[1]Vamugabe💥😅 Votongwa Mudare Vadya Bota katatu Pamukadzi Wemunhu

  Рет қаралды 29,688

pahashatv

pahashatv

Күн бұрын

#viralvideo #africa #trending #africa #news #news

Пікірлер: 113
@ItaiMunyimo-w1b
@ItaiMunyimo-w1b Ай бұрын
Ndoona sekuti vakadzi ndivo vanofanira kuripiswa nekuti vanovhura makumbo ivo vachinyatsoziva kuti vakaroorwa. Mukadzi wemunhu chaiye anonyatsoziva zvinoreva kuroorwa haapfimbike zvekudaro uye bhurugwa haabvisire murume asiri wake.
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Vakadzi vekare vamuri kutaura avo. Vaikozvino havamirire izvozvo. Kkkkkk
@SukaiMasvingise
@SukaiMasvingise Ай бұрын
Yaaa kuhura kwacho kwanyanya vanofana kuripiswawo
@scnyanyiwa
@scnyanyiwa Ай бұрын
Mudziyo une simba shoma
@Rhambo485
@Rhambo485 Ай бұрын
Thought va Mugabe the DNA man
@NoxBlablabla
@NoxBlablabla Ай бұрын
@@Rhambo485 Me too l thought so
@josephgapirakb
@josephgapirakb Ай бұрын
Me tooo 😂😂😂😂
@douglasjiri2404
@douglasjiri2404 Ай бұрын
kkkkkkkk
@ishmaeldandadzi-x6c
@ishmaeldandadzi-x6c Ай бұрын
Baba vanoverenga kuvhura nyaya mu dare ra mambo Makope vanogona basa varambe vakadaro👏🏿👏🏿👏🏿
@prosperplumbers5098
@prosperplumbers5098 Ай бұрын
Bishu i bishu chete ngariende kumba kwavo. Shiri inemuririro yawo hairegedzeke.
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl Ай бұрын
Muridzi wemkadzi arikunzwa seanotsva mkadzi kunzwa mkadzi achiti ndakakwirirwaumba mangu kkkkk
@EverestSimau
@EverestSimau Ай бұрын
Panofa munhu on your bed
@jealousmugauri2845
@jealousmugauri2845 19 күн бұрын
😅
@tobs7968
@tobs7968 Ай бұрын
Yabva yangoperera munzira zvayo haaa munogona basa Pahasha 👏👏👏👏👏👏
@BlessingMutungura
@BlessingMutungura Ай бұрын
ko nyaya inotongwa ichinzi dai here .pamwe ndini ndisingaziwe
@gailwind2057
@gailwind2057 Ай бұрын
Mkoma kuchikomba here bamunini , KO bhachi manzi pfekayi naMainini ?? Bva Previous akoma 😂
@markgamanya3084
@markgamanya3084 Ай бұрын
kuZimbabwe pfuti ishoma, Power anodherera.
@tafadzwakamuruko5866
@tafadzwakamuruko5866 Ай бұрын
Vakadzi vakuiswa big time😅😅😅
@Daddymbise5364
@Daddymbise5364 22 күн бұрын
chiiii chakapfekwa nemuridzzi wemukadzi ichoooooo,,,kunge gown rechurch
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 Ай бұрын
Haiwa Prevy nyengwa iwe kuparikwa naakabhatye avo ramba kuitiswa parikanai ikoko
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Enia kaduwe urihure waratidza zvauri
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Ай бұрын
Enia you are same what's up group namai ava kutoti nyengewa
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Asi uri hurewo kani?
@BensonMutegwe
@BensonMutegwe Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@TrustChirimerime-mt7cw
@TrustChirimerime-mt7cw Ай бұрын
Kkķ zvinhu zvacho kutofunga kuti mr bota vari mudare asi vakadzi chiko hamusikuguta bota here nhai 😅😅
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Ай бұрын
Zvino kana uchitoti "mukoma, mukoma, mukoma ..." kuchikomba chemukadzi muDare (who is not even your bro) zvinotiratidzavo chii nhayi baba? Ndimi varume vanorarama semahure imi, muchingonamata vamwe varume - mukoma, dhara, mbinga, etc muchitengegwa doro. Manje mbinga inodya iwewe kana ichita chingochani or inodya mukadzi wako; no free lunch in this world.
