Ava Ingozi Chaiyo Yakatipindira Mumusha

  Рет қаралды 1,667

Rusike TV Zimbabwe

Rusike TV Zimbabwe

Күн бұрын

Пікірлер: 13
@Kuzz988
@Kuzz988 7 күн бұрын
MaZimbabweans chokwadi icho chemachokwadi ese chirikuparidzwa daily na Baba Rusike. Regai kurovera maoko nekuridza mhururu ku zanu muroi we Zimbabwe. Hatidi kurwadzirwa here nenhamo yatiri kuoneswa iyi. Mwoyo yedu haibaiwi here tichiuraiwa ne zanu yevanhu vasiri MaZimbabweans. Mwari ngavatiroyonere tishaye muZimbabwean who supports zanu muroi wedu. Thank you vaRusike and musamira kusvika munhu wese anozi muZimbabwean chaiye asvinura kusvinura kwechokwadi chaiko.
@MudiwaOlaf
@MudiwaOlaf 7 күн бұрын
Amen idama iroro
@RichardMabvuvure
@RichardMabvuvure 5 күн бұрын
Mudhara tozviona hatina power toita sei
@Gwenyambira-z2q
@Gwenyambira-z2q 6 күн бұрын
Nyika yaendeswa kumawere nema tera njanji aya
@MikeLeyo
@MikeLeyo 7 күн бұрын
Masoja ekuzinbabwe vanoshandisirwa mishonga Havana chavanoona vanotoona zviri tori bhoo, scava iya inosungwa muhuro yakaoma inyoka iyaa
@charitynyoni
@charitynyoni 7 күн бұрын
It's obvious, even SADC leaders
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 7 күн бұрын
Mabumbwa imwiiiiii whyyyyyyy matiparadza weduweeee
@MikeLeyo
@MikeLeyo 7 күн бұрын
Ipapoo urikutaura mudhara Rusike, vanhu varikutoda hondo pasina hondo havabvi, vanotori ne vision yee 2030 ivo vasina kumbowina election.
@MikeLeyo
@MikeLeyo 7 күн бұрын
ZANU pf yakakora midzi, yakanyanya kugarisa vachitonga vavekutoita kuti nyika ndeyavo kwete yevanhu
@MikeLeyo
@MikeLeyo 7 күн бұрын
Chokutanga vane mhosva dzakawanda saka it's not easy kuti Va surrende nyika becoz they know kuti ones vasiya kujeri apapo hapana chitsotsi,
@BrianTsaku
@BrianTsaku 5 күн бұрын
Hazvimbochinja mukoma mabumbwa aripo aya mbavha mhondi
@stevetailor7750
@stevetailor7750 6 күн бұрын
Tirikushandisirwa MITEMO YanaBANDA yekuMALAWI u not allowed to watch TV
What is Wicknero Source of Funds?
1:42:43
The Rebel
Рет қаралды 2,5 М.
Akabata Mukadzi Wake Achikw^rwa MuToilet NeBoyfriend
24:11
ZimNews Beat Tv
Рет қаралды 162 М.
Мясо вегана? 🧐 @Whatthefshow
01:01
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН
小丑女COCO的审判。#天使 #小丑 #超人不会飞
00:53
超人不会飞
Рет қаралды 11 МЛН
Quando eu quero Sushi (sem desperdiçar) 🍣
00:26
Los Wagners
Рет қаралды 13 МЛН
Teererai Nyaya Iyi
20:09
Rusike TV Zimbabwe
Рет қаралды 2,8 М.
LE PONT LUBILANJI DE MBUJIMAYI EN DANGER.
17:36
Planet Muzima Tv
Рет қаралды 121
Mukadzi Akati Mwana Haazi Wangu!Why should I Pay $2000
49:19
BUSTOP TV
Рет қаралды 78 М.
Mizimu yayambapo Paja timanena lero ndi izii
15:52
Nthambi Malawi
Рет қаралды 12 М.
UMFAZI WAMI UNGONDLISE INGANE 18 YEARS KANTI INGANE AKUYONA EYAMI
52:04
Nyika Yese Irima Rega Rega!!
20:14
Rusike TV Zimbabwe
Рет қаралды 1,2 М.
MUTSVANGWA ATTACKS WICKNELL CHIVAYO. ''HE IS NOT IN CONTROL AND IS FINISHED''
22:23
Мясо вегана? 🧐 @Whatthefshow
01:01
История одного вокалиста
Рет қаралды 7 МЛН