ANOTHER CHANCE -TAKUDZWA CHIKOORE (STOCKTHEFT)

  Рет қаралды 113,835

ZBC Entertainment

ZBC Entertainment

Күн бұрын

Takudzwa Chikoore is a young man serving time for stock theft. But behind the bars lies a story of betrayal, family rifts, and a quest for redemption.
Those ontetein assisting the young man,please get in touch with Madam Chipfunde, the rehab officer at Harare Central Prison +263712308828
+263779489956

Пікірлер: 4 500
@ChipoChirevo
@ChipoChirevo 3 ай бұрын
Justice for Takudzwa if kana uchitenderana neni siya like
@marchiekelosi4140
@marchiekelosi4140 3 ай бұрын
What’s the way forward,ngatibatsirei mwana uyo
@violetmango1333
@violetmango1333 3 ай бұрын
Justice for this child , hunherera hunorwadza
@JaneMarodza-f7l
@JaneMarodza-f7l 6 күн бұрын
Justice for Takudzwa zvinorwadza madhaka aya aneutsinye same same nababmudiki nefamily yavo vakaita mawitness ekunyepa mwari Ave Navi Takudzwa usaende pamusha Pavo becoz jealous rekuti wava kuharare ndorakafamba vaikudaidza Kuti uzorima Ivo havaigona kurima usipo here ukabuda Jeri unotsvaga kumwe kweunogara usawadzane babamunini namainini vaneutsinye vanhu Ava
@JaneMarodza-f7l
@JaneMarodza-f7l 6 күн бұрын
Dziidza usadzokere Shure mwari vachakuropafadza babamunini namainini raraihope dzinoenda nezvamakaita
@spencerchinoda
@spencerchinoda 3 ай бұрын
Questions that should have been asked the uncle 1. Who brought the police? 2. Before you brought the police who told you paive nemombe yabiwa? 3. Pakasungwa mombe mudanga ivo vaive kupi? 4. How come vasina kutaurirana sevillage, mombe yakasungwa kunorimisa iyo yaive mudanga ravo. Mwana akabva kutown asina time vange vamuudza kuti mombe dzavo ndedzipi. Conclusion: Uncle vane stuff remwana ravakatora from his parents ravasikuda kuti azive so vari kumuendesa kuti atambure and not come back to claim what his
@gwensisa
@gwensisa 3 ай бұрын
They don’t even care 😭😭
@rebeccamandaza2554
@rebeccamandaza2554 3 ай бұрын
Good questions
@nomsataruvinga
@nomsataruvinga 3 ай бұрын
vanehutsinye husingaite baba ava 😢
@LovenessTarusenga
@LovenessTarusenga 3 ай бұрын
I second your conclusion bamunini varikutoda kut asadzoke mu family zvachose
@rattyshoewy4568
@rattyshoewy4568 3 ай бұрын
Sure hako iwe
@dzingwarisinawako1740
@dzingwarisinawako1740 4 ай бұрын
Charamba kuitiswa chimufana... for the first time i believe musungwa, that boy is innocent ❤❤❤, sending love to him 🫂🫂🫂
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Even me, I think the prison officer also noticed and believe Takudzwa was framed
@lastchazichaziremunhu9993
@lastchazichaziremunhu9993 3 ай бұрын
dzimwe hama hadzina moyo
@ShielaSithole-qk9ox
@ShielaSithole-qk9ox 3 ай бұрын
Charamba chikoma, chatove chibhanditi chiri strong yacho let him stay blessed
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
Thats true. Hukama hwacho ngahupere hawo. Zvinodyiwa here veduwe.
@rosiesibanda1949
@rosiesibanda1949 3 ай бұрын
Dzimwe hama hatina ukama nadzo😢😢😢😢😢
@tauraichideme5204
@tauraichideme5204 3 ай бұрын
Let's create a go fund TAKUDZWA n a bail pending appeal be lodged
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 4 ай бұрын
Im calling upon Members of SDA Highlands Park,including Mai Sibanda & the church at large to help this young man..The high profile people vari ikoko please 🙏🏼 nemweya waMwari betserai Mwana uyu
@margaretthomas1177
@margaretthomas1177 4 ай бұрын
I second the motion
@cdechirume2979
@cdechirume2979 4 ай бұрын
So you think the legal system in Zimbabwe is a joke?
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 4 ай бұрын
😢😢😢
@ruel1703
@ruel1703 4 ай бұрын
​@cdechirume2979 yes it is!
@nancyrimai1224
@nancyrimai1224 4 ай бұрын
@@cdechirume2979 yes its a joke !!! I can say this a million times
@perseverancesamanyika
@perseverancesamanyika 3 ай бұрын
The fact that he still stood up for his friend says a lot about his character and when we pray, lets remember those who are in jail but haven't committed any crime 🥺🙏🏾
@monnietaah9583
@monnietaah9583 3 ай бұрын
My mom always taught me this prayer 😢
@sandymakande1278
@sandymakande1278 3 ай бұрын
😭
@shylockchimukwende571
@shylockchimukwende571 3 ай бұрын
Amen may the Lord take him far kushaiwa vabereki kwakaoma 😢😢😢
@tashingamapara6605
@tashingamapara6605 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo
@blessingcephasmasawi9003
@blessingcephasmasawi9003 3 ай бұрын
​@@monnietaah9583 I was also taught the same thing
@InnocentKnox-re6sw
@InnocentKnox-re6sw 3 ай бұрын
Even you don't know Takudzwa but after watching this episode you end up crying...Justice for Takudzwa
@chamaenza6766
@chamaenza6766 3 ай бұрын
I'm just finished school and unemployed.. Currently watched this in Zambia but when I step in Zimbabwe I going to visit this boy... He stood on his grounds as a man... The boy needs more support 💪💪💪💪💪💪 thanks to the Chaplin mukuita basa may God bless you.... The boy child support united we stand
@beatricekayiya9270
@beatricekayiya9270 3 ай бұрын
Mupurisa anonzi Bhosha please come through for this young brother. Ari kuti makatotaura kuti mufana hauna mhosva asi wadzingwa pamba. Officer Bhosha please batsirai Takudzwa
@HappinessChingono
@HappinessChingono 3 ай бұрын
Ndarwadziwa.Dai ndine pekugara pakakura,negood lawyer rotibatsira ndaimutora ouya Uk. Ndiri nherera life iyi ndoiziva.
@Skkch_Animations
@Skkch_Animations 3 ай бұрын
Dei dei dei
@pastorjj5226
@pastorjj5226 3 ай бұрын
Even though mwar ngaakuropafadzey that wish inotoratidza kut kunamwar wamunotenda
@pastorjj5226
@pastorjj5226 3 ай бұрын
Lenon may the lord whom I pray to for see mashoko ako
@TonderaiArnold
@TonderaiArnold 3 ай бұрын
Moyo wangu warwadza ndinga batsirawo sei mwana uyu pashoma pandinapo or aripa jeri ripi ndikwanisewo kuno muona justice for Takudzwa please mwari ratidzai kana muripo 😭😭😭
@LarryBiyi
@LarryBiyi 3 ай бұрын
Chikurubhi
@Matchmore-v1t
@Matchmore-v1t 3 ай бұрын
Mwari awedzere pamuchatapudza
@floemtowodzwa4775
@floemtowodzwa4775 3 ай бұрын
Zvakaoma hazvo hupenyu hwenherera bamnini musaoma moyo kudaro
@Lovemore-ww2we
@Lovemore-ww2we 3 ай бұрын
Harare prison
@alicemuzvidzwa8428
@alicemuzvidzwa8428 3 ай бұрын
Very good Taku our God is watching
@cassandraker
@cassandraker 4 ай бұрын
I have a feeling mwana uyu akaunzwa umu naMwari mbune to change his destiny..mujeri arikuwana chikoro panze hama hadzingabatsira zvekudaro nherera inoguta musi wafa mai. Mujeri achawana dzidziso achasimba kuita munhu ane hunhu achadzidza nhamo kusvika abuda atisamukeyi hopefully atikureyi ava pazera rekuzvionera hake ..Dai Mwari vazadzisa chirevo chavo pamwana uyu ...destiny helpers will locate him moyo wangu uri kuti this young man is innocent. Asi Mwari havadhakwe haapengeka kuramba achingoramba nyaya iye atovamujeri kare. He is saying it with conviction. God will punish his accusers.😢
@JosephinePapaya
@JosephinePapaya 4 ай бұрын
Amen
@elliotronald1884
@elliotronald1884 4 ай бұрын
Right ndawana 1 comment iri kutaura zve chokwadi sometimes in life unofamba makarimwa kuti upinde mutara
@sinikiwemoyo8017
@sinikiwemoyo8017 4 ай бұрын
Mwana uyu is innocent. Babamunini vanoziva made also avo nemamagistrate nemapurisa. Hapana Justice pamwana uyu. He's innocent. Vakamutora kwaigara kumupfidzisa mujere chokwadi.