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Ай бұрын
Vanopenga baba awa vachadyiwa magaro nekukudza varume vamwe
@RememberNyamus
@RememberNyamus Ай бұрын
Mambo mazosekawo ndazviona vana venyu varikuvhura hombe
@ObertJonasi
@ObertJonasi Ай бұрын
Sant full video please
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Part2 iripo
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 Ай бұрын
Mahure anouya mudare achitozvinzwa sugar coz they know they don't get punished. Chihure chinoitwa nevaviri, ripisai chikomba nehure!!
@BrightonJasi-f3g
@BrightonJasi-f3g Ай бұрын
Vanhu vakutswaga mari zvisirizvo. Vanhu ngavashande
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Toda part 2 please
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
ko imi varume mukabata vakadzi murikungoramba muchiwada wani😂😂😂😂 ende futi pakaipa motongodziidza sharing nekuti hapana kumira apa continue nechikomba ichocho charipa or kutsvaga chimwe
@AleckDube-iu6nv
@AleckDube-iu6nv Ай бұрын
Prevy wakanaka shar
@ttfam8742
@ttfam8742 Ай бұрын
Mambo nyaya idzi dzanetsa inenge yatove nzira yekutsvaka pfuma. Dai mutemo wachinja kuti vese vahuri vari two vanoripa kuna mambo kwete muridzi wemukadzi. Muchaona nyaya idzi dzinoita shoma
@gloriamandaza2347
@gloriamandaza2347 Ай бұрын
Vakadzi ngacaripiswe unovhuritei makumbo une murume nxaaaa kujairira
@honesttandanai5351
@honesttandanai5351 Ай бұрын
Murume nemukadzi wake vanogona kuita deal kuti vawane mari kunechikomba ..zvinonetsa izvi
@JoyceMagenga
@JoyceMagenga Ай бұрын
Vakadzi vakuzvinyanya,madzimambo ngamboripisawo vakadzi Vose vanohura varipavarume
@EmergeGwetera-h1r
@EmergeGwetera-h1r Ай бұрын
Mupositori bhooo
@muchmuleya9651
@muchmuleya9651 Ай бұрын
Tiri munew world with internet everything in our phones zvachinja zvinhu vakadzi vari kudhindisa zvidhindo waya waya
@ssam1430
@ssam1430 Ай бұрын
Power na Previous😨 kuri kuda kupa vana mazita echirungu 😢
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 vakazosiirira kuti solar
@crazymaze4611
@crazymaze4611 Ай бұрын
Ko Bvunzai reshona racho bhoo here😅😅😅
@honesttandanai5351
@honesttandanai5351 Ай бұрын
Mukadzi inzvenza
@BrightonJasi-f3g
@BrightonJasi-f3g Ай бұрын
Mukadzi vako akahura musiye. Kana uchimuda garai. Sezvinongoitavo vakadzi mukahurawo
@MavhimaMugova
@MavhimaMugova Ай бұрын
Amai vane imba havadaro, munhu ngaakoshese imba yake . Makakanganisa amai hazvidaro,
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Ndivo mambo vekutonga nyaya ya Aked here ava vekuti Eked urimumiririr wa Satan 😅😅😅😅😅
@SophieMorese
@SophieMorese Ай бұрын
Haaa vakadzi chiiko haaa moti yadzima imi uye unohura une murume chiiko
@ThandiweSibanda-i2w
@ThandiweSibanda-i2w Ай бұрын
Zombofamba sei kana bota rakuitwa musango nemuroad
@herbertklyde846
@herbertklyde846 Ай бұрын
Dont use whatapp when cheating
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
Aaaah huye bodo confidence dzacho soo kurarirwa mumba memurume vako ummm
@TichaonaChikwepe
@TichaonaChikwepe Ай бұрын
Nyagonye t. Kkkkk
@isaactapera5295
@isaactapera5295 Ай бұрын
Why is that these stories end abruptly, no conclussions, nhai asi munopenga
@PhillipChindendere
@PhillipChindendere Ай бұрын
We need conclusion to your cases pse
