Jerusalem Marondera
2:36
Ай бұрын
kwaTezvara neSTB
1:29
2 жыл бұрын
Rashood tiri high STB Family
3:30
2 жыл бұрын
Tipsy Mubhanditi
2:15
2 жыл бұрын
Пікірлер
@user-xz5re1no8o
@user-xz5re1no8o 12 күн бұрын
😂😂😂
@tmaktmak1464
@tmaktmak1464 28 күн бұрын
Ndo Sibhineji here uyu?
@jonathanmudege9902
@jonathanmudege9902 Ай бұрын
Baba johwani kuenda pabira kutotanga kuzvinzwa
@BreezeAfroboy
@BreezeAfroboy 2 ай бұрын
kkkk kwakundara klkk
@bobshartta8583
@bobshartta8583 4 ай бұрын
Ndiwo mweya mutswene nekuti uno yera huye haukwanise kuona nemaziso kwete kuti mudzimu unoera korewha mashavi kwete.
@bobshartta8583
@bobshartta8583 4 ай бұрын
Idi kadadu ndizvozvo mataurisa baba ndine bvava re njiva rakapinda nepa window pane safo iri pa window paburi diki diki so rika donhera pa pillow yangu and ndakatadza kuri nhonga for more than 20 minutes ndaka zarirwa nekufunga ndakufunga kuti ngirozi yandi siya asi ndanamata ndakari bata after three weeks ndaka winner R50k pa betting account yangu handicha ziva kuti inhau yamwari here yakandi komborera kana kuti ndezvimwevo.
@lavanalovely6256
@lavanalovely6256 4 ай бұрын
Sad very common
@ernestdzrusoso4104
@ernestdzrusoso4104 7 ай бұрын
Mhata yako. Mwana wemuroyi ndimi mapostori 4 Ed . Njachacha . Vana vemajoki ne nyoka . Ipi yema piritsi yaukudya neromo unenge jumbo ya gard
@neliarubacha4056
@neliarubacha4056 Жыл бұрын
Ndanyara hngu😢
@user-xg1eg3vm2o
@user-xg1eg3vm2o Жыл бұрын
baba tanzwa muchitaura zvemudzimu ko nhaimambo kumasowe kana muchiti mudzimu unoera munenge muchitii ko
@takuramangwana4749
@takuramangwana4749 Жыл бұрын
Dada nokunamata kwako baba Echoes
@jackiechan5466
@jackiechan5466 Жыл бұрын
Nonsense
@keishakuku9251
@keishakuku9251 Жыл бұрын
Ndakunyarira fani .
@addiegijimai8223
@addiegijimai8223 Жыл бұрын
Zvakaoma zvichiri zvekunamata ere izvi
@newtondume6730
@newtondume6730 Жыл бұрын
Akatumwa nedare or naMwari
@fanuelmuroza7344
@fanuelmuroza7344 Жыл бұрын
Chikoro chemeya, mwana vegrade 7 anoziva kut 3-9 it cant another level says -6
@ivuchigora4195
@ivuchigora4195 Жыл бұрын
Vataurire Echoes kkkkkk
@hartmannruddel1031
@hartmannruddel1031 Жыл бұрын
Taura Baba Ekos idi rekudenga Hari parare chenyama chichaperi
@alicemwiinga9778
@alicemwiinga9778 2 жыл бұрын
I like that Jesus said that when pray we should pray in spirit or when we are preching
@chrissibindi1546
@chrissibindi1546 2 жыл бұрын
The you said tirikuda kuzviramba
@melissachishamisomutare1875
@melissachishamisomutare1875 2 жыл бұрын
Im jelousy of the name😢 lol but unogona babey❤❤
@melissachishamisomutare1875
@melissachishamisomutare1875 2 жыл бұрын
Ndomuda mukomana wangu shame❤❤ @ Ras Hood
@kudachips4704
@kudachips4704 2 жыл бұрын
Nyaya yenyu yakazopera sei mambo yamakatorera shanwari yenyu yamainamata naye mukadzi vake,makareurura here mambo coz hazvibatsire kuparidza shoko ramwari muchipomba nevana vesangano
@samuelmwale101
@samuelmwale101 2 жыл бұрын
aaah
@deonchenjerani9082
@deonchenjerani9082 3 жыл бұрын
Mdhara Ekos makaipa endai nacho Kuma tv chitendero ichi kuti nyika izive vazhinji avanzwisise vanofunga ndezve mashavi chinamato ichi chakanga chashaya vanhu vakaita semi kuti chiziikanwe kana vakanyora ma documentary thumps up baba
@jamesmaya1599
@jamesmaya1599 3 жыл бұрын
Kunyepa bvunza ve Saturday kana baba Thobias masedza vari Rusternburg brother of Baba johwani
@vincentnyirenda7611
@vincentnyirenda7611 3 жыл бұрын
True
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 4 жыл бұрын
Fish Fish ma1
@lisakasiya2572
@lisakasiya2572 4 жыл бұрын
NYC l like this song sadzo dzako 👊
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 4 жыл бұрын
Haunga ndirwadzise
@tinashenesara4122
@tinashenesara4122 6 жыл бұрын
Zvipo
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 6 жыл бұрын
Marondera
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 7 жыл бұрын
good Aditor
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 7 жыл бұрын
David to the coolest
@donaldmangundhla1905
@donaldmangundhla1905 7 жыл бұрын
keep on practising
@Jerusalemchurch3449
@Jerusalemchurch3449 7 жыл бұрын
madii vanhu munotii apa