14 May 2024

  Рет қаралды 28,811

Prophet Miracle Paul Tv

Prophet Miracle Paul Tv

Күн бұрын

Vakarombera Facebook

Пікірлер: 98
@MatuzviMuchandiwona
@MatuzviMuchandiwona 4 ай бұрын
Kurombera Mari yaZuka zviri easy Wani zvinongoda kuva creative chete otokupa Mari bvunzai kwete kurova shortcut
@sharonsangare7531
@sharonsangare7531 4 ай бұрын
Vanhu vakubata bata
@godfreymurisi5610
@godfreymurisi5610 4 ай бұрын
Ndabvuma profet..mwari wamunonamata ngaarumbidzwe.nesuwo tiropafadzwe mumibato yemaoko yedu
@NewtoneTezene
@NewtoneTezene 15 күн бұрын
Prophet I started a business ndiri kusouth Africa mukadzi akachekwa nyora when I was in south Africa zvinhu zvikadonha help me
@EvelynTsitsiSatumba
@EvelynTsitsiSatumba 4 ай бұрын
Amen mwari ndiwanireiwo nyasha❤
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 17 күн бұрын
Amen i receive
@RangariraiMurozvi
@RangariraiMurozvi Ай бұрын
Amen❤❤
@OswaldVeremu
@OswaldVeremu 2 ай бұрын
Mwari pindirai muhupenyu hwangu mumire panzvimbo yenyu ishe.
@OliviaMarange-q6x
@OliviaMarange-q6x 4 ай бұрын
Powerful man of God 🙏🙏🙏
@BeautyTirivanhutose-m3k
@BeautyTirivanhutose-m3k 4 ай бұрын
Amen mudzidzisi wenguva
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 Ай бұрын
Amen amen
@FungaiManyengavana
@FungaiManyengavana 2 ай бұрын
Amen
@chrispensaruchera6329
@chrispensaruchera6329 4 ай бұрын
Amen and Hallelujah ❤❤
@TianasheRuwo
@TianasheRuwo 4 ай бұрын
😢 zvakaoma veduwe
@Hehe-ttt
@Hehe-ttt 26 күн бұрын
Amém Amém Amém, Homem de Deus....
@benimbewe1811
@benimbewe1811 4 ай бұрын
Humanity; Facebook followers, you go for juju?
@tshrenkenturedee87
@tshrenkenturedee87 4 ай бұрын
Haaa nyangwe kuchizoita maporofita muAfrica mese ka,this one is the best ever.Dzidziso yacho chero asinganzwi anonzwa.God bless the prophet,long live prophet Paul Miracle🙏🙏🙏🙏
@pressmorechesango9755
@pressmorechesango9755 4 ай бұрын
Amen
@cleopatragee6020
@cleopatragee6020 23 күн бұрын
Kkkk prophet munenge mazvifunga nguvai zvamunotaura😅....hanzi chikafu hachidi kungoerekana chavemudumbu chinotopfura kumazino chonzi welcome to boward😂😂😂😂😂
@martinvurayayi1300
@martinvurayayi1300 Ай бұрын
kurombera faceboook ahhhhhhhhh
@VascomantrujarMeque
@VascomantrujarMeque 4 ай бұрын
Profecta ti admiro e eu quero seu Deus para manifestar o mesmo ca em Mozambique ou seja me abencoes para obrar a Deus de forma admiravel ca.
@TinasheMhuka-qs6bn
@TinasheMhuka-qs6bn 3 ай бұрын
Ndinamatireiwo prophet hupenyu hwangu hwakaoma
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ protect me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ protect me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ protect me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ protect me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@TheVoiceOfSeniors
@TheVoiceOfSeniors Ай бұрын
Miracles of Miracle Paul are miraculous. Amen for ever Amen❤😍🌺🌷💕💕💕🙏
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ I am a sinner GOD forgive me for salvation of my soul and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@sekaingwenya5933
@sekaingwenya5933 4 ай бұрын
This explains how some followers fight for these content creators😢. Kutoromberwa nhai..... zvakaoma
@BeverlyNhapure
@BeverlyNhapure 4 ай бұрын
Amen
@FatimaChari-k2w
@FatimaChari-k2w 15 күн бұрын
Ndinamatireiwo Prophet ndinedambudziko
@ConniekholiyMpansi
@ConniekholiyMpansi 4 ай бұрын
Prophet makatumwa nedenga, sunungurai, parese ngari cheneswe nemi Mwari through your servant Prophet of more wisdom than be blessed
@ChengetoChingoma-p3q
@ChengetoChingoma-p3q 2 ай бұрын
Thank u prophet
@eltontawandadube19
