ANOTHER LEVEL---- PASTOR HAISA (HAKUNA CHINONZI MUDZIMU)

  Рет қаралды 16,087

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

PASTOR HAISA VOTUKIRIRA MIDZIMU

Пікірлер: 221
@bridgetmwanza-6506
@bridgetmwanza-6506 Жыл бұрын
pastor Haisor munotigonera Mwari vakufuudzei mberi tinokudai your songs feels new rambai muchips nziyo thank you Legendry in gospel great voice
@zimhottv8044
@zimhottv8044 Жыл бұрын
i once backed this man my Pastor in 2011 at Highclass worship centre,this man is realy anointed
@siboniwedube6521
@siboniwedube6521 Жыл бұрын
Amen my pastor, chokwadi zvakanaka kuve chikomborero ku vanhu idi, hallelujah
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
I lov pstr Haisa his music was lit those yrs if grow up those yrs back gather here...
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Inyaaa sha kuwana mubereki .ivoo oo vasina vachautura kunaniko..love y pstr .y has a nyc voice🙏
@try7569
@try7569 Жыл бұрын
Thanks Drew Drewmas for bringing this living legend his music is so touching when ever I listen to his music esh inobata may God bless you Sir Haisa
@kingjamesZW
@kingjamesZW Жыл бұрын
Ndicho chikonzero why achiramba kuti hakuna mudzimu nekuti haaziwe rudzi rwake
@chiposukutayi5327
@chiposukutayi5327 Жыл бұрын
@@kingjamesZW 🤣🤣🤣🤣🤣
@handizindoga2222
@handizindoga2222 Жыл бұрын
I love you Pastor Haisa.
@chipiwachifamba3404
@chipiwachifamba3404 Жыл бұрын
Bhaibheri rinoti kudza mai nababa vako kuti mazuva ako awedzerwe, so I agree with you Pastor Haisa kuti the Bible talks about vabereki vapenyu🙏🏾
@chipiwachifamba3404
@chipiwachifamba3404 Жыл бұрын
Exodus 20:12 - “Honor your father and your mother, that your days maybe prolonged in the land which the Lord your God gives you.”
@lillycee5054
@lillycee5054 Жыл бұрын
Sokostina you are simply the best! Good questions. Andrew semazuva ose sando dzako. Drewmas media murikugona!💯🏅💡🔨
@rachelmpawa508
@rachelmpawa508 Жыл бұрын
Number one Poster you got the answer murungu munhu asi baka nyora Bible asi murungu and sekuru Abraham was munhu mutema even Jacob was black and in exodus it’s written that Isirael’s were black people.. I love 💕 this subject
@lameckzisengwe6517
@lameckzisengwe6517 Жыл бұрын
Ko va Israel variko nhasi vanogara Ku middle east vana vaani? Ko sei vasiri vatema? Saka murikuti isu ndisu va Israel?
@norestmasuku3981
@norestmasuku3981 Жыл бұрын
The song Burukai uhm is deadly. it makes me cry
@thandolwethu4878
@thandolwethu4878 Жыл бұрын
Hie Drewmas team l like the way Sokostina is questioning the Pastor. Very intelligent Soko
@tinashezenda4271
@tinashezenda4271 Жыл бұрын
Her questioning in many instances show maturity. Well done!
@trytanya8409
@trytanya8409 Жыл бұрын
Soko 🔨🔨🔨🔨🔨
@itaipfidze1647
@itaipfidze1647 Жыл бұрын
Ko iro bhaibheri racho zvarorewa kuti mwari mudzimu wanomunamata wanofanakumunamata nechokwadi. Mudzimu uriko. Ndawasadakutirasisa
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
🤭👏👏👏❤️
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 Жыл бұрын
Thank you drewmas Kuti unzirawo ,pastor Haisa
@muchanetajarinos759
@muchanetajarinos759 Жыл бұрын
My favorite song ishe jesu.muri buwe rangu
@TheGreatShepherd.
@TheGreatShepherd. Жыл бұрын
Sokostina sando dzako🙌🙌.Pastor vatadza kupidura a simple question.
