Complicated Affairs season 2 episode 64

  Рет қаралды 54,418

magtom media

magtom media

Күн бұрын

Dexter oremegwa neguhwa
Written and directed by Thompson Muzondiwa

Пікірлер: 565
@bosssimblo2413
@bosssimblo2413 3 ай бұрын
Kkk Nail technician akubvira kna musingarwadziwe isai like
@Tachiesreen5717
@Tachiesreen5717 3 ай бұрын
Kkkkkkkkķ kana mari dzangu dzikabuda kkkkk
@ShirleyChingore
@ShirleyChingore 3 ай бұрын
Huchi❤❤❤❤❤
@alicemabiza2626
@alicemabiza2626 3 ай бұрын
Vanga vakamirira kuona kuti Kim achadya here isai like tione weldone guys munogona zvenyu kkkk mai SJ hanzi ndichamira semweya vetsvina
@leechen1995
@leechen1995 3 ай бұрын
Ndarwadziwa
@kelvinmajokwilo4620
@kelvinmajokwilo4620 3 ай бұрын
😂😂😂😂mwana ari mudumbu akati unonyepa ndikuda kuonawo zuva 😅😅
@YvonneNyamayaro-vz3uy
@YvonneNyamayaro-vz3uy 3 ай бұрын
​@@kelvinmajokwilo4620😂😂😂😂😂haaa aita nharo wena
@GladysMakirimira
@GladysMakirimira 3 ай бұрын
Ha ndabhohekana kusvika pekupedzisira😢😢😢
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
Aaaaa taitoti zvadirwa jecha Slimie mufaro.wekudya Avo nemufaro apo hausi kuziwa zvaitika kuporiji
@gracechitiyo6866
@gracechitiyo6866 3 ай бұрын
Nicole everytime anenge achingot ndasiya poto pastove🤣🤣
@dorcustafa9159
@dorcustafa9159 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂
@ndiwanga9532
@ndiwanga9532 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂
@brianmapingere
@brianmapingere 3 ай бұрын
😂😂😂
@brianmapingere
@brianmapingere 3 ай бұрын
😂😂😂
@masie1047
@masie1047 3 ай бұрын
😂😂😂 kwatonhora wena Nicole
@InnocentMutenheka
@InnocentMutenheka 3 ай бұрын
Well done to you all Magdom media guys munotigonera munonakidza uye munedzidziso.Murambe makadaro.Sando dzako kwamuri Mr Thompson Muzondiwa munotivaraidz chose
@yuvonnetengende2345
@yuvonnetengende2345 3 ай бұрын
Nicole stick on na nail tech wako, Dexter 😂😂 shoko rasvika kuna mbuya. Eazy na Africa this episode 🍻🍺😅. Kim mwana ari protected😮. Oppah fast forwad kuna Africa to cover your dark secrets😢😢😢.
@ProsperMusunza
@ProsperMusunza 3 ай бұрын
@@yuvonnetengende2345 fast like WiFi
@simbelievemutsago
@simbelievemutsago 3 ай бұрын
Dexter makuhwa chihure chakaipa baba Sj vapusa havachazivi zvokuita vakungobata pose pose .