@cassandraker
@cassandraker 4 ай бұрын
@@sinikiwemoyo8017 vanogona kutoromba naye hako @sinikiwemoyo8017 this is beyond sad kuromba kune pakasiyana paarimujeri saizvozvi they make money ...But not to worry mwari vane chinangwa naye uyu muchaona henyu he will live to testify saJoseph mubhaibheri
@ennocentmajoni3166
@ennocentmajoni3166 4 ай бұрын
This lad is innocent. Our judiciary system has always been a mess. Thorough investigations were suppose to have taken place here.
@waltershara5336
@waltershara5336 3 ай бұрын
This is serious injustice, how can the country watch over such a cruel judgment. Zimbabwe needs people who lifts their voices over this.
@tendaikumbirai3289
@tendaikumbirai3289 3 ай бұрын
It means the investigator did not do the proper job.
@tapiwaartmore5523
@tapiwaartmore5523 4 ай бұрын
Ths young man stood his ground...ramba kuitiswa iwe...sure kusheedzera mwana kt mumusungise achabuda hake...mutongi ndimwari🙏
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
I think even akabuda ngaasaendako vanomuframera zvakare,mapapu asina salt waisava mushonga here
@evelinezalimba8741
@evelinezalimba8741 3 ай бұрын
Nhai Mwari wenherera The Bible says the truth shall set you free hama idzo ngadzishaye rugare kusvika vataura chokwadi this boy is innocent hear his cry Father God muri Mwari vanopindura nemoto
@LornaNgundu
@LornaNgundu 4 ай бұрын
Please lets help Taku l want to be her motherv...l will definitely see you Taku ndikauya kuZim ...May God protect you ...l love you boy ...but ln hurt😢
@lewismujuru2612
@lewismujuru2612 3 ай бұрын
Ndipe number yako ibatsirane titsvage lawyer
@lodiaenock9337
@lodiaenock9337 3 ай бұрын
Please my sister help him sure dai ndine mari ndaibatsira my heart is bleeding.
@proffessor5792
@proffessor5792 3 ай бұрын
Thanks Lorna God will bless you
@zeldaleo1967
@zeldaleo1967 3 ай бұрын
Haaa Lennon imbwaaa yemunhu
@netsaigurure166
@netsaigurure166 3 ай бұрын
God bless you my beloved may God help you to locate Takudzwa if you happen to locate him handnawo zvangu zvadinazvo but a little bit helps. God bless you and keep you
@Bridge_M
@Bridge_M 4 ай бұрын
Guys l am beyond angry with the presenter, why forcing the young person to apologise for something he did not do, why would he apologise for the seek of people who lied to visit him in jail. Ko vakauya ne food in poison or zvinhu zvakagadzirwa. This guy is better off without these relaves. Hanzisi hama idzi ma hammer ngaangwarire unotemwa
@godknowsmuperekedzwa1223
@godknowsmuperekedzwa1223 4 ай бұрын
The presenter was very one sided which is anti progress. To the young man that was a waste of time. He was supposed to ask the relatives why the young many was and is very consistent with his story and narrative. The non verbal cue of that woman says it all. Busy using phone on an interview? Who does that.
@gladyschivanga2017
@gladyschivanga2017 4 ай бұрын
Me too! Andisvota, he must learn to be neutral.
@perfectsianzovu8870
@perfectsianzovu8870 4 ай бұрын
They should surely look for a better presenter, who doesnt know that some people are serving prison terms for crimes they never commited Karma will catch up with them, its a matter of time
@ObviousNyakamha-zp9in
@ObviousNyakamha-zp9in 4 ай бұрын
I second u
@ellahncube3773
@ellahncube3773 4 ай бұрын
Exactly, vari kumumanikidza kubvuma zvaasina kupara. Vanogona kutomupfuudza, vane moyo yakaipa.
@simbarashechapuma299
@simbarashechapuma299 3 ай бұрын
Kana mombe yabiwa chinotanga i police here or kubata munhu oenda kupolice, idzo mombe dzabiwa dzinosungwa here dzofamba nemoroad masikati machena. Mwari varikuona Takudzwa 😢
@jasonnzira3690
@jasonnzira3690 3 ай бұрын
this is too familia , i was lucky not to have been imprisoned but i was accused of sleeping with my cousin and chased away from home.. So i resonate with him .. please share details i would like to help and visit him when i get to zimbabwe
@edwickngwaru9793
@edwickngwaru9793 3 ай бұрын
💔😢
@FlorenceMarowa
@FlorenceMarowa 3 ай бұрын
Wedu wee musashungurudza nherera ,,dai akaba angadai akadura ku CID wanhu wanorowa iwawo zvekuti unobvuma nezvaidina kuita
@TendaiMercyDube
@TendaiMercyDube 3 ай бұрын
Bamunini avo ka
@sitshengiegumbo
@sitshengiegumbo 3 ай бұрын
😢😢😢
@iyletechindeka6017
@iyletechindeka6017 3 ай бұрын
😢😢hugs hanzvadzi we thank God hauna kuzosungiswa
@pamelanyatsambo5233
@pamelanyatsambo5233 3 ай бұрын
Heartbreaking 😭😭💔. Going to bed with a heavy heart, feeling defeated and helpless, Wished I was just there to put that Lenon guy in his place and to just tell Takudzwa that I believe him. Today I have cried for a stranger but I find comfort in understanding that Joseph waited and suffered for 13 years before he saw the manifestation of God’s goodness 🥹🥹. Today I understand why we continuously prayed for the imprisoned innocent in the Catholic church. Nyika yakaoma👐🏾
@tapiwatsvanhu9855
@tapiwatsvanhu9855 3 ай бұрын
Haa vemutemo ngavasango temera vanhu vasina mhosva nekuti ndiani atanga kurepoter.Takudzwa mwari ndewe munhu wese and this lenon uchasangana nazvo chete .mumajeri emunyika medu 93% are innocent
@ShebbaChimombe-lx7rw
@ShebbaChimombe-lx7rw 3 ай бұрын
Amen
@JuliaMadanha
@JuliaMadanha 3 ай бұрын
That's why I pray every day for People like Takudzwa who are wrongful accused. 💔💔
@thejonhs871
@thejonhs871 3 ай бұрын
Mai sibanda muripi huyai pano Highlands SDA Church huyai
@tukumbejemposa4012
@tukumbejemposa4012 3 ай бұрын
😭😭😭😭
@ignatiousbaromeo9104
@ignatiousbaromeo9104 3 ай бұрын
Justice for this young boy ndarwadziwa zvikuru😭😭..Mwari weNherera ratidzai simba renyu kumwana komana uyu Amen🙏🙏
@Natashamufefe
@Natashamufefe 3 ай бұрын
Amen
@MiriamSesere
@MiriamSesere 3 ай бұрын
Amen 🙏 🙏 🙏 Mwari pindirai
@Bibie-g2
@Bibie-g2 3 ай бұрын
Amen 🙏
@charlenetaderera4986
@charlenetaderera4986 3 ай бұрын
dzimwe ndidzodzi hama dzamakatipa mambo, havana rudo, zuva nezuva kugaro taura mashoko anodzimba ,mashoko anorema zvandikonzera ndirarame neshungu kuti seiko ndakava nherera ........Takudzwa my dear, you are going to do wonders on this earth,God will bless you abundantly and im praying for you. ZBC Entertainment please pass this message to him or even print out all these lovely comments and show Takudzwa awone kuti he is loved.
