Mukaenda paJRM platform munotora any number dzinibuda pascreen mobata maleeders vanokubatairai
@nanakynana8662Ай бұрын
@@janetgwama779 send me the contact if you have
@sajinjikaАй бұрын
Keep it up
@chetmaisvaАй бұрын
What is the original. Title of this sermon
@Adbeck44comminications99zwАй бұрын
Sound doctrine
@user-tg4fc5ly5dАй бұрын
I think muridzi we contante ino kunzwisisa kunomunetsa😅😅😅😅😅😅
@PaulMoyo-wy8knАй бұрын
Haaa tererayi vhangeri iro masavada icho ichokwadi ka icho
@dontshuks4729Ай бұрын
CCR5 Delta 32
@user-bh8qg5fl7nАй бұрын
Potoo
@PlaxedesKanjandaАй бұрын
Anonyepa zvimwe zvinhu uyu plus chokwadi vanhu vanochiona wega nenhema ndobasa remweya mutsvene iroro kwete kut anoti ndini ndega wechokwadi achi shonyorora magwaro ummmm ini handitsvagi chechi ndotsvaga chokwadi ku sda ndokwandinoenda ndakawerenga history yamai white hawasi founder mai white wakatotendeukawo kubva ku methodist waine 15 or 16 yrs vasati varoorwa saka zvaanotaura akazvivana kup . Kana muchida history yawo iri mubhuku rakanzi America the prophecy . Ende SDA haina bhaibheri yaro sda inowerenga kjv or niv mamwe ese haakurudzirwe . Kana mai white wakanyepa pazviporofita zvawo ndiwo nenhema dzawo sda inotenda kuwerengwa kwebible .
You are a false prophet T.Chiwenga refer to Hebrew translation of 1844 not 1855 as you proclaim ,Prophet of Doom.
@thembandlovu3344Ай бұрын
1844 or 1855 hazvina kana basa,message remains the same....hanti izvezvi murikunyeperana muchiti hazvina kana 5 years asina kudzoka,muchanyara futi sezvamakamboita 1844 Ellen akazama kugadzirisa nhema dza Miller nenhema dze cleansing of the sanctuary....wait and see
@thembandlovu3344Ай бұрын
Prophet of doom ndi Ellen G white akakusarudzira mitemo yokuchengeta zvisina kana verse one....iverse ani inokupai "group" remitemo yamunochengeta?...by so doing she became your goddess & your law giver......izvezvi maPastor enyu zvaanoenda ku bible college makazviwana pa verse ani?....munoita nharo muchiti mirairo yakanyorwa pamatombo ndiyo yakasara mimwe yose yakanyorwa pabook yakaguma...ko chegumi chamunobvisa chiripapi pama ten commandments? Ko mitambo yematumba? Ko murairo wema first fruits?,Ko mirairo yezvinodyiwa nezvisingadyiwe? Ko zvokusadya ropa? Ko zvekuva ma vegetarians?,Ko zvamunoti zvakanga zvakanyorwa mubook rakaroverwa pamuchinjikwa wani....makatenda zvamakasarudzirwa naEllen G white chimwari chenyu.....murivanyengeri vanonyeperadzera kuda ten commandments but chokwadi ndechekuti hamunei ne ten commandments imi asi sabbath yamakanyeperwa zvisina kana verse one mukanzi ndiwo mutemo mukuru,mukanzi ndiyo seal yaMwari,mukanzi ndizvo zvinokuratidzai kuti murivanhu vaMwari....sabbath law ndiyo yakaita kuti musatenda kuti mutemo waMwari worudo wakatokwana wakadaro....ku ten commandments wakavinga sabbath kwete ten commandments....rambai ka tinzwe zvandataura izvii
@Donald-zh4qtАй бұрын
Zvazve ma versi handi chimbotipayi maverse inoti namata svondo titangire ipapo munhu wamwari
@thembandlovu3344Ай бұрын
@Donald-zh4qt wadiii watanga kupindura mibvunzo yandakubvunza......zvisinei rega ndikupindure wako mubvunzo.......makaroiwa nenhau ye sabbath ndosaka makazogadzira chii sunday kuti muwane chinhu chekurwa nacho muchizvisimbisa munhema dzenyu......hatinamate ne sunday or saturday or monday or any day tsano tinonamata "mumweya nemuzvokwadi",kuungana sunday kana saturday kwatiri zvakafanana there's nothing special about it,chiri special ndiKristu.......verse yacho inotsigira zvandataura iyi.... Galatians 4:8 Asi nenguva iyo, zvamakanga musingazivi Mwari, maiva varanda vavamwari vasati vari vezvokwadi; 9 asi zvino, zvamunoziva Mwari, zvikuru zvamunozikamwa naMwari modzokerazve seiko kune zvokuvamba zvisine simba, zvovurombo, muchida zve kutanga kuva varanda vazvo? 