@frankshingaimasamha3214
@frankshingaimasamha3214 3 ай бұрын
baba sj nyaya dzavo dzawandisa,,,, l cant stop smiling when seeing beautiful love of nicole n nail technician, great act there,,,,,,then l just love mai sj from vachiri Sharmain season 1😊
@ellennyika3806
@ellennyika3806 3 ай бұрын
Ndarwadziwa nekudonha kwe plate kkkkkk kim andisi kumufarira zvangu kuti aite mwana wa slim
@ConnieGwama
@ConnieGwama 3 ай бұрын
😂😂😂
@belindamomberere
@belindamomberere 3 ай бұрын
@@ellennyika3806 me too ivo mai Ej dai vakaisa pakawanda kkkkkk
@TalentJonga
@TalentJonga 3 ай бұрын
Me either 😢
@AnnaZuze-b5i
@AnnaZuze-b5i 3 ай бұрын
Me also not happy haaa dai adya kani
@chimhamhabeeentertainment3963
@chimhamhabeeentertainment3963 2 ай бұрын
Aaaa manje Kim tikutoda aiite mwana
@rosalyne07
@rosalyne07 3 ай бұрын
Uyo muface uyo anouya achiti vadiwa vatariri anoda shamhu
@leechen1995
@leechen1995 3 ай бұрын
Ine munyu
@mimiechips1131
@mimiechips1131 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂😂😂 ndonzwa kusvotwa naye
@shingiraikanjere5248
@shingiraikanjere5248 3 ай бұрын
Kkkk
@couragerutendotamvosha1009
@couragerutendotamvosha1009 3 ай бұрын
Shuwa
@blesssdybenjamin1340
@blesssdybenjamin1340 2 ай бұрын
Lately I haven't been around to check up with my favourite Chanel, I love you guys
@priscillamasiya1351
@priscillamasiya1351 3 ай бұрын
Am the 1st ndipeiwo Gold medal 🥇
@knowledgemajaya704
@knowledgemajaya704 3 ай бұрын
Kana waonawo usanyima lyk plizzy mafans manyama magtom chibaba chenyika ino
@priveledgetom
@priveledgetom 3 ай бұрын
Couldn't sleep waiting for today's episode 😢😊 moyo wazorora now🎉🎉
@TapiwanasheMutasa-w1x
@TapiwanasheMutasa-w1x 3 ай бұрын
Shamaine's fans let's gather here❤
@cynthia2570
@cynthia2570 3 ай бұрын
Am here for Nicole na bae wake nail technician. Murudo murudo. Vanodanana zvavo ❤
@RufaroZiki
@RufaroZiki 3 ай бұрын
Nicole wanyura 🎉🎉🎉🎉
@CynthiaMaster-fg2zs
@CynthiaMaster-fg2zs 3 ай бұрын
Ko zvandabatikana nekurasika kwecerevita nhy kkkkk. Africa kuzodaira low low manje paaudzwa nyaya yenhumbu kkk zvaendwa guys zvanhac 😂
@manuegavave2043
@manuegavave2043 3 ай бұрын
Kana Magtom huri huchi hwemumhango, siya Like yako ❤❤
@hoto31
@hoto31 3 ай бұрын
apa wadzikisa gejo kurova pamoyo chaipo
@den-vinkomashava9797
@den-vinkomashava9797 3 ай бұрын
All ways on top of the game magtom media team 💖💖💖
@luckymaganda5810
@luckymaganda5810 3 ай бұрын
Africa Africa. Kuita semunhu asina information and akadhibha iwe uchiziva hako
@mdaradziva1551
@mdaradziva1551 3 ай бұрын
I like the nail tech, so sweet
@LukasZihota-ru7xf
@LukasZihota-ru7xf 3 ай бұрын
Vanoti Africa aziva kuti arikuda kugezerwa numbu na Opah simudzai maoko
@LeroyjohaneMudzikati
@LeroyjohaneMudzikati 3 ай бұрын
Ndakanonoka kukuzivai team mogonesa mhani eish nda pa episode 61 but murikumberi unogonaa mani slimie eish.......slimie ezy mai sj nicol kim chibaba chenzara mave kumberi
@spacemanmashakwe4719
@spacemanmashakwe4719 3 ай бұрын