@slimegoo2241
@slimegoo2241 Жыл бұрын
Ndafara kwazvo kukuonai Mr Haisa murimupenyu uye mune good health, uye mashoko makukutu amataura kuti hapana munhu asi ngakanganisi kureva kuti hapana mutsvene pasi pezuva pano, nekuti iro bhaibheri rino totaura kuti usazvione sewakamira kureva kuti hatifaniri kuzvivimba,
@ringisaimutsenhu747
@ringisaimutsenhu747 Жыл бұрын
Nice to see Pastor Haisa once worked with him in Karoi at a certain crusade.He is an anointed man of God.He sang throughout the whole crusade thank you Drewmas media.
@sibomhone7316
@sibomhone7316 Жыл бұрын
Baba imi musapusise vanhu,pamberi Na Mwari,zvese nevadzimu
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Жыл бұрын
Zvino komedzerwa here unongoita zvaunoda,vanhu tave free kutenda zvatinoda
@itayichitauro9426
@itayichitauro9426 Жыл бұрын
Iwe ndiwe urikuzvipusisa
@fionachipingisa6026
@fionachipingisa6026 Жыл бұрын
Baba ava vakuda kunyengera vanhu havana kukwana musade kufurira vanhu varase midzimu yavo,kwedu totonamata midzimu tichidairwa futi
@batiez.mlambo3215
@batiez.mlambo3215 Жыл бұрын
Irombe chairo munhu uyu zvokuti ukatozonzwisisa kunamata uchaona kt munhu anonamata haana mutupo sezvirikutaurwa nedzangaradzimu iri
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Жыл бұрын
Iye ari kunamata Mwari wake achidairwa, ini handitombobate zviya zvekunyeba zvoga, apa life haitombomiswi nekuti hausi kunamata vakafa, zvinenge zvichito fire,ini l am testimony yekuti hakuna midzimu kana zvekuera era mhuka uchiswero namata mhuka,ende ndiri kungopiwa life zvichiendeka kuburikidza naMwari
@busybeebusybee6336
@busybeebusybee6336 Жыл бұрын
Burukai Mwari baba muture mitoro inorema kuvana venyu Amen 🙏
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Ndakambogara navo pastor Haisa. Happy to see him.. Thanx Drewmas
@talithadube6468
@talithadube6468 Жыл бұрын
Maiva mukadzi wavo here
@Grainger0123456789
@Grainger0123456789 Жыл бұрын
@@talithadube6468 😂🤣
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
@@talithadube6468 dead😅😅😅
@makwarakwashe
@makwarakwashe Жыл бұрын
Pastor musanyepera vanhu, bhaibheri ranga risati ravako makare. In shot chivanhu chiriko uye chitsvene zvakare chinofanira kubatwa muhutsvene.
@simbarashemova22
@simbarashemova22 Жыл бұрын
this man is very real he is very open. ko idzo n'anga dzinochengeta nherera here?
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
Soko n Shumba debate yenyu na Pastor yanga yakapenga; especially pamidzimu nechivanhu apa..🤣🤣Thanks for bringing Pastor Haisa vaonekerawo after a long time
@memorymunzwanenzeve5000
@memorymunzwanenzeve5000 Жыл бұрын
Thanks drewmas media for bringing up pastor Haisa.
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Ku church kwedu kune zvakawanda uka funga nyaya dzinoitika so kuchurch yedu pastor haisa vana ivy kombo vakasi kuzoti zvatisina kunzwa thank majekesa hapa mutsvene shuwa
@preciousmpofu1410
@preciousmpofu1410 Жыл бұрын
Thando Class and Andrew Neshamba how are you? Thank you for taking us to another level.
