AKADANANA NEMURUME WEMUNHU AKAGADZIRWA RUKAWO DUMBU NEMAKUMBO ZVAKAZVIMBA +263784 614 908

  Рет қаралды 7,443

SekuruTasvu Officials

SekuruTasvu Officials

Күн бұрын

Пікірлер: 71
@VeronicaMufuka
@VeronicaMufuka 4 ай бұрын
Varipano for gogo tasvu isai like
@ensoo381
@ensoo381 4 ай бұрын
My lovely khule ❤❤❤..tnoziva kty zvavatouya uku vatouya kudziva reruponeso
@nomazulumoyo400
@nomazulumoyo400 4 ай бұрын
Chenayi akatotisiya shuwa sekuru zwakamurambira shuwa
@elizabethgopoza9978
@elizabethgopoza9978 4 ай бұрын
Tinokutendai sekuru batsirai chenai munyadzise n'anga dzinoroya dzichigadzirira vanhu ngozi dzinozonetsa dzinza rose kana vose vanotaura mashoko asina kunaka zivai kuti mangwana is ihama yako kana mwana wako achasangana nazvo ko isu hatisi vatongi anotonga ndimwari ivai nemoyo yekuregerera vamwe ko ngatidzidzei rudo kuna tateguru Tasvu thanks mukoma Robert rambai munemoyo munyoro mwari vakuitirei nyasha
@nyashachitepo330
@nyashachitepo330 4 ай бұрын
Unfortunately she passed away so I have seen on other platforms
@InocenteMatule
@InocenteMatule 4 ай бұрын
Kkkkk akomanaka ngatimbosiyai zvehuphambi
@NoxichitovaGorimbo
@NoxichitovaGorimbo 4 ай бұрын
Tasvu apa wataridz u genuine coz watora munhu anozikanwa unlike vema church vano bhadhara vanhu kuti vabvume chiporofiti
@TafadzwaCharosa-jx3vq
@TafadzwaCharosa-jx3vq 4 ай бұрын
Rip girl
@katarinamutakura6603
@katarinamutakura6603 4 ай бұрын
Ngoma yarohwa apa umm
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 4 ай бұрын
Mukoma Robert thank you modadisa rutendo kuna sekuru Tasvu zvakare
@TrishyMutovoni
@TrishyMutovoni 4 ай бұрын
Gogo u're glowing and ur hairstyle kumberi thats my favorite hairstyle also❤❤❤❤
@alettamatiza196
@alettamatiza196 4 ай бұрын
Ukapona apo Chenai nama Shure yako meglu varume harisi sadza hanty wakuhwisa urombo now,,,wakakanganisawo bvuma
@karentakavada833
@karentakavada833 4 ай бұрын
Mukaona magona musikana uyo sukuru ndazobvuma now munoshandisa mudzimu vechokwadii sekuru tasvu
@nyashachitepo330
@nyashachitepo330 4 ай бұрын
She passed away
@KnowledgeHove
@KnowledgeHove 4 ай бұрын
Haaaa ngoma inonatwa apo ummmmmmmmmmm
@clarakingston2255
@clarakingston2255 4 ай бұрын
Better koz gogo moyo havasikuda sunungura munhu pasina mombe
@dadiraimasonzi5122
@dadiraimasonzi5122 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu batsirai mhuri yachenai .
@alettamatiza196
@alettamatiza196 4 ай бұрын
Chisenda kapic rawaireva Kuti unosenda murume wemunhu aripamusoro pako ,munotaurisa kana wanyengwa nemurume wemunhu hazvirevi wakosha stereki look now hauchavaraidzi kuona dzorai ndimi pamunenge muri pamjolo paye,,l feel for your father shame,,
@karentakavada833
@karentakavada833 4 ай бұрын
Ngozi aingwesha maipedza vani ndamira kupai sando dzenu sekuru 🎉tasvu
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Sekuru Tasvu batsiraiwo mwana uyu ndakumbirisa zvangu
@tsitsimutombo2216
@tsitsimutombo2216 4 ай бұрын
Ngoma iyo 💃💃💃
@PatienceMachuma
@PatienceMachuma 4 ай бұрын
Skr vangu ndibatsireiwo ndisvikepowo ndofawo hr ndisina chandinacho ndiri munzira mashereni arikushota
@MitchellJena-xr3xg
@MitchellJena-xr3xg 4 ай бұрын
Haaaaaaaa gogo mamoyo vanogona kutovachisa sekuru Tasvu vakatozvitadzaaa
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂🎉 ummm zvkaoma
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
Ko 😮 madii kupa kule vari kuseri avo ground 😅
@lenynerbert8496
@lenynerbert8496 4 ай бұрын
Waspaka
@LinajacksonJack-zo2sv
@LinajacksonJack-zo2sv 4 ай бұрын
Song ndoida iyi
@markgamanya3084
@markgamanya3084 4 ай бұрын
Ngoma for me...
@ColletaMatongo
@ColletaMatongo 4 ай бұрын
Mkoma vanorova ngoma zvavo avo
@nyathivanso648
@nyathivanso648 4 ай бұрын
Kudandaura ngoma.
@PriscaMusaigwa
@PriscaMusaigwa 4 ай бұрын
Nhaimi muchiri kungomubvunza mibvunzo namanje dai mamubatsira chenai anzwa chikumbiro chaicho
@TendaiChipo-ex5bt
@TendaiChipo-ex5bt 4 ай бұрын
Haaa Sekuru ava vakatotadza kusungura
@NoelSaraHamandishe
@NoelSaraHamandishe 4 ай бұрын
Ngoma unotidzira svoto mufana uyoooo
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 4 ай бұрын
