No video

Samuronda voti Maporofita Nen'anga Same whatsapp group

  Рет қаралды 5,672

PahashaTv

PahashaTv

Ай бұрын

Пікірлер: 53
@kingsdaughtersaltoftheeart5194
@kingsdaughtersaltoftheeart5194 Ай бұрын
This guy has too much pride.
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c Ай бұрын
Bishop Samuronda Itai Basa Mbavha Dzashungurudza Vanhu Munyika I support you
@connieshoko5326
@connieshoko5326 9 күн бұрын
Ndiri kuuya nenyaya yangu ndakabirwawo
@Michaelmushamba274
@Michaelmushamba274 3 күн бұрын
I n'anga idzi hakuna muporofita anotumira nyuchi
@comfortsadieq
@comfortsadieq Ай бұрын
I sapot u bishop mbavha must fall ndichauya ndakavharwa $400 nehamakadzi
@paultmatekenya7418
@paultmatekenya7418 Ай бұрын
Uum bishop,vaporofita vemahara hobho,new testament yacho inoti ipai pachena nekuti nemiwo makapihwa pachena
@ListerSamutanga
@ListerSamutanga Ай бұрын
Samuronda to the fullest
@tarirokahiya-ql6dd
@tarirokahiya-ql6dd Ай бұрын
Ngaga nemaporofita vamwechete zwagosiyana kuti uyoane muzdimu asiakushadisa simbaramusikavanhu
@user-oq5bs8dm1c
@user-oq5bs8dm1c Ай бұрын
Ko wekumba imbwa akazodii samuronda
@CarolineRitsire-nm4hh
@CarolineRitsire-nm4hh Ай бұрын
Bishop munotàura zvinonzwisisika .rambai makatsika ipapo
@SurprisedBrownBear-yi3ly
@SurprisedBrownBear-yi3ly Ай бұрын
Bible tagara tinoverenga old and new testaments. Saka vari right kubata nyaya dzeku old testament.
@cathrinemarwendo7654
@cathrinemarwendo7654 4 күн бұрын
Zvemahara zvinodhura shuwa. Thanks nekujekesa ipapo. Vazhinji taive murima. Anyway Thokozile phone number hadzipo paScrean . Hatisi kudziona Ok
@user-oq5bs8dm1c
@user-oq5bs8dm1c Ай бұрын
Samuronda 🎉🎉
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c Ай бұрын
Sisi murikubvunza Muporofita henyu but Bible hamutozivi zvachose, Nokuti Bible rine New and Old Testament Old Testament inoti Chigamba to Chigamba,New Testament ndiyo Inoti Munhu Ngaaregererwe
@user-kv4os3ne5c
@user-kv4os3ne5c Ай бұрын
Imi Murikubvunza Muporofita wy muchibvunza kunga mukadhakwa Munoti dayi Mbavha isina kukwenya yaibudikira here
@RumbidzoJakachira
@RumbidzoJakachira Ай бұрын
Sis avo vakugona kuchi manya😊😊
@misheckskelloh7659
@misheckskelloh7659 27 күн бұрын
Kikikiki ndanakidzwa
@tarisaichigwada5515
@tarisaichigwada5515 Ай бұрын
Bishop vanogarepi ndoda kuzovashanyira
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
Zimbabwe Dz extension
@enockdzanas2420
@enockdzanas2420 Ай бұрын
straight tok bishop tanzwa
@siphidube9811
@siphidube9811 Ай бұрын
Ngamamenemene uqobo.😅😅😅
@samasamsonmangi3519
@samasamsonmangi3519 Ай бұрын
Thokozile vakutya kkkk
@ruramaimawire218
@ruramaimawire218 Ай бұрын
Tokoooooooooo kkkk ngavandironderwo ka kkkk
@BelindaJiti
@BelindaJiti 26 күн бұрын
Kkkkkk Samaz
@beaularaaron9541
@beaularaaron9541 Ай бұрын
Idi risingaputse hukama...😊😊😊
@reniaschipumuro5034
@reniaschipumuro5034 Ай бұрын
Yeah but chokwadi tatochiziva (hanzi hndisi Mwari ka-ini ) ko pane amboti uriMwari hr but bhaibheri kna ririro ratinoziva nzverai magwaro munenge murikunyanya kuzvikudza
@layleemtage3979
@layleemtage3979 27 күн бұрын
@@reniaschipumuro5034 very true panyaya yemari apo its abit questionable ..Mwari vachitipa zvipo he gave us for free kut tikwanise kubatsira nyika why kuzovabhadharisa ...dai Mwari vatipa a discerning spirit
@reniaschipumuro5034
@reniaschipumuro5034 26 күн бұрын
@@layleemtage3979 it's very simple kuvanhu vanobeliever kuona kuti izvi sandizvo vnhu vasingavimbi naMwari vachida zvifananidzo ndovarikundonzi Mwanangu Mwanangu ivo vachibudisa mari zvavo u.mm myb nhamo ndoirikutiitisa iko kuzvikudza kwacho kna bhanabhasi waisasvikapo.
@florencedenhere-xn1bs
@florencedenhere-xn1bs Ай бұрын
Ko kuchurch kunobatsirwa nemi here or vamwe vesangano
@user-wr6oo2wp8h
@user-wr6oo2wp8h Ай бұрын