@chilindasakala9499
@chilindasakala9499 Жыл бұрын
Pastor uyu mbavha mbavha gororo, lies vese
@mamoyomamoyo6051
@mamoyomamoyo6051 Жыл бұрын
Mwari wariko wadzimu wariko musapusise vanhu imi
@tracygwashawanhu7142
@tracygwashawanhu7142 Жыл бұрын
Mkoma Andrew namaininSokostina maita matiunzira Pastor Haisa👏.Drewmas media taking you to another level👏ndaseka hangu mondiitira zvakanaka mufunge
@enlighten729
@enlighten729 Жыл бұрын
Ngiyabonga s👏
@annawire5082
@annawire5082 Жыл бұрын
Kusvora midzimu kusvora zvinotendwa nevamwe muchivanhu chavo thats wrong
@marilynguhwa7133
@marilynguhwa7133 Жыл бұрын
Burukai my favorite
@vhenekai9448
@vhenekai9448 Жыл бұрын
Pastor Haisa munoda kubatsirwa
@mutotialfred4057
@mutotialfred4057 Жыл бұрын
Mukoma Lawrence imi ko chiimba chsiva paimba pababa Haisa vakuru Wurayi chaiva chei ingotii Vanhu tavakunamata Mwari
@elizabethrunganga8579
@elizabethrunganga8579 Жыл бұрын
anoda kukunyengerai iye achitoita zveva dzimu mudzimu iriko
@lisamupfugami5022
@lisamupfugami5022 Жыл бұрын
Ngawatibvire apa
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Жыл бұрын
Anopenga uyu mudzimu iriko manje zvakanyanya
@ralp3678
@ralp3678 Жыл бұрын
@@munyahchinoz2648 taura hako.
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Жыл бұрын
Hakuna zvakadaro, zvekupenga izvo, zvekuitiswa nemarangwanda
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Жыл бұрын
@@shingimanyame4157 kana usati wakuziwa kuti the spirit of your ancestors live wakarasika hama....nyama ndiyo yakaora mweya uriko nekusingaperi....
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea Жыл бұрын
Taitirwa zvakanaka isu! This is another level
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
Haisa imboko iyi. Unashamedly chases after everything in skirts
@memoriegomana5341
@memoriegomana5341 Жыл бұрын
Vakaramba mykadzi wavo mukuru heyi vakarwadzisa vanhu
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
@@memoriegomana5341 for wat reason he divorce
@eduardomarira2354
@eduardomarira2354 Жыл бұрын
This guy has knowledge although he mixes here and there. Even masvikiro vsnonamata kuna mwari
@phillimonnemadzivhanani5512
@phillimonnemadzivhanani5512 Жыл бұрын
Pastor Haisa vanozviziva here kuti bhaibheri ravarikutaura iro zvikamu zvaro zvizhinji dzinotova tsamba dzaitonyorerwa kumarudzi akasiyana . Pauro ane tsamba dzakanyorera ku vaefeso , kuvaroma ; kuvakorinde etc asi nhasi uno bhaibheri iri murikuriti rinotaura kunesu nhasi .
@f.madzivire1731
@f.madzivire1731 Жыл бұрын
He is still looking very young😃considering tym yatakatanga kumuziva naburukai Mwatibaba haaaaa muture mutoro...
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Pastor Haisa thank you tavaona
@kudakwashemarire851
@kudakwashemarire851 Жыл бұрын
Pastor varidzamba dzamba mhinduro dzavo
@munyahchinoz2648
@munyahchinoz2648 Жыл бұрын
Unofa uri rombe mudhara wakada kutuka midzimu...
