Baba Ropa vadzoka 😂😂😂

  Рет қаралды 34,705

Nigel Tha Slick Pastor

Nigel Tha Slick Pastor

9 ай бұрын

Seiko Baba Ropa vachitaura zvine kakushora Mai Ropa so 😩😩😩😭😭😭😂

Пікірлер: 235
@nyathichipunza606
@nyathichipunza606 9 ай бұрын
Kuti vaite sei Kuti vafambe if life was just as simple as a Man's brain 😂😂😂
@mongiwamabaleka4820
@mongiwamabaleka4820 9 ай бұрын
The moment he said I was thinking of u I knew its about to turn left
@queen7008
@queen7008 9 ай бұрын
Patricia...Hanzi bhutsu dzamaiKuda kuti vaite sei Nijo... kuti vafambeka😂😂😂😂
@LegOfGal001
@LegOfGal001 9 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkkkk haaa NIJO kuseri hake
@oscar-gh6od
@oscar-gh6od 9 ай бұрын
Nijo 😂😂😂 vane nharo
@rudodhliwayo596
@rudodhliwayo596 9 ай бұрын
Kuchengeta mwana vari bare foot here🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Nijo hayaaaas ndanakidzwa zvangu veduweeeeee natural talent chaiyo😂😂😂😂
@SenatorKnori2308
@SenatorKnori2308 9 ай бұрын
Hanzi "ukai pfeka nema socks inogona kuita"😂Dead
@owenm84zw
@owenm84zw 9 ай бұрын
Chimwe chinhu chichatiuraya tichifara ndi Nijo naPatricia 😂😂😂😂😂😂😂
@thaslickpastor
@thaslickpastor 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@corlismadondo846
@corlismadondo846 9 ай бұрын
@@thaslickpastormunondigonera mudhara
@DaynNightOG
@DaynNightOG 9 ай бұрын
"Vanochengeta mwana vari bare foot?"😂😂😂
@bernardettesharara7891
@bernardettesharara7891 9 ай бұрын
😂😂😂
@pigomogo
@pigomogo 9 ай бұрын
Nijo Fans Lets Gather Here😂
@tapiwanashemanyeza1207
@tapiwanashemanyeza1207 9 ай бұрын
It's the vanochengeta mwana vari barefoot for me😂😂😂
@ruvaparr7823
@ruvaparr7823 9 ай бұрын
Baba Ropa you look smart with that haircut
@andrewjena6349
@andrewjena6349 9 ай бұрын
Kuchengeta mwana vari bare foot here. kkkkkkkkk
@charlionzim4305
@charlionzim4305 9 ай бұрын
Ah hanzi unochengeta mwana uri barefoot, hakuna murume akadaro, mai Ropa ane patience🤣🤣
@samantha3144
@samantha3144 9 ай бұрын
Kuti vaita sei, vafambe kaaa 😂😂😂😂😂😂😂😂
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
@PhillipMadziva-jp2zf
@PhillipMadziva-jp2zf 9 ай бұрын
😂😂 apa ndakuvara apa
@mellisakyliemtingwende8701
@mellisakyliemtingwende8701 9 ай бұрын
Yaah kuyita murume anenge baRopa zvivindi zvinozadza ocean chayizvo😅😅😅😂😂😂😂😂😂😂
@faraiheart9561
@faraiheart9561 9 ай бұрын
Rega vazoti fear women
@timothyjonasi9514
@timothyjonasi9514 9 ай бұрын
Ha munhu haangachengete mwana ari barefoot shuwa.
@user-mz4ph9uh6j
@user-mz4ph9uh6j 9 ай бұрын
Kkkkkkkkkkk kwanzi baba Ropa wakatengera Mai Kuda Bhutsu zvikanzi ehee zvikanzi dzekudii Dzekufamba kkkkkkkk kwaaaaa kkkkkkkk
@TinasheSabora
@TinasheSabora 9 ай бұрын
Haaaa munhu haanga chengete mwana ari bare footed 😅
@Darlingtonchayima
@Darlingtonchayima 9 ай бұрын
Baba ropa haadi rugare hanzi makavatengera bhutsu dzeyi😂😂😂 zvikanzi dzekufambisa kah
@nyashadoroba9808
@nyashadoroba9808 9 ай бұрын
Hazvimbofe zvakapera zvakanaka kana kamwe chete kaaaanaaa 😂😂😂😂😂😂😂
@everistochikengezha8062
@everistochikengezha8062 9 ай бұрын
its the "haaaa ibva" at the end for me 🤣
@melisahfordson
@melisahfordson 9 ай бұрын
Vanochengeta mwana wari bare foot .......Kkkk mai kuda wakati changamu 😂😂😂
@timothyjonasi9514
@timothyjonasi9514 9 ай бұрын
Kkkkkkk this is for Baba and Mai Ropa for real.