Cheers to us vakakatanga nethis content from day one 🎉😊
@takudzwatadyanemhandu105
@takudzwatadyanemhandu105 3 ай бұрын
Paya pakagadzirirwa Nancy mota yake namakanika Slimie, sisonke
@Lovemore-ww2we
@Lovemore-ww2we 3 ай бұрын
Nhumbu ya Kim irikukura Mai sj .Dexter muchamufunga chete ichokwadi chake
@mongiwamabaleka4820
@mongiwamabaleka4820 3 ай бұрын
Kuthwa uSaSJ doesn't fall that fast yet he didn't even last 3secs lol
@TalentMuzhanye
@TalentMuzhanye 3 ай бұрын
Ndiani anowirirana neni kuti Opa anofitwa nemahairstyles❤
@ConnieGwama
@ConnieGwama 3 ай бұрын
ehe chokwadi
@simbarashemurefu7321
@simbarashemurefu7321 3 ай бұрын
Wanted to say the same seiyo yakamugara chaiko
@cynthia2570
@cynthia2570 3 ай бұрын
Bae va Nicole Hanzi tisu mamonya matete ❤😂😂
@maryndlovu3281
@maryndlovu3281 3 ай бұрын
Opah is glowing❤❤❤❤
@ChiyedzaRuzvidzo
@ChiyedzaRuzvidzo 3 ай бұрын
Kwai tisu mamonya matete nemface waNicole😂🤣
@BarnabasZangira-k9s
@BarnabasZangira-k9s 3 ай бұрын
Mukomana akangomir nekut chenjerai cht madiw mbuy problem amud ku appreciater kt vazukur toziva vana sekuru vedu in and out maiziv ❤ u deckster
@MunyaradziJubane
@MunyaradziJubane 3 ай бұрын
Big up to Nichole n partner . Kalove ako kana kathat
@TalentJonga
@TalentJonga 3 ай бұрын
Iriwo zimuzukuru rekusimba iri rine makuhwa iro rakanzi nyarara nxaaa ngarichidzingwa riende kuchikoro,,,
@chipo6031
@chipo6031 3 ай бұрын
Dhibhobhoni, Dhibhobhoni, Dhibhobhoni unoda kuchaiwa and dai ukapihwa nhumbu isiri yako. Unosvota mhani😂😂
@ChiyedzaRuzvidzo
@ChiyedzaRuzvidzo 3 ай бұрын
Pfee finally I was waiting for this episode to come since morning thank you so much magtom media. I'm sure I'm the 1st to comment today ndaingotangirwa💃💃
@TensonRimayi
@TensonRimayi 3 ай бұрын
😂😂😂😂 Musandiona kunonoka ndange ndichiuyaa 🎉🎉🎉🎉🎉 magtom media kumberi hama dzangu
@forgetshareka3138
@forgetshareka3138 3 ай бұрын
Slim wanyura. Mudzimu waKim waramba uye mwari wemwana wako ati no weapon formed against him/her shall prosper 😅
@JoyleentadiwaMuhajil-jt1wd
@JoyleentadiwaMuhajil-jt1wd 3 ай бұрын
Haaa Nicole understood the assignment Kunyatsopusa hake 😂
@belindamomberere
@belindamomberere 3 ай бұрын
Who else is watching whilst in blankets 😊
@belindamomberere
@belindamomberere 3 ай бұрын
@PanasheMuzondo Jbg
@mushipetv8184
@mushipetv8184 3 ай бұрын
😂😂😂😂 me right now
@kudziemaffu7692
@kudziemaffu7692 3 ай бұрын
Inini kkkkk
@preciousmuza3495
@preciousmuza3495 3 ай бұрын
👋
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Musati daro veduwe😂
@chitumburakudzai959
@chitumburakudzai959 3 ай бұрын
Haaa ini kim handisi kumufarira
@pheshoshore1305
@pheshoshore1305 3 ай бұрын
Kwai KOTOPEYA😅asi plate yadonherei ko iyo Kim aiwa nhumbu ngaibve
@tatendamatewa5512
@tatendamatewa5512 3 ай бұрын
Dai baba Juju vakadhakwa vakaudza Thembi zvese 😂
@promisechiverengo4902
@promisechiverengo4902 3 ай бұрын
dhibhobhoni ka mmmmmm apa pawauyira pacho ma1. so tomirira next week here nhai magtom Media, ndasara ndakahanger nezvizhinji pamuri kutipa next episode mubve amzvipindura zvose