Chennai wauya padziva guru chaipo, tinotenda mukoma Robert nasekuru Tasvu, zvinoita chete na sekuru Tasvu
@markmandizha7425
@markmandizha7425 4 ай бұрын
🥁🥁❤
@helena-lulungu3702
@helena-lulungu3702 4 ай бұрын
matendwa tateguru manja kwamuri namkoma robert
@rumbidzaitarisai7282
@rumbidzaitarisai7282 4 ай бұрын
Anyanyisa kuzvimba musikana uyu😢😢
@tapiwagoronga6968
@tapiwagoronga6968 4 ай бұрын
Anorarama her uyu anyanya kuzvimbisa dai mwari vapindira veduwee
@chenaimoyodzingira4489
@chenaimoyodzingira4489 4 ай бұрын
is it true kuti ashaika
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 4 ай бұрын
Uyo wechi cross bag uyo anongoita basa rekubata ngoma ichirira chet
@MAVISTHOMPSON-j8h
@MAVISTHOMPSON-j8h 4 ай бұрын
Zvorwadza izvi
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591
@julijoymasiyemvuramasiyemv7591 4 ай бұрын
Ndizvozvo hama Ii kuroyera munhu murume here akafa mweya wake hauzorori
@Wachidopaidamoyo
@Wachidopaidamoyo 4 ай бұрын
Kufira mudzira
@MagretMushandu-bl5tc
@MagretMushandu-bl5tc 4 ай бұрын
mai ava vatambura veduwe
@GladysnyathiNyathi
@GladysnyathiNyathi 4 ай бұрын
Goma yarohwa mmmmmmmm ramba wakadzwanya ipapo Eeeeeeeeeeeee
@RumbidzaiMaketa
@RumbidzaiMaketa 4 ай бұрын
Vanhukadzi garai matozviziva kuti kupinda mumariage hazvitadzisi murume kunyeng A izvo ,varume havagutsikani besides tht nesuwo vakadzi tinodzingavarume vedutega ,kutaurisa ,kusaita zvinoda baba saka vanotogurira kkk
@JaneTavaruva
@JaneTavaruva 4 ай бұрын
Kana vakadzi totozvigonawo zvekugurira kana mukada kutiratidza kt munogona kugurira aizvee motozvipa nyembe nhyyy kana tagurira munozvisungirira
@margeritaanddavid4967
@margeritaanddavid4967 4 ай бұрын
Repeat
@KudziMakomo-vt5gq
@KudziMakomo-vt5gq 4 ай бұрын
Maita sekuru
@MoreChihota
@MoreChihota 4 ай бұрын
Murigazvuru Tasvu Tanga takamirira
@previledgemawakeni236
@previledgemawakeni236 4 ай бұрын
Munhu anemunhu wake zvokwadi
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 4 ай бұрын
Bernard akachepedza vana vevanhu umm😢
@tafirenyikashylet4707
@tafirenyikashylet4707 4 ай бұрын
Kkkkkkkk
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo 4 ай бұрын
Iwe pawakaziva kut anemukadzi wakadii kungosiya murume wemunhu .....munenge muchiganza manje muchazvirega
@paidamoyoimbayago-jx5fo
@paidamoyoimbayago-jx5fo 4 ай бұрын
Baba vane rudo nemwana wavo
@gingerwingerful
@gingerwingerful 4 ай бұрын
Aihura achidya navo
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
But why vakadzi tichiomera kufunga kusvika pakuroya mumwe mukadzi ko akafa ...... Yes azvina kunaka kuti murume ahure but mwna uyu akafa ... Uummmnmn Ngatishandei veduwe
@wamz8477
@wamz8477 4 ай бұрын
Hongu ndzizvo munoreva asiwo seiko mukadzi uyu aiganza achibheja kumuridzi wemurume kuti haapedzi four days. Sei vakadzi tisingasiye varume vevanhu kana taziva kuti vana vakadzi vavo. Sei vakadzi tichifarira kusvotesa mukadzi ane murume wake nekushaira vana vemurumbe iyeyeye rugare nokuti kana zvadaro vsrume vanobva vakanganwa mhuri dzavo
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 4 ай бұрын
Taura hako
@EllenGarawega-fn5sd
@EllenGarawega-fn5sd 4 ай бұрын
Mkadzi haana kuroya munhu akagadzira murume wake chete
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
@@EllenGarawega-fn5sd kwese kuroya as long as akagadzira kuti munhu abve pamuviri nekumurwarisa ndomabasa rvaroyi so it just the same
@MillicentSambaza
@MillicentSambaza 4 ай бұрын
@@EllenGarawega-fn5sd are you saying kuti mungabata mushonga nekuda kwemwana vawamwene no no no
@julietshabalala3803
@julietshabalala3803 4 ай бұрын
Sekuru Sekuru
MVURWI..... CHII CHAKAITA KUTI VAFUKUNURE MUFI?
20:30
Drewmas Media
Рет қаралды 12 М.
Basa rekubvisa moyo yevanhu vakafa ichitengeserwa Masatanists 😢
12:05
Rondedzero Dzeupenyu (Uplifting Stories)
Рет қаралды 32 М.
How To Get Married:   #short
00:22
Jin and Hattie
Рет қаралды 27 МЛН
Крутой фокус + секрет! #shorts
00:10
Роман Magic
Рет қаралды 29 МЛН
Help Me Celebrate! 😍🙏
00:35
Alan Chikin Chow
Рет қаралды 69 МЛН
iam_hermaine is live!
1:07:31
iam_hermaine
Рет қаралды 592
Mai Vakarasa Mwana Akaita Husiku Hwese Achichema ArimuSaloon
22:18
Gogo Chihoro Masvikiro Anobata Basa | Madii Mambofamba
22:33