No video

Chamisa Makamutuma - Live Performance

  Рет қаралды 47,773

CCC TV

CCC TV

Күн бұрын

Madzibaba veshanduko performs #ChamisaMakamutuma in Kariba
#ngaapindehakemukomana
#yellownation
#thepeopleshallgovern

Пікірлер: 64
@munyaangerowanadula2675
@munyaangerowanadula2675 2 жыл бұрын
How many believe that Madzibaba Veshanduko is a gem to our struggle? Let's shower him with likes.
@tungamirayi7656
@tungamirayi7656 2 жыл бұрын
He is a brave champion.
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 2 жыл бұрын
Madzibaba always on point,,, love you madzibaba nebasa ramurikuita kuti vanhu veZim vapepuke
@fortunatezovovo7480
@fortunatezovovo7480 2 жыл бұрын
Munhu wese ngatinamate nyika yedu zvatangova zviseko ... Mwari pindirai nyika yedu iveneshanduko 2023 ngapinde hake mukomana ..
@priscahmhlahleli3948
@priscahmhlahleli3948 2 жыл бұрын
Taurai zvenyu madzibaba chamisa ndi jeshuwa atora chimuti topinda mukenani mwari titungamirirei sezvamakaita mozisi kubva ijipite
@ladyk.b.2257
@ladyk.b.2257 2 жыл бұрын
Aaah CCC pa fashani yakapenga ndabvuma hangu... Ngapinde hake Mukoma come 2023 ngenkani
@patriciachamanga5075
@patriciachamanga5075 2 жыл бұрын
Mukomana uyoooooooo door tamuvhurira
@wellingtonzhawari4381
@wellingtonzhawari4381 2 жыл бұрын
Madzibaba murikumberi.
@charityrunzirwayi3602
@charityrunzirwayi3602 2 жыл бұрын
The legend madzibaba rambai makadzvanya
@meuddzingayi460
@meuddzingayi460 2 жыл бұрын
God 🙏 protect Chamisa for us... Madzibaba mukomborerwe
@edwinbhimha9191
@edwinbhimha9191 2 жыл бұрын
Ndofara kukuonai madzibaba moremera vamwe sando dzenyu idzo
@winnetdube8281
@winnetdube8281 2 жыл бұрын
Big up madzibaba weshanduka bhora mberi
@mandlasithole2165
@mandlasithole2165 2 жыл бұрын
That's beautiful maDzibaba
@douglassithole9760
@douglassithole9760 2 жыл бұрын
Ngaapinde hake mukomana 💕💖🌿
@tafadzwamussariamba7209
@tafadzwamussariamba7209 2 жыл бұрын
Kune nhamo shuwa
@priscilladawa9505
@priscilladawa9505 Жыл бұрын
Huyai Jehovah muchinje zvinhu imi, tarwadziwa home and away, kanyika kedu kadiki asi Kane nhamo kukunda Africa yese, takambotadzaiko, vana velzirayiri vakasvika Canaan
@user-jq5nu7tw6u
@user-jq5nu7tw6u Ай бұрын
Well done Madzibaba veShanduko. Let's keep the fire burning Madzibaba veShanduko you're powerful!!!!
@faithmavhaza5234
@faithmavhaza5234 2 жыл бұрын
Nayo CCC 💃💃💃🙏
@royalblue4064
@royalblue4064 Жыл бұрын
Parikufarwa zvapo apa. Tasarira veduwe.
@stpeter2214
@stpeter2214 Жыл бұрын
Kutoshaya bakatwa uta nemiseve kupusa Akangozviita anenge ane power rekuteererwa
@miriamtfortunate7602
@miriamtfortunate7602 2 жыл бұрын
Murambe makadaro madzibaba
@julietmuzokura3172
@julietmuzokura3172 Жыл бұрын
Madzibaba veshanduko salute munhu wamwari zvinoita chete
@rumbidzaikadawo8911
@rumbidzaikadawo8911 2 жыл бұрын
Mukomana ngaapinde.🔥🔥🔥🔥
@ruthchinaka2725
@ruthchinaka2725 2 жыл бұрын
You always on point madzibaba keep it up
@m.highlyfavoured4299
@m.highlyfavoured4299 2 жыл бұрын
zvifarigwei zvenyu imi.
@melbachekai2571
@melbachekai2571 2 жыл бұрын
Love Madzibaba.He loves wearing yellow shoes too💛💛💛💛💛💛 armed with his yellow stick
@rainamapfumo418
@rainamapfumo418 2 жыл бұрын
Pamberi neshanduko munyika ☝️💛💪
@TendaiChinyama
@TendaiChinyama Жыл бұрын
Ndimadzibaba chaivo here kana kuti ndezvekunakirwa but ku rally konakidza hako veduwe
@MujayaEvansmemoryLeeroy
@MujayaEvansmemoryLeeroy 2 жыл бұрын
Ccc ndiyo chaiyo chaiyo ngapinde zvake mukomana
@niconkola9314
@niconkola9314 2 жыл бұрын
God bles Zimbabwe ccc in control💪💪💪👑😢🏣🔟
@stevndluli7829
@stevndluli7829 Жыл бұрын
This song so powerful
@KarenMasaletulini-md8fd
@KarenMasaletulini-md8fd Жыл бұрын
Ngaapinde mukomana ngaapinde
@jossiepretorius