@emilymushanya2077
@emilymushanya2077 3 ай бұрын
Charmaine uchanyara zvako nyaya yawaudzwa na Dexter ichokwadi kungoti unovimba na slime
@gracemusizvingoza4549
@gracemusizvingoza4549 3 ай бұрын
Kundiramba sengarikuni😂😂😂😂haaa Ezzy futi
@frankshingaimasamha3214
@frankshingaimasamha3214 3 ай бұрын
😂😂😂🤣🤣
@TinasheHunduza
@TinasheHunduza 3 ай бұрын
Thank you magtom media .....tanga takamirira shamhu yeStress
@SelinaMhiripiri
@SelinaMhiripiri 3 ай бұрын
Slimmie fans let's gather here🎉🎉🎉🎉❤
@tonderaimupfururi1298
@tonderaimupfururi1298 3 ай бұрын
❤❤❤❤
@RumbidzaiKaroto
@RumbidzaiKaroto 3 ай бұрын
Nail tech vane ka softaz kandoda mhani ❤❤❤
@memorygoche2574
@memorygoche2574 3 ай бұрын
Yeah he is a cool guy
@AdeleChituni
@AdeleChituni 3 ай бұрын
Keep the good work going keep it up😊
@Steuwart-jf5rt
@Steuwart-jf5rt 3 ай бұрын
Thanks baba juju n all members love u from chegutu
@MasMasSG
@MasMasSG 3 ай бұрын
Africa is gonna bail out 😅
@wendikileh
@wendikileh 3 ай бұрын
Kim's fans let's all gather here 😂😂
@alphamahachi1533
@alphamahachi1533 3 ай бұрын
We are here 🤗🤗🤗🤗🤗🤗🤗Kim totomuda zvekudaro❤❤❤❤
@chengetaimhike8659
@chengetaimhike8659 3 ай бұрын
We love Kim
@rejoicemubaiwa1646
@rejoicemubaiwa1646 3 ай бұрын
We love her🫶
@PepertuaMarecha
@PepertuaMarecha 3 ай бұрын
Kim l lov u ❤ my guy
@knowledgemajaya704
@knowledgemajaya704 3 ай бұрын
Haaa baba juju manyura shame zvadonha zvese here
@TirivasheManjere
@TirivasheManjere 2 ай бұрын
Achaita accident kim nhumbu yobva
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 3 ай бұрын
Dai Slimmy akaisira Kim muzi Packet re cerevita or pamawanda Wanda Aaaah 😢
@SkellyDiBwoi5
@SkellyDiBwoi5 3 ай бұрын
Ahna kutanga aisa musuger hre
@CharityFasha
@CharityFasha 3 ай бұрын
Kutokanganwa kut nhasi Tuesday ndkutona ka notification padenga kuti turuu😂😂😂❤
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 3 ай бұрын
Kotopeya risina Munyu Imi Mai Sj Mungatadze kuziva kuti baba 😂😂😂😂😂vanofanira Kotopeya rineyi
@ZvirikuitikaMuMaStreets
@ZvirikuitikaMuMaStreets 3 ай бұрын
😂😂😂😂😂😂Ungandirambira Nail Technician 😅😅😅
@InnocentMutenheka
@InnocentMutenheka 3 ай бұрын
Tamirira episode 65 zvichienda mberi hama wee pa season 2 I can't wait munogonesesa
@engmuzvuve
@engmuzvuve 3 ай бұрын
Ndangouya kuzoisa like,ndomboona Spain vs France ndozodzoka ndonyatsoona after bhora😅😅
@KabzaDeSmall-d9g
@KabzaDeSmall-d9g 3 ай бұрын
Yabhurwa France 😂😂Yamal muhombe boyz🎉❤
@engmuzvuve
@engmuzvuve 3 ай бұрын
​@@KabzaDeSmall-d9ghaaa mupfanha uya isimbi ndabvuma
@menardmasere
@menardmasere 3 ай бұрын
The best ever produced in zim haaa makanyanya guys
@mugwarafarai
@mugwarafarai 3 ай бұрын
Ndachitadza kurara ndisina kuona this episode .thanks magtom
@natashamonicamukaenga9350
@natashamonicamukaenga9350 3 ай бұрын
baJuju vari kuzama kuvharidzira nyaya dzavo kkkkk
@rumbidzangurupira7829
@rumbidzangurupira7829 3 ай бұрын
Shuwa kuda kuti tirare tisina kupedza stress here kk thank you guys