@BhaseraNorman
@BhaseraNorman 4 ай бұрын
Mufana uyu dai Akaba aisataura like mataurire arikuita mfana uyu hana mhosva
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Ndobvunirana newe
@tafarapaul
@tafarapaul 4 ай бұрын
True haaaa bamnini ava vanoda kumboenderwa kunovaona
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
Haana kani vanogumbura vanhu ava
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 4 ай бұрын
Zvakaoma kuyita nherera
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 4 ай бұрын
Haaa musayise mwana pacorner he's innocent but vanhu mukuyora advantage
@millicentNdhlovu
@millicentNdhlovu 4 ай бұрын
Mwari ndokumbirawo kuti muzonditora vana vangu vakura ndabatikana
@MarthaMachiyi
@MarthaMachiyi 4 ай бұрын
Chkwadii 😭😭😭
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 ай бұрын
Taura hako wanosara wachiitwa zvikorobho nana Satan
@primrosemlilwana8504
@primrosemlilwana8504 4 ай бұрын
My prayer too rufu ndimadzongonyedze.
@jescagotosa5546
@jescagotosa5546 4 ай бұрын
Amen
@rumbidzainerutanga8540
@rumbidzainerutanga8540 4 ай бұрын
Chokwadi ndarwadziwa
@jaytawana2246
@jaytawana2246 4 ай бұрын
Zimbabwe ngatiite konde konde mwana awanirwe gweta aiite apeal abude mujeri.
@AliceKampini
@AliceKampini 3 ай бұрын
😢😢😢 sure ummm Dai zvaibvira after that zvonzi ita sry
@politedhakazhe3576
@politedhakazhe3576 3 ай бұрын
Yes zvingadero but on another side ndoona Kuti kukava dafi kúriyambutsa coz Anga asina kupedza chikoro now aríkutoenda kuchikoro my prayer ndeekuti ngaapase achibudamo kana Kumba kwehama dxacho hakuendeki
@tafadzwasammunikwa3910
@tafadzwasammunikwa3910 3 ай бұрын
I support
@rumbidzaibere9038
@rumbidzaibere9038 3 ай бұрын
Very true
@proffessor5792
@proffessor5792 3 ай бұрын
True ngapaitwe go fund me campaign abude
@MakanakaKamuti-jc9lt
@MakanakaKamuti-jc9lt 3 ай бұрын
Baba vanegreen awo Havana kukwana ..mm ndarwadziwa😢 ..justice for Takudzwa
@beetee4898
@beetee4898 3 ай бұрын
Imbwa chaiyo..baba vane green avo
@thelmakapika5523
@thelmakapika5523 3 ай бұрын
Presenter asi matengwa. Ruregerero rwei rwauri kumanikidza mwana kuti akumbire. Kuita nherera haisi mhosv mhani imi indava soo. Vakaita hutsinye zibaba iri kusungisa mwana mhosva yaasina kupara.rinonzwa sei zibaba iri richirara hope dzehumambo mwana ari mujeri to hell with your apology.May this man never finds peace# justice for takudzwa
@Angiey234
@Angiey234 3 ай бұрын
So true. Presenter ava havaite .
@durayimatiza2284
@durayimatiza2284 3 ай бұрын
Presenter vandibhowa hudofo
@sifelanisamuriwo2884
@sifelanisamuriwo2884 3 ай бұрын
Presenter uri shit yemuhu
@giftchiwoneso7945
@giftchiwoneso7945 4 ай бұрын
I mbavha rudziii inoba mombe inoba zvekutanga kuisa joko kwakuisa gejo, Justice for Taku
@kudakwasheowenmafumhe7653
@kudakwasheowenmafumhe7653 3 ай бұрын
Nhai nhai
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 3 ай бұрын
Imagine, Haa vanhu vane vane hutsinye. Ndagwadziwa mupfana ari kupikwa jere raasina kupara
@lordbhutsu6327
@lordbhutsu6327 3 ай бұрын
izvozvo ndozvinhu zvinofanira kuongororwa how can one do that pakafamba satani chaiye
@PassmoreNkonde-gv4ph
@PassmoreNkonde-gv4ph 3 ай бұрын
taura hko mombe inobva yabiwa mahrs mashoma yototsvagwa nepolice zvkamboitik kupi
@PassmoreNkonde-gv4ph
@PassmoreNkonde-gv4ph 3 ай бұрын
kuita nherera kwakangooma muhupenyu mwari dai vamuitira zvakanak mukoman uyu
@tracychiumba1436
@tracychiumba1436 4 ай бұрын
Paingonzi pabiwa ndainzi Ndini ndaba 😢😢😢hupenyu hwenherera hwakangooma hahwo.
@angelinesmtumwa5804
@angelinesmtumwa5804 3 ай бұрын
Hupenyu husina mumiririri hunorwadza
@vhenekaimakamure
@vhenekaimakamure 3 ай бұрын
Jackie Ngarande posted a video achitotaura hupenyu hwekuva nherera mwana uyu andirwadza mufunge
@salomemukondwa9748
@salomemukondwa9748 3 ай бұрын
😢😢😢😢😢
@MiriamKaula
@MiriamKaula 3 ай бұрын
Zvakoma
@patiencebere5292
@patiencebere5292 3 ай бұрын
Sorry Mwari apindure
@miriammapfumo138
@miriammapfumo138 3 ай бұрын
Takudzwa siyana nevanhu avi Mwari wenherera achadealer navo ega. Kusatoshanyirwa navo its a blessing in disguise. Upenyu hwako Mwari vanoziva uye hapana chavanotadza kukuitira. Vavengi vako vachaparara uchizviona. In my prayers
@MiriamSesere
@MiriamSesere 3 ай бұрын
Amen 🙏 Kudenga kunaMwari vanoona
@PassmoreMuvhaki
@PassmoreMuvhaki 4 ай бұрын
Team rekuromba iri.Kutambura kwemwana ari kuJeri zvikwambo zvavo zvinenge zvichifara. Vane hutsinye hakuna vanana baba vakadaro.Zvichakuwanayi chete.Ndabatikana chaizvo. 2 Mwari pindirai
@benjaminkarimazondo8470
@benjaminkarimazondo8470 3 ай бұрын
Mhondoro kuma Satani wangu...
