VARIMI VEFODYA

  Рет қаралды 50,297

Comic Elder

Comic Elder

3 ай бұрын

Пікірлер: 282
@annesubande2983
@annesubande2983 3 ай бұрын
Pane amboona here kuti Sosora akafanana naChamisa
@tinotendamacheka9908
@tinotendamacheka9908 3 ай бұрын
Vakafanana neka hat kaaazorova ako. Fanom chaiyo
@lavicknguwo2781
@lavicknguwo2781 3 ай бұрын
Taura hako😅
@tawandajimu8041
@tawandajimu8041 3 ай бұрын
Sure iyoyo
@takudzwachihuri662
@takudzwachihuri662 3 ай бұрын
Haurevi nhema
@amandafish3022
@amandafish3022 3 ай бұрын
True😂
@tawachi9688
@tawachi9688 3 ай бұрын
Kuita saChamisa umwe wacho uyo
@ScottJr39
@ScottJr39 3 ай бұрын
Elder munobva maita munhu wekumusha chaiye
@danielmoya5629
@danielmoya5629 3 ай бұрын
Ndiye akaita cey wekumusha?
@user-dz4ds5fy7c
@user-dz4ds5fy7c 3 ай бұрын
Ko chamisa vaku actor madrama😂😂😂😂😂😂haaa big up to comic n crew mune moto🔥🔥🔥kwanzi macells akuda mvura😅😅😅🙌
@user-lm3uc4vs4t
@user-lm3uc4vs4t 3 ай бұрын
😂😂😂 apa hapasisina nguva yekutsanangura Lee so..Keep it up my favourites
@valentinemadaka3677
@valentinemadaka3677 3 ай бұрын
kikkkk Eredha vanorudunuka havo kikkk karori ka Canter😂😂😂
@tawandajimu8041
@tawandajimu8041 3 ай бұрын
Tanaka Sosora Chamisa😂😂😂
@simbarashechimusimbe1276
@simbarashechimusimbe1276 3 ай бұрын
Machinda munondipedza mhani.Keep it up!
@IsabelSikubasopa-uy8us
@IsabelSikubasopa-uy8us 3 ай бұрын
Tanaka sosora🔥🔥🔥🔥💯
@fiboh4633
@fiboh4633 3 ай бұрын
Its Sosora for me. Hanzi, "Zvegore Riya Futi." 😂😂
@djeddyzim
@djeddyzim 3 ай бұрын
Haha kutonhodzwa kwa chauruka 😂🤣🤣 hanzi chegore riya
@user-ln9yw6vs1l
@user-ln9yw6vs1l 3 ай бұрын
Leee serious manje haa boiz makaoma hanzi zveGore riya futy 😂😂😂😂😂
@user-cb7xn1pd4x
@user-cb7xn1pd4x 3 ай бұрын
Good lesson kuvarimi vefodya well done guys
@TakudzwaTapera-uf7fx
@TakudzwaTapera-uf7fx 3 ай бұрын
Sosora ungati mfana waChamisa 😂😂😂
@theeSonofGrace
@theeSonofGrace 3 ай бұрын
Sosora ndavaona kuByo nhasi🔥🔥🔥
@ngonidzashekoro6559
@ngonidzashekoro6559 3 ай бұрын
Gogogoi 🔥
@musicsimp8276
@musicsimp8276 Ай бұрын
Hanzi lit man🥂😂
@snowdrop_hugh
@snowdrop_hugh 3 ай бұрын
Our own Mr bean Real definition of comedy 🐐
@T._INOTENDA
@T._INOTENDA 3 ай бұрын
😂😂😂lit mann🔥🔥
@anesumutoredzanwa2707
@anesumutoredzanwa2707 3 ай бұрын
Nice advert ko uyo anenge Chamisa
@Nyakondalawrence778
@Nyakondalawrence778 3 ай бұрын
First like here😊
@dennischando1457
@dennischando1457 3 ай бұрын
