Magz vakapedz apoo asi haaa the tune is something else rakabatwa zvisingaity❤
@taonamatengenzara32392 ай бұрын
ndrikutoona kut magz pama ft anotouya ariready
@TakuHongoro2 ай бұрын
Shot reipapo kwete zvekunyepa kah
@MartyBOfficialАй бұрын
Wese anoti tosvika Kure naChillmaster siya like tiEnjoye
@TadiwanashePamellaKamba-c1v2 ай бұрын
Asi Chillmaster waimbovep ❤️❤️❤️❤️❤️🤸
@FortuneMudzingi2 ай бұрын
Aingovapo mamusati mamuziva chimboterera song inonzi zvinondivhiringidza uwone kuti mudhara kubva kare
@FebbieChatyoka2 ай бұрын
❤❤❤❤
@GloriaNhiwatiwa-h8y2 ай бұрын
Do yu know akatomboimba na Soul jah love
@GloriaNhiwatiwa-h8y2 ай бұрын
Cheers 🥂 to us tinotanga tauya kuno supporter mumwe wedu ku KZbin tozoenda kunotora song ku vidmate ❤❤🎉🎉🎉🎉🎉
@preciousnzara2442 ай бұрын
As it turns out avapo kwechinhambo tanga tisingamuzivi hedu but I'm glad ndakaxomuziva the guy is really talented
@Real_Boi-Oops_Official2 ай бұрын
Michael magz akaipa ahhhh 💥💥🤣🤣🤣🤣
@xXxFrontacion2 ай бұрын
Iwe unongonzwa iwe 1 megi
@milfordchezhara20522 ай бұрын
Wamunzwawo ka kkk
@JahBlissZw2 ай бұрын
Mag hamumuzive anopedza 💥💥💥💥💥💥💥
@Tady_4_2 ай бұрын
To those who are here for Poptain,, mark register 🫡👉👇
@oskah_zw2 ай бұрын
those who came from Tiki yekuToko gather here we have a special meeting❤🎉
@johnj4y_4 күн бұрын
Speaking of good music 🔥🔥🔥 bro ukurira kwese kwandaenda, muma combi, muma taxi muma shops everywhere. This is your time bro. Ndezva Mwari. You’re talented brother 🔥🔥🔥
this guy is a hit maker and also Magz muhombe ...someone like my comment for me to come back and listen again ❤🔥❤🔥❤🔥
@itss_yogirl_mimie2 ай бұрын
Dzoka unzwe futii
@ZimcelebsTv2 ай бұрын
Hit song 🔥🔥🔥 The Best new artist in 2024 🤞🔥🔥🔥
@rethabilekwashirai2099Ай бұрын
His good but this nigga ain’t a new comer though he popped out this year literally but he’s been in this game for a while nevertheless he’s killing it on God🤞❤️
@maxpainmusic2 ай бұрын
Another Million views👏
@Ashaura442 ай бұрын
Chillmaster × poptain x Michael magz = BANGER
@TatendaBernard-h7r2 ай бұрын
Amana chillmaster uyu kaa achatichemedza uyu... he's a talent
@isabelledick50072 ай бұрын
That song is a hit and ikutochemedza 😂
@ruvimbogladyszizhou71922 ай бұрын
Sure
@MichelleChazuwa26 күн бұрын
Mhere yacho 😢
@chibhememeelisha74322 ай бұрын
Magz 🔥🔥🔥🔥
@CaroeChisasa2 ай бұрын
Magz,❤❤
@ngonidzashemazheve87792 ай бұрын
Magz🔥🔥🔥
@Benaya_official2 ай бұрын
Thòse who are here mstr chingoosiya like hako mwanq wevhu......zvingorì zvemaruva nema chocilate chte chte hapan kwatri kuenda❤
@Audie-f8j9 күн бұрын
❤❤my favorite 2024🎉
@gunjahbeeonlinetv2 ай бұрын
I dont understand this language but munhu uyu anogona mhani
@cecesade238 күн бұрын
chillmaster anenge achitoda
@michaelmaguvu95472 ай бұрын
Haa Michael Magz haasi bhoo guys. Verse iro ma1
@hillarymadhimbira87082 ай бұрын
haaa uyu ndimambo
@stuuuiiiiiiii889820 күн бұрын
Yakanaka song
@RuvarasheBester2 ай бұрын
Vauya pano becoz of tiktok let's gather here ❤️❤️chillmaster anopedza hake to be honest mupei maruva ake..maruva ane machocolates on repeat 🎧🎧🎶I salute you Chillmaster Poptain baba muchiuno and Magz 🫡🫡🫡🫶🫶
@scottvibesofficial2 ай бұрын
I'm proud of you bro ndikafunga zvavakaitwa na Ti Gonz. Mwari vane Kuita kwavo now you blow you can't stop talent I don't how is feeling 😢
@RoppahKaren2 ай бұрын
Akaitwasei xaar
@joycekaps2 ай бұрын
😮
@tinotendamaushe2 ай бұрын
There is no substitute for quality 🎉🎉
@YVChimombe2 ай бұрын
Akaitwei naTgonz
@grantieetengerai5290Ай бұрын
@@RoppahKaren 🤣😂😂 unoda zvunhu hanty
@summerrose9956Ай бұрын
Chillmaster imbada pataundi
@LovedaleGwaze-xb7bw2 ай бұрын
To the one reading this comment in 2050: this is how we used to enjoy music in 2024... Thanks Chillmaster, poptain & Magz
@leonpaivha8522 ай бұрын
Yah they have to know vapfana ivavo
@pearlchikwature29692 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@mishtinomedia349622 күн бұрын
yaaaa they should know....Our generation was🔥🔥🔥