@Lovemore-ww2we
@Lovemore-ww2we 3 ай бұрын
Kusunga mombe yemu village hakusikuba uchinorima kuhama dayi akadziaenda kunotengesa
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 ай бұрын
Sure anababa vazere nehutsinye nekuroya futi vanorwadzisa
@estellesimon430
@estellesimon430 4 ай бұрын
Iwe muzukuru musoro unenge tsvimbo...enda unotsvaga hama dzako utange hupenyu kwete kunwa kambwa uchitonga musha wemadzisekuru...to you mwana im proud of you...ukangobvuma mhosva yausina kupara wokumbira ruregerero kunyange vazukuru vako vachaudzwa kuti waiba...pika hako usarwadziwe nazvo ndiMwari varikuda kukusimudza so vakaona kuti hauzvikunde uri mu comfort zone saka varikukuisa pakamanikana kuti usarase focus...continue w your studies uriikoko dzidzawo mabasa emaoko...vachakuombera nerimwe remazuva
@samanthamanhanga8574
@samanthamanhanga8574 4 ай бұрын
Muzukuru tumbwa twanomwa ndotomufurira
@AshleyfMutsauri
@AshleyfMutsauri 3 ай бұрын
Muzukuru uyo anogona ariye akatofonera mapurisa
@kessinahtsanyawu
@kessinahtsanyawu 3 ай бұрын
My prayer goes to you Takudzwa .Imi bamni maka framer kuti mwana aba iye asina ndiri kunamata nemisodzi pamatama kuti musave ne peace chidhara che hat iyo ane t shirt ye black mukadzi wenyu nevese vakaita ma witness.muri shiti dzevanhu
@geraldkmpindiwa4527
@geraldkmpindiwa4527 3 ай бұрын
This story reminds me of Joseph and his brothers, (Genesis 37-50) this young man will live to tell the same story one day. Ndonamata kuti Mwari ave naye🙏🏽 #Justice for Takudzwa
@rememberncube9434
@rememberncube9434 3 ай бұрын
Nherera lets gather here please uf they is go fund being open l will be following up comments lets help this boy this story its afake the boy is innocent ungaba mombe woyisa jokwe woyidonzesa gejo haaa bamnini ka nasekuru avo mmmh u guys u just more than evil 😢😢😢😢
@rumbidzaichirongoma8411
@rumbidzaichirongoma8411 3 ай бұрын
A group has been created to raise money to find a lawyer and appeal
@maijojo8998
@maijojo8998 3 ай бұрын
​@@rumbidzaichirongoma8411riripi group tijoinewo mwana abatsirwe
@omvautobodyrightoffrebuldc8731
@omvautobodyrightoffrebuldc8731 3 ай бұрын
Ndarwadziwa veduwe
@edwickngwaru9793
@edwickngwaru9793 3 ай бұрын
@@rumbidzaichirongoma8411 hie tipeiwo link
@carlosdube-uc7mk
@carlosdube-uc7mk 3 ай бұрын
Zvinorwadza wangu bamnini ne sekuru avo mwari ngavenavo
@jahmunetsi2997
@jahmunetsi2997 4 ай бұрын
He stood his ground,he even said police beat him in custody and his head burst open... he could have died,still maintained his innocence.
@nomatterbiancamushuhwa1104
@nomatterbiancamushuhwa1104 3 ай бұрын
Nhai Nhai and Vachiri kutaura zvekuzvininipisa kuti abvume mhosva yaasina vatikwanire
@patiencedadiraimawuru2566
@patiencedadiraimawuru2566 3 ай бұрын
My prayer everyday, God be with those who were arrested for a crime they never committed. Am in pain, will continue praying for them. Taku Mwari havakusiyi.
@BrightFaraiTauro
@BrightFaraiTauro 3 ай бұрын
Remember Joseph kumba kwa portifa same nyaya asi akazoguma ave Governor we Egypt so God will not remain quite my boy Takudzwa your destiny is big
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
Munhu akapika jeri angarambe achinyepereiko,vana baba avo vane nhema,ndikunzwa hasha ini
@PatriciaMuchateera
@PatriciaMuchateera 4 ай бұрын
😢nhai ndanzwa hasha fani
@marlonrusvava9875
@marlonrusvava9875 3 ай бұрын
Mupfana arikurambisisa kuti handikumbire ruregerere mhosva yandisina kupara
@PassmoreNkonde-gv4ph
@PassmoreNkonde-gv4ph 3 ай бұрын
iii 😢hupenyu hwakaoma
@MFisshy
@MFisshy 3 ай бұрын
Iwe presentor why kuForcer mwana kuti a apologiser kana achiti haana kupara mhosva. Ruregerero runobva pamwoyo
@HappyBeachYoga-tc3zw
@HappyBeachYoga-tc3zw 4 ай бұрын
Ini ndarwadziwa mwari ndichengetei vana vangu vakure ndiripo ,takudzwa I feel ur pain I have been there hunherera kunorwadza veduwee magweta miririraiwo mwana uyu veduwee we can do go fund fr takudzwa I'm crying he is my son's age I can't imagine the anger yaanayo mwari pindirai mwana akashungurudzika ,
@sarahmuzondo3964
@sarahmuzondo3964 4 ай бұрын
Ndabatikana ndine mwana ane zero nemwana uyu and they look alike 😢
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 4 ай бұрын
Ndarwadziwa zvisingaite
@SibongileNdlovhu
@SibongileNdlovhu 4 ай бұрын
Hey zvakaoma hazvo
@EddieMugwagwa
@EddieMugwagwa 4 ай бұрын
​@@sarahmuzondo3964makaitei kunze uko
@Rachelzengenene
@Rachelzengenene 4 ай бұрын
Zvakaoma mwari vaku rangarire hako . Kufirwa kwakaoma
@MaiCheryl
@MaiCheryl 4 ай бұрын
The problem with our African community is when you are young you are obliged to bow down to your elders nyangwe vari wrong!!!!Well done Tafadzwa for standing your ground.Hama dzako dzakaipa havana kusiyana nemunhu anokuisira poison.Saka imi mungati mwana ambopika jeri angarambe achinyepa kuti handina kupara mhosva??Garai kumba kwenyu kana ari maputi nematoiletries ndibatei vekuZPS or ZBC yacho ndikupei mupote muchipa mwana.Muri vabereki vakaita sei vasingagone kudzora moyo nyangwe kana mwana akakanganisa?Dai ari wenyu wekubereka ndiwo mabatiro amaimuita??Mwari please dzimwe nyaya dzakadai musanyarare kani🙏🙏!!Mai Sibanda were are you?Come and tell us kuti mwana aive mbavha ingabe mombe here in 2 weeks dzaanga agara kumusha?Ko mapurisa acho ekuzorova munhu kuti ubvume mhosva yausina kupara???aaah zvakaoma!!!Anyway ndarwadziwa zvangu nenyaya iyi..It is well Taku❤❤❤❤️
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 4 ай бұрын
Wataura chokwadi. Mwanq haana zvaakaita uyu.
@nyusher1
@nyusher1 4 ай бұрын
Thank you ndanzwa kusvotwa kuda kumanikidza munhu kutaura zvaasiri kuda kuita
@ndakazivhagwara
@ndakazivhagwara 4 ай бұрын
Chimwe chinhu hacho vuterera Mwari weee dai mapindira henyuuu shem ndarwadziwa ini zvanguuu
@Magumbo58
@Magumbo58 4 ай бұрын
musamirire Mwari momirira for eternity....chitongoitai action.
@KudzaiShayamuranda-xy1yo
@KudzaiShayamuranda-xy1yo 4 ай бұрын
Ko ivo vakamurova kutsemuka musoro vakaitwei coz hanty imwe mhosva hre kan zvichitariswa vakamurova kuty abvume mhosva yaasingazive ,vakange vakazvironga coz in 2 wks ange akutoziva vanhu zvesvika pakuba mombe ,ndinongoty Mwari ngaakunzwe kuchema kwako im so heart broken weduwe nherera mnhu hama tisadaro
@ShingiMangena
@ShingiMangena 3 ай бұрын
Thank you boi for not kukumbira ruregerero i loved it vakajaidzwa aiwa
@SalikaPrim
@SalikaPrim 3 ай бұрын
Ndo panda bvuma kuti he is innocent why ask for forgiveness ini ndirini ndaka tadzirwa he is so confident Zvorwadza veduwee
@RatidzoMachisi
@RatidzoMachisi 4 ай бұрын
My heart broke a million tymz. I have seen the innocence in this child's eyes. Anyway do not worry about where to go when you are out bcoz clearly your relatives are snakes. I'm willing to take you in as my brother. And empower you. God bless you. Zvichanaka. Mwari vanokuda
@orionpaul5210
@orionpaul5210 3 ай бұрын
My wish is to bring Takudzwa to my family he's welcome ochinja hake hama this is unacceptable
@rondedzerodzeupenyu
@rondedzerodzeupenyu 3 ай бұрын
@TinasheMugabe-g5m
@TinasheMugabe-g5m 3 ай бұрын
❤❤❤ unenge wagona wanguu arikuratidza kuti munhu anozwisisa good person
@brendagukuta9688
@brendagukuta9688 3 ай бұрын
❤❤
@KudakwasheKuzora247
@KudakwasheKuzora247 3 ай бұрын
This issue needs to be looked deeper into
@MavisChifumuro-w3o
@MavisChifumuro-w3o 3 ай бұрын
​@@KudakwasheKuzora247hazvidi fundo izvi wangu mwana 1 wek akaba mombe yaani akatora mudanga maani vakafona vachimushevedzerei tune hutsinye utu
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
Dai makamusiya henyu kwamai Sibanda,maimufonererei brat fokoro mhani
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Another chance ngainobvunzawo Mai Sibanda kuti takudzwa aiva mwana akaita sei
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
@@costachigwida4819 yah nekumusha kwaamai vake futi ngavaende
@callofdutyboy9445
@callofdutyboy9445 3 ай бұрын
True shuwa kudaidza mwana kuti vamusungise
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 3 ай бұрын
​@@costachigwida4819feya kana asina zvakavaitira semutorwa haaizombo byza kuhama dzake
@annejuliet7579
@annejuliet7579 3 ай бұрын
​@@costachigwida4819kufunga kwangu aiwe mwana akanaka handiti vaida kutomuitisa course yecarpentry. Zvega izvozvo zvandiratidza kuti vaive vane hukama hwakanaka
@ThabisoMgazi-bj1md
@ThabisoMgazi-bj1md 3 ай бұрын
100 percent Takudzwa is surely right no need kunzwa nekunzwisisa vanhu vakakusungisaa munyaya dzekunyeba
@tapswacho3693
@tapswacho3693 3 ай бұрын
that uncle must be arrested ...tichaifambira nyaya iyi , you will be free very soon young man!!!