@munyaradzirukahla8159
@munyaradzirukahla8159 3 ай бұрын
Uyu wange uri mutakunanzva guys, Kim nhasi ndiwe wange une chimuti but be careful , hokoyo nehondouri kurongerwa PGS unopabuda here apo . Love you Magtom team manyama
@alexmtsava9106
@alexmtsava9106 3 ай бұрын
Yaah pakaipa apa chizhou charamba kufa ndiri kuona mafire works kumberi uko
@TauyaPamire-xh2pl
@TauyaPamire-xh2pl 3 ай бұрын
Bota raramba kudyika nhumbu ine nharo iyo
@RovaiNyamhunga-q6c
@RovaiNyamhunga-q6c 3 ай бұрын
Muzukuru D wagona waudza mbuya kusabvuma kwavo usavei nazvo Baba S J makavhura hombe pana Kim. Well done Magtom ❤❤❤❤❤❤❤
@israelsanday8496
@israelsanday8496 3 ай бұрын
Baba juju ndiye azova Tymond mnje Kuna Kim kwaanemwana
@ConnieGwama
@ConnieGwama 3 ай бұрын
😂 sekutamba sekuseka achitoita baba vemarudzi
@ennieruka881
@ennieruka881 3 ай бұрын
Kotopeya to the wewewe
@PercyChananda
@PercyChananda 3 ай бұрын
Baba ju Slimy or mr Muzondiwa haaaaa mondigonera zvokuti
@milcentmuregerera9178
@milcentmuregerera9178 3 ай бұрын
I was waiting kudos to us who like before watching
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 3 ай бұрын
Maiweee madhiri ese musango cerevita rarasika😂😂😂😂Kim wabura hombe wanga wakarongerwa dhiri
@AliceChikandiwa-lx8hz
@AliceChikandiwa-lx8hz 3 ай бұрын
Ndabatikana ndichiona porridge richidonha
@SharonChari-n6w
@SharonChari-n6w 3 ай бұрын
Kana neni nhai
@TirivasheManjere
@TirivasheManjere 2 ай бұрын
Munouraya kkkk
@Burn197
@Burn197 3 ай бұрын
Tsano bvumai defeat, your hands are full😂😂😂😂😂pakuzoti Tokkie 😇😇😇😇
@thinkwelldube2970
@thinkwelldube2970 3 ай бұрын
Almost thought kuty nhac hakuna episode, almost had a heartbreak 💔, but thanks to you magtom,u' ve made my nyt❤
@lovenessbhafu202
@lovenessbhafu202 3 ай бұрын
Nicole and nail tech.zviri kubuda so sweet
@TheresaSibanda-rr7gg
@TheresaSibanda-rr7gg 3 ай бұрын
Mamonya matete In love with the nail technician
@fungaichikukwa8148
@fungaichikukwa8148 3 ай бұрын
You are wonderful guys Muri kumberi. Hazvina basa nekuti muri kukwekwe. Harare haina basa. Mune zvipo you are talented. You will go higher and higher. Big opportunities is coming
@TinasheShoko-fl9sx
@TinasheShoko-fl9sx 3 ай бұрын
We àre the elephants kkkk amana
@JohakimMudhenge
@JohakimMudhenge 3 ай бұрын
Dhibhobhoni please uri kukasira kuuya zvave kunakidza
@accuratewalter9141
@accuratewalter9141 3 ай бұрын
Ndenge ndatone stress kt complicated iripi
@BrianeBobby
@BrianeBobby 3 ай бұрын
Shamu ye stress🔥🔥🔥❤️❤️❤️
@zeeroyalngwenya5968
@zeeroyalngwenya5968 3 ай бұрын
Asi D chii nhai kuuya ndichitapirirwa neLove yanaNicole😢 Totenda chose Magtom for your consistency in delivering the best makanyanya mose ❤🇨🇳 🇦🇺
@ishy1294
@ishy1294 3 ай бұрын
Yaaaa naiil technician is a terrific terrific actor. Vakaipaaaaa
@mjskills9074
@mjskills9074 3 ай бұрын
Uyu Dhibhobhoni ngaabude kwekutanga uku , anondiitisa stress paanongoti vadiwa vatariri
@YolandahNyarai
@YolandahNyarai 3 ай бұрын