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Part2.iripo wonayi mupedzèe
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 Ай бұрын
Ndaiti ndevebota ka vamgabe vacho
@GetrudeChikwiramakomo
@GetrudeChikwiramakomo Ай бұрын
Bvunzai bhatyi rawakapfeka nderemukadzi harisi rechirume
@shingiraitrevormboto2105
@shingiraitrevormboto2105 Ай бұрын
Hooo? Bhachi rechikadzi. Trouser rechikadzi. Skirt yechirume. Kkkkk
@mikenyakudya3251
@mikenyakudya3251 Ай бұрын
Saka Power akatadza nei kunorara nebabe rake kuGlendale hanti anga avhurirwa mukana..unless parega kutaurwa chokwadi kuti Power aigara ariko kuGlendale ikoko..pangonzi taifonerana everyday
@jones1oo7
@jones1oo7 Ай бұрын
KuGlendale ikoko kune vaitorova zvekare
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Chihure chaakutoitisa mari muZimbabwe. Ukanzwa vachiti tirikuita mari ndizvozvi. Kutoudzana kuti hura tiite mari hura tiite mombe. Nonsense
@GetrudeChipunza
@GetrudeChipunza Ай бұрын
Pakangonzi Mugabe , wotomhanya kuda kunzwa ,,, ndafunga kuti ndi Tidza wema DNA
@eniakaduwe3554
@eniakaduwe3554 Ай бұрын
Ipapo semudzimai ndakabvuma fr me
@mikenyakudya3251
@mikenyakudya3251 Ай бұрын
@@eniakaduwe3554 akamirira madzimai ose panyika🤣
@mitchell3964
@mitchell3964 Ай бұрын
@@eniakaduwe3554 kkk kwaaaa
@ChamuMasukume
@ChamuMasukume Ай бұрын
Guys nhau iyi yokuti mukadzi anodzisa bhurukwa kune umwe munhu womuendesa kwamambo or kubhadharisa chikomba haa guys nooo mukadzi akabatirwa chihure ngaende kumba kwavo finish zvimwe zvese izvi ratova drama
@ChristineJaji
@ChristineJaji Ай бұрын
Mkadzi akanaka uyu
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 Ай бұрын
Varume, chokwadi ndechokuti, hakuna mukadzi anogona kusanamata munhu ari kutonamatwawo nemurume wake.
@stanfordmakwengwere2008
@stanfordmakwengwere2008 Ай бұрын
Apa akazvinakira zvake mkadzi wacho
@New-ho3wh
@New-ho3wh Ай бұрын
Iye murume ndiye anga Tanga kuparika mukadzi mukadzi oitawo zvorwadza but sometimes varume mune nhafu yekuda zvese handiti kutsvaga umwe mukadzi kuti haasikukuitira otsvaga hake anomuda zvaipa futi
@makonidanies7851
@makonidanies7851 Ай бұрын
Hatina size nevanhu kudzi guys
@almsdeeds2003
@almsdeeds2003 Ай бұрын
Ko pahasha unogumisira nyaya panzira sei kunge drama watadza basa ipapo nyaya inopera dare rapera
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
@@almsdeeds2003 part 2 is coming
@balbinamuza1747
@balbinamuza1747 Ай бұрын
Rinhi​@@PahashaTv
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 Ай бұрын
Bhachi remurume waPrivy manje.
@JacobDembedza
@JacobDembedza Ай бұрын
😂😂😂😂😂
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 Ай бұрын
Kkkkkk svutu😂😂😂
@mikenyakudya3251
@mikenyakudya3251 Ай бұрын
😂😂😂 kuMash Central mababe anenge akadira coz vanongoda zvese zvese
@masciemudumo
@masciemudumo Ай бұрын
Vakochi😂😂😂😂 vebhachi
@emmiesmit1241
@emmiesmit1241 Ай бұрын
Sikochi-sikochi red ya amai 😂😂😂
@beautymagwagwa8373
@beautymagwagwa8373 Ай бұрын
Mambo vanhu ava vanonyenga vakadzi vavanhu varangei chaizvo vakurasa hunhu vakuwanda vanhu vakuita izvi
@precioustafirei7394
@precioustafirei7394 Ай бұрын
Nzara weee😂😂😂😂
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
Aaaa vamwe vakadzi ndiwo varikutanga varume mukadzi vemunhu ngaangodzikame kana vada chihure suduruka
@amosnhauro6433