@waltershara5336
@waltershara5336 3 ай бұрын
Please do so
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 3 ай бұрын
Please do so thank you so much
@madamdelicious3183
@madamdelicious3183 4 ай бұрын
Zimbabwe lets help this young man veduwee ndarwadziwa😢😢😢😢
@lillianmumanyi9552
@lillianmumanyi9552 4 ай бұрын
Yes
@primrosemlilwana8504
@primrosemlilwana8504 4 ай бұрын
Zvinorwadza chokwadi. Kubereka ndokumwe. This story really pained me.
@talentgwaza9340
@talentgwaza9340 4 ай бұрын
I am in to help
@Angela-l6u6c
@Angela-l6u6c 4 ай бұрын
Eh veduwe
@Angela-l6u6c
@Angela-l6u6c 4 ай бұрын
Maka batira nherera munamato wangu Dai Mwari aku tongei ega
@tash-tae
@tash-tae 3 ай бұрын
I saw a short clip on Tiktok. I had to come here and hear the full story.😢😢I am hurt for this young man. The devil is a liar in Jesus Name. Ngabudiswe mwana uyu nezita raJesu🙏🏾🙏🏾. Kuita nherera imhosva here. Very vulnerable😢😭
@nyashamidzi6396
@nyashamidzi6396 3 ай бұрын
neniwo ndabvako ndikati rega ndinzwe ende ndarwadziwa sei ngaasiyane navo avo hutsinye hwakadai shuwa vanogona kuuraya munhu
@tash-tae
@tash-tae 3 ай бұрын
@@nyashamidzi6396 true . Apa Sekuru avo vari kutaura vasina kana remorse. Face yembavha, ndivo vakaba then they frame this innocent soul.
@LoraineTavagwisa
@LoraineTavagwisa 3 ай бұрын
Kudenga kun Mwari vasingakundikane
@LoraineTavagwisa
@LoraineTavagwisa 3 ай бұрын
Ruregerero rwei iye asin Kuba, Mwari havanyadzise veduweee inguva chete
@LoraineTavagwisa
@LoraineTavagwisa 3 ай бұрын
Aiwa lemon urimbavha
@NadineNgulube
@NadineNgulube 3 ай бұрын
Ndarwadziwa Mwari ngavarwire mukomana uyu, vatonge vanorwa naye, vanyadzise vavengi vake, hukuru hwa Jehovha uwonekwe 😢😢😢 Mwari vatumire makunguwo mu hupenyu hwake ❤❤😢😢
@kelvinmarongwe2844
@kelvinmarongwe2844 3 ай бұрын
Amen mwari pindirai chengetai Takudzwa haana kuba ivo ndivo valatomutuma it was a well planed hutsinye
@NyashaNyamukuva
@NyashaNyamukuva 3 ай бұрын
😢
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Mwana ari innocent uyu.....ndafarira paarikuty chero vakasauya ngavarege....kujeri nditori bhoo.....dai maimuda maimusungisa here or maitaura naye semwana.....
@jacquelinechabvundura3403
@jacquelinechabvundura3403 4 ай бұрын
Plus kushayawo anonomuona kujeri uummm zvakawoma
@Paradzaimurwisi.
@Paradzaimurwisi. 4 ай бұрын
I think ma judge edu should watch this. Zvo svoresa nyika yedu izvi
@ennocentmajoni3166
@ennocentmajoni3166 4 ай бұрын
Hapana chavanoona nekuti hunhu hwavo; magistrates edu hapana chinozivikanwa.
@carolmakaza9625
@carolmakaza9625 3 ай бұрын
They don’t watch fokol cz vakatozara chi Zanu kuti munhu wese ari innocent ndiye ngaa urare…kuita basa chairo havachagone vava nemoyo yakavangarara and lazy to do their job nekuda zvioko muhomwe ..ma Jeri eku Zim hazvishamise 60% iri yevanhu vasina mhosva cz mhondi ndidzo dzizere panze
@mbure7
@mbure7 4 ай бұрын
Go fund me for TAKU , we are a bigger family than those from Dhodhi ..
@Magumbo58
@Magumbo58 4 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@muchemberenaphiri223
@muchemberenaphiri223 4 ай бұрын
Mombe aiba achiiendesa kupi nhai ko rimira hama dzemukadzi wemyu, vanoba vanouraya votengesa kwete kurimisa kumba kwe hama dzenyu
@priscillamatiya7799
@priscillamatiya7799 3 ай бұрын
@@Magumbo58kunotonzi kwaDhodhi 4 real arikutorerutsa hake kuti kwaDhodho. Kumusha kwangu ufunge😢
@pumpkinsugar9819
@pumpkinsugar9819 3 ай бұрын
Pana azoronga kuita go fund here hadzvadzi
@Footballfair
@Footballfair 3 ай бұрын
How far me go fund me please tell us the link Tino batsira
@SophiaMurimirwa
@SophiaMurimirwa 3 ай бұрын
Ava baba avakaaa vakaoma musamanike mwana kubvuma zvasina kuita anokumbira ruregerero rwei iriye akatadzirwa vanhu musabatire nherera nxaaaaa Mwari vanoona love you Takudzwa Mwari vakuropafadze
@kelvinkumbiwa630
@kelvinkumbiwa630 4 ай бұрын
Everything happens reasonably...GOD IS IN IT..... MWARI HAADHAKWE BE STRONG MY BROTHER.... feeling the pain😭
@kelvinkumbiwa630
@kelvinkumbiwa630 4 ай бұрын
Thank you all for your likes 💗
@tatendagambira6572
@tatendagambira6572 4 ай бұрын
Problem is people want to convince him to accept something because “ vakuru “ varikuti… Zimbabwe is not ready to accept kune toxic family members
@terrencetichaonamahwite4958
@terrencetichaonamahwite4958 3 ай бұрын
Chokwadi chaicho ndechekuti there is something chiri kuvanzwa nabamunini or some chakasiiwa nevabereki vatakudzwa chekuti bamunini havade kt Takudzwa aite find out, but Mwari avadhakwe dzinozongopera bedzi 9 years idzodzo ende achabuda akura ava kufunga zviri sharp bamnini will see flames coz still anozongoita find out... Lenon akugaya kt ndiye ane yese apa ari mumusha musiri make, 9 years dzinopera Takudzwa akadzoka uchingofamba nemapush akabooka pasi futi.