@eltontawandadube19 4 ай бұрын
Amen Prophet
@aliceteveraishe6989
@aliceteveraishe6989 4 ай бұрын
Amen Tinotenda nedzidziso Prophet
@eustinamandigo1282
@eustinamandigo1282 4 ай бұрын
Eish ipapa ndofunga waitonongedza tete Apa chikomana chonorombera zvacho FB😮
@Loraine887
@Loraine887 4 ай бұрын
Zvagara ukangokura chete ,ende ndoosaka vauya navo
@bellesk36
@bellesk36 4 күн бұрын
Wish we got updates on these cases. Akapora here muskana?
@DzidzaiMukundu
@DzidzaiMukundu Ай бұрын
Uuuuuu prophet murikumberi
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 4 ай бұрын
Mwari ndiperekedzeiwo ndiwane mbiri pabasa mwari ndiperekedzeiwo ndiwane mari isina ropa muhupenyu hwangu ivai neni mwari mubvise nekusunungura zvakasungwa nevavengi mukati muhupenyu hwangu nezita raJesu Amen
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Zim takawanirwa nyasha takapiwa ngirozi in human form kuzotisunungura
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Zim takawanirwa nyasha takapiwa ngirozi in human form kuzotisunungura
@easycafe1369
@easycafe1369 4 ай бұрын
Amen dzidziso chete chete munodzidzisa prophet rambai makadero
@nomsanyika151
@nomsanyika151 4 ай бұрын
Haaa vana vemazuvaano ka ndasurrender
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
LORD Jesus Christ restore everything that enemies have been taken from me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego and
@ivymartilah477
@ivymartilah477 13 күн бұрын
I love his approach
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ bless me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus restore everything that enemies have been taken from me and my children are Sylvia Gloria and Cynthia and grandchildren Michael and Masego
@OliviaSithole-g6m
@OliviaSithole-g6m 3 күн бұрын
Amen
@cypriantakarova
@cypriantakarova 4 ай бұрын
Amen
@draemajor6704
@draemajor6704 6 күн бұрын
Saka takaromberwa
@TanyaMuridzo
@TanyaMuridzo 4 ай бұрын
Television aripi
@LouiserMarimo
@LouiserMarimo 17 күн бұрын
Amen
@NewtoneTezene
@NewtoneTezene 15 күн бұрын
Help me ndiri kure
@nnyarry
@nnyarry 4 ай бұрын
From today onwards i'm not going to follow anyone pa fb
@Dr.Eng.Anita.
@Dr.Eng.Anita. 25 күн бұрын
😂😂😂😂
@OddleyChiota
@OddleyChiota 4 ай бұрын
Mwari ndibatsirei ndiwane mbiri pabasa rangu. I want to be number 1 In The Mighty Name of JESUS CHRIST. Lord Jesus, I thank you for Prophet Miracle Paul. LONG LIVE PROPHET MIRACLE PAUL.
@VimbaiGudo
@VimbaiGudo Ай бұрын
Amen
@SilibazisoRuraka
@SilibazisoRuraka 4 ай бұрын
Amen siyayibonga ngokuceda abantu ngesandla sika Nkulunkulu
@GeyDotNaboom
@GeyDotNaboom 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂 haaa Prophet Miracle Paul hanzi musafambe mukati mukati 😂😂😂😂😂pamberi na Jesus pamberi namwari pasi na satan mwari chete muhana dzedu vanhu vamwari
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Amen takawanirwa nyasha tikapiwa muporofita wemazvokwadi
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh
@WonderfulJigsawPuzzle-yh5vh 4 ай бұрын
Mafollowers haatsvakwi kun'anga iwe mkomana shanda uwanemari not kuutaisavanhu nekuda mari sehure iwe.
@KhethiweMudimba
@KhethiweMudimba 4 ай бұрын
Chokwadi
@sikhulilemalunga4980
@sikhulilemalunga4980 4 ай бұрын
My best Prophet.. I love you soo much.. I thank God for your life..
@lolokhoaele1256
@lolokhoaele1256 18 күн бұрын
Lord Jesus Christ take more of me and give me more of you
@paulinechinyanganya-zt9md
@paulinechinyanganya-zt9md 4 ай бұрын
Powerful prophet
@AgnesNemaunga
@AgnesNemaunga Ай бұрын
Chokwadi tinotenda Mwari Prophet murikubatsira vanhu
@lineagunhidzirai1938
@lineagunhidzirai1938 4 ай бұрын