@shingimanyame4157
@shingimanyame4157 Жыл бұрын
Pastor kungoti havana zivo yakanyatso kwana vari kubabaika,vanhu vezvemidzimu vanoda munhu ane zivo nezve Shoko
@lovemoremusvazvi4112
@lovemoremusvazvi4112 Жыл бұрын
Pastor Haisa ,ndafara kukuonai kuti muchiriko , But chokwadi panyaya dzenyu chirikunetsa kubuda ,murikungozviita victim panyaya dzose ,hapana pamakatadzawo here ,pavakadzi vese ivava hapana arikuchema nemi here
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
True cuz
@lifemariro6620
@lifemariro6620 Жыл бұрын
Drewmas mabhaiza kana iri program yemagitare bvunzai zvemagitare then mukada debate rezvitendero mochiita Chikritsu netsika like Radio 2
@pridekoga
@pridekoga Жыл бұрын
Pliz dzoserai kasong kamairova kare kekunzi haranga pliiiiz
@abigaildenhere5801
@abigaildenhere5801 Жыл бұрын
Mazuvano mukasaimba zvemaNjuzu pastor kuteererwa kwenyu kunonetsa😅😅😅😅😂😂
@tinymukwati7376
@tinymukwati7376 Жыл бұрын
VERY TRUE PASTOR HAISA
@yeukaimundonda7275
@yeukaimundonda7275 Жыл бұрын
Pastor Haisa.. Muchiri kurangarira pastor Ndunduri pana Samora na6th 2001
@memorymvundura7166
@memorymvundura7166 Жыл бұрын
Ini hangu nzimbo dzenyu.makeke
@simbamoyo9400
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
Zvanzi mahwindi to the world 🌎 🤠🤠🤠🤠🤠🤠🤠
@siparagadasiparagada3249
@siparagadasiparagada3249 Жыл бұрын
Apa Pastor Haisa arikungodhomoka
@leechibharo1989
@leechibharo1989 Жыл бұрын
Pastor varegererei vakatorasika Kare midzimu iriko
@sirchifamba39
@sirchifamba39 Жыл бұрын
Pastor vatora show yose
@dianamorosi8289
@dianamorosi8289 Жыл бұрын
Pamberi nebas shumba team renyu chihera nasokostina.
@lindiwejiya8179
@lindiwejiya8179 Жыл бұрын
ASI imi munonamatira vanhu,same nekumiririrwa nevadzimu
@beatwave747
@beatwave747 Жыл бұрын
Tsvaga vanhu vanoziva Mwari vakudzidzise. VaHaisi vari Limited pashoko raMwari
@maishandymaishandy7865
@maishandymaishandy7865 Жыл бұрын
Thank you Drewmas and team
@nabothkusemamuriwo699
@nabothkusemamuriwo699 Жыл бұрын
Neshamba vanhu ava vemubible vaive vatema verenga Revelasions from 15
@rockmaposa3109
@rockmaposa3109 Жыл бұрын
Drewmas I think munofanira kungoronga debate iri official. Kuvanhu vakasiyana kwete kutsimbirira mdhara uyo .
@tapfumaneyipetro9128
@tapfumaneyipetro9128 Жыл бұрын
Thank you Dremas Media
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
Well-done soko pakubvunza
@kudakwashemunyengeri2085
@kudakwashemunyengeri2085 Жыл бұрын
Kupusa dzakura idzi jesu wadzo mutemaere
@rasras2263
@rasras2263 Жыл бұрын
Pastor is trying but the cat is out of the bag, vanhu vasvinura nowadays, it's been long tichinyeperwa nana Papa ava, back to chivanhu🙌🏿
@talithadube6468
@talithadube6468 Жыл бұрын
True that
@OphirZw
@OphirZw Жыл бұрын
Ita uchinyeperwa.Speak for yourself.👌
@engineernijo95
@engineernijo95 Жыл бұрын
True there is nothing called Jesus for Africans midzimu irikoo
@rashedngadze8853
@rashedngadze8853 Жыл бұрын
Midzimu ndiyo yedu vatema.