10 Munochengeta misi nemwedzi, nenguva namakore. 11 Ndinotya pamsoro penyu, kuti zvimwe ndakabate-basa kwamuri pasina....hanzi naPauro ndinotya pamsoro penyu masavadha muno observer ma days......imwe yacho inotsigirana na Galatians 4:8-11 yandakupa iyo i-Col 2:20 Zvino kana makafa pamwe chete naKristu kunezvokuvamba zvenyika, munozviisireiko pasi pemirairo, somugere munyika, 21 mirairo inoti: Usabata, usaravira, usagunzva, 22 (izvi zvose zvinofanira kuparadzwa kana zvobatwa nazvo); muchitevera mirairo nedzidziso dzavanhu? 23 Zvinhu zvakadai zvakaita sezvinovuchenjeri, pakunamata Mwari nokuda kwavo, nokuzvininipisa, nokutambudza muviri; asi hazvinesimba rokukunda kuchiva kwenyama. Kana usina kuiswa veil mumoyo mako Col 2:21 iyo inokubudisira pachena rudzi rwemitemo inonzi ma weak and beggarly elements,i-ten commandments idzo dzairehwa,hanzi dzinoita sedzinesimba pakunamata Mwari asi adzina simba rokukunda kuchiva kwenyama.....murairo wokuti usaita hupombwe hauna simba rokutadzisa munhu kuita hupombwe saka uchinzi uri weak,murairo unopa munhu mhosva (Rom 3:19-21) panekuti ubvise mhosva saka we don't care nokupihwa mhosva asi nokubviswa mhoswa(Romans 8:1-2)nokuti tagara tirivatadzi through birth usina kana chawaita kana chawatadza unotoberekwa urimutadzi(Rom 5:12-14),ndosaka it was fulfilled becoz it was weak (Hebrews 8:6-13)..................ukaverenga Matt 5:17-18 usingamhanyi uye usina doctrine mauri raunoda kutsigira....uchawona kuti Kristu akati I did not come to destroy the law but "to fulfil it"......ukabva pa17 uchienda pa18 anobva ati one jot or one title of the law shall in no wise "PASS FROM THE LAW UNTIL ALL BE FULFILLED" wotoshaya kuti nokudzidza kwenyu ikoko chakakutadzisai kuona kuti verse 18 irikuti "law was going to pass after the fulfilment" that word "TILL" pa verse 18 ndo expiry date yomurairo.....hanti munoshandisa verse 17 ku defender ten commandments? zvino verse 18 anobva aratidza pachena ka kuti ten commandments dzinopfuura kana dzazadziswa zvinova izvo zvakaitwa naKristu pamuchinjikwa,akazadzisa murairo,..........ukaenda mberi nayo Matt 5 pa verse 19 anobva ati "whosoever shall break one of these least commandments shall be called the least but whosoever shall do and teach others to do shall be called great.......Now mubvunzo ndewekuti ndeapi ma commandments aya airewa naKristu?.....imimi munobva maita assumption yokuti ma ten commandments airehwa becoz of the word "commandments" but matokanganwa kuti pa Collosians 2:21-23 pachitaurwa zvokuti musava pasi pemirairo inerudzi rokuti "touch not; taste not ; handle not" pakatoshandiswa futi word rokuti "commandments",you can't understand kuti this word commandments is used as per context of the passage.......Ndeipi mirairo yairehwa naKristu pana Matt 5:19?............verse 21 Kristu anobva ati "you have heard that it was said of them of old time" thou shalt not kill,ndivanani ava ve of old time vakaudzwa kuti thou shalt not kill? ndi physical Israel.....saka imimi Kristu munoti kudi kwatiri? verse 22 Kristu akutiratidza manje kuti kunonzi kuzadzisa murairo wokuti thou shalt not kill kudi,akuchipa ma commandments ake manje.....verse 22 anobva apa wake murairo unoti "don't hate or get angry with your brother in other words love thy brother",akabva aita address the "cause" yokuuraya,chinoita kuti munhu auraye kushaya rudo