CHIEF BUSHU: Vakadzi Vangu Varikundihurira

  Рет қаралды 9,528

SlyMediaTv

SlyMediaTv

Күн бұрын

Пікірлер: 60
@mulnykays4386
@mulnykays4386 9 ай бұрын
Mambo seke learn from this chief ndozvinoitwa chaizvo izvi not zvamakaita pa dat case yemusoja
@nomsanyika151
@nomsanyika151 9 ай бұрын
Aiwa Mash Central ndatenda zvangu inoda deliverance barika plus chihure,zvakonzereswa nechurch yaWimbo
@AngelaMahere
@AngelaMahere 9 ай бұрын
Vakadzi ngavaripiswe vanyanya chihure
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 9 ай бұрын
Mombe dzama charger Chief ngadziende kwatezvara murume uyo akadhakwa madhiri ake
@princessmamthe
@princessmamthe 9 ай бұрын
Volume pliz
@jabulanimgomesi7950
@jabulanimgomesi7950 9 ай бұрын
Mambo Bushu vanogona havo zvisina muvhunzo zvachose🙏Muridzi wemadzimai ayo aaaah haana kurongeka zvachose. Apa aive akatoteya hake kuzviwanira mombe nekuti zera iro shuwa here kuti anofunga kuti chipari chinobuda apo? kkkkkkk. Kutsvaka mari uku, haungati vanhu vaviri vachibuda iwe woti unovada kkkkkk. Ama 2k haamiriri izvo🤣🤣🤣Mbudzi vanodziwana pa 2 weeks idzo kkkkk kana kuti vachaudza murume kuti kana uchitida tibhadharire kkk.
@eunicezimunya3991
@eunicezimunya3991 9 ай бұрын
Vasikana makapenga imi,😅, murume wevakadzi ava ndiye arikuvapandutsa zvechokwadi 😮
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 9 ай бұрын
Cameraman buritsa vanhu vari kutongwa kwete vanhu vasinei nedare please
@margarettakundwa6333
@margarettakundwa6333 9 ай бұрын
Aaaaaa pwere chaidzo
@innocenthapazari8699
@innocenthapazari8699 9 ай бұрын
Mabarika ekudhakwa aya ane nyaya. Vakadzi vanobva vatoita syndicate kana ukavaitira chidofo chakanyanya. Syndicate yevakadzi ndakamboivona pane mumwe kule wangu anga aita chibharika chake chekudhakwa seichochi. Aiti mukadzi anenge aresva /amubhohwa omupanichiwa nekunyimwa bonde kwenguva inoenderana nezvaifunga iye kkkkk. Saka vakadzi vakazosungana vakamugadzirira saizi - vakaita syndicate yechihure vari pamwe chete. Paakazozviziva musha wose bwaaa!
@jah13765.
@jah13765. 9 ай бұрын
Mambo kutonga munogona problem order mucourt menyu hamuna. Vanhu venyu hamugone kuvacontroller
@valentamushonga6501
@valentamushonga6501 9 ай бұрын
Mmmm murivana vadiki vakadzi imi tsvagai mabasa kwete zvamuri kuitwa izvi
@P.Sango7879
@P.Sango7879 9 ай бұрын
Pwere chaidzo
@PhillipChibaya
@PhillipChibaya 2 ай бұрын
You shld focus your cameras on the person talking
@SHYLEENChinyundo
@SHYLEENChinyundo 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😅😅Akumbira sorry mrume aah kabarika kacho imiwee kakamuchemedza ako ama2000
@monalisagwiri4211
@monalisagwiri4211 9 ай бұрын
Aya ndiyo anonzi mahumbwe chaiwo atori kuitirwa nepwere idzi, vese vari vatatu zvavo.
@stellahmvurume3273
@stellahmvurume3273 9 ай бұрын
First 🥇
@walterngwarai3722
@walterngwarai3722 9 ай бұрын
Tooo much background noice
@angelinejeriwa9886
@angelinejeriwa9886 9 ай бұрын
Chikoro chishoma they are jst rushing into marriage wat do u expect karombe kemurume
@princessmamthe
@princessmamthe 9 ай бұрын
Order in court
@TheChekas
@TheChekas 9 ай бұрын
Mahumbwe
@ChipoMunyayi
@ChipoMunyayi 9 ай бұрын
Yes makaita wrong kuhura vakadzi imi but Dako murume
@stonemuk
@stonemuk 9 ай бұрын
Videographer you should focus on the people who are talking instead of someone on their phone 😊
@Mobby838
@Mobby838 9 ай бұрын
Nhai nhai zvako aaah
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 9 ай бұрын
Mash central yakabata zvayo pa barika
@LainaChifamba
@LainaChifamba 9 ай бұрын
Camera bho hre