@portiamhandu3005
@portiamhandu3005 9 ай бұрын
Vochengeta mwana vari bare foot🤣🤣🤣🤣
@talentsamaz8534
@talentsamaz8534 9 ай бұрын
Keep up the good work guys magona❤🙏
@nyashanyakudya6137
@nyashanyakudya6137 9 ай бұрын
Ungachengete mwana uri bare foot 😂😂😂
@panachebosspana2386
@panachebosspana2386 9 ай бұрын
Baba ropa wanga wati ndibalanzise kwese lolo😂😂😂🙌
@tinotendapaidajoe4828
@tinotendapaidajoe4828 9 ай бұрын
Hanzi kuchengeta mwana vari barefoot😂😂😂
@ashtonnyambudzi8744
@ashtonnyambudzi8744 9 ай бұрын
Kkkkkk ayehwa mai ropa munhu haachengete mwana ari bare foot kaa😂😂😂
@nyashadzashencube1456
@nyashadzashencube1456 9 ай бұрын
Good Ba Ropa can't chengeta vanadium Bare foot😂😂😂😂😂😂❤
@adjustsinyama
@adjustsinyama 9 ай бұрын
Mai ropa ba ropa.....and mai junior and ba junior magtom....macouples manyama❤❤❤❤
@emptyyourheart9086
@emptyyourheart9086 9 ай бұрын
BaRopa makatengera mai Kuda bhutsu.. ehe.. kuti zvidii.. kuti vafambe.Patricia wakashinga dai waseka ndapwatika kuseka
@shamisonhedzi5897
@shamisonhedzi5897 9 ай бұрын
Hanzi vanochengeta mwana vari bare foot here😂
@emmanuelkadyamatimba9647
@emmanuelkadyamatimba9647 9 ай бұрын
Nijo mwari ave newe kkkkkk kuuya nemanyangira dahwa kkkkk
@joylinechakanetsa6534
@joylinechakanetsa6534 9 ай бұрын
Hanzi vapfeke bhutsu vafambe 😂😂😂😂😂😂😂😂 Nijo ndakutadza 😂😂😂😂
@shelterpamire5215
@shelterpamire5215 9 ай бұрын
Hanzi vanochengeta mwana vari bare footed here😂😂😂😂😂
@gondo17
@gondo17 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Mai Ropa nzwisisai sa mai Kuda vasingapererwe, tambirai vabva Ukey
@kudzaihope9703
@kudzaihope9703 9 ай бұрын
😂😂😂😂nijo you're too much
@steadychari7865
@steadychari7865 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣 you guys got me laughing ndega
@tafadzwakarumbidza546
@tafadzwakarumbidza546 9 ай бұрын
Haaaaaaa this couple ma1 chaiwo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@nyashadoroba9808
@nyashadoroba9808 9 ай бұрын
HahahahahahahahahahahahahahahahaHhahahahah nhasi ndinourayiwa naNigel. Ndamama hangu nekuseka
@priedmunyaradzi9051
@priedmunyaradzi9051 9 ай бұрын
Vochengeta mwana vari barefoot 😂😂😂😂😂
@tendaichitowa4943
@tendaichitowa4943 9 ай бұрын
Haha hanzi havangachengete mwana ari bare foot
@chakanakahoko4199
@chakanakahoko4199 9 ай бұрын
Baropa mojairira imi😂😂😂😂😂
@tineyichinhare7244
@tineyichinhare7244 9 ай бұрын
The facts are nijo can't buy anything that can please Mai ropa that's the facts kkkkk
@Lomilosfreestyle001.
