbuka-t7d
@RosemaryCharumbuka-t7d 6 күн бұрын
Vamwene vane ka that avo vanenge vanotaurisa
@tauraikaunda5531
@tauraikaunda5531 6 күн бұрын
Muroora unouraiwa vakuda imba mai ava
@yolandamasiyiwa6549
@yolandamasiyiwa6549 6 күн бұрын
Haiwawo!! Sisi naMai avo ka zvakatongoomawo hazvo.