Murume anogona uyu kubva kare kutodarika vane mazita mahombe Ku Sungura. He is my favourite kusvika kudhara. Haana discord zvachose magitare akarongeka but I think pane varikushandisa kumudzikisira.
@PortiaKanaveti8 күн бұрын
Mhandu yemunhu munhu
@PManny-to9vv11 күн бұрын
Some more VaAmuli we love you
@baloyiwitness12 күн бұрын
Great one ilove his music
@runziraimadzotso12 күн бұрын
Chamboko chewaya ichii,,, makekee
@carlchabata266713 күн бұрын
All along I thought it originated from Malawi.
@shamisosikalenge14 күн бұрын
Underrated goat 🐐 munogona
@EphraimManyangadze15 күн бұрын
Bhora. Mberi ❤
@JudithNdakaripei-x8j16 күн бұрын
🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🔥🔥🔥🔥🔥
@PatrickRodza16 күн бұрын
Mr Amuli itai malive videos akati wandei
@DoctorJoshMachakaMachaka16 күн бұрын
pakabatwa song apo
@wadzanaikailizah968916 күн бұрын
Hoooyo My favorite 😍
@johanephiri16 күн бұрын
🇿🇼❤️
@fungisaikaumburuke250117 күн бұрын
Best sungura ever love it❤❤❤
@FishHove-wu6tn19 күн бұрын
Nice music King
@TafadzwaSvoni-x7q19 күн бұрын
Much respect to this artist 🔥🔥🔥
@abilitysilence576724 күн бұрын
I love this man's music.... a day can't pass without any tracks from him
@privymapunga306927 күн бұрын
Unobata Ngoma chibaba vanogona unovavengerei
@PayetMusiringofa-oh1nh29 күн бұрын
Welcome chibaba wakugona
@StewartMabodongwaАй бұрын
Makanyanya mudhara mbora mberi
@powellmutsu82Ай бұрын
This guy is a great musician 👏 👌 I have followed his work and is such a great artist in Zimbabwe 🇿🇼