@itayichitauro9426
@itayichitauro9426 Жыл бұрын
Chivanhu futi Omg , zvaunorwara wani
@Malvern09
@Malvern09 Жыл бұрын
Pangonzi akuna chinonzi mudzimu ndabva ndaita husimbe hwekuteerera
@ralp3678
@ralp3678 Жыл бұрын
Kana neni
@trinitymusonza4273
@trinitymusonza4273 Жыл бұрын
Alshadhai ndinotoinzwa everyday
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
When Pastor Haisa's misery became mine There are times when one becomes both a player and a referee. Judges and magistrate, I have no doubt, experience the same. I did in two cases during my stint on the arts and culture desk at The Herald. Pastor Haisa and the late Freddie Chimombe's plight and misery became mine. In 2010, I was holed up in traffic along Jason Moyo Avenue just opposite Joina Centre in Harare. It was around 5pm and the robots at Julius Nyerere and Jason Moyo were not working. Bored and feeling out of sorts, my eyes wandered towards Joina Centre and there walking down the pavement was Pastor Lawrence Munjeye Haisa. Instinctively, he also turned his eyes at the traffic and saw me. Surprised, he rushed towards me and leant into the car. ‘Baba muri vapenyu?’ He asked me. ‘Makangoenda. Muri kupi?’ When traffic started heaving forward, I opened the door and he slid in, breathless with excitement. He was still in his favourite greyish jacket and was holding a khaki packet. After the preliminaries, Pastor Haisa said, ‘Zvinhu hazvisi kufamba baba. Kubva zvamaenda hapana achaita shungu nesu. Tangova vanhuwo zvavo . . .’ He then opened the packet and took out a CD, ‘Baba ndiitire zvamakamboita paya pamwe zvingachinja.’ If ever there is a musician whose plight almost became mine is Pastor Haisa. I had become one of his closest friends when his chips were low. Almost every day he would just pop up into the newsroom and sit by my desk. It did not matter to him what time it was and how he looked. At one time, I asked the guards not to let him in but I felt so bad about it when one day after the guards had told him I was not in, I went down just to see him sitting outside waiting for me. I won’t forget the smile that broke onto his face when he saw me. I led him back into the newsroom where he sat down and took out a half-eaten half loaf of bread from his jacket and offered me a piece. I was so touched that I swore to do anything to help him. I realised that he indeed needed my help. I knew by seeking me, he felt I could help him. But I knew I had nothing to give him. When the predecessor of H-Metro, city.com wrote about his affair with his sister’s daughter, Haisa came to see me pleading that I do something about the story. But I told him there was nothing I could do. I started reading about Pastor Lawrence Haisa’s miserable life way back in 2001. A talented and successful gospel musician whose future was bright at the time, Haisa, a former pastor with The Zimbabwe Assemblies of God Africa (Zaoga) hit news headlines with women issues. One of the stories that made it big was in 2001 when Zaoga defrocked Haisa after he had thrown his wife, Rugare and his small daughter out of their home. See the story below: Church defrocks Pastor Haisa over marital woes THE Zimbabwe Assemblies of God Africa (ZAOGA) Church has stripped popular gospel singer, Lawrence Haisa, of his pastorship after he threw out his wife, Rugare, and their one-year-old daughter from their matrimonial home last year. A church leader, identified only as Bishop Ngorima, said the decision to defrock Haisa was reached at a disciplinary hearing after he failed to convince the committee why he threw out his family. Ngorima said: “The disciplinary committee decided to strip him of his duties as pastor because ZAOGA does not allow a man to divorce his wife. “Such behaviour is not acceptable at all.” Haisa kicked out his family from the matrimonial home after his wife challenged him over an alleged love affair with another church member and musician. Rugare, 22, said: “Rumour was circulating that Lawrence was having an affair with another church member, under the guise of compiling an album together. “He spent most of his time with her and one day I found them in my house cuddling and looking very cosy. “When I asked him what was happening, he became very hostile and told me to leave or he would beat me up.” She said she took up the matter with the church’s authorities and Haisa was subsequently defrocked. Haisa denied he threw out his family and said Rugare left on her own will. But he admitted he was under disciplinary action. He said: “I did not throw her out, but she packed her bags and left for Zvishavane, her rural home, without my consent or knowledge. “She only came back after three months and I told her that I could not accept her back into my house after she had been away for such a long time. What did you expect me to do?” Before she left, Haisa said, she withdrew $3 000 from his bank account. I told her to come with her relatives so that we could discuss the matter, but she never did,” said Haisa. Asked whether he was having an extramarital affair, Haisa said: “We are working on an album together.” Denial Haisa has denied the defrocking saying that it was never communicated to him in writing. He brought me a sheaf of letters to prove that he had written to Zaoga for clarification