@beularwodzi9750
@beularwodzi9750 3 ай бұрын
I agree with you
@evangelistamhuru6554
@evangelistamhuru6554 3 ай бұрын
Very true vakafunga kuti vatora nhaka yemufi wanikwe mwana auya so his only way out was kumuendesa kujeri
@simbarashemawadzeakasimblo4974
@simbarashemawadzeakasimblo4974 3 ай бұрын
You're 100% correct..
@faithmunemwa
@faithmunemwa 3 ай бұрын
Mazihama aya maziroi asi mwari vanoona havo it is well Taku my bro Zibaba regreen shirt muridofo anokumbira ruregerero rwei nxaa dofo zeeretse Kubatsirwe neiko memazi rombe ehama ayo kwanai imi bab imi
@lorrainemazhawidza6790
@lorrainemazhawidza6790 4 ай бұрын
Zera rake iro rikarohwa rinotaura chokwadi asi kuramba uku ndoona seasina mhaka mukomana uyu...its really sad 😔
@SummaryGumbo-sk2fe
@SummaryGumbo-sk2fe 4 ай бұрын
😢
@chennaimhaka2983
@chennaimhaka2983 3 ай бұрын
I like that he stood with his word from beginning to end ,agara atori ku jail it will not change time he spent it will not change the character of his so called family.May God adonai the beautifier ,change this boy life may he testify that the Lord attended his case bcoz only he is the supreme ultimate judge
@NEC_Nomsa
@NEC_Nomsa 3 ай бұрын
Murume ane green ndiani ko uyu kana ari presenter basa ngaripere tobatana sei mhuri yeZimbabwe so we assist this guy
@loicechipotembo
@loicechipotembo 3 ай бұрын
Anoshanda ku prison
@NedretlyMatarirano
@NedretlyMatarirano 3 ай бұрын
Ndiwo mashandiro avo, apa chavanenge vachitsvaga kugadzirisa hukama. Vanoda kuti mwana akazobuda atambirike
@florencekanovheti757
@florencekanovheti757 3 ай бұрын
Bedzi
@miriammapfumo138
@miriammapfumo138 3 ай бұрын
Dai yakafambirwa zvayo natete tilda nyaya iyi even maupdates evanoda kubatsira nekut ari kubatsirika sei nekutsvaga lawyer zvichitoita. Haaa Takudzwa tarwadziwa nekuda kwako Mwari vachazviratidza havo
@user-su2mp6yz1f
@user-su2mp6yz1f 3 ай бұрын
​@@NedretlyMatariranotyp idz dzokutambira nepoison mufood i rather stay in street than kugara nemakora asina moyo kudai
@michellerobyn1557
@michellerobyn1557 29 күн бұрын
Mwari ndichengeteiwo ndikudze Wewe naIshe vana vangu vasazotambudzirwa mhosva dzangu.I pray musimbisswo Takudzwa weduwe
@Nokutenda774
@Nokutenda774 4 ай бұрын
You stood your ground. Chasara kugamuchira Jesu usaroyiwe.
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 4 ай бұрын
Kuroyiwa for what vanhu vavenefungwa dzekungoroya chete
@mabeltekwani1555
@mabeltekwani1555 3 ай бұрын
Mwari wonaiwo mwanakomana Taku murangarirei mumukomborere. Justice for Taku
@nashemancube
@nashemancube 4 ай бұрын
zvakaoma hama dzekwababa hatina hukama nadzo chokwadi🙌🙌bamunini Mwari vanoona zvichakuwanai regai muone zvenyu
@user-zm8nj8zt9y
@user-zm8nj8zt9y 3 ай бұрын
Mwari ndivo vanoziva Taku ndikuona brighter life kumberi uko Taku keep going my dear
@ShamisoNyabadza
@ShamisoNyabadza 3 ай бұрын
God works in mysterious way, ways that we cannot understand. I believe that God wanted to transform his life through this case. Look at it, he managed to write his O.level. In addition, he is famous and the world is planning for a go fund me. Who knows, what if this is a way of his BREAKTHROUGH, whilst the family is rejoicing that he will be in correctional services for 9 years. I love this God
@Shingles-xn6rb
@Shingles-xn6rb 3 ай бұрын
Vanhu vese avo 3 varikutaura naye vari one sided varikutauira naye vachingoti akatopara mhosva but nyaya iripo is akapomerwa mhosva yaasina kuita because they wanted to fix him and vakamutsvagira mhosva inemakore akatiwandei, zera rake angabe mombe achiita seanonorima, plus what was the rush yabamunini kuuya direct kwaari nepolice achangobva nemombe, it was staged
@chrissiegee9013
@chrissiegee9013 3 ай бұрын
Bamunini God is watching. And iwe presenter utikwanire wanzwa idzo mombe dzekubiwa dzakapinda sei mudanga mavo Takudzwa aizivirepi zvemombe asingagarepo .Bamunini you want to take Takudzwa inheritance kana vakafa muchiona rwirai mwana wenyu he is innocent otambudzirwa hupfumi hwamakasiya .maiSibanda where ever you're please mubatsirei muratidze rudo rwenyu sepakutanga hupenyu hwenherera marwadzo
@mumeraalois
@mumeraalois 3 ай бұрын
There are questions that were not asked, because Taku did not know a lot of things.
@chrissiegee9013
@chrissiegee9013 3 ай бұрын
@@mumeraalois a lot of questions and it seems like that presenter aiva kuside kwana Uncle
@KyleeMadzore
@KyleeMadzore 3 ай бұрын
Present wakakwana here
@TeeMasango
@TeeMasango 2 ай бұрын
Presenter uyu anoda mbama yooo kuda kuti abvume chete nonsense
@donaldguzha8451
@donaldguzha8451 4 ай бұрын
ndabatikana, pasi pano pane vanhu vari evil shuwa
@CarolineBerekiya
@CarolineBerekiya 4 ай бұрын
Kuita kuroya masikati machena ndabaiwa pakati pemoyo chaipo
@priviledgemanangazira1801
@priviledgemanangazira1801 4 ай бұрын
Zvinorwadza wena asi Mwari ndivo vnoziva havo 😢😢
@MaggieTshuma
@MaggieTshuma 3 ай бұрын
Thought it happened in Nigerian movies only
@blantinashumba4816
@blantinashumba4816 3 ай бұрын
Muroyi baba Ava
@RangariraiPfumbirai
@RangariraiPfumbirai 3 ай бұрын
Haunyepi kune vamwe vanhu vane moyo yakaora 🙆😭😭😭😭
@MaiPataiMusic
@MaiPataiMusic 3 ай бұрын
Ndarwadziwa hangu ,hakuna benzi ringaba mombe kwakusunga kurimisa mumusha . Mwana uyo haana kukurira imomo ,vanhu avo vakarongera mwana nenyaya yekusada responsibility, justice for Takudzwa
@evamchikovore2612
@evamchikovore2612 3 ай бұрын
Zvimorwadza
@wellingtonmugave9373
@wellingtonmugave9373 3 ай бұрын
Taurai zvenyu mombe unoba wonotengesa kwete kurima ....zvinorwadza
@LettyShawty
@LettyShawty 3 ай бұрын
But vaisatombogra naye wani 😢
@gladysxaba5863
@gladysxaba5863 4 ай бұрын
Ndanyara vanhu vekumusha kwangu murimbwa kufirwa haisi mhosva😢
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Kana akaba mombe isiri yavo why Iwo ndicomplainant
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Vanhu ava vane butcher maybe vakaziva kuti mombe yaonekwa kubva vaitaplan kuti abatwe anayo,mapurisa akadaidzwa nani,akaakaba why asina kutinha mombe ari musango,vakasungwa vari 2 why mumwe akaregerwa, so many questions but we can't get answers I think Takudzwa is innocent
@NyashatMunyuki
@NyashatMunyuki 4 ай бұрын
Vakasungisa mwana APA havachade kunomuona kujeri,mufasi uyo akangwarisa
@BlessingTendaiGundu
@BlessingTendaiGundu 3 ай бұрын
​@@costachigwida4819can U juss imagine chii chakadaro,naiwo mapurisa acho anongomhanyira muvhura docket vasina kunzwa nyaya , what's that
@InnocentMagege
@InnocentMagege 3 ай бұрын
That guy in green tshirt is biased.... Not a good presenter
@LinahChiro
@LinahChiro 3 ай бұрын
Um crying right now guys this is painful this mufana akasangana nezvakawanda gaya usati wasvitsa 18 😢😢😢God look after this guy....ndarwadziwa
@HovaCarryen
@HovaCarryen 3 ай бұрын
Oh God where ur u .inga makati muri Mwari wenherera wani .mukatizve regai vadiki vauye kwandiri nekuti hushe hwedenga ndehwavo Takundwa I so wish i can take u in as my son .nekuti ndakakurawo in ur situation i know kurwadza kwazvo .dai ndiri padhuze ndaiuya kuzokuona mwanangu .. But u ur the reason I will visit chikurubhi for the first time I love u so much Taku I will be praying for u my son
@Bigship868
@Bigship868 4 ай бұрын
who do we get intouch with to help this yung man
@esiterymunzvengwa7878
@esiterymunzvengwa7878 4 ай бұрын
Me too l want to give a hand zvishoma zvanginazvoo
@ChipoMponde
@ChipoMponde 4 ай бұрын
Iam in kana wavanga info please let me know
@tariroshonhe2268
@tariroshonhe2268 4 ай бұрын
Me too veduwee
@annachiwawa3841
@annachiwawa3841 4 ай бұрын
He is my cousin mwana wamainini vangu munin’ina waamai vangu
@tinashetopodzi6623
@tinashetopodzi6623 4 ай бұрын
Ndosaka ma zimba tichizorohwa mari😂😂😂😂 bt hamuomewo kuti nyaya iyi is jus too perfect? Wovengwa ne hama wovengwa nemapurisa wonovengwa futi ne mutongi . With the way he is so eloquent he could have easily got out of it . And dai akaba mombe yekumba anga asingasungiswe , bamnini vakutaurwa vakatomhanya kumutsvaga coz ndivo vanha vakachengeteswa mombe mudanga ravo . Muridzi we mombe ndiye akamusungisa . Hama dzakatsamwa nenyaya yekuti zvaakaita zvinoita kuti vanhu vasagarisane nevamwe zvakanaka mu raini.
