Idi iro baba vangu vanga vakatipa mutemo 6 dzema deko tavemumba tayichengetedzwa nababa kusvika taroorwa ini ndaiwe mhandara zvaizivikwanwa nevabereki vangu❤
@tinashe5822Ай бұрын
This was really needed. I had recently noticed a trend whereby speakers such as Joshua Maponga, Chiwenga, Marufu and others were trying to address these issues regarding Men and the family setup because the devil is at work and having such a program that is not inclined to any beliefs but is trying to restore morality and save our people is really a good thing👍
@CarolineMidzi6 күн бұрын
Veduwe,munhu kana achida zvezvikomba hazvingoitirwi kubasa chete,chero asingashandi unongomusiya kumba ikoko Mr Marufu agopinza chikomba kumba ikoko.ko iye akati ma boss kubasa vanhurume chete ndiyani ah.
@tafadzwasmugova7758Ай бұрын
Team Shadaya we endorse this...
@SimbarasheHanyani-em6sc14 күн бұрын
Heavy heavy haishote naSbanda kkkkkk
@TanakaNdoveАй бұрын
Phatisani's face looked so worried! Unenge uri kukamburirwa 😂😂😂😂😂😂😂
@rebeccamaccamahlanu4601Ай бұрын
❤❤❤❤ I jus.love your Preaching Mr Marufu Ko Patisani unopfeka mabvaru bvaru nhai 😅
@blessingredd1114Ай бұрын
I'm happy that you explained better on the issue yevakadzi kumabasa. Men should provide for our women ..
@tawandawmanonga2253Ай бұрын
I'm looking to hear from Dr Mabara and Mr Maponga on this kind of platform ❤❤❤thank you Mkoma Patisani this dear educative program👏🏻👏🏻👏🏻
@trishybillionАй бұрын
Phatisani I like your RESPECT
@fosterteguru5537Ай бұрын
Haaaaa very educative podcast thumps 👍👍up
@libertyngoma4085Ай бұрын
We need more of these teachings please
@maverickshifuАй бұрын
Apo Phatisani magona. Indeed, there is a need for forums that mold and educate actual men. eagerly awaiting the upcoming video. Please think about inviting Mono Mukundu as well.
@ShepherdKwaramba-cw7lq26 күн бұрын
that's was good tk
@kakashi_sensei2493Ай бұрын
kwava nana Baltasar Ebang kubasa uko
@niks_M23Ай бұрын
😢😂😂 this one is fire 🔥 let's gather around tidzidze 🎉
@wilsonbutau5648Ай бұрын
"ndiri kuona uri kushushikana kwazvo asi ndonyaya yacho mamiriro ayakaita"😮
@emmanuelsimbarashesherlock2021Ай бұрын
Dare Remachinda ...eye opening....ndadzidza
@tracychiumba1436Ай бұрын
Very educative podcast 🥰🥰🥰🥰
@lawrancechinhengo6869Ай бұрын
Mmmmm powerful
@jacobtsveta7790Ай бұрын
Yeah this a healthy program but in order for it to be balanced itai muchiunza vanhu 3 or 4 from different denominations so as to have a balanced discussion but Evangelist was on point
@MegaSamrakАй бұрын
This is not about denominations ,these are not doctrinal issues, ukagara wagaya kuti ndezvechechi iyi unorasika.
@DaNi_WachoАй бұрын
Thank You ZimCelebz for this, i hope you''l get to bring big names
@darrenmafemba5493Ай бұрын
KKKKKK Mukuru anopedza
@MrTaurayiАй бұрын
Good podcast, well done!!
@nkenkanat.mpondo6025Ай бұрын
Dope production guys
@esthermusamadya3432Ай бұрын
Well done @zimcelebs
@raystylesgramАй бұрын
As men we need more of this.
