Рет қаралды 1,514
Guyo gunoti "...Chema netariro..." gwakaimbwa guchiridziwa naMufundisi Mamvura, guchitungamirigwa naMufundisi Nemadziva vose vokuHarare. Tinovona vana Bvekwa, Magavhe, Mutendahama, Masunda, (vose vekuBulawayo) nanaMnapo (veGweru), nomuPrista Mutendahama vokwa Mutare ipapo