This is so unfair and wrong that is definitely not drinking water it’s awful and do you know how hefty the bills are like one time I was speaking on FaceTime and she opened a letter and she said to me Mabha look at how much my water is and itwas $249 but they have no water no electricity but you have to pay the bills bcoz if you don’t it’s a huge problem! This is selfish I think people must have their own boreholes in their yards my Aunty said she got hers and people neighbours were coming in crowds coming to take water bcoz her selfish sister was selling the water to neighbours….. I really feel for my family and friends that this is what they going thru….selfish city council the greedy and horrible ministers……God please bless Zimbabwe, at this point in time it’s only your punishment bcoz people have tried but they voices are being ignored now this is now your voice and your actions that can help my people.😢 God help Zimbabwe 🙏🙏🙏
Kumbira ruregerero chete nt kuda kuudzira vanhu zvekufunga.....the Bible says who are we to judge.......whomever never sin must cast the first stone......vanhu vanochinja and give the community nguva.....all the best Washington and let it be a lesson to you on how to control anger
@MoreMdeke3 ай бұрын
Update on justice ofTakudzwa Chikore Pliz PLIZ
@TrishyMutovoni3 ай бұрын
Ndeupi iyeye
@MoreMdeke3 ай бұрын
@@TrishyMutovoni enda Ku KZbin woti Takudzwa Chikore uone
@TOFFEE.B3 ай бұрын
Kunzi kana ndribaba vako sei usindandishanyire ndokuvarwisa ...munhu uyu nganogara kwake achauraya vanhu .
@everjoylupi79403 ай бұрын
l actually find this guy extremely remorseful but also hurt,angry and worried.There is something deeper and darker going on in this family zvisiri kuda kutaurwa kana kugadziriswa and this guy is ready to run his mouth!
@Beloved53 ай бұрын
My thoughts exactly
@ruel17032 ай бұрын
Very remorseful indeed!,it goes deeper than what meets the eye
@schumieelf32323 ай бұрын
Chief vaitambira sei mhondi without involving the family muuripwa ripwa and not going to the root??
@tsungaimukarati97373 ай бұрын
Ko Takudzwa akazodii
@AngelineMushunje3 ай бұрын
May l have his contact number, once worked with him in bulawayo camp. I wish him best life
@KafitiGradi3 ай бұрын
Zvinorewakuti hawana kumuregerera sei wasina kuuya kana wamuregerera
@MufarowasheMinzwa3 ай бұрын
Check part 1 akakumbira Ruregerero
@bezadaniel13793 ай бұрын
Ko kuwanza mashoko ndokuneyi nhai Wash wakutoudzira vanhu zvekuita
@mobaysparta74763 ай бұрын
No to domestic violence musanyepere mhepo
@taniamunenge27843 ай бұрын
Hapàna sorry apa
@lreneMuwodzi-jv2ey3 ай бұрын
Saka akapika mangani pa15 uye anokumbira ruregerero uine that attitude hakuna anokunzwa
@ClaraBingura-hg3rh3 ай бұрын
Muwedzereyi makore mkomana uyu
@RitaZulu-v6z3 ай бұрын
Aktongwa ngani
@fatimamanyika8753 ай бұрын
@@RitaZulu-v6z15 years
@tinyikontsako63873 ай бұрын
Madzura nyaya takaiona kare
@TheresaMaps3 ай бұрын
Hatina kuona part 2
@CarolineSibanda-i4m3 ай бұрын
Dzokororo
@pesy033 ай бұрын
Zvauri kutotonga vanhu iwe
@ruel17032 ай бұрын
Idzo dzamiswa ipapo ipapo 😂
@lydiamusarapasi83163 ай бұрын
No remorse pana Washi uyu ndoona kt achaparamura again imhondi iyi ngadzokere kujeri achiine pride handisi kumuchenesa hangu
@TawandaManga3 ай бұрын
Wangu mukuru haarohwi @ all ngei wakarova babamudiki wako
@graceb72533 ай бұрын
The way he is interpreting and also justifying his crime shows he is not very sorry. Zvinotopa hasha. Saka ari kuda kuti mativi maviri. Rimwe divi rinofanira kupihwa nemushakabvu here?
@michelleboko28753 ай бұрын
His still lying even now haasati adzidza
@jerryjunior-jt2uq3 ай бұрын
Ummmmmm uribhinya chairo ummm ndatya
@letwinmberi59503 ай бұрын
Ummmmmmmmm mambo imi.murj biased sej munhu kutambirwa hama dzake dzisipo ko Maka die kutaura nehama dzake plus dzaitoda counsellings musamanikidze vanhu zvavasikuda Dai vaida vangadai varikufamba pamwe nemo
Shaaa saka waida ere kuti aite dzokororo yemhosva only to satisfy you and your unruly needs. He served his time and abuda só let's give him time to explain his regrets and ambitious thoughts