A girl from UZ akaita Lula Lula nemu satanist Akapihwa $2k Anoti akaona inezvironda she’s sick now

  Рет қаралды 17,573

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

7 күн бұрын

Пікірлер: 81
@Tatenda684
@Tatenda684 5 күн бұрын
Achiri kuHider achauya zvake paPachena
@user-uq2pj9jp6i
@user-uq2pj9jp6i 2 күн бұрын
Aaah mazvokuda avo,, mavanga enyora!!! ,,,, Wakaratidza unyanya, unhundiramutsime,,, une ushingi hwakagochwaaa
@trustzvikomborero222
@trustzvikomborero222 5 күн бұрын
Sorry zvake asi vasikana musadadiree marombe amurikudzidza nawoo mangwana this boys will change wakaitawo mari. Kuyoyenda kuchikoro ikoko shows kuti vane bright future. Izvi zvekuda zvinhu siyanai nazvo. MaSugar daddy enyu iwawa munoti ndimi megaa here ityai Mwari imi, mutye zvirwere. Isu vamwe we are happily married navakomana watakadzidza nawo and we are growing and changing our lives together to what want. Stop it ladies vharai makumbo haikona kuda mari kudaro. Itai zvemabook vana vechikoro
@alishiaskaya9423
@alishiaskaya9423 5 күн бұрын
Ndiyo sugar yacho yana Dady...ma1 dont be in peer pressure vana sikana kuchiva zvausina kushanda u ended up in bad situation...money is nothing bt life once you loose it. it will b 4ever
@EunahNyanzou
@EunahNyanzou 35 минут бұрын
Send her to Miracle Paul😊
@paulinemckenzie9594
@paulinemckenzie9594 5 күн бұрын
Huh mari iyi, chokwadi ungabvuma kusokwa inemaronda nekuda mari, are you 👌
@user-wi9wk7fy8t
@user-wi9wk7fy8t 5 күн бұрын
Urimbwa unoti 2000 us dollar waingopihwa chete ita order mu brain
@user-ph8op4ye8p
@user-ph8op4ye8p Күн бұрын
Shandirai mari dzenyu maslay queen kwete zvamurikuita
@mwanawemuporofita5610
@mwanawemuporofita5610 5 күн бұрын
DJ please send him to Prophet Kudakwashe Jose.
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 5 күн бұрын
Apa vabereki wako wachisafer vachidya nhoko dzezvironda 24yrs sugar dady wandirwadxisa
@user-fq7nh9tw5z
@user-fq7nh9tw5z 2 күн бұрын
😢 YOLO my dear & you were lucky kuwana mkana going to the university but it seems like waida kunakigwa more than kudzidza 😒 Hope & pray that you're going to be healed & you've to change your behavior kana wapora & siyana nawo madhara ayo ☹️
@MufaroMachongwe
@MufaroMachongwe 22 сағат бұрын
Gogo varikusona chokwadi coz vanobhadharisa nooo munhu anozongotenda oga zvamuitira
@user-yn6wv1yh2y
@user-yn6wv1yh2y 5 күн бұрын
Kana kuda Mari yacho nhai munin'ina shuwa ine maronda here veduwe😢😢😢....rakaromba zidhara rawakarara naro iri
@KudzaiGanha
@KudzaiGanha 4 күн бұрын
ah mkoma sparks ndoona sekuti munhu uyu arikunyepa ini,atongoda kukushandisai...even voice rake harisi kutaridza kt anorwara
@loinamabande9666
@loinamabande9666 4 күн бұрын
Voice is very lively
@PatriceLewis-in8sj
@PatriceLewis-in8sj 5 күн бұрын
Pawaiita wakadi kutanga watizivisa hausat watanga 😂
@JamesMandizvidza-yw8cm
@JamesMandizvidza-yw8cm 5 күн бұрын
Wadii DJ
@MativengaFrank
@MativengaFrank 3 күн бұрын
Ndomubairo wekuda zvinhu gogo
@user-rz6rn6zx5w
@user-rz6rn6zx5w 2 күн бұрын
Wakanakirwa hatikubatsire chawakadyara ndicho chaichakohwa😂😂😂😂😂
@tmatz6467
@tmatz6467 2 күн бұрын
Panganayi Gava
@Patiey400
@Patiey400 5 күн бұрын
Vabereki vari busy kutsvaga mari ye chikoro iye busy zvke nema sugar daddy haa life soo🙌
@trustzvikomborero222
@trustzvikomborero222 5 күн бұрын
Just imagine, vana vasina vabereki they keep themselves and do business kuzviyendesa kuzvikoro vana vane both parents kuhura kwacho soooooo.