Sad sheam 😮mwari tibetserei thank you man of God 🙏 deliver them
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Zim takawanirwa nyasha takapiwa ngirozi in human form kuzotisunungura
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Zim takawanirwa nyasha takapiwa ngirozi in human form kuzotisunungura
@PatieJoshmoyo
@PatieJoshmoyo 4 ай бұрын
Ndinamatireiwo prophet hupenyu hwangu marara chaiwo
@IreneZ-k6o
@IreneZ-k6o 4 ай бұрын
Amen 🙏 powerful teaching prophet
@woizero100
@woizero100 2 ай бұрын
ndinofara kuti jesu haana ma repercussions amen
@leotiago4571
@leotiago4571 4 ай бұрын
Thank you God, i need help prophet
@nothandokukwena5551
@nothandokukwena5551 4 ай бұрын
Ameeeeen ❤❤❤
@PatienceChindiwo
@PatienceChindiwo 4 ай бұрын
I always call u my teacher, makanyanya
@CarolineNdamba
@CarolineNdamba 4 ай бұрын
Amen 🙏 prophet you are a teacher to this world
@chiherarose1180
@chiherarose1180 4 ай бұрын
Amen prophet rambai makadaro🙏🙏
@anastaciandlovu6366
@anastaciandlovu6366 4 ай бұрын
Amen tinotenda munu wamwari
@OswaldVeremu
@OswaldVeremu 2 ай бұрын
Praise God ❤
@magret2679
@magret2679 4 ай бұрын
Thank you man of God
@supaamubayiwa1993
@supaamubayiwa1993 4 ай бұрын
Amen Amen 🙏🏾
@tendaiwarikandwa9890
@tendaiwarikandwa9890 4 ай бұрын
Amen
@emiliapirai1254
@emiliapirai1254 4 ай бұрын
Amen
@ColeenMuchapondwa
@ColeenMuchapondwa 4 ай бұрын
Amen amen
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
Aaaah nhaimi inga zvakaoma
@wallacemapiye383
@wallacemapiye383 4 ай бұрын
My Prophet
@mhofuyemukono6191
@mhofuyemukono6191 4 ай бұрын
Pakaipa zvedi
@BeeMabee-fm2ft
@BeeMabee-fm2ft 4 ай бұрын
Amen 🙏🙏🙏🙏
@IvyMunzeiwa
@IvyMunzeiwa 4 ай бұрын
Amen prophet
@NoraNgonery
@NoraNgonery 4 ай бұрын
Ameeen and amen
@MakahManiki
@MakahManiki 4 ай бұрын
Amen 🙏 Amen
@netsaikaja-sn9vv
@netsaikaja-sn9vv 4 ай бұрын
Zvakaooma hazvo
@jiggysaint3790
@jiggysaint3790 3 ай бұрын
Ndinokutendai Prophet mwabatsira nyika yedu zvikuru. Chero zvazvo ndakauya ndikasasimudzwa
@JimsonFanisa
@JimsonFanisa 4 ай бұрын
Prophet miracle poul muri musununguri we vanhu makatumwa na Mwari kuti muzoti sunungura zvakatiremera panyika ino ini ndino kumbira kuti zvanguwo zvakasungwa na Stan zvishunugurwe ne zita ra jeso Amen
@irenehwehwe1889
@irenehwehwe1889 4 ай бұрын
Mwari ndiperekedzeyi. In my life my bussiness my family my job in the name of Jesus
@KhethiweMudimba
@KhethiweMudimba 4 ай бұрын
True man of God kufambira kuna jesu ndidzo chaidzo
@memorygoche2574
@memorygoche2574 4 ай бұрын
Iiii zvakaoma chokwadi kurombera Facebook here nhai Mwari saka Facebook iyi vanhu vane following yakawanda kutoreva kut vakaromba zve
26 April 2024
12:18
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 29 М.
Kurombera gold
10:15
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 23 М.
Cute
00:16
Oyuncak Avı
Рет қаралды 12 МЛН
小天使和小丑太会演了!#小丑#天使#家庭#搞笑
00:25
家庭搞笑日记
Рет қаралды 17 МЛН
GIANT Gummy Worm Pt.6 #shorts
00:46
Mr DegrEE
Рет қаралды 94 МЛН
Comment section : Mazuvaano unoroyewa ukataura zvisina basa mucomment section-Prophet T Freddy
13:36
18 March 2024
30:53
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 15 М.
18 April 2024
6:02
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 22 М.
Varume vevanhu siyai
8:14
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 41 М.
Rev Alexander Kambiri preaching at the funeral his uncle in Mitundu- Lilongwe
12:39
Ziva zvinoda umwe wako
7:31
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 25 М.
30 May 2024
16:50
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 25 М.
21 May 2024
8:30
Prophet Miracle Paul Tv
Рет қаралды 24 М.