This guy deserves to go places. Chii chinoda kugadziriswa zviite? Vanorova mimhanzi but levels remaviews avo shows something isn't ryt papromotion yake murume.uyu Zvisinei thumps up. Ramba uchibaya, zvichavhadhara chete
This guy is so talented..we like playing his music with my wife...coz we used to play his songs during our courtship days
@BeeTembo6 жыл бұрын
Pa voice hamuite Bla buddo rambai mekêdero ne industry
@nyanganationalparknyangana65453 жыл бұрын
My artist buddo nox
@machisijack3 жыл бұрын
ko song yako nhy Buddo yekuti handina kukuramba asi kuti wakandinyima nguva ndoitsvaga ndichitii title ndikuishaya
@brianmachaya923 жыл бұрын
ukaenda pa reverbnation unoiona ndipo pakawanda ma songs ake.
@ChidoMusoni8 ай бұрын
Buddo noxy Inumber 1 unonzwa seuri murudo iwe Uri single 😂😂😂 malove song ako Moto
@ishacharugwe21174 жыл бұрын
Alwayz tempted to vote for this guy,
@wicksonpambani35896 жыл бұрын
Yaaah good music boy ndiri wekumaraini kwako but unozonyanya kuzvifonera buddo unoita kunge usingagare nevanhu but most artist avavhaire gadzirisa ipapo ndiri fun rako