@amosnhauro6433 Ай бұрын
Muise runyoka ramba uchigara naye unoita mari
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
🤣😅
@ChipoMpofu-hl2ll
@ChipoMpofu-hl2ll Ай бұрын
Chokwadi muise munyika uite mari ndirimurume sewe
@BrightonJasi-f3g
@BrightonJasi-f3g Ай бұрын
Asi mutemo ngausandurwe. Vakadzi varipe
@PatriciaManyika
@PatriciaManyika Ай бұрын
Tseki ukuzama kutii vakashora murume kare pavakabvuma kudanana na power uye mumba mevaurikuti baba vevana vako urinzenza shame kurariwa urimunzira yekubva kurwendo murume osvika otambirawo tsvina nxaaa
@AlbertDlamini-x6o
@AlbertDlamini-x6o Ай бұрын
Chinonetsa varume vacho vakutuma vakadzi dzihure kuti vagobhadharwa mombe ndozvandirikuwona ini nokuti mukadzi akakwana ahangambo miri mberi kwevanhu achitawura kuti akarra nemurume mumba memurume wake kusakwana ikko
@blessingchiripayi4412
@blessingchiripayi4412 Ай бұрын
Chief vanenge vachinyora chii fut
@UnityMabanga
@UnityMabanga Ай бұрын
@@blessingchiripayi4412 ndoshaya vanonyorei
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Ай бұрын
Vamugabe matinyadzisa
@holywaterzentertainments238
@holywaterzentertainments238 Ай бұрын
Cde Mugabe 😂
@ChamuMasukume
@ChamuMasukume Ай бұрын
Makatira chiiko bhurukwa rabviswa here
@stellamunyuki3356
@stellamunyuki3356 Ай бұрын
😂😂 massage mainzwa here
@BaT-u5q
@BaT-u5q Ай бұрын
Mavende arikutaurisa zvisina basa uyo
@shingiraimurehwa2763
@shingiraimurehwa2763 Ай бұрын
Ko zvayakatira panzira ndaa yei
@Luciasithole-sy1xb
@Luciasithole-sy1xb Ай бұрын
asi nemkdzi ane problem wakabvuma achiziya kuti ane murume icho chihure chenzarra chero kukanzi endako unofa nekurima fodya uuum
@KotiNcube
@KotiNcube Ай бұрын
Dai akakunyudza okap
@DescentShala
@DescentShala Ай бұрын
Zvakatooma mudzimba
@nicholasfungurani9677
@nicholasfungurani9677 Ай бұрын
Saka kuisa kuti Mugabe ne word rekuti bota pamwechete kutsvaga ma views here??
@BvaruJoker-bg6zl
@BvaruJoker-bg6zl Ай бұрын
Asi uri hure Priv
@lucyholokani2211
@lucyholokani2211 Ай бұрын
Mjolo panyikahausi kumira zvakanaka hazviperi mushe
@TateguruBusayi
@TateguruBusayi Ай бұрын
Chibhishu chimai ichi
@KiethyWande-c7d
@KiethyWande-c7d Ай бұрын
Saka kuti Vamugabe mudare ndokutii ...tunyaya twekukwirana kumombe utwu nxaaaa nonsense
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
@@KiethyWande-c7d Power Mugabe
@giftndawana
@giftndawana Ай бұрын
Ava vanogona kutonga zvavo
@DescentShala
@DescentShala Ай бұрын
Ruzha noise
@NTKwaJesu
@NTKwaJesu Ай бұрын
Avo baba va neck tie ye purple hapana chinozikanwa, vanorerutsa dare nekuda kuwanza kutaurisa zvinhu zvisina basa, zvisina musoro
@UnityMabanga
@UnityMabanga Ай бұрын
Kutaura zvisina musoro uko
@Sue31013
@Sue31013 Ай бұрын
Wife material
How Much Tape To Stop A Lamborghini?
00:15
MrBeast
Рет қаралды 199 МЛН
They Chose Kindness Over Abuse in Their Team #shorts
00:20
I migliori trucchetti di Fabiosa
Рет қаралды 12 МЛН
PRANK😂 rate Mark’s kick 1-10 🤕
00:14
Diana Belitskay
Рет қаралды 11 МЛН
Babamukuru Vakandibatabata Zamu Vachibva Vandiita Yeke
36:28
SlyMediaTv
Рет қаралды 134 М.
MAshura muroora kudya huku mbishi pamusha
30:46
PahashaTv
Рет қаралды 29 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 74 М.
How Much Tape To Stop A Lamborghini?
00:15
MrBeast
Рет қаралды 199 МЛН