Kkkkkk slimie 😂😂bluetoothing everyone to fight kim maiutangirei musindo 😂😂
@mongiwamabaleka4820
@mongiwamabaleka4820 3 ай бұрын
Pregnancy outside of marriage is risky hayi aah shuwa someone is scratching like he has chicken pox lol😂😂😂
@pelvypeeymtyakz3392
@pelvypeeymtyakz3392 3 ай бұрын
Opah Opah kkkkkkkkk hanzi I’m happy for you manje wanyangira yaona
@sitokodzilechewura5567
@sitokodzilechewura5567 3 ай бұрын
Uuuuummmm baba SJ....handina hangu remuromo nemwi 😅😅😅 Oppah Oppah Oppah....wadarirei 😂😂😂 ini ndopinda nemoyo, so ndiri kuhwa kuda kuudza Debobony chokwadi, zvondomuonepiko 🤦‍♀️😅😅😅
@simbelievemutsago
@simbelievemutsago 3 ай бұрын
Nail technician vanozvimiririra kkkkk great love for Nichole
@DudzaiMukusa
@DudzaiMukusa 3 ай бұрын
Welldone guys 🎉❤ you are the best 🎉🎉🎉🎉❤🔥🔥🔥🔥
@sininimoyo5233
@sininimoyo5233 3 ай бұрын
😂😂😂 I'm now going to bed upset because of Dhibhobhoni I was waiting for that part yamai sj kuti vayendere Kim
@Precious-Welcome
@Precious-Welcome 3 ай бұрын
Kiss me today ndini ndatanga ku view long time nemi magtom miss you❤❤❤❤❤❤
@MutsawasheDivineMarumisa
@MutsawasheDivineMarumisa 3 ай бұрын
Magtom media tiri shamhu yestress 🎶🎶🎶🎶
@loveniasazunza5247
@loveniasazunza5247 3 ай бұрын
Complicated affairs nhapitapi, watching you from Karoi
@Lovemore-ww2we
@Lovemore-ww2we 3 ай бұрын
Dexter wavhura hombe ❤❤❤❤❤ big up
@EdwardCherewo
@EdwardCherewo 3 ай бұрын
Dexter uchanogara ikoko and haunogari ikoko kkkkk😂😂😂😂😂
@BrianChaora
@BrianChaora 3 ай бұрын
Kana kunemunhu anogona kutsamwa Mai SJ vanotsamwa yooo....I love you guys ❤❤
@Bosskedha6161
@Bosskedha6161 3 ай бұрын
Big up to magtom media kubva kune akabata camera kusvika kuna tanto
@bevinmakamure490
@bevinmakamure490 3 ай бұрын
Magtom Media never disappointed
@dixon3800
@dixon3800 3 ай бұрын
Kim stupendous
@VimbaiMakosa
@VimbaiMakosa 3 ай бұрын
Wakatorerwa munhu nepuranga Riya.
@pardonchipuriro6105
@pardonchipuriro6105 3 ай бұрын
Shamu ye stress god bless you guys munogona mhani ❤
Complicated Affairs season 2 episode 65
28:47
magtom media
Рет қаралды 58 М.
Dambudzo Zimbabwean Movie 2024
33:44
CreationsVsuals
Рет қаралды 49 М.
World‘s Strongest Man VS Apple
01:00
Browney
Рет қаралды 54 МЛН
哈哈大家为了进去也是想尽办法!#火影忍者 #佐助 #家庭
00:33
火影忍者一家
Рет қаралды 125 МЛН
Бенчик, пора купаться! 🛁 #бенчик #арти #симбочка
00:34
Симбочка Пимпочка
Рет қаралды 3 МЛН
Heartless Father (full movie)
46:35
magtom media
Рет қаралды 104 М.
Nyaya inonakidza iyi! Chief Mutasa's traditional court
32:58
Manass-Chibanda
Рет қаралды 29 М.
Expensive Love Zimbabwean full movie
1:17:22
Nakai Tsuro
Рет қаралды 66 М.
AKAWIGA CHITUNHA ZVISIPAMUTEMO Karanganda TV
25:37
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 10 М.
Heartless father Part 2 (full movie)
43:20
magtom media
Рет қаралды 83 М.
Nherera (full movie)
46:40
magtom media
Рет қаралды 110 М.
Complicated Affairs season 2 episode 78
28:16
magtom media
Рет қаралды 14 М.
Complicated Affairs season 2 episode 66
27:43
magtom media
Рет қаралды 52 М.