@innocencetchagwiza2096
@innocencetchagwiza2096 14 күн бұрын
Ruregerero iwe uriwe wakatadzirwa, nice one Mufana ramba kuitiswa neimbwa idzo
@caltusmutungira241
@caltusmutungira241 4 ай бұрын
Very sad sorry hako Taku Mwari ndiye anoziva 😥
@givenmunyuki6235
@givenmunyuki6235 4 ай бұрын
Rambaa kuitiswaa mukomana,, hauna kuba iweee
@ruvarashehondo2035
@ruvarashehondo2035 4 ай бұрын
Wane hutsinye hako 😢😢
@TrustSithole-gy4zx
@TrustSithole-gy4zx 4 ай бұрын
Taku vanhu varikumba vanoroya isu takavasiya ukabuda huuya kuno ku south Africa mwari avenewe
@Suewally
@Suewally 3 ай бұрын
God did this for a reason Takudzwa is going to be a big thing . Its either akasirwa masinhi nevabereki vake ana bamunini vakuda kuzvitora. Manje vachanyara havo God remember my brother ndakambokuendawo kujeri nenyaya yekunyeperwa . Mwari vanoona chete ndozvandoziva ❤❤❤❤
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 4 ай бұрын
Nherera inoguta musi wafa amai vayo 💔💔💔💔😭😭😭variko varikuripira mhosva dzavasina kupara,Taku pedza jeri Mwari vachakuzarurira
@Lynortpaulo
@Lynortpaulo 3 ай бұрын
That's true my guy
@takemurawu465
@takemurawu465 4 ай бұрын
Bba ava muroyi kutora mwana wekuendesa kujeri shuwa kana usina vabereki wave chinhu chemahara shuwa
@tukumbejemposa4012
@tukumbejemposa4012 3 ай бұрын
Crying for this kid 😭😭 Sometimes my Faith fails me..muripiki Mwari mwana uyu achtambura kudai ..Mupurisa akazviziva kut mwana akudzingwa pamba but says docket ratovhurwa aahh 😭😭😭😭i cant stop crying
@cathrinemusinazano277
@cathrinemusinazano277 2 ай бұрын
I once went thru kupomerwa in the house of hama,forced to testify lies against yourself is a very painful thing.Takudzwa i love tht u dont bow to lies.Continue to stand for the truth.Jere rinopera mwanangu God is for us all.tiriko Takudzwa life yako inoenda mberi we will help nezvatinokwanisa.
@lilianjango6409
@lilianjango6409 3 ай бұрын
Justice for Takudzwa. We need a thorough investigation. Mwana haana mhosva. Kana munhu aba mombe anoisunga here kuenda nayo kunorimisa munda? Sekuru vaiitei mumota yemapurisa. Clearly sekuru is behind zvese izvi. This show broke my heart. I pray the highest rank will coma cross this show. Stay strong Takudzwa. We are with you boy
@tendaimafuwe6553
@tendaimafuwe6553 3 ай бұрын
Chokwadi kusungisa kuti arimisa mombe Haa vakatadza kana kurova here than kuti anzi apa.This was a trap vakadyq hupfumi hwempfana.nherera fight your fight
@nancysimbi6704
@nancysimbi6704 3 ай бұрын
Bbmukuru mwari ave nemi
@HappyBeachYoga-tc3zw
@HappyBeachYoga-tc3zw 4 ай бұрын
Iyi nyaya iyi inoda kunyatsoongororwa patsva avo vaneblqck ndovakarongq nhema vachiti mazikutsvina
@PATIENCESYMON
@PATIENCESYMON 4 ай бұрын
Point
@KudzaiShayamuranda-xy1yo
@KudzaiShayamuranda-xy1yo 4 ай бұрын
Vatori kunze asi vane tsvina kudarika ari muhusungwa
@hlupekokhumalo1728
@hlupekokhumalo1728 3 ай бұрын
Vane chikonzero chavarikuda kumubvisira mumhuri. Maybe vabereki vake vane zvavakasiya zvirikuda kutorwa nehama idzi. Either land or upfumi
@BlessingTendaiGundu
@BlessingTendaiGundu 3 ай бұрын
Ini chikundishamisa ndechekuti Amana mombe akaenda kunorima,aaa zvakamboitika kupi kuti inoba mombe wobva waiseenzesa iri yemuLine menyu,ihhh only God knows and I think bmn avo vaive vakatoplanner deal ravo coz vakasheedza mwana kumusha and within 2 wks akutosungwa,Bmn U are going to reap what U sow
@PatriciaMupimbira-vl9jl
@PatriciaMupimbira-vl9jl 4 ай бұрын
Lenon uyo ndiyo mbavha ndiye akaba akupomera mwana nekuti haana mumiririri kufirwa nevabereki kwakaoma asi muchasangana nazvo zvenyu
@Mbegabulawe
@Mbegabulawe 3 ай бұрын
He is even saying kana akabuda hadzoke kuno hakuna anoda kughara naye, that alone says a lot!