@ktm9853
@ktm9853 9 ай бұрын
Why are you focusing your camera away from the subjects.
@OnaiKajau
@OnaiKajau 9 ай бұрын
Mashura 😮😮
@enockngwenya8511
@enockngwenya8511 9 ай бұрын
Isarunyoka
@CarolineSibanda-i4m
@CarolineSibanda-i4m 9 ай бұрын
Kokupdekedzwa uniform madzimai acho.
@ChristineJaji
@ChristineJaji 9 ай бұрын
Mashuwa chaiwo shamva makutinyadzisa abiyenyu
@GordenBrown-o8z
@GordenBrown-o8z 9 ай бұрын
Zvisikana zvemazuva ano kuhura iwewe waripirwa chisiyanawo kukwekweredzana netwuma hure twako utwo
@ReubenM27
@ReubenM27 9 ай бұрын
Camera toda kuona vanhu varikutongwa focus your camera
@SpelileMilazi
@SpelileMilazi 4 ай бұрын
Vana vadiki havatye zvirwere shuwa
@SoneniGwenelo
@SoneniGwenelo 9 ай бұрын
Bachelor 😂😂😂😂😂
@AdmireChakauya
@AdmireChakauya 9 ай бұрын
Ama 2000 ayaaa
@stanleymarufu5425
@stanleymarufu5425 9 ай бұрын
Vabereki umwe neumwe haatore mwana wake pavana vatatu avo ndapedza
@rachelgaka130
@rachelgaka130 9 ай бұрын
11:46
@cypriantambo8124
@cypriantambo8124 3 ай бұрын
Very poor camera work
@ChristineJaji
@ChristineJaji 9 ай бұрын
Mashura chaiwo
@ngorimasithole7032
@ngorimasithole7032 9 ай бұрын
Iri zera rawakatora iri rinoda kugara murume aripamusoro Pavo ukasaradaro unorira kunge Ngoma ,,hamusat makugona barika bamunini
@alicemukudo3512
@alicemukudo3512 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@makonidanies7851
@makonidanies7851 9 ай бұрын
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@waynmars9952
@waynmars9952 9 ай бұрын
Makuna-kuna anyanya kumusha uko 🚮🚮 tinyareiwo ku town kuno! Gore rino ndimi makatadzisa mvura kunaya
@simonchikwengo1148
@simonchikwengo1148 9 ай бұрын
3 ma wrong plus ubenzi hapana rwendo
@Ruramai-f1c
@Ruramai-f1c 9 ай бұрын
Second
@patriciachizanga1505
@patriciachizanga1505 9 ай бұрын
Nhai veduwe vana ava vanemakore mangani ekuzvarwa chokwadi
@charitymatewa-ym3jd
@charitymatewa-ym3jd 9 ай бұрын
Ayas huya uzoone
@ssam1430
@ssam1430 9 ай бұрын
ndauya
@BrianZukwa-dc9vl
@BrianZukwa-dc9vl 9 ай бұрын
Tupwere
@princessmamthe
@princessmamthe 9 ай бұрын
Ngamadlwane
@jah13765.
@jah13765. 9 ай бұрын
Isu toda nyaya kwete vanochingamidza avo. Kuda kuonekwawo here
@SlyMediaTv
@SlyMediaTv 9 ай бұрын
Thank you for your observation, mai I bring your that every tv and radio program should have an intro to advise the viewers what it is all about. We love your support
@SlyMediaTv
@SlyMediaTv 9 ай бұрын
Thank you for your observation, mai I bring your that every tv and radio program should have an intro to advise the viewers what it is all about. We love your support
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 9 ай бұрын
Ummm that's abuse ummm kuziya kuti mumwe akutoyitwa mumba
@Gonawapotera1
@Gonawapotera1 9 ай бұрын
​@@SlyMediaTvhapasi pa radio kana tv, data rinodura. We also know you do it so you have a lot of viewing hours but if you must know we skip most of those intros and might even subscribe
@chionisomushambi3959
@chionisomushambi3959 9 ай бұрын
Fourth
@smartchidyamuti2437
@smartchidyamuti2437 9 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂
CHIEF BUSHU: Akapindira Baba naMai Vakavharirana
24:55
SlyMediaTv
Рет қаралды 23 М.
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН
Mom Hack for Cooking Solo with a Little One! 🍳👶
00:15
5-Minute Crafts HOUSE
Рет қаралды 20 МЛН
小丑教训坏蛋 #小丑 #天使 #shorts
00:49
好人小丑
Рет қаралды 21 МЛН
BUSHU: Ndakuda KuHura Ndiri FREE Hangu, Handichakuda Orambwa Mudare
20:57
UFC 310 : Рахмонов VS Мачадо Гэрри
05:00
Setanta Sports UFC
Рет қаралды 1,2 МЛН