@jeke492 ай бұрын
Let's go nayoo ku Million just like makanaka ❤
@samuelchaitezvi89182 ай бұрын
Our own zim Joeboy
@BonaiMasharu8 күн бұрын
Bt chillmaster waimbovepi nhayi akanyanya uyu ❤❤
@yassintime3652 ай бұрын
Moita kunge mukunyorera ini ma songs aya 😢
@AdonissidineАй бұрын
Chilmaster chibaba 😮😮
@GeraldMasimbashoriwa-c9t2 ай бұрын
@chillmaster we need a collabo rako ne the goat @ voltz jt 🔥🔥🔥🔥🔥🔥 wakaipa iwewe
@BRENDON-u6u2 ай бұрын
Magz ahasi boe uyo moto ... bvrrr zesa
@Mantinahjaz2 ай бұрын
wow this is master minded work
@tapiwanashemutori96782 ай бұрын
Vakadamburwa moyo lets gather here uyuu anotinyaradza
@munyajuru1952 ай бұрын
Chillmaster is a chorus master Ndomashoko angu ekupedzisira Big tune 🎶
@travistom3776Ай бұрын
Saka tazobvumirana kuti ndiye Mdhara hanty 🎉🎉🎉🎉 Bere kune maGoats
@AlphoncinaKoke2 ай бұрын
Ma fans let's all gather here ,,,Chill abura zvi new one,,,wakachi master mpfana keep it up❤❤❤❤❤❤❤❤❤
@marshallchari70228 күн бұрын
Uri shasha 🎉
@kmsecuritysolutionsculture10232 ай бұрын
Master,maggs potain baddest combination🔥🔥🔥🔥
@ChrisJakaa2 ай бұрын
Another banger...... Emetsiana #Usandikanganwe
@nickykudamusakwa40202 ай бұрын
2:22 horror❤
@El_Vencedor2 ай бұрын
Pakabatwa ipapo Magz ma1
@RumbidzaiDiza-w4j2 ай бұрын
Keep the fire burning 🔥🔥🔥🔥🔥 tanzwa nema heartbreak kunze uku ummm 😢😢
@ashywinkayz89062 ай бұрын
chillmaster to the world
@MantokwezАй бұрын
Vanosimbisa underated Magie murivangani me first
@KudakwasheTaperaMundongo-nt5nf2 ай бұрын
Another hit love song Chillmaster ❤ zvimoko zvr kukurwadzisa umwe wangu 😂😂
@kudakwashepasi75512 ай бұрын
🎉🎉🎉🎉🎉 uyu anopedzera ngatimupei maruva ake❤❤❤
@julietmapanzure53472 ай бұрын
Another heartbreak song... Sisterhood is proud😅
@NigelBandason2 ай бұрын
🇿🇼🇺🇲 streaming outta BALTIMORE mambo wemaSalad ♥️💚💛👑
@visionmashowaire-zl7sf2 ай бұрын
Aaaaa we have big artists here in Zim. Chillmaster haasi wekuseka naye uyo Michael Mag…Michael Magz and obviously the only Poptain in Africa
@Imvinny2632 ай бұрын
Uyu muhombe Chillmaster🎉
@cainchikomo7802 ай бұрын
My kids should just know that they'll listen to Chillmaster or they'll be homeless.
@RoseMoyo-d9g2 ай бұрын
😂😂
@PamelaMunakuАй бұрын
😂😂😂😂
@PamelaMunakuАй бұрын
Everyday l am always playing his songs,l didn't know him all along,if it wasn't for TikTok.He's massively talented ❤❤❤❤
haaaa chillmaster unondigonera zvako xaaz usanyeperwe uri kushanda
@arthurngwarati23722 ай бұрын
Aiwa mhani regai ndichipulle💥
@JuniorsTmuyambo2 ай бұрын
Chirikupisa ichi aaaaaaaah🔥🔥🔥🔥🔥💯🔥🔥🔥
@RosieHlasela2 ай бұрын
Wangu apa wandichemedza shaaaa 😢 kutambisurwa nguva chayiko
@AvisMashiri-jw2hi2 ай бұрын
Mmmmmm vanhu vanogona avo keep it up guys .this is talent
@BlingOnTheBeat2 ай бұрын
Yohweee maihweeee❤,🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@MargauxDionaАй бұрын
Ko moyo werudo wanga uripo wakaenda kupi? THAT LINE HITS THE HARDEST!
@ChantellNdawana2 ай бұрын
Ukuita kusanganisq mwana wamdara haaa❤❤❤❤
@delightmhlanga55612 ай бұрын
Mwari ngakuitere zvakakura kupfuura apa Chill master muri baba mukoma
@simbarashemukoromeko26922 ай бұрын
Wese akapa Chillmaster heartbreak Mwari ave naye😢
@batsiraidanielchitiyo78512 ай бұрын
Mmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmmm chirikuita kupinda Mu bloodstream kunge mushonga aiwa chinorapa ichi bad combination 🎉🎉🎉🎉💥💫💥💥
@DefineMshayandebvu2 ай бұрын
Chillmaster ndiye chete so far akatimiririra
@douglasrangwani96312 ай бұрын
chilllmaster ma heartbreak songs unogona. akakurwadzisa akaitabasa 😂😂😂😂
@luxurymusvamhiri75952 ай бұрын
Wow. What a masterpiece, lots of punch lines in 1 jem. On behalf of my ancestors & village ppl, we endorse.
@prideamzarabani4715Ай бұрын
ihhh zvataiva paya Chillmaster itori shasha
@DanaiChinyama2 ай бұрын
Banger💯
@ClarahMuromowenyokaАй бұрын
Chillmaster keep it up 😢❤your songs always me cry they are so touching shame unanyatsofeeler pamoyo kuti this song hits harder and ndizvo zvinoitika😫😫🤞