but none of the letters got a response. According to him, nobody can defrock anybody since a pastor is anointed by God. In the case of his first wife, Rugare, Haisa blamed church leaders especially Bishop Ngorima for eyeing her. He said he had suspected it and that chasing him out of the church was a way of keeping his wife away from him. But I will never forget the story of how he became a pastor; how his family disowned him and his life as a cattle herder in Masvingo. He told me that growing up without parents has made him become the angry man he is today. To him, Zaoga founder Bishop Ezekiel Guti is a father who helped him become what he is today. At one time, he told me, he had to live in the streets before a church in Masvingo took him in. His parents died mysteriously when he was young. First, was his father who was bitten by a cat. Then his mother also died. He grew up an orphan passed on from one family to the next. Then he joined the village Zaoga church. This saw him visiting and deciding to stay at a church in Masvingo. This was when he realised his singing talent which opened up his horizons. He came to Harare; trained as a pastor at UMFIC and became a pastor. Combining missionary work and music, Haisa became the centre both within the church and outside when his music made it big. Then came scandal after scandal. Over the years through to 2007, Haisa made big headlines for wrong reasons: Pastor Haisa hauled before court for assaulting wife (2004); Haisa thrown into prison (2004); Haisa in trouble (2005); Pastor Haisa marries sister’s daughter (2007); and his long-drawn fight against his record company, the now defunct Record and Tape Promotions (RTP) over his musical rights. This is where he started visiting me to push his case against RTP. He had successfully taken the company to court and won the case and was expecting a huge pay-out. But it’s not clear what happened at the last minute, the case was thrown out. The fight against RTP had started way back in 2003 when Haisa walked out of the deal citing poor royalties. It dragged on until around 2007 when, Haisa who literally have no place to stay came to see me one morning eating a half bread without any drink. He was close to tears. Haisa had become a regular visitor to the Herald newsroom to see me. He believed, from what he would always ask me to do for him, that I would help him rise again. At the time, he had just had a fight with yet another woman who later claimed that Haisa had tried to kill her. That case saw Haisa in court. One day, I sat him down and asked whether all what the people, the media and the women were saying about him was wrong. ‘Baba moziva zvechirume zvonetsa,’ he told me. I recall him saying every time: ‘Baba zvinhu zvakandiomera.’ When I pressed him hard, he admitted the marital violence but as always passed on the blame to others. I realised with each visit that I had to help him clear his record. This was not easy to do because a lot about him being a rogue had been written and no one would believe me if I wrote positively about him. For example, in his 2004 wife-battering case, Magistrate Omega Mugumbate had to throw Haisa into the cells for a night after he had interfered with witnesses. When I suggested this idea to him, Haisa was more than grateful. But I had to convince the diary session that the story was worth. This was not going to be easy. I could not do it so I waited for Sunday when I would put in the paper anything without explaining it to anyone. Still I knew I would have to explain it when the paper was reviewed the next day. I made sure that Haisa’s came out as a sorrowful piece that would quash any questions and avoid any one seeing me as trying to dust him up. There were not many questions about the article except the usual shrugging and unspoken suspicion. If Haisa had money then, somebody would have spoken about bribery but he was down and low to an extent that he would ask me for bus fare
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 Жыл бұрын
The world would be a much better place if we had more compassionate people like you C Musarurwa. Individuals who are willing to pick others up who are down. Giving hope to those who have become hopeless. Sometimes people will be just looking for someone who is willing to listen,someone willing to give them a voice and a shoulder to cry on. It's easy supporting and loving people when things are going well, but true friends are those who are there for you when everyone else has turned their backs on you. That was a very touching story. You probably saved his life, when people feel hopeless and abandoned that's when people start thinking about ending their lives. You're my hero. God bless you.
@samsonmarikwa2631
@samsonmarikwa2631 Жыл бұрын
Kubva maita wekuyanika chaizvo. Anyway, I also thought he would be forthcoming on the issues of his marriage troubles. I think he tries to paint himself as the injured party.
@bosslady933
@bosslady933 Жыл бұрын
Ndaneta nekuverenga ini
@cmusarurwa6309
@cmusarurwa6309 Жыл бұрын
@@bosslady933 Sorry mai Nyasha
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
Tjooo wat a history of life
@brightmatsvimbo7107
@brightmatsvimbo7107 Жыл бұрын
Your interview at one time became a debate!!!!!!!!!!!!!!!
