Vakati💥👀 Hatipe Munda Mwana wekuHurwa

  Рет қаралды 4,936

pahashatv

pahashatv

Күн бұрын

Пікірлер: 28
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
I pray families unite and let love lead. Its so sad kuti people are fighting their own because of land nemidzimu chaiyo. God help us to unite as families. Mambo Makope may God bless u with more wisdom u are a blessing to your community.
@anthonymusarurwa9068
@anthonymusarurwa9068 2 ай бұрын
Mambo Makope naMambo Mutasa Sando dzavo . Muri mastars. They are just exceptionally good and knowledgeable. Well done .
@lytonsibanda5453
@lytonsibanda5453 2 ай бұрын
Mambo ropafadzwai neuchenjeri hwenyu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Village of origin pachitupa iri kuti Nyamhunga, vapai pekugara mambo wangu
@eagler9028
@eagler9028 2 ай бұрын
So long village of origin iri pachitupa iri Nyamhunga, vana ava vanofanira kupiwa pokuvaka nekurima, hakuna kwavanoenda!!!
@MaxwellGwama-sp5iy
@MaxwellGwama-sp5iy Ай бұрын
Munomadzidzisa here ma secretary acho
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Hanzi umwe mwana ana mbuya vakahura 😂😂😂
@Actorshito
@Actorshito 2 ай бұрын
kana uyo Ari mwana wenyu chief akavhengedzera chaizvo murikutibvutirwa book Ka ngaazvininipise semi not kuvhura maziso kudaro
@tmatz6467
@tmatz6467 2 ай бұрын
Sabhuku iTsotsi risina experience
@dhuzamuposhi
@dhuzamuposhi 2 ай бұрын
Mambo Makope mudare renyu munoreva here kuti hamuna makurukota vana jena bvudzi pane mwana wenyu uyo ari arrogant no respect for elders kungobvunza zvisina basa all the time. Mashaya here vamwe vanhu vakuru dzinza rese mubatsirwe kutonga anoziva chii iyeyu pane zvichivanhu chedu mwana wenyu uyo ?
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 2 ай бұрын
Ako ka assessor kanozvikudza zvisina basa🙄🙄🙄
@modistamaraidza1346
@modistamaraidza1346 2 ай бұрын
Ndokainoita nyaya irebese kachingobvunza zvisina basa
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc 2 ай бұрын
​@@modistamaraidza1346Imagine..kanotoda kuzviita ka mini mambo🙄
@natifmobile2923
@natifmobile2923 2 ай бұрын
Kanobhowa ka mfana aka ka da call ke munhu
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
I think Kari Pama lessons mayb ndiko the next chief we never know.
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
Kaimbogona kekutanga I think he saw the comments bvaatanga kuzvitutumadza.
@munyikwatapiwa2305
@munyikwatapiwa2305 Ай бұрын
Iwe mufana kwana iwe. Dzikama
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Chief Makope ndaimbovaona sedofo but the guy is far much better than Makoni, and twumwe twumambo twakangozara zara
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 2 ай бұрын
He is really good and has got people's interests at heart.
@PriviledgeTudu
@PriviledgeTudu 2 ай бұрын
Try to improve your picture quality
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Ngavabviswe pausabhuki
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
Mazimambo are just wasting time on clear cut dispute, shuwa 1 hr for something clear cut like that, soon after gathering kuti no one was there pa time yekuhurwa kwacho, mambo should have soon declared a ruling yeDNA zvana counsilar or secretary was unnecessary becoz hazvitiudze kuti munhu mwana wepo here or not
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 2 ай бұрын
Taura hako zvimwe zviripachena solution is DNA tests
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Sabhuku Sabhuku Sabhuku, dzikamai mabvunzwa simple question. Zvekumhanya mhanyisa rurimi izvo dzikamai.
@TheresaMaps
@TheresaMaps 2 ай бұрын
Hanzi vaende wani dna
@phillthedrill
@phillthedrill 2 ай бұрын
@@TheresaMaps unenge haugoni to analyse iwe even 15mins into nyaya you would conclude kuti DNA is the best, kwete seating for an hour on something clear like that
@frankmoyo7267
@frankmoyo7267 2 ай бұрын
Sabhuku bhoo hre upstairs? I think pane dambudziko re mental health.
@Fayrwa06
@Fayrwa06 2 ай бұрын
Iiiiiiii Zita remombe iyo 🐂🐂🐂🐂🐂🐂🐂
Munda, Huchenjeri hwaMambo Mutasa
57:20
Manass-Chibanda
Рет қаралды 10 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 354 М.
Ouch.. 🤕⚽️
00:25
Celine Dept
Рет қаралды 27 МЛН
Human vs Jet Engine
00:19
MrBeast
Рет қаралды 152 МЛН
Osman Kalyoncu Sonu Üzücü Saddest Videos Dream Engine 269 #shorts
00:26
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 20 М.
Chigudo Chihom Hom Ane tarisiro yekubuda Mujeri mugore ra 2029
1:49
I Claude Kikie Boi Mr Authentic Zimbabwe
Рет қаралды 25 М.
HONDE: Baba Vekwa Marange Vane Vakadzi 7 Nevana More Than 100 Vane Hurombwa
1:19:16
mhanyai muone nzenza yabatwa neChikomba kuchakonda uko
14:37
Guva risingaperi Kucherwa 🔥🔥🔥🔥🔥DARE RACHIEF MUTAMBARA Karanganda TV
54:33
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 21 М.
Хасанның өзі эфирге шықты! “Қылмыстық топқа қатысым жоқ” дейді. Талғарда не болды? Халық сене ме?
09:25
Демократиялы Қазақстан / Демократический Казахстан
Рет қаралды 354 М.