Vanhu hamusi kuziwa kuti UK yacho ndeyepi yavarikuenda inga vakati kuno ku cape town kunogarika ndiko kwavari kuenda ku cape town
@cbridges4826 күн бұрын
Uk 🇬🇧 kkkk kupi kwaanoenda 😅
@stopit804813 күн бұрын
People think it's easy to get into the UK. 😅😅😅😅. They don't even know them. 😅😅😅😅
@Nokutenda77413 күн бұрын
Do you think British citizenship inowanikwa nyore. There is a difference between visa and being British.
@stopit804813 күн бұрын
Nhai nhai 😂😂😂😂
@Thehammertons506612 күн бұрын
Ngavambomira kodiwa vanogona kunyora IELTS unless if they are coming to visit or maybe to work muma farms of which l am not sure kyt kodiwei kuma farms. Manje maonero angu vana kushanda kunenge kunovanetsa sevanhu vajaira kupiwa
@tambudzainyenwa471413 күн бұрын
Inga zviri kuvaitira wani kuno.Britain kuno shandwa plus hupenyu hweko huno dhura they must slow down
@TarisaiTaruvinga13 күн бұрын
Garai pasi ananyati kuno hakuna zvema skits kunoshandwa shem
@Qwinpin13 күн бұрын
Vana vama British, vakazvarirwa kuno here? Vane ma British passports? Usanyepere vanhu!!