@Lomilosfreestyle001. 9 ай бұрын
Kkkkkk l don't understand this language but haaaaa Nigel pa solt shaker ye pink iyoooo haaa wawanza bhururu
@stuarttendai3425
@stuarttendai3425 9 ай бұрын
Haaa Ba Ropah kaa 😂😂 🙌🙌🙌🙌
@danielmurenzi5851
@danielmurenzi5851 9 ай бұрын
Ummm you are so amazing hooo kana wati zii unenge wave kwa maiKuda nhayi
@tapuwamhondiwa5036
@tapuwamhondiwa5036 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂you guys munopedza
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 9 ай бұрын
😂😂😂😂 ukuda vachengete mwana vari barefoot here 😂😂😂😂 aah no mhani
@mildredzinhema1123
@mildredzinhema1123 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂kutiiii vafambe zveeeeee
@luv3d
@luv3d 9 ай бұрын
Hanzi vanga chengete mwana vari barefoot hre🤣🤣🤣
@deee8637
@deee8637 9 ай бұрын
😂😂😂😂Nigel ndakutadza kkkkkkkkkkkkkkk kuti vafambe
@ruthmukondwa6556
@ruthmukondwa6556 9 ай бұрын
Kkkkkkk Cosmas Theresa maoko kkkkkk hanzi vangachengete mwana vari barefooted 😂😂😂😂
@evelynmajuru-wv5nu
@evelynmajuru-wv5nu 9 ай бұрын
You are glowing mai Ropa
@kusley303
@kusley303 9 ай бұрын
haha kuchengeta mwana hakudi uri bare foot shuwa
@derekbeaton3475
@derekbeaton3475 9 ай бұрын
Munhu haangachengete mwana Ari barefooted 😢😂😂😂😂
@user-wm8jk4mx5j
@user-wm8jk4mx5j 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣Hanzi vakati changamu changamu haaa mahorror
@mainyakudirwa5494
@mainyakudirwa5494 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 baba vaRopa ka hamudaro
@princessmakusha4319
@princessmakusha4319 9 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅 hah mai ropa makashinga mmmmh
@simbaraishehunie8052
@simbaraishehunie8052 9 ай бұрын
Hahaha u never disappoint us guys.
@PhillipMadziva-jp2zf
@PhillipMadziva-jp2zf 9 ай бұрын
Hakuna comedian anodarika Nijo ndokutaurira😂
@tondetanditonny802
@tondetanditonny802 9 ай бұрын
😂😂😂😂 haa i agree newe ipapo
@PhillipMadziva-jp2zf
@PhillipMadziva-jp2zf 9 ай бұрын
@@tondetanditonny802 chero vana Will Smith nana Kevin Hart vana apa
@tinotendarachaelmaitireyi1396
@tinotendarachaelmaitireyi1396 9 ай бұрын
Its the vanochengeta mwana vasina bhutsu here for me😂😂😂😂
@joylinechakanetsa6534
@joylinechakanetsa6534 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 Nijooooo
@shamisochikowore3771
@shamisochikowore3771 9 ай бұрын
Murume unenge wakapihwa bhagidhi ne half chaiye.pakadai hapawanikwe hamurambane kujairana chete hupenyu huchitoenda mberi😂😂😂
@AlisonNgwali2005
@AlisonNgwali2005 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Mai kuda is a problem
@shepherdmudimu6447
@shepherdmudimu6447 9 ай бұрын
Muchinda ari serious here uyu
@tinotendarachaelmaitireyi1396
@tinotendarachaelmaitireyi1396 9 ай бұрын
😂😂😂nijo will never disappoint.mhinduro yezvese anenge anayo😂
@suedetv2650
@suedetv2650 9 ай бұрын
Ndanga ndasuwa kuona muchinetsana 😂😂😂😂😂
@trevorshamu4767
@trevorshamu4767 9 ай бұрын
Makatengera mai Kuda bhutsu kuti vaite sei😂😂😂😂 ... kuti vafambe kaaa, saka ukuda kuti achengete mwana ari bare foot here😂
@user-pf8wz9ii6h
@user-pf8wz9ii6h 9 ай бұрын
Ndanga ndasuwa baba ropa na mai ropa zveshuwa vadzoka 😅😅😅😅😅❤
@lindamudarikwa730
@lindamudarikwa730 9 ай бұрын
Nema socks 😂😂😂😂😅
@BrianSibanda-qh6et
@BrianSibanda-qh6et 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Nigel mupengo chaiwo
@tatendaroemarufu971
@tatendaroemarufu971 9 ай бұрын
Kuri kubhora nijo ndimessi
@princechimucheka341
@princechimucheka341 9 ай бұрын
Ku spoila mood kkkkk
@SoulDeepZim
@SoulDeepZim 9 ай бұрын
Ndaita surrender naBaRopa. Ah 😂
@tapiwachinhema1380