@Patiey400
@Patiey400 4 күн бұрын
@@trustzvikomborero222 Pakaipa wena, kutambisa zvke mari yevabereki
@ChuwaJambaya-bz8fx
@ChuwaJambaya-bz8fx 3 күн бұрын
Ngaende kwa prophet T freddy
@Angie-xv5lh
@Angie-xv5lh 4 күн бұрын
Ngaaende ku Divine Yard Church of His Presence ku Stone ridge. Harare. Ayende Sunday morning
@LilianLilian-ei2vf
@LilianLilian-ei2vf 4 күн бұрын
Let him go kwagogo Chihoro anobatsirwa asivanobhadharisa
@Nationalleak
@Nationalleak 5 күн бұрын
Sad
@truutruu7494
@truutruu7494 4 күн бұрын
Ngafe fast fast kani ko chii chikunetsa
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 2 күн бұрын
Achavawanepi vanomurapa .achadyiwa mari yose hwaa
@user-yj4ki6zp3g
@user-yj4ki6zp3g 3 күн бұрын
Anga asina choice mwana uyu cos aitomuuraya chete aisafamba free saka mwana mubatsirei kana varipo vanobatsira Sana Prophet Miracle
@user-nr3io3zy9n
@user-nr3io3zy9n 4 күн бұрын
Prophet miracle paul
@blessinghamadziripi3974
@blessinghamadziripi3974 2 күн бұрын
Things we do for money
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 5 күн бұрын
😂😂😂😂😂mjolo uyanyisa hausati watanga
@brianmuzenda3515
@brianmuzenda3515 5 күн бұрын
@ dee blessing gwati
@gaadzikwaephraim6989
@gaadzikwaephraim6989 5 күн бұрын
pa2000 yawakapihwa go kwamiracle paul and pay 500 ye1on1 zvopera
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd 4 күн бұрын
Yakatopera kare 2k iyoo
@previousluciagunzo1120
@previousluciagunzo1120 3 күн бұрын
Salvation is for free ,kana wakubhadhara now it's something else
@natashakambarami3956
@natashakambarami3956 3 күн бұрын
Why does she sound like she’s reading 🤔
@willardmutasa7285
@willardmutasa7285 5 күн бұрын
Maone mukurarama kudamari uku
@user-zq7yn7so6r
@user-zq7yn7so6r 4 күн бұрын
Hoooo achirikuhider hake
@user-ky9xl9xi2k
@user-ky9xl9xi2k 4 күн бұрын
Ngaende ku unit L kwa prophet miracle Paul
@tristansithole8071
@tristansithole8071 5 күн бұрын
Ngavadye mari unonzi 5k pa round zvaendwa izvi nyika kumawere
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 2 күн бұрын
Vana vamazvuva ano vava ku vhura ma rokwe knge vari ku vura bewspaper kana kutya . Kunzwa kud kwavo kovapinza choto viriviri kuge moto kuri kurwadziwa nezvaaka zvitsvagira . Amheno ndumurwa dzedu idzi
@doreenmushowo1409
@doreenmushowo1409 5 күн бұрын
Ngayende kwaSekuru Tasvu kaka kwaSekuru Achapola
@itaimashaire3170
@itaimashaire3170 5 күн бұрын
Ngaafe pasare vanhu vane brain, ngaafe chop chop mskana uyo.
@mikasa7546
@mikasa7546 3 күн бұрын
😂😂alright come down
@kudakwashematanda7941
@kudakwashematanda7941 4 күн бұрын
Ummm wasikana ngwarai
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 5 күн бұрын
Muchafa
@fortunatemuchekadzese1939
@fortunatemuchekadzese1939 5 күн бұрын
But mari yacho inokwana zvayo kuzvirapisa Bhirijeti
@shaungranger2166
@shaungranger2166 5 күн бұрын
Sick
@patriciachinhanga6250
@patriciachinhanga6250 2 күн бұрын
Kuda zvinhu zvakareruka vanasikana.
