Maita basa ne vedio 😢😢 he was my former teacher 😢 kwa Musami paDombodzvuku .R ip.Mr Mupfunya murewa 😢😢.
@MaiZihonye3 ай бұрын
Ummmm he was a good person.Akatirwadza mufunge.
@kudakwashedongo70242 ай бұрын
Jiti ndereyi ko parufu rwemupositori muchatadzisa munhu rwendo rwake its high tichaguma tovigana toga mapositori pasina vanhu vemunyika haa ndsbatikana zvikuru
@MaiZihonye2 ай бұрын
Sorry dear .i think zvichazotambirika with time kuti kana munhu asarudza chitendero chake ngazviitike sekuda kwake dispite the fact that vamwe hamuwirirane nazvo..I think panonetsa ndepekuti hama dzinokwanisa kuviga munhu pasina church but church haikwanise kuviga munhu pasina hama.But zvuchagadzirika hazvo