@kudakwashemunyengeri2085
@kudakwashemunyengeri2085 Жыл бұрын
Sokostina fambanaye
@elandchalaz6593
@elandchalaz6593 Жыл бұрын
Amen Pastor tinotenda
@nokuthuladapetha2199
@nokuthuladapetha2199 Жыл бұрын
Baba haisa takakumbirira kuvadzimu nekubvunza masvikiro baba zvenyu muchavaziva. Musashore mudzimu. Bible harina kuipa mudzimu hauna kuipa asi matsananguriro nekunzwisisa...
@tongaicchirenda957
@tongaicchirenda957 Жыл бұрын
Mbwende iyi inonzi haisa
@eddieburuvisa2731
@eddieburuvisa2731 Жыл бұрын
Pa MaCdes Munhuwashe manyepa variko vaipira
@phillimonnemadzivhanani5512
@phillimonnemadzivhanani5512 Жыл бұрын
Adrew urikubvuma zvisizvo , mudzimu haasi munhu . Mudzimu mweya . Mudzimu mutsvene , mudzimu unoera munhu here ? Chinonzi mudzimu mweya .
@centreparty
@centreparty Жыл бұрын
Happy Man zvavo
@petuniachibondo660
@petuniachibondo660 Жыл бұрын
Thank you pastor nekujekesa
@thulanichingoda9016
@thulanichingoda9016 Жыл бұрын
Mwaomesera vaHaisa. Dai mangoti tiimbirei chete.
@deemutamba3944
@deemutamba3944 Жыл бұрын
Cuz 😅😅
@f.madzivire1731
@f.madzivire1731 Жыл бұрын
Haa pamidzimu ndopamakarasika vaHaisa
@linomsadube
@linomsadube Жыл бұрын
Hazvishamisi Mai vaitoona Kuti mwana Wangu uyoo.
@josephmatarangani2478
@josephmatarangani2478 Жыл бұрын
Mukoma Neshamba chimbodanayi apostle Monalita kana madzibaba bond vapajekese apa
@precioussita6998
@precioussita6998 Жыл бұрын
Ana DJ vanokanganisa chokwadi asi mwari vanokuitirai zvakanaka munhu wamwari musatye mwari ndivo vanorangarira
@solomonmachokoto1274
@solomonmachokoto1274 Жыл бұрын
Pastor Haisa is still playing the victim card. He's not taking any responsibility for what caused his first marriage to fail and his other failed relationships. Sometimes we're the devil,it's o.k. to say I made some bad decisions,I was immature,or women were my weakness. True repentance means owning up to our mistakes.
@Ladypradaful
@Ladypradaful Жыл бұрын
Haiwa ipapa behind closed doors vanotopira kuvadzimu vavo, vonyepera kuisa Bible muhapwa
@petersiyana2356
@petersiyana2356 10 ай бұрын
Pastor go back to crusades many will be born again when you sing the holyghost will causing birth.Dont struggle form people to hear your songs.go to ground you will find everything. GOD BLESS YOU.
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 Жыл бұрын
Pastor vane mashoko akadzika anodzidzisa.. Ma songs avo anoita sekuti unoona denga richizaruka
@abigaildenhere5801
@abigaildenhere5801 Жыл бұрын
haana rudzi sera arikuramba kuti midzimu haiko, midzimu iroko dai angoti yake haaizivi chete
@centreparty
@centreparty Жыл бұрын
Pakuti hake vaiverenga Bible warasika but ancestors where led with the Holy Spirit
@beatwave747
@beatwave747 Жыл бұрын
Urikunyepa iwe Neshamba zvakanyorwa papi. Hapana pakanzi zvemubible zvakaudzwa nani?
@rambochauke710
@rambochauke710 Жыл бұрын
Kkkkk Abraham Eria midzimu vakafa vanhu ava Debate iri raifanira kudzoka zvkare na pastor ava
@iceechips6468
@iceechips6468 Жыл бұрын
Handidzo dzekubata chibharo here idzi??