@MaggieTshuma
@MaggieTshuma 3 ай бұрын
True Lenon is very heartless, Mwari pindirai
@pylaiachembe4746
@pylaiachembe4746 3 ай бұрын
He does look like the mbavha sure
@Samusha_Vpj
@Samusha_Vpj 3 ай бұрын
Lemon 😂arikuda vitamin R
@melissamegan1587
@melissamegan1587 3 ай бұрын
Apa muzukuruwo zvake....satan
@TaonaisheDyakuseni
@TaonaisheDyakuseni 3 ай бұрын
Mwari wengoni ,Mwari wenyasha ,Mwari ratidzai simba renyu .Mwari kana muriko inzwai munato waTakudzwa mupei simba ,dururai nyasha dzenyu ishe .Mwari kana arikupihwa mhosva yaasina kupara tongai ishe wangu 🙏 Amen
@ZvikomboreroMtemasango
@ZvikomboreroMtemasango 4 ай бұрын
Mwari anesu Gwenzi ndarwadziwa asi madzimwendamberi musadaro please mwana haana mhosva uyu kufira hunherera . Mwari ropsfadzai mwana wenyu .tinoitasei kuti tibatsirane na Takudzwa please 🙏
@paidasandrachihope5289
@paidasandrachihope5289 4 ай бұрын
Eish ndarwadziwa nemwana uyo veduwa akapomerwa zveshuwa .u can see the pain through his eyes 😔
@vernahmuchemwa3415
@vernahmuchemwa3415 4 ай бұрын
Kuita hunherera kwakaoma veduwee
@AliceNgandi-lu4yb
@AliceNgandi-lu4yb 4 ай бұрын
Ndachema ini 😭😭
@welshmanwellyrichardmaredz3827
@welshmanwellyrichardmaredz3827 4 ай бұрын
Ahh vane green avo musamanikidze kuti mufanha uyo abvume mhoswa yaasina kupara...Dai muri kutoudza sekuru avo vakumbire ruregerero.been young azvirevi kuti chero ukaitirwa zvisizvo wongoti thanks.ane black uyo ndiye anoda kumamiswa ndiye akaba ....mwari ndewemunhu wese taku mfanami I know the pain u feeling usarase tariro
@GraceMapfumo-ep9tx
@GraceMapfumo-ep9tx 4 ай бұрын
Iye waigara nemombe isiri yake mudanga ndiye mbavha chero ukasagara naye hazvina mhosva mhani iwe get away chero ukasamutambira haisi nyaya Mwari vane plan naye Taku uyu don't bother yourself
@Bridge_M
@Bridge_M 4 ай бұрын
True the presentor is biased and wrong for this job.who does that. Thats secondary trauma for the young person
@kennethgomwe1811
@kennethgomwe1811 4 ай бұрын
Ndokumamisa mudhara musamanikidza mwn uyo mkuru imbavha vkasungisa mwn
@MaggieTshuma
@MaggieTshuma 3 ай бұрын
Vakatengwa na Lenon avo
@nanof3593
@nanof3593 Ай бұрын
This is so painful, how can he be expected to grovel. Hanzi hatimbokurasa and yet they haven’t bothered since he has been imprisoned. This young man I hope gets all the blessings and God is watching. Is there any update there any update on Takudzwa?
@Edithmaradzika
@Edithmaradzika 4 ай бұрын
Aaasikana ...mwana akurwadziwa mumoyo make and akutoramba kuitiswa ...everything has got a reason takudzwa ...ukabudaimomo your story will never remain the same
@NomatterGod
@NomatterGod 4 ай бұрын
Agona kuzvimiririra
@tinashechigu9839
@tinashechigu9839 3 ай бұрын
yaaaaaa i like his boldness at that very young age he is a man enough kuto darika mudara uyo neblaz ane Adidas uyo
@donbadza3905
@donbadza3905 3 ай бұрын
Justice For Takudzwa please Zim spread the word 😢😢😢 Re Trial
@tafarapaul
@tafarapaul 4 ай бұрын
Shuwa vanhu vanganzi vaba mombe dzakasungwa pa joki, haaaa zviriko here izvi😢
@costachigwida4819
@costachigwida4819 4 ай бұрын
Dai takapihwa mukana wekuvabvunza,and munhu aba otinha mombe dzekuba nemuroad here
@muzvidziwabernard2972
@muzvidziwabernard2972 4 ай бұрын
Ndazvishayawo ini . Matare acho akadhakwa
@thelmasahanga2441
@thelmasahanga2441 3 ай бұрын
Vakaona kuti hupenyu hwake huri bright vamudaidza kt anogara kujeri
@rebeccamandaza2554
@rebeccamandaza2554 3 ай бұрын
Ko kuzofamba nadzo maskaty machena mombe dzakabiwa aiwa they framed
@nyashajubilantmugore7648
@nyashajubilantmugore7648 3 ай бұрын
Muzukuru uyo ngatonge kumusha kwake not Kwana sekuru
@mtembwainnocent
@mtembwainnocent 3 ай бұрын
May God protect you my dear brother 😭😭😭🙏. #justicefortakudzwa
@tsungaimukarati9737
@tsungaimukarati9737 4 ай бұрын
Uyo ane black uyo apirweiko mukana,sekuru vauya nemwana imboendai naye henyu kuWedza kwanaamai vake
@shadreckchimuka5089
@shadreckchimuka5089 4 ай бұрын
😢mm zvorwadza asi mwana uyu he is innocent and dai Mai Sibanda vaita tsiye nyoro vaenda kunoona Mukomana kujeri
@tatendaheaven7148
@tatendaheaven7148 3 ай бұрын
Vamwe vanhu varoyi chokwadi,Mwana uyu akutonzwika achitaura kuti haana chaarikumbonyepa, veduwee moyo wangu waita bundu, pahukama tisadaro veduwee,nherera munhuwo...l love his bravery,God is not sleeping Taku,he hears our cries ..inguva chete,zvichanaka...veduwee tobatsira sei mwana uyu😭😭💔
@elizabethmusingarabwi399
@elizabethmusingarabwi399 3 ай бұрын
Vaimutorereiko kubva kuna mai vemuchurch kwaaichengetwa
@elizabethmusingarabwi399
@elizabethmusingarabwi399 3 ай бұрын
Vakaromba na Takudzwa..kugara muusungwa kwake ndookubudirira kwavo..ndoomhiko dzavo..
@elizabethmusingarabwi399
@elizabethmusingarabwi399 3 ай бұрын
Vana kana wambokurira kumusha kwamai dont go and associate nehama rababa wakura..havana bond newe.
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 3 ай бұрын
Justice for nherera
@shyletmakwiranzou3841
@shyletmakwiranzou3841 3 ай бұрын
Hunherera hwakaoma
@AgnesAgnes-s7z
@AgnesAgnes-s7z 3 ай бұрын
Ndakamboverenga novel rakadai ndikati inyaya dzemu book but ndakutoona kuti zvinoitika
@futuristicmodernTechno
@futuristicmodernTechno 4 ай бұрын
The Young Man is innocent. We all had what babamunini said after the boy went to prison. Mu society vaiti as long as arimupenyu, we'll always suffer and get nothing. Sa musambunyikidze mwana. I know the young man on a personal level, achiri kadiki and everything that transpired that led to the hatred😢
@obertncube-j8m
@obertncube-j8m 3 ай бұрын
It shows there is secret behind. The guy in black's respond says a lot. Please share more if possible
@do1122
@do1122 3 ай бұрын
That's remind me of Joseph's story in the Bible.... God is there for you and you shall testify his greatness in your life.
@tafadzwachimombe1584
@tafadzwachimombe1584 3 ай бұрын
Amen amen
@Lovely45-m8r
@Lovely45-m8r Ай бұрын
Amen ❤️🙏
@LadwinMunyongani
@LadwinMunyongani 4 ай бұрын
Dai ari mwana wako wekubereka waimusungisa here...God is watching u mrume iwe ur day is coming nxaaa This young man is innocent
@loumiesmcsibbs825
@loumiesmcsibbs825 3 ай бұрын
God bless and protect Takudzwa 'be strong boy enderera mberi nechikoro siyana nemakoronyera ayo ,mira pachokwadi usabude mfanami ,wish l can help you but we still following your carse one day is one day.
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 41 МЛН
Mom had to stand up for the whole family!❤️😍😁
00:39
Don't look down on anyone#devil  #lilith  #funny  #shorts
00:12
Devil Lilith
Рет қаралды 45 МЛН
Another Chance: Inside the Walls of Redemption
27:06
ZBC Entertainment
Рет қаралды 14 М.
ANOTHER CHANCE: Rusape man in prison for raping an under age girl
27:37
ZBC Entertainment
Рет қаралды 42 М.