@ottomsa5258
@ottomsa5258 4 күн бұрын
Daí usina kutambisa Mari yevabereki yechikoro wakatozvirombera pachachako pane kuromberwa kwawakaitwa
@albertmachinga6824
@albertmachinga6824 4 күн бұрын
Let me say this all university's girls munohura saka sanganai nazvo
@JessicaMukora
@JessicaMukora 4 күн бұрын
Gogo so 😅
@FaraiChakadya
@FaraiChakadya 5 күн бұрын
Wakamama kurwadzisa vabereki kudaro,buda pachena kana uchida rubatsiro unobatsirikasei wakahwanda,hausati,iwewe kana kufa itofa zvako kakutu kemunhu.ndarwdzirwa vabereki vako varikukuendesa kuchikoro.musamubatsire kana asirikuda kubuda pachena,urikuhwandirei
@NyeletiChuma
@NyeletiChuma 4 күн бұрын
2000 wakaiisepi
@loycemazhindu8782
@loycemazhindu8782 5 күн бұрын
Hausati vatanga
@PROSPERPRIDEV
@PROSPERPRIDEV 5 күн бұрын
❤❤😂
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 5 күн бұрын
Gogo wari kutaura chokwadi awa ndozvakaitwa mwana uyu
@Icebabyzw
@Icebabyzw 5 күн бұрын
Pari kuda rubatsiro not negative comments . Mangwana zvinogonao kuitika kuhama dzenyu or vana musaseka😢
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd 4 күн бұрын
Haunyepi ipapo
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM
@KAYS-GREEN-WORLD-FARM 4 күн бұрын
Nyiaka yaona iyi
@ChoirmasterTatrisy
@ChoirmasterTatrisy 5 күн бұрын
Sparks JESUS CHRIST RESTORES ngaaite repent and accept jesus christ as her personal saviour , Zvese zvemarituals zvopera
@runyararomtandi2237
@runyararomtandi2237 4 күн бұрын
Sprinke sprinkle
@desmondmoyo5185
@desmondmoyo5185 5 күн бұрын
PRIDE
@FungayiMekazhu-pt9hd
@FungayiMekazhu-pt9hd 4 күн бұрын
Imagine
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 5 күн бұрын
Wakadya wega mari yako usatinyangadza😂😂😂😂
@PrudenceZuze
@PrudenceZuze 5 күн бұрын
Benzi romunhu wakaita uchizviva zvirapise nemari iyoyo whatever chaurikusangana nacho ndiwe unoziva😂😂
@EverMafuwa
@EverMafuwa 5 күн бұрын
Nhai nhai zvako vainakirana Vega uko vachiti varikutikaurisa
@user-gw7ox7sj4h
@user-gw7ox7sj4h 4 күн бұрын
Ah matauriro emskana uyu ishuwa her kana kut idetembo
@user-eq1yp5xx3y
@user-eq1yp5xx3y 5 күн бұрын
Unprotector sex mukore uno izvo wakaona maronda kunhengo waiti zvoguma nekudiii nhai ndokuendeswa kuchikoro kwacho here uko nhai mwanangu waibvuma kurara nemunhu akafaro sei mufonere zvekare anouya akurapise
@TatendaClive
@TatendaClive 5 күн бұрын
Mamama asikana munoshora sterek vakomana vasina mari nekuda zvamusina kushanda mama sterek vaskana munofanira kumama to the fullest nekuda mari yamusina kushanda brat shit
@nicholasmukombami1015
@nicholasmukombami1015 5 күн бұрын
Ngaaende Kwa Miracle Paul ku UNIT L Chitungwiza
@TatendaClive
@TatendaClive 5 күн бұрын
Anogoneiko paul uya mbavha zvayo iya fake prophet uye hpn chaanoona uyo ano hire vanhu
@EniahMahwengwaE
@EniahMahwengwaE 5 күн бұрын
Akapiwa chirwere
@leshawnzayn8462
@leshawnzayn8462 5 күн бұрын
Ende mwana uyu haana kukwana sure munhu ari Uz wotadza kugaya kt munhu ane maronda obvious unozara on top of that 2k haaa ishoma it was not worth it mhani
@Bridgette-nf7kf
@Bridgette-nf7kf 5 күн бұрын
Ifa unyerere hausati watanga munonyanya chihure vanhu vari pa UZ chiiko vanhu imi nxaaa
@ChuwaJambaya-bz8fx
@ChuwaJambaya-bz8fx 3 күн бұрын
Ngaende kwa prophet T freddy
LATEST ON THE MWENEZI NJUZU GIRL WHO HAS BEEN IN WATER FOR 40 YEARS
22:43
Vivaan  Tanya once again pranked Papa 🤣😇🤣
00:10
seema lamba
Рет қаралды 32 МЛН
Самое Романтичное Видео ❤️
00:16
Глеб Рандалайнен
Рет қаралды 3,8 МЛН
My Son Impregnated My Wife  | Chief Chinhamora |Publicsphere
22:15
mota yotaura paBudiriro
15:36
Drewmas Media
Рет қаралды 807 М.
Mukotsanjera.Takagocha MaCh**nd*** emunhu tikadya
1:06:48
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 108 М.
Akafa akavigwa 20 years ago but nyama yaramba kuora
25:56
Drewmas Media
Рет қаралды 123 М.
Dhamu RekuMazowe Romedza Vanhu, Pakufanirwa Kuitwa Chivanhu
20:57
Ахахах 👅
0:44
Dragon Нургелды 🐉
Рет қаралды 1,5 МЛН
КАКОЙ ЛОГОТИП ЛУЧШЕ? #Shorts #Глент
0:32
ГЛЕНТ
Рет қаралды 3,1 МЛН
Нажимай выше ☝️☝️☝️ #а4 #глент #риви #viral
0:36
Как меняются люди
Рет қаралды 3,4 МЛН
1❤️ #shorts
0:24
Saito
Рет қаралды 61 МЛН