Hanzi kwamurehwa ndekwedu asi chirungu😂😂😂
@user-lo4pp6cp2z
@user-lo4pp6cp2z 3 ай бұрын
Kwamurehwa ndokwedu but taurai Shona 😂😂
@tenashmberi
@tenashmberi 3 ай бұрын
"KwaMurehwa ndekwedu hako but ndachikumbirawo shona"😄😄😄
@Royalrichy
@Royalrichy 3 ай бұрын
Hanzi " saka harito shande?" 😂😂
@IsaacMatsigire-ol6gx
@IsaacMatsigire-ol6gx 3 ай бұрын
Madhara efodya😂😂❤❤❤
@LegOfGal001
@LegOfGal001 3 ай бұрын
kkkkkkkkkkkkkk what a combination. Keep it up team
@richiesxillz1151
@richiesxillz1151 3 ай бұрын
Naiwe elder zvaunenge wakufamba na chamisa
@dankiemazvie
@dankiemazvie 3 ай бұрын
😂lee naTanaka...kwamurehwa ndekwedu hako asi tanga tichikumbirawo shona
@tapiwanashechiriga7977
@tapiwanashechiriga7977 2 ай бұрын
Kwa Mrehwa ndiko kwedu, but taurai shona 😆😆😆
@pressley_tvy_lor
@pressley_tvy_lor 3 ай бұрын
Epic❤
@proudlywezhira
@proudlywezhira 3 ай бұрын
Ko idzo dzoita kunge Advocate sei😅😅
@LovenessMushove-lw2vo
@LovenessMushove-lw2vo 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅😅haaa munondinakidza vakomana imi
@snowdrop_hugh
@snowdrop_hugh 3 ай бұрын
Kana wrestling wrestlemania
@Tinob389
@Tinob389 3 ай бұрын
Ko iro brugwa😂😂😂😂😂 aaah comic soo
@georgembona5756
@georgembona5756 3 ай бұрын
Legend agent
@blessingmutanga2623
@blessingmutanga2623 3 ай бұрын
Sosora 🔥
@user-qm1ph9wz4c
@user-qm1ph9wz4c 3 ай бұрын
Mrehwa ndekwedu but tanga tichikumbirawo Shona 😂😂
@fiveforward6698
@fiveforward6698 3 ай бұрын
"Matii!?"😂🤣🤣
@martinchiunye01
@martinchiunye01 3 ай бұрын
1st Kusvika
@user-zm4nv8gb4q
@user-zm4nv8gb4q 3 ай бұрын
Saka munofa muchingorimira. kuvharwa makadhakwa imi😂
@amosmukaro-lr4fv
@amosmukaro-lr4fv 3 ай бұрын
Ndini ndega ndazviona kuti Sosora ane flu kkkkkk
@user-us1gt3ty2s
@user-us1gt3ty2s 3 ай бұрын
Kkkkkkkk pkaipa ndrikuda imwe ycho
@user-eq6zh6uh4m
@user-eq6zh6uh4m 3 ай бұрын
Uyo ndi Advocate chamisa here kkkkkkk chamisa lite
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 3 ай бұрын
Kkkkk aya zvangu I new it kuti kwekupedzisira ma1 vakomana vanyura 😂😂😂
@shawnanesu7935
@shawnanesu7935 3 ай бұрын
Tatangawo aah😂😂😂
@ethelsawadye4023
@ethelsawadye4023 3 ай бұрын
Sosora hanzi saka muri kuti haroite 😂😂😂😂😂😂😂❤❤❤❤❤
@munyaradzichibiya4484
@munyaradzichibiya4484 3 ай бұрын
These are stars
@elvistakudzwajuru9962
@elvistakudzwajuru9962 3 ай бұрын
😂😂😂 ma litmann
@braidisenchiritsoka7969
@braidisenchiritsoka7969 3 ай бұрын
Ehe matombo Zuruvi 😂😂😂
@AnjoJoy.
