🥰🥰🥰 I like the song, even though I don't understand the language.
@marlonrusvava98758 ай бұрын
Haa ku Ochestra Mberikwazvo kune vanhu vanodhonza waya. Nowero sound ye lead iyo Aiwa Huchi😊😊
@johnmasawi24489 ай бұрын
Mudhara musadaro. Ko nyika yese ikafa nekunakirwa? Pakabatwa basa apa SHAME makanyanya kunyanya kwacho 👏👏👏👏👏👏👏
@dcm3609 ай бұрын
Nice one....ine ka touch ke Kanindo....kanoda kuitirwa kuMonolio Studios akaaa....or even inviting him (Mono Mukundu) to Alema Studio for the recording of this track....
@davidvushe32549 ай бұрын
Pane ka ZORA sound
@deeteemugari43439 ай бұрын
Pane mfana wandaona akazembera speaker music yamupinda mumusoro chaimo
@marlonrusvava98758 ай бұрын
Chakazembera speaker icho chaitotevedzera chichiimbavo. True fan of Ba Shero kamupfana ako
@farmerboss6519 ай бұрын
Baba shero igamba vasiyei vaende
@PatrickRodza9 ай бұрын
Paul Mpofu akaipa pamadrums
@PatrickRodza9 ай бұрын
First part vakamboimba kuKhiama boys
@francischarewa21959 ай бұрын
ukuziva chibaba.kakupera kavepo apo
@truthhurts41004 ай бұрын
@@francischarewa2195 kupera nekuda kwefirst part iyoyo chete? if you follow Macheso, you will know that the version you get kumalive shows will differ from the final version. Kumalive unogona kunzwa new song ine gitare remasong yekare kana Tafadzwa or chikwambo