@AlgerChizerevaАй бұрын
Ndadzidza zvangu
@InFocuswiththeGurupirasАй бұрын
At least Varume vakuwanawo rubatsiro…vakadzi angomahule mudzimba
@mcdee0625Ай бұрын
😂😂😂😂😂😂 aah vaMarufu
@SimbarasheChigwikoАй бұрын
Ndipeiwo chituru ndigare
@tafarapaulАй бұрын
Baltazar is enough proof that kumabasa hakusi safe😂😂😂😂
@tracychiumba1436Ай бұрын
😂😂😂😂😂Good example chaiyo kumabasa kuri kukamburiwa uko
@EDWINNyamukundaАй бұрын
Pakaipa 😂😂
@YeulizАй бұрын
kkkk hanzi wakarar uchibika mapoto kkkk iwe we tsokorola
@simonthandekile-rv3grАй бұрын
virginity explained with fairness for both genders
@gushungogangaiАй бұрын
Phatisani you know your art!! Hats off for you. Apa wakanyanya kuvapa respect sa mfundisi saka waiita uchityira 😅
@onismomufare2860Ай бұрын
I think problem yatitori nayo ndeyevanhu vanema answer on all subjects. Munhu ngaasvikewo paanoti apa haazvinzwisisi. Vakadzi vamunotaurira kuti vanogara vasina bonde munovaziva imi? Munhu akafirwa akasaroorwa zvoreva haasi kuita bonde here? Sex is not a mind game actually, it is a human need but like i said we have a problem yevanhu ganoziva every subject so they gonna comment without care yekuti what are the consequences of saying all those myths and misconceptions. Hakuna dare rakadaro
@munyaradzimakaza573Ай бұрын
Chokwadi chinorwdza kunzwa😊
@challengegwiniАй бұрын
Ndikuona vakakambura vachibuda misodzi😂😂😂😂
@takudzwamazhero7213Ай бұрын
Marufu kuseri
@paidatmАй бұрын
I'm 25 and unmarried but pano pachapisa 🤣🤣
@patrickkan6232Ай бұрын
😂😂😂😂😂 pachatipisira bhururu
@tobs7968Ай бұрын
Stay unmarried ..😂🤞🏽🤞🏽🤞🏽🤞🏽🤞🏽
@amazingchannel1169Ай бұрын
Vamarufu looks like passion Java
@takuchitz837725 күн бұрын
Tokumbirawo muite audio podcast ndapota
@Dembe-v6iАй бұрын
Bring @Mono Mukundu next
@tafarapaulАй бұрын
25:22 😂😂
@StanleySabumbaАй бұрын
Zvema marriage izvi tichazvirega hedu tiri vadiki pazviri
@R.M.CCollectionsАй бұрын
Real Life.
@emmanuelsimbarashesherlock2021Ай бұрын
Kkkkkkk tsokorolla
@tafarapaulАй бұрын
Haaaa chokwadi chakajeka😂
@kudakwashesevenzo5295Ай бұрын
Patisan hausiye phone pasi here
@alexandertarehwa1515Ай бұрын
It's part of the job
@Dj_FlickstoneАй бұрын
Dzidziso inehudzamu.
@madziwalawrence8208Ай бұрын
😂😂😂😂😂 giggling
@videosvideos8056Ай бұрын
Panochohwa chohwa munhu
@TrustSahumaniАй бұрын
Dzidziso mashoko makukutu
@forgetbell9558Ай бұрын
Phathisani next time switch your fone off
@EEMukanyaАй бұрын
He’s reading messages from audience from that phone
@onismomufare2860Ай бұрын
Again Proverbs says a virtuoys woman works up when its still dark, to go to other nations providing for her family. It does not talk about going kubasa kwemurume. The idea of kubatsira ndeyekungoti we are both providing. Thos guy anoti mukadzi haafane kushanda its not God's plan, whychi God is this one, kana asiri Musikavanhu then i understand
@Newsday-n5vАй бұрын
😂😂😂😂
@jacobchiramba5071Ай бұрын
aaaaaaaaa kkkkkkk read 2 timothy 2 ,15
@malvernfrank5564Ай бұрын
Azondirasa paataura zvekuti murume anongotora mhandara kana achiriye
@davidzuze604Ай бұрын
That Corinthians verse has been misinterpreted
@blessmorezinyama828519 күн бұрын
Getaway
@gushungogangaiАй бұрын
Why is Marufu addressed as pastor (he is not) or as evangelist (SDA has no such title)
@nyashamuchimbiri9089Ай бұрын
So pa lesson yese iyi mkoma zvema tittle ndoo zvatora attention yenyu?
@TheOfficialMashonaАй бұрын
Evengelist is the correct title, because he's not representing his denomination - he's representing his convictions. The SDA is organised in structures, and in those structures, not everyone can address the media. However, the evangelists are considered independent of those structures. That's why they get away with misaligning themselves with the conventional teachings of the greater church. Dai ari pastor Conference ingadai yakamugarisa pasi kudhara. Manje uyu ndi layman.