@AnjoJoy. 3 ай бұрын
Ndarwadziwa. Kubirwa mari yamakafondokera gore rese
@user-zh3bb1tc8x
@user-zh3bb1tc8x 3 ай бұрын
😂😂😂every year vanobirwa veduwe
@Redeemrise
@Redeemrise 3 ай бұрын
Elder and Sosora you deserve a Coca-Cola
@yearnmoyo1825
@yearnmoyo1825 3 ай бұрын
Ani kkk tangouyawo pano😅
@Kuntazw
@Kuntazw 3 ай бұрын
Ahhh ahh ahh haa lee mdara 😂😂😂😂😂
@MDARADZIVAZW
@MDARADZIVAZW 3 ай бұрын
By now sosora naLee munofanirwa makugona kuroya😂😂😂
@user-xc6rw2kp5p
@user-xc6rw2kp5p 3 ай бұрын
Mari ye cigarette ❤❤❤
@innocentmvuls2246
@innocentmvuls2246 3 ай бұрын
❤❤❤❤ ndokudai
@BonganiMurira
@BonganiMurira 3 ай бұрын
First comment ✊✊✊
@RAREMUSIK
@RAREMUSIK 2 ай бұрын
🔥🔥🔥🔥🔥🔥😅
@isaacchamboko
@isaacchamboko 3 ай бұрын
Hanzi ehe tisu watibata😅😅
@user-et5zk4tj3p
@user-et5zk4tj3p 3 ай бұрын
Haaa zvakaoma pese pamaendera kufodya munotosangana nema1😮
@leonmurumbi-rw4bs
@leonmurumbi-rw4bs 3 ай бұрын
Eeh wena akafanana na chamisa sosora
@loinamaingahama1756
@loinamaingahama1756 3 ай бұрын
😂😂😂😂hayaaas
@richardmpofu9599
@richardmpofu9599 2 ай бұрын
Lithman 😂😂😂😂 vafana ava kkkkk
@DJImaanmutondo7560
@DJImaanmutondo7560 3 ай бұрын
Chamisa uyo bho here
@user-vl9qi6oc2w
@user-vl9qi6oc2w 3 ай бұрын
Murewa from 49, st Clare's,Mavhurume Chivake dam, Mangumba village
@harrysonshoniwa3396
@harrysonshoniwa3396 3 ай бұрын
Kwamurehwa ndekwedu hako but titaurireiwo ne shona😅
@malvernnn3330
@malvernnn3330 3 ай бұрын
Macells akuda mvura😂😂😂😂😂
@lazarustiba2632
@lazarustiba2632 3 ай бұрын
Hanzi Imimi hamunawo Number dzake 😃😃😃😃
@Mitchtosolutions
@Mitchtosolutions 3 ай бұрын
😂😂😂matombo shuwa unonyarira kupi nhaimi
@Marshal320
@Marshal320 3 ай бұрын
Varim vefody vane dzung nemari 😂😂
@Kiddray
@Kiddray 3 ай бұрын
Muharare madii😂😂
@Effortchikwanda
@Effortchikwanda 3 ай бұрын
😂😂😂😂 zvefodya chisiyanayi nazvo izvi guys mukurimira mahara apa
@user-xc6rw2kp5p
@user-xc6rw2kp5p 3 ай бұрын
Kkkk ❤❤❤
@zabronyelani6453
@zabronyelani6453 3 ай бұрын
😂😂😂😂varimi vadzokorodzwa
@TinotendaMuchena-us9kz
@TinotendaMuchena-us9kz 3 ай бұрын
The hottest combination at the moment Sosora and Lee❤😂
@GiftMungwarira
@GiftMungwarira 3 ай бұрын
Takazotenga Ngoro😂😂😂😂😂😂
@learnychirozvani2764
@learnychirozvani2764 3 ай бұрын
Tanaka sosora unenge Nero kkkkk
@isaacchamboko
@isaacchamboko 3 ай бұрын
Lee unekakupenga chete iwewe😂😂😂
@bobbymunyavi5357
@bobbymunyavi5357 3 ай бұрын
ndatotanga kuseka title😂
@peterbhebhe4008
@peterbhebhe4008 3 ай бұрын