@mirriamdube5162
@mirriamdube5162 Жыл бұрын
Kkkkkkkk wadziziva
@wattyhoma7718
@wattyhoma7718 Жыл бұрын
Baba ava vatori confused vakatendeutswa nenhamo
@titosziwewe8207
@titosziwewe8207 Жыл бұрын
Havana chavanoziva paster avo
@magretchirere3993
@magretchirere3993 Жыл бұрын
Makadii homeboy ndinodawo kubatsirwawo ndipeiwo #dze.nyu
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 Жыл бұрын
0714903747
@samsonmarikwa2631
@samsonmarikwa2631 Жыл бұрын
Pastor Haisa looks very happy. If you can laugh like that, what else can you need. He however is not forthcoming when it comes to explaining his marriage problems. Man has a will. If you allow Satan to take over that will, you cannot stand in front of the people or God to say it is the devil or Satan who caused me to do that. You should just say I did this and my wife did this or that which caused us to part ways. I think sometimes it is just better to say, it is part of history which is not fair for me to divulge without the consent of my former wife or without my former wife having an opportunity to respond. Also it would be interesting to know more about the band members who contributed to his musical prowess. Otherwise, Pastor Haisa is a likeable man and hope everything is going good for him. Inyika yangoipa but he could have done well with his music. Also, music should also mature to cater for a large demographic to remain relevant, not sure how his music is now. He had a unique style which was aesthetic to the ears. It would help if he can upload on youtube.
@rodrickmutindivari7744
@rodrickmutindivari7744 Жыл бұрын
Andrew unodzifambira wena
@mamoyomamoyo6051
@mamoyomamoyo6051 Жыл бұрын
Takuita chivanhu mazuva isu
@talithadube6468
@talithadube6468 Жыл бұрын
Munoita henyu nice voice. But tisiyei nevadzimu vedu isu we believe in our ancestors
@lisapeters5114
@lisapeters5114 Жыл бұрын
Vakutya kuti masangano achashaya vanhu. Matithe oita mashoma, mari yave kuita shoma😅
@guestguest1390
@guestguest1390 Жыл бұрын
If u say zve chivanhu zvakanaka, sei muchizviitira muchihwande, usiku uye musingadi kuzvitsanangura pachena? Hoyo!
@TinosNhamo
@TinosNhamo Жыл бұрын
Thank You Pastor for standing up for God and do away with the africans belief of being looked after by a dead person. We have to look after our parents when they are still alive not to wait for them to die so they can.
@salomemakayi6118
@salomemakayi6118 Жыл бұрын
Munondikomborera mufundisi wangu nziyo dzenyu dzinondisimudzira mweya wangu
CHEGUTU..........MUSIKANA [23] OURAYA SHAMWARI YAKE NEBANGA
45:55
Drewmas Media
Рет қаралды 26 М.
[OFFICIAL VIDEO] || Kozowa rinhi Tenzi - Christ in Song
3:16
Blessed Assurance Broadcasting Network
Рет қаралды 127 М.
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 33 МЛН
Part 5. Roblox trend☠️
00:13
Kan Andrey
Рет қаралды 2,5 МЛН
😜 #aminkavitaminka #aminokka #аминкавитаминка
00:14
Аминка Витаминка
Рет қаралды 419 М.
Mukadzi Ane Sugar Arikurwirwa Nevarume Chief Mutasa
34:00
TICHKACH MTV
Рет қаралды 11 М.
ANOTHER LEVEL........SOLO MAKORE AND THE FOGO FIRE
26:35
Drewmas Media
Рет қаралды 8 М.
VOTIZA MUSHA NEKUDA KWEMATOMBO KUSHAMVA
31:35
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Murume vangu Akabatwa Nemukadzi Vemunhu Chief Mutasa
48:46
TICHKACH MTV
Рет қаралды 40 М.
Mysterious Talking Mutoko Bus Burnt. Bhazi riya rekwa Mutoko rakazotsva
34:02
Citizens Voice Network
Рет қаралды 33 М.
FOREVER MISSED  ---- JAMES CHIMOMBE
1:06:03
Drewmas Media
Рет қаралды 74 М.
CHIREDZI UPDATE......NJUZU DZOTIZA DREWMAS MEDIA
55:23
Drewmas Media
Рет қаралды 74 М.
MT DARWIN....OPFURA MUKADZI NEPFUTI NDOKUZOZVIURAYAWO
25:06
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
Flipping Robot vs Heavier And Heavier Objects
00:34
Mark Rober
Рет қаралды 33 МЛН