Пікірлер
@dandamuxima
@dandamuxima 5 күн бұрын
Beautiful. It warms my heart to witness that my Ancestors traditions are being kept by my fellow brothers. My mom is part Zimbabwean and I'm proud to carry this part in my blood.
@Masimba-b2i
@Masimba-b2i 8 күн бұрын
haaa uyo muchembere uyo ane motsi uyo haaa, hongu kutamba kutamba hake asi varipo vagere pamafudze ake
@tafadzwakangeni9186
@tafadzwakangeni9186 8 күн бұрын
@@Masimba-b2i Ndororo vanotekaidza
@Masimba-b2i
@Masimba-b2i 8 күн бұрын
@@tafadzwakangeni9186 titende, Dzimbahwe inyika ye mhondoro.. nguva yanga yareba tafuratira nzira dzedu sevatema, mimvuri yedu hatikwanise kuitiza dai kuicharika... rambai murimo mutare, muchiratidza hunhu hwedu iyesu sevatema.. vari pasi vanochengeta vachivhumbamira ndizvo nhy
@DebraKademaungah
@DebraKademaungah 16 күн бұрын
Sekuru makasikwa nenjuzu here wy kupembedza zvinhu zvepasi muchizvinamata muchitadza kudzidzisa vanhu zvaMwari akakusikai
@DebraKademaungah
@DebraKademaungah 16 күн бұрын
Imi namatai uko mhando nemhando makadziona kupi imi kwanai
@WillardChimupazanga
@WillardChimupazanga Ай бұрын
Zvirimunzeve sekuru mazvita,idzimu chairo rakakwana riripamuri,handina kubvira ndanzwa chingerengere apa
@lawunivermathematics6433
@lawunivermathematics6433 Ай бұрын
Ndiko kumamisa ngoma kwandotaura ka uku.
@CharlesChaparadza
@CharlesChaparadza Ай бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉 October 2024
@ToNaz395
@ToNaz395 Ай бұрын
munogona magwenyambira mese
@AreezAbrahams
@AreezAbrahams Ай бұрын
❤❤❤❤❤❤❤
@DanielSimango-n5y
@DanielSimango-n5y 2 ай бұрын
zvinotendwa changamire
@memorynyakauru8263
@memorynyakauru8263 2 ай бұрын
Ipa-a-a-apo!...💃💃💃... 🕺🕺🕺.
@HloniphaniMoyo-m3e
@HloniphaniMoyo-m3e 2 ай бұрын
Iri idama rakanaka asekuru tinotenda nedsidziso yakanaka
@dennischiroro3654
@dennischiroro3654 2 ай бұрын
Midzimu ino kumbirwa nguva dzipi dzezuva nhai Mhofu?
@lawreneali5019
@lawreneali5019 2 ай бұрын
Hande😂😂😂❤❤
@lawreneali5019
@lawreneali5019 2 ай бұрын
❤❤❤❤❤
@lawreneali5019
@lawreneali5019 2 ай бұрын
Sekuru vangu,nice music
@Skopoandeverything
@Skopoandeverything 2 ай бұрын
Ndinotenda ngazvirambe zvakadaro
@JkNGEuria
@JkNGEuria 2 ай бұрын
Tipeiwo.app.number.yenyu
@MeresinaMudau
@MeresinaMudau 3 ай бұрын
Ndiro Changamire wangu ndahwarara mupwere wekwenyu
@charlestinashemakocho9049
@charlestinashemakocho9049 3 ай бұрын
Mundidanewo pamuchaitazve bira
@HiltonNeymar
@HiltonNeymar 3 ай бұрын
Ngoma iyo mmmmh
@LilianShereni-qh6uy
@LilianShereni-qh6uy 3 ай бұрын
👏👏👏👏👏
@HazvieDowart
@HazvieDowart 3 ай бұрын
Manake changamire
@KudzaiKapesu
@KudzaiKapesu 4 ай бұрын
Bute rematare ndorandokwanisa kukumbira naro chete hre
@wadzanaikusema8990
@wadzanaikusema8990 3 ай бұрын
Hongu rematare ndiro rinoshandiswa kuita nheuro naro Rehondo riripakubata dare rehondo
@RutendoMurevesi
@RutendoMurevesi 5 ай бұрын
Bora mberi team gono
@RutendoMurevesi
@RutendoMurevesi 5 ай бұрын
Keep on going guys never stop ❤
@NevsonMlambo
@NevsonMlambo 5 ай бұрын
Kwava kuseri uku
@gladyssithole2785
@gladyssithole2785 5 ай бұрын
Ko kana usina rematare remhondoro hariite hr fodya
@wadzanaikusema8990
@wadzanaikusema8990 3 ай бұрын
Rehondo ibikiro rekurwa naro hondo kwete kuita nheuro nanasorojena Kana usina rematare unogona kushandisa ivhu kana Hupfu
@NevsonMlambo
@NevsonMlambo 5 ай бұрын
Mogona team
@mtichagwa
@mtichagwa 5 ай бұрын
Makarova Mhofu.Rambai makadaro Museyamwa❤
@irenemashakwari9719
@irenemashakwari9719 5 ай бұрын
❤❤❤❤❤ nice
@MelissaChauke
@MelissaChauke 5 ай бұрын
Tidziseiwo tiziwe well-done baba
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 6 ай бұрын
Wow
@graceaaron2221
@graceaaron2221 6 ай бұрын
Well done team gono rambayi makadzvanya❤❤❤❤
@Sgeeofficials
@Sgeeofficials 6 ай бұрын
Keep it guys am proud of you....#teamgono
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 6 ай бұрын
This is lovely 😘😘😘👌👌👌
@CarolineChiyambuka
@CarolineChiyambuka 6 ай бұрын
Well done guys ❤❤❤❤❤
@TatendaBungu-y3p
@TatendaBungu-y3p 6 ай бұрын
Team gono❤❤❤❤
@CarolineChinetsa-hu2gf
@CarolineChinetsa-hu2gf 6 ай бұрын
❤❤❤❤❤❤
@christinawatungwa64
@christinawatungwa64 6 ай бұрын
Well done guys ❤
@philmagaya
@philmagaya 7 ай бұрын
❤ 🔥🔥🔥
@Lilron_legend1
@Lilron_legend1 7 ай бұрын
Rinotendwa
@judithkasowe4506
@judithkasowe4506 7 ай бұрын
Ndirimwana weshawa. Ndirimo mumasango ndizarurireyiwo muzvishuwo zvemoyo wangu. Ndimi muriko kumatare Museyamwa
@judithkasowe4506
@judithkasowe4506 7 ай бұрын
HULUUUUU HULUUUUU Maita baba wangu. Tizarurirwewo zvishuwo zvemoyo wangu vanaMuseyamwa
@KudakwasheMuchirahondo-qe9wt
@KudakwasheMuchirahondo-qe9wt 7 ай бұрын
I love this song❤❤
@mugambiwatonderai5424
@mugambiwatonderai5424 7 ай бұрын
👏👏👏👏
@charmainemuronzi
@charmainemuronzi 8 ай бұрын
@ConcilliaTangata
@ConcilliaTangata 8 ай бұрын
Good job
@DurastoneSprings
@DurastoneSprings 8 ай бұрын
guys ini zvakandishandira zvrikutaurwa namhofu i did it nhasi uno ndine basa ,imba yekugara mahara yebasa ,mota yebasa zvese ndakapihwa ....ngatisaraseyi nzira dzedu dzechivanhu hama ...chivanhu chiriko..
@lawreneali5019
@lawreneali5019 9 ай бұрын
Mazvita sekuru tadzidza