Effortless acting ❤
@mitchellchiwocha5473
@mitchellchiwocha5473 3 ай бұрын
😅😅😅kwamurehwa ndekwedu asi tokumbiro shona
@sir_kay
@sir_kay 3 ай бұрын
KwaMurehwa ndekwedu but tanga tichikumbirawo Shona 🤣🤣🤣🤣
@fadzaitiffany4746
@fadzaitiffany4746 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂that killed me
@sir_kay
@sir_kay 3 ай бұрын
@@fadzaitiffany4746 Lee ma1 kani
@victortawandazimuto1795
@victortawandazimuto1795 3 ай бұрын
Ko anenge Chamisa ndiani 😂
@Roller202
@Roller202 3 ай бұрын
Haa vakomana vanzwa nekuvharwa😂😂😂😂😂😂
@user-nb3mw7yo3z
@user-nb3mw7yo3z 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂Lee wakapusa
@DapperChromeX
@DapperChromeX 3 ай бұрын
"Ani?"😂😂😂😂😂😂
@mixonkibona791
@mixonkibona791 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 maka vharwa
@makeouthill2.2
@makeouthill2.2 3 ай бұрын
Litmun 😂😂😂
@simbamutimukulu8556
@simbamutimukulu8556 3 ай бұрын
Kkkkkkk gore riin yakabuda marii
@i_James
@i_James 3 ай бұрын
😅😅😅😅😅❤❤
@DapperChromeX
@DapperChromeX 3 ай бұрын
Tipeiwo Series reVarimi veFodya
@user-ct2hr4sj9w
@user-ct2hr4sj9w 3 ай бұрын
Kkk ahh zvakaoma shuwa
@petertembo9496
@petertembo9496 3 ай бұрын
Comic 😂😂😂
@yearnmoyo1825
@yearnmoyo1825 3 ай бұрын
Kkk hevoi hevoi😂
@DeanPeter-ug3dh
@DeanPeter-ug3dh 3 ай бұрын
Hanzi rinovhurirwa kwamunitestera
@Ndadzo10
@Ndadzo10 3 ай бұрын
Pese pavanobaya kufodya vanotovharwa chete vakomana😂😂🤣🙌🏾
@IrvineDiGaffer
@IrvineDiGaffer 3 ай бұрын
Ko Chamisa bhoo here 😂
@innocentmurauro653
@innocentmurauro653 3 ай бұрын
MaCells acho akuda mvura 😂😂😂😂😂😂😂😂
@chenjeraichipiti1603
@chenjeraichipiti1603 3 ай бұрын
KwaMrewa ndekwedu
MUKWASHA WENYU
11:30
Comic Elder
Рет қаралды 96 М.
UK YANDIREMERA
8:33
Comic Pastor
Рет қаралды 38 М.
路飞被小孩吓到了#海贼王#路飞
00:41
路飞与唐舞桐
Рет қаралды 78 МЛН
New model rc bird unboxing and testing
00:10
Ruhul Shorts
Рет қаралды 23 МЛН
Mwana Mudoko chaiye anogona kukwira mu Chikuva iwe munhu mukuru uripo
23:49
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 18 М.
YARAMBA
7:44
Comic Elder
Рет қаралды 54 М.
Mukomana Wekuseri Ep 3
19:24
Gamuchirai Duve
Рет қаралды 150 М.
All About Frets
57:14
Frets Donzvo
Рет қаралды 28 М.
Mai vhai vano penga chete🤣🤣🤣 |Mama vee
4:21
Oriyano
Рет қаралды 38 М.
80 Year Olds Share Advice for Younger Self
12:22
Sprouht
Рет қаралды 1,3 МЛН
MWEDZI WAPERA
4:02
Comic Elder
Рет қаралды 34 М.
S1 Ep9 House Keepers
16:11
Patricia Putsayi
Рет қаралды 153 М.