Ukaona urimurume wakutedzana nechihure chinenge chasara kufa, hurombe, ne hiv
@EmeldahMuzaАй бұрын
@@michelleboko2875 exactly.
@mercybakachaАй бұрын
@@michelleboko2875 yes
@nicholasfungurani9677Ай бұрын
Akauraiwa nechikomba che small house kkkkk. Saka zvikomba zvakaurayana. Mapenzi evanhu urayanai muende kugehena. Mazihure
@Michaelmushamba274Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@gladysnyasango9659Ай бұрын
😂😂😂😂
@luciaidi1811Ай бұрын
@@nicholasfungurani9677 ln short tiri kuti hurai mufe 🤣🤣
@TalentChifamba-hv3rtАй бұрын
@@luciaidi1811😂😂😂musaite iyoyo
@MichelleRunyowaАй бұрын
Haa ini apa chero tsitsi handina kudzinzwa azorora mukadzi asarayo anga atanga imba nebenzi rinokoshesa mahure puuuuu
@MemoryMuchakazikwaАй бұрын
😂😂😂😂😂ngafambe zvakanaka muchihure chake
@elizabethmabandi9304Ай бұрын
Mijolo ine ngozi iyi kana maroora siyanai nema small house
@masciemudumoАй бұрын
Ngati namatirei varume vari mu Zimbabwe kuti vanzwe kukwanirwa nemadzimai avo mwari vapofomadzei vasaona ona vana Marwei kunzwa kusemeswa chaiko kuona tsvina moyo kusviba, in the name of Jesus 🙏 Amen.
@Bvanyangu352Ай бұрын
Kwete varume chete. Zvese nevakadzi
@Noah-j3m7dАй бұрын
Chokwadi kunamata chaiko
@monnietaah9583Ай бұрын
Hurai mufe!
@sueeland5675Ай бұрын
Small house inechikomba 😮😮kkk
@MemoryMuchakazikwaАй бұрын
Zvineurombo 😂😂😂😂
@mercybakachaАй бұрын
Small house haiite murume one mugare maziva
@PatriciaManyikaАй бұрын
Tezvara vakaparara zvavo😂😂😂
@ProgressMutandwaАй бұрын
I feel sorry for mkadzi mwana 😢😢
@PriviledgeMademboАй бұрын
Shuwa kupa hure 60 mukadzi 50 ibenzi ifa mukadzi anosara achiwana soul mate yake
@lorrainemazhawidza6790Ай бұрын
Kufira smallhouse 😮😮😮😮😮😮zorora hako
@FlorenceMucharaАй бұрын
Idzo dzekubatsira kurwira small house ndidzo dzakakanganisa. Aifanira kungoti, wangu siyana nehure iro. Enda ku mukadzi wako kumba.
@tonderaichikono8529Ай бұрын
Tezvara vakatobatwa Big Time
@PortiaJemwaАй бұрын
Tezvara dare racho murifambisa sei makabatwa kudai 😅 English comes with black label
@beautysithole5965Ай бұрын
60 50
@Connie_the_nail_techАй бұрын
Gaya
@LinetMusiyakuviАй бұрын
Imagine
@CharlegreemАй бұрын
Regai afe stupid
@LinetyHorah-yl4mkАй бұрын
Imagine 💔💔💔💔
@NorahMoyo-f1iАй бұрын
To by death power of jezebel
@cleofay9346Ай бұрын
Mhsrip 💔 sorry to the wife asi pamwe Mwari vatokunzvengesa kuzvirwere,butcher sis muri kufaraka nechihure chenyu
@Connie_the_nail_techАй бұрын
Mukadzi ndiye opihwa 50 dollars.kasi ka
@maggie-tj6nvАй бұрын
@@Connie_the_nail_tech imagine.... varume vamwe so. Kukoshesa pfambi yausina kana mwana naye womupa mari yakawanda kupfuura mkadzi nxaaah
@PatriciaManyikaАй бұрын
Zvakaoma ko kuzopa girlfriend 60 mukadzi 50😢
@MemoryMuchakazikwaАй бұрын
Ndochakamurwadza kuti anorwa
@Leen-q3dАй бұрын
Imagine
@cleofay9346Ай бұрын
Imagine aah nxaaa regai zvife
@phill0209Ай бұрын
@@PatriciaManyika kuzungaira chaiko
@PortiaJemwaАй бұрын
Apo he was having a beautiful wife kwakufira hure
@dianambuwayesango9017Ай бұрын
Smallhouse opiwa mari yakawanda kupfuura yapiwa mai mwana
@LindahGuturaАй бұрын
Regai zvinzi varume imbwa sure
@Leen-q3dАй бұрын
Kana ndimiwo
@frankmhenyu8210Ай бұрын
Tezvara vari safe here? Dzakatoputitswa nehwahw hadzo
@lorrainchanda6803Ай бұрын
All in the name of beche
@Pee1908-e3uАй бұрын
Chero Davie afira hake mabasa ake....rest in peace
@MemoryMuchakazikwaАй бұрын
Iyo ndiye gamba rafira kuhondo
@benjanichireka-ut5fzАй бұрын
Aaah kwaChireka kupi zvee nayi inga anobva kumusha kwedu
@Michaelmushamba274Ай бұрын
Vanh vapindwa nei chaizvo zvinorwadza so sad RIP Diva😢😢😢
Ko tezvara muri kuvapireiko nguva yekutaura ivo vakadhakwa
@perkinsmarwisa5533Ай бұрын
Saka yanga iri self defense gone wrong,m really sorry for both the killer and the deceased..he must be charged for 3rd degree murder, life in prison and possibility of parrol after 10yrs,
@TafadzwaKatareАй бұрын
Ahhh ko girlfriend inosara nani mahure anofa nebanga kusvika abayiwawo