or kuvenga saka ukachengeta murairo werudo hausisina need yokuchengeta wokuti usauraya nokuti chinoita kuti uwuraye kushaya rudo kureva kuti Kristu akazadzisa murairo wokuti usauraya nomurairo worudo....Kristu akaratidza pachena kuti kuzadzisa murairo ku replacer murairo wokuti thou shalt not kill nemurairo wokuti love thy brother....ipapa unobva watowona kuti zviya zvamunonyeperana muchiti ten commandments ndo murairo worudo kudzungaira,without any controversy Christ sampled the fulfilment of the law thou shalt not kill with the law love thy brother....Romans 13:8-10 is very clear mirairo yose including ten commandments zvakabatanidzirwa pamurairo worudo kwete zvokunyepa zvokuti zvakabatanidzirwa pa ten commandments, inhema dziripachena idzodzo nokuti hakuna verse yakadaro asi ma assumptions evanhu vari desperate to defend their false doctrine.....zvandatsanangura apa hauzviwone kana wakaputirwa nokuti unenge uchiverenga bible uine answer kudhara saka unenge wakuda kuti ma verse atsigire doctrine rakaiswa mauri....murairo worudo ndiwo waakareva pana verse 19 not ten commandments sokunyeperwa kwamakaitwa nevanhu vanonamata chimwari chinonzi sabbath.....sabbath law ndiyo chikonzero chakaita kuti murambe murairo waKristu worudo muchida kudzokera kuna Moses.....because of kunamata zuva makaramba Kristu as a lawgiver or a testator of new testament mukadzokera kuna Moses the testator of old testament,in other words makaramba kuti Kristu wakauya munyama inova spirit of antichrist nokuti makaramba zvaakaita munyama yake kunova kuzadzisa murairo,scriptures do not need private interpretation yenyu yamunoita iyo zvokuti Kristu akazadzisa mirairo yamunoda akasiya yamusingade...unoti sei muchienda kumutambo wematumba kana kuuya nema first fruits nokubvisa chegumi noku observer Lev 11? Kuramba kuti Kristu akazadzisa all those laws munyama yake,kuramba kuti akauya munyama (1 John 4:3) spirit of antichrist ndoyamunayo maSDA Imagine kuti wakatodzidziswa kuti kuva muzvokwadi zvinowonekwa nezuva rokunamata,ukanzi sunday ndeyema satanists,ukatonzi sabbath ndo "seal" yevanhu vaMwari,TIPE ONE VERSE ZVAYO INOTSIGIRA THIS "PILLAR" OF YOUR FAITH.....hakuna kana one inotaura zve sabbath vs sunday sezvawakanyeperwa nema scholars aida kusimbisa doctrine re sabbath.....vakatitangira havana kumboparidza vhangeri yemazuva imi busy nemazuva....haufungiwo kuti istrong delusion iyoyo?......lastly read 2COR3 wakaisa doctrine rechisavadha pa side uchawona kuti the whole chapter apostle Paul was comparing ten commandments which he described as ministration of death and condemnation WITH the grace of our Lord Jesus Christ...read also Galatians 4:21-31 wowona kuti chakabva ku mount Sinai chii.....read also Hebrews 12:18-24 you will find again the comparison of mount Sinal and mount Sion.......verenga wakaisa chisavadha paside kana Ishe vatendera uchabatsirika zvikuru wotiza chisavadha chinomhura nyasha dzaMwari
@munyaradzimufara353028 күн бұрын
This man knows nothing about SDA
@robertmarufu4227Ай бұрын
Ur lying baba. Anonzi William Miller and the year 1844. Chiwenga unonyeba iwe
@symlexbrn5396Ай бұрын
He used to preach better but now he sits on fancy chairs in a studio lounge talking political and social issues 🙄
@wellcomesvarukaАй бұрын
That's your thinking.Dai mwari vakubatsira.
@celianchitembo4924Ай бұрын
Ko imi zvamaive ipapo ndoo zvamuchiri here😂😂mafungiro akadai anoshamisa
@thembandlovu3344Ай бұрын
Tirikutowona kuchinja kwe understanding yako isu kwete message yaKristu irikuparidzwa na apostle Chiwenga haina kuchinja ba