Nothing but truth,kkkkkk
@connieshoko5326
@connieshoko5326 9 күн бұрын
Pane wandinoda kuti asotwe mbavha
@ruramaimawire218
@ruramaimawire218 Ай бұрын
Kkkk
@misheckskelloh7659
@misheckskelloh7659 27 күн бұрын
Ndochikwadi munhu uyu ichokwadi
@norestchiranda6282
@norestchiranda6282 Ай бұрын
PaHasha tv plz udzai mnhu uyu apindure mamessages kuApp ndane week ndichizama ktaura naye haasikuoindura mamessages hndikwanise kufona hndisi kuZim ndakabirwa mombe veduwe
@comfortsadieq
@comfortsadieq Ай бұрын
itofonai nemari musafona yewhatsapp call idd that tikataura
@PahashaTv
@PahashaTv Ай бұрын
We eill forwad the message
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 29 күн бұрын
Ndokumbirawo number dzasamuronda pliz​@@PahashaTv
@user-lx6qc1wx2b
@user-lx6qc1wx2b 23 күн бұрын
​@@comfortsadieqmakanzwanana here pakutaura
@comfortsadieq
@comfortsadieq 23 күн бұрын
@@user-lx6qc1wx2b hongu
@MatildaJORDAN-sf1hm
@MatildaJORDAN-sf1hm Ай бұрын
Ko vane utsinye munovaita seiko vanoshandisa munhu amushandisa kana zvaita zvake okuitira utsinye
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 Ай бұрын
First pano
@JessyTizirai
@JessyTizirai Ай бұрын
Bi shop come to sa
@user-wf8gk2hz7m
@user-wf8gk2hz7m Ай бұрын
Chokwadi chemahara wapedza Matika
@user-lq1uq5xd9d
@user-lq1uq5xd9d Ай бұрын
Ndiri munziira ndanzwa nekutsotsawo zvinhu zvangu nehama
@NyashaMotsi-o1z
@NyashaMotsi-o1z Ай бұрын
Does the bible allow Bishops to charge?.
@bosslady933
@bosslady933 Ай бұрын
Vataura chokwadi
@lovejoychikuhwa2692
@lovejoychikuhwa2692 Ай бұрын
Samuronda ...vanoronda mbavha is admitting kuti vanoita zvese ...kurombesa ne kubvisa ...pota neko tisangane ...basa nderimwe...mese muri n'anga ..Dambudziko nderekuti the journalist haana kukwenenzvera nyaya dzemweya... we have two worlds ...dark side and light side...SHE appears not to even understand the scriptures yet exposing herself to a master spiritualist ...with a better understanding than her ...He chides prophets ..yet is relatively pacifist on n'anga ...anemaziso anonzwa nenzeve dzinoona aona...Freely you have received freely you must give...our Samuronda vanoda mari yavo yekuombonora misungo yavo ...Panonzi paye handisi Jesu kaini ...murikutoudzwa character.... Jesu was flesh and blood...his Spirit that worked in him is the same that is at work muvanhu vake...Anyone who delves in the Spirit world has either the Holy Spirit or the Spirit of Darkness...Visit the story of Jesus' temptation ...Satan akatouya kunomuti huya ushande on my side ..had he accepted as some have done and will do..ndopaunonzwa ma compromise...pota neko tisangane...The gifts remains richitoshanda ..asi makapingudzwa ...Nekusaziva totevedzera team tichinyudzwa ...
@user-qb1pf6ym3t
@user-qb1pf6ym3t 29 күн бұрын
Tipeiwo num dzavo pliz
@PahashaTv
@PahashaTv 29 күн бұрын
Samuronda #+263 715 543 880
@NyashaMotsi-o1z
@NyashaMotsi-o1z Ай бұрын
Does the bible allow Bishops to charge?.
@NyashaMotsi-o1z
@NyashaMotsi-o1z Ай бұрын
Does the bible allow Bishops to charge?.
Logo Matching Challenge with Alfredo Larin Family! 👍
00:36
BigSchool
Рет қаралды 15 МЛН
Кадр сыртындағы қызықтар | Келінжан
00:16
Вы чего бл….🤣🤣🙏🏽🙏🏽🙏🏽
00:18
Akanyengerwa Mukadzi neShamwari | Chief Ngezi | Publicsphere
44:38
Nyaya Yadzoka Mudare Matsotsi Abatwa Chief  Mutasa
1:05:39
TICHKACH MTV
Рет қаралды 29 М.
Mukadzi Haachade Murume | Chief Ngezi | Publicsphere
42:34
BUSTOP TV
Рет қаралды 10 М.
Bamunini Vakandidongorera Ndichigeza
54:09
PahashaTv
Рет қаралды 51 М.
Ndakapotswa Nerufu Ka4 Ndinemavanga Epfuti Matatu
1:04:37
SlyMediaTv
Рет қаралды 13 М.
VAISAZVARISA :THE CLOSURE DNA SHOW: S13 Ep 19 #theclosurednashow#tinashemugabe
59:41
Logo Matching Challenge with Alfredo Larin Family! 👍
00:36
BigSchool
Рет қаралды 15 МЛН