@jossiepretorius 2 жыл бұрын
God protect avct neloson chamisa💛💛💛💛💛
@royalblue4064
@royalblue4064 Жыл бұрын
Yellow inonakidza zvayo
@mirriammirirai130
@mirriammirirai130 2 жыл бұрын
Let there be light
@jestenerphiri9819
@jestenerphiri9819 2 жыл бұрын
rambai makadzvanya vakomana kufara kwenyu kufara kwedu
@auxiliachiranda8305
@auxiliachiranda8305 2 жыл бұрын
CCC ndizvo
@sifisondlovu2811
@sifisondlovu2811 2 жыл бұрын
Ngaapinde hake mukomana👆👆👆
@ellisonmadenyika4239
@ellisonmadenyika4239 8 ай бұрын
ZVINO ATIZA..
@patietania1186
@patietania1186 2 жыл бұрын
Ha ngaapinde hake mkomana
@cpfam
@cpfam 2 жыл бұрын
Famba Mukomana famba
@beaulahnyamapfeni9650
@beaulahnyamapfeni9650 2 жыл бұрын
Masuwa kurohwa ka madzidzibaba veshanduko
@thokozanimpofu1304
@thokozanimpofu1304 2 жыл бұрын
Haa makagonesa, makaita madzibaba and crew
@zuzemoyo7696
@zuzemoyo7696 2 жыл бұрын
If only the CCC was as explicit in what it wants and needs to do for Zimbabwe, as it is in its comical roadshows.!!! Zimbabwe deserves better.
@user-uu9by9bi2q
@user-uu9by9bi2q Жыл бұрын
👌👌👌👌
@faraindlovu2109
@faraindlovu2109 2 жыл бұрын
Amen
@auxyjames7122
@auxyjames7122 2 жыл бұрын
Madzibaba veshanduko
@ellisonmadenyika4239
@ellisonmadenyika4239 8 ай бұрын
EVEN IF YOU TOKONYA/ GOFA HIM MUGURU MAAKA HWANDA CHAMISA HAASI KUZO BUDA
@juniorshumba8367
@juniorshumba8367 2 жыл бұрын
Voice boe zvekuti
@joysibanda9372
@joysibanda9372 2 жыл бұрын
Nyika inoda mwari.not zvana mbuya kaguvi.kudhara maitaimba ishe komborerai Africa zvinhu zvangu zvakanaka
@epramdanga8740
@epramdanga8740 2 жыл бұрын
It seems you are interetening tourist coming to visit kariba dam .you're getting fate food is all over Zimbabwe u don't believe that Zimbabwe is still under zanu pf just because of changes and developments now you have jobs to dance before the chamisa speech..
@mrb7507
@mrb7507 2 жыл бұрын
Pfutseki iwee hapana munhu asingazivi kuti Hupenyu hwakaoma muZimbabwe because of poor governance by Zanu PF. Getaway
@mbonisinxumalo2603
@mbonisinxumalo2603 2 жыл бұрын
Let's not lie to one another people are suffering only the few elites are enjoying the fruits of ZANU governane
@peltonngwenya7188
@peltonngwenya7188 2 жыл бұрын
Utmost rubbish
@zachariahkwada9988
@zachariahkwada9988 2 жыл бұрын
why 😂😂😂😂
@africapoliticstv2117
@africapoliticstv2117 2 жыл бұрын
Iwe ndiwe Rubbish hombe ...munoswero support mbavha dzauraya nyika.
@thembisilemaphosa4159
@thembisilemaphosa4159 2 жыл бұрын
Rubbish ngu nyoko
@charitymareya255
@charitymareya255 2 жыл бұрын
rubbish kumba kwenyu nedzinza rese nxa
@nokuthabangwenya4877
@nokuthabangwenya4877 2 жыл бұрын
Majaira kudya zvekupamba bhurati shiti hamudi zvakanaka.
Zimbabwe Grounds roars - Kushinga Mberi
5:54
CCC TV
Рет қаралды 26 М.
What will he say ? 😱 #smarthome #cleaning #homecleaning #gadgets
01:00
Секрет фокусника! #shorts
00:15
Роман Magic
Рет қаралды 62 МЛН
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 1 Серия
40:47
Inter Production
Рет қаралды 1,2 МЛН
Angry Sigma Dog 🤣🤣 Aayush #momson #memes #funny #comedy
00:16
ASquare Crew
Рет қаралды 46 МЛН
Paul Madzore - Kushinga Mberi Live Performance
3:49
CCC TV
Рет қаралды 180 М.
Shingai - Gokwe Kabuyuni Live Performance
1:36
CCC TV
Рет қаралды 22 М.
Thank you President Chamisa - Gogo Tsvangirai
25:05
CCC TV
Рет қаралды 53 М.
President Chamisa Cross over rally speech
1:13:44
CCC TV
Рет қаралды 22 М.
President Chamisa  visits Gogo Chihera
20:36
CCC TV
Рет қаралды 101 М.
FELI NANDI LIVE AT THE HICC || MUTI WATEMWA
7:41
FELI NANDI
Рет қаралды 41 М.
FELI NANDI LIVE AT THE HICC :  HOSSANA
6:19
FELI NANDI
Рет қаралды 56 М.
What will he say ? 😱 #smarthome #cleaning #homecleaning #gadgets
01:00