@tapiwachinhema1380 9 ай бұрын
Haaa nijo kuseri😂😂😂
@privycooper748
@privycooper748 9 ай бұрын
Hanzi ini andina kumboyendako 😂😂😂
@user-mv5ol5rc4r
@user-mv5ol5rc4r 9 ай бұрын
Mababy dady manyama 😂😂😂😂
@MaChiko2018
@MaChiko2018 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂 hanzi haundizive
@MiriamMushaninga
@MiriamMushaninga 9 ай бұрын
Vaviri ava pane basa😂😂😂
@cynthiakahonde-en4yw
@cynthiakahonde-en4yw 9 ай бұрын
Hayas hazvina kupera mushe wena😂😂😂😂😂😂😂😂
@smithphotography89
@smithphotography89 9 ай бұрын
Hahaha kupfeka kuti vafambe😂
@bridgetchipindura4992
@bridgetchipindura4992 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 zvakaoma iiií
@memorygoche2574
@memorygoche2574 9 ай бұрын
But Ropa ka 😂😂😂😂kut vafambe ka
@schmicheal
@schmicheal 9 ай бұрын
Mai kuda vakaty changamu _ changamu havapererwe iwe uri ngori mu soft hako kkk
@tanyamusaidzi9911
@tanyamusaidzi9911 4 ай бұрын
😂😂😂😂Ba Ropa 🙌🏿
@saymoremumani1432
@saymoremumani1432 9 ай бұрын
😂😂😂😂zvekundisuwa here or 😂😂😂 mogona guys
@user-jo7kx6jm9e
@user-jo7kx6jm9e 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂nijo kaaa
@JosephMachoba
@JosephMachoba 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 hoyooooooooooo ndatovapo
@leonamasukume3870
@leonamasukume3870 9 ай бұрын
😂😂😂😂vanochengeta mwana vari barefoot
@JordanMbedzi-qr3mc
@JordanMbedzi-qr3mc 9 ай бұрын
Bare footed 😂😂😂
@priscillamachaka9419
@priscillamachaka9419 9 ай бұрын
Nhai veduwe 😂😂😂😂😂😂😂
@ngonikangara7681
@ngonikangara7681 9 ай бұрын
Pakuzoita compare Mai Ropa na Mai Kuda ao manje. Hanzi Mai Kuda won't complain 😂
@JahBlissZw
@JahBlissZw 9 ай бұрын
Huye unozorora 😂😂😂😂
@PhillipMadziva-jp2zf
@PhillipMadziva-jp2zf 9 ай бұрын
Baba Ropa wakatengera Mai Kuda bhutsu Eheka Kuti zviite sei? Dzekupfekaka Kuti vaite sei? Kuti vafambeka 😂😂😂
@claudiouskudakwashechitaur7292
@claudiouskudakwashechitaur7292 9 ай бұрын
😂😂kuti vafambe ka
@ndiwanga9532
@ndiwanga9532 9 ай бұрын
Miss u Nijo ku the mng drive 😊
@daphnejena5080
@daphnejena5080 9 ай бұрын
kuti vafambe ka kkkk ndazviziya kuti hapana chitsvene apa
@sharondaniemgerezi2926
@sharondaniemgerezi2926 9 ай бұрын
😂😂😂😂Asi Nijo ka
@giftnyakabau
@giftnyakabau 9 ай бұрын
Kt vafambe a Ka kkkkk
Mfundisi kwaMai Advisor
7:07
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 117 М.
Baba Ropa ndibatsirewo
5:03
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 56 М.
ТАМАЕВ УНИЧТОЖИЛ CLS ВЕНГАЛБИ! Конфликт с Ахмедом?!
25:37
How Many Balloons Does It Take To Fly?
00:18
MrBeast
Рет қаралды 160 МЛН
아이스크림으로 체감되는 요즘 물가
00:16
진영민yeongmin
Рет қаралды 59 МЛН
MUFUNDISI MUNYOWANI
5:53
Comic Elder
Рет қаралды 65 М.
EverAfter ep6
16:49
Patricia Putsayi
Рет қаралды 15 М.
Takugara Tese: Baba na Mai Ropa
4:23
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 48 М.
VaMandebvu Pasi Peshamhu
8:47
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 128 М.
Patricia atenga PS5
4:49
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 48 М.
Vaishanda mu bhawa@Ruka_zw
6:55
Gamuchirai Duve
Рет қаралды 9 М.
NIJO WEDDING
10:23
Digital Genius Pro Films
Рет қаралды 170 М.
Vaviri Ava 😂 (Baba naMai Ropa)
8:08
Nigel Tha Slick Pastor
Рет қаралды 84 М.
СЛЕЗУ РАДИ СЕСТРЫ...
0:57
Тимми Шоу
Рет қаралды 2,2 МЛН
😱ВСЕМ БЫ ТАКИЕ СТАЛЬНЫЕ НЕРВЫ
0:18
MEXANIK_CHANNEL
Рет қаралды 6 МЛН
Grandma Cat - the Hot Dog Eating Champion #gaming #food #challenge  #cartoon
0:15
Super Emotional Stories
Рет қаралды 12 МЛН
Толстый солдат всем отомстил #shorts
1:00
Nico’s new friend!#nico #smartnico #funny #dog #cute
0:24
Nico_thepomeranian
Рет қаралды 22 МЛН