Dakureurura KutiPandaiva SmallHouse NdakaroyaMurume WemunhuAkafa NdikabvaNdauraya Jenny MukadziWacho

  Рет қаралды 2,736

Zim Facebook Secrets And Confessions

Zim Facebook Secrets And Confessions

Күн бұрын

Пікірлер: 14
@tatendagwata9768
@tatendagwata9768 Ай бұрын
Yaaah vakadzi tine Mwoyo mukukutu veduwee Yhooooo kutira murume wemunhu wouraya futi Pfuma yese otora asi Gone ana g Gina Wake ndizvandinoziva
@rosezulu-ng6jn
@rosezulu-ng6jn Ай бұрын
Mwana wasatan mmm 😢😢
@christinakanyemba2797
@christinakanyemba2797 Ай бұрын
Ngozi mbiri here maininj.kuda pfuma yamusina kushandira.uumm hutsinye hwachoka mazonyanya.muchadzoka futi makuti ndatambura nengozi
@RudoMatikiti-q5f
@RudoMatikiti-q5f Ай бұрын
Ummm zvakaoma hazvo kuita devil himself 😢
@DellAaron
@DellAaron Ай бұрын
Amai zivai kuti n'anga inofa kana yafa muchaitasei
@mbekezelimhlanga5666
@mbekezelimhlanga5666 Ай бұрын
Uri satan we munhu, uchareurura zvako kana nguva yasvika.
@BelindaWarikandwa
@BelindaWarikandwa Ай бұрын
Hey maone
@brendamuchemwa3392
@brendamuchemwa3392 Ай бұрын
Amai imi mukati hamusirimi satan wacho here?
@DellicoseKachepa
@DellicoseKachepa Ай бұрын
Umm musadaro veduwee kana waichengetwa wakazoitayirei munhu tototi vanhu coz mumusha macho wakanga wagamuchirwa zvakaoma hazvo dai matsvaga Jesu askana
@YvoneChitambwe
@YvoneChitambwe Ай бұрын
Amai mune moyo wakaoma mufunge you destroyed the family .kana wo vanhurume mupfidze kungonyenga nyenga unenge unemukadzi wako boo nemari koo kuzonotsvaga mumwe mukadzi chiii ifai mega kwete kuzouraisa mukadzi anozivei zvinorwadza mufunge
@TarisaiGwenzi-gv3em
@TarisaiGwenzi-gv3em Ай бұрын
Siyana nekuona mavideo ebonde zvinobva zvapera
@tinamakasa7493
@tinamakasa7493 Ай бұрын
Morning mkoma Nash
@petronellapetty8752
@petronellapetty8752 Ай бұрын
Dai wangonzwirawo tsitsi vana vamaiguru tsitsi Warega kutengesa imba iyo
@jackiezumazuma1546
@jackiezumazuma1546 Ай бұрын
You are sick my sister
Ndiri Hure Reku Capetown Ndinoshandisa Mishonga Kutora Varume Vevanhu
17:40
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,1 М.
Kuromba Kwandakaita Ku Dubarn Nyoka Yangu Inoita B0nd..e Neni Uye I Regret
23:28
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,2 М.
СКОЛЬКО ПАЛЬЦЕВ ТУТ?
00:16
Masomka
Рет қаралды 2,9 МЛН
Haunted House 😰😨 LeoNata family #shorts
00:37
LeoNata Family
Рет қаралды 15 МЛН
Huyai Munzwe Nyaya Yemuroyi Weku UK Akauraya Vanhu 5 Ku UK Ikoko
17:47
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2 М.
Hurombwa Hwavatezvara Vangu
10:45
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 5 М.
"How a mother's darkest secret led to the unimaginable"
18:12
THE LIFE LESSONS
Рет қаралды 765
Huyai Zvakaitika Pandaka Sangana Ne Ngirozi Mugomo
24:40
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 18 М.
Murume wangu aive akaromba Ku Mozambique | Ndakaona Mashura !
16:54
Dark Secrets &Confessions
Рет қаралды 131 М.
Becareful Ndakarombeswa Ne Na’nga Ndisingazivi My Confession
17:43
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 2,4 М.
Ndakaroora Murungu Ndichida Visa Huyai Munzwe Zvakazoitika
18:14
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 10 М.
Ndiri Muroyi Ndakaisa Vana Vatete Vangu Pachi Jana Please Don’t Judge Me
18:00
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,6 М.
🇿🇦A Must Watch Zulu Satanist Confession _Latest African confessions
19:15
Extraordinary African Confessions
Рет қаралды 76 М.
Huyai Munzwe Nyaya Yevasikana 5 Vanodanana Ne Mbinga Yakaromba
18:41
Zim Facebook Secrets And Confessions
Рет қаралды 3,2 М.