@@primrosetinashematinyarare1110four season media
@plaxedesgariyano3304 Жыл бұрын
@@primrosetinashematinyarare1110four seasons
@worshipperimanuel6232 Жыл бұрын
Uncle Saint by far is a good thinker compared to everyone there.... The man speaks wisdom and sense everytime
@carencaren5870 Жыл бұрын
Very true
@fortunatechrispenmutonhere6287 Жыл бұрын
@@carencaren5870 kkkkkkkkkkkk heaven will humble us all
@Nally_Vybz Жыл бұрын
...but akutaura neka bitterness mukati, poor journalism....nxaa
@khumbumpofu2186 Жыл бұрын
Uncle sent you're very good teacher 🎉
@glennyikawatonga1623 Жыл бұрын
Haaaaa Uncle saint chokwadi chamunozosasa so ndochida avo varume vana biriot dzingoriwo nharo hadzo🤣🤣🤣🤣🤣😂😂😂😂😂😂
@chibabaudo Жыл бұрын
Naiza ndombavha saint u are correct
@carencaren5870 Жыл бұрын
True bcoz sei akaramba kuita interview nevamwe vose Ava akangosarudza Sparks naBiriot....splitting ndoinotofanira kuva solution bcoz zvaksomesesa kuti vanhu muzonyatsoclicker after all this .....sezvataura uncle Saint kut ini ndakadevorcer but it was really hard so zvimwe chete kana warambana nemunhu make shuwa masiyana zvachose iye ngaaite zvske iwe wosara uchiita zvako mozosangana pamacolabos
@ChengetaiChibeza Жыл бұрын
Uncle saint munopedxa masport chokwadii hamuchityi yenyu😂😂😂😂😂🎉
@maiteechirangamapenzi329 Жыл бұрын
Uku kumba kwana ba Ethan uku .....why ndadaro..ndiye ega asina bhutsu 😂😂
@stephennyamadzawo2278 Жыл бұрын
Aenda nema pus
@phillthedrill Жыл бұрын
Ndine one Big question, Naiza ine 3 directors, only two were interviewed, why Dhafu has not been interviewed ? this gathering was just speculation, they should have interviewed those 3 as group
As Zimbabweans we should follow them All Naiza Boom and Four Seasons Media coz anajatwell vakuzviitirawo zvawo coz kudzokererana kwavo kwakutonetsa🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥
@tatendagudo8620 Жыл бұрын
No hatingaite take take nembavha inonzvanyirira vanhu
@CollenKarikoga Жыл бұрын
Naiza ngaaite respect kuma old actors
@tatendachipango4682 Жыл бұрын
Uncle Saint huchenjeri hwakawandisa❤👌
@pressleyrundare3930 Жыл бұрын
Sparks wakatengwa iwe ..... Usadaro let justice lead
@kudzaincube1022 Жыл бұрын
Guys this was an amazing round table. Lets have more of these on topical issues moiita kana weekly podcast to discuss ma issues akupisa for that week. Because it integrates mafans ese of the different guys and we get to enjoy madhara edu achionesana in good debate and conversation.
@kmbomacoolfyah-wd6vr Жыл бұрын
Chokwadi gyz rambai muchiitq zvakaita seizvi makadadisa
@tinashenyakudya142 Жыл бұрын
Sparks is a big friend of Naiza according to his points, he is taking a side
@milkamuchabaiwa8890 Жыл бұрын
Biriot too
@ndanamaseko4283 Жыл бұрын
Ango you always tell the truth I like Uncle Saint
@godfreymapuranga4070 Жыл бұрын
Saint Agara akatomaka Naiza mukatarisa mainterview ake anotoratidza kuti ane side raakarerekera.Kana uchibvunza nyaya kuti yakafamba sei haupe side kuti ini ndakambozvionawo kuti aidai.
@sharon3601 Жыл бұрын
Dhafu dai aiva independent like madam boss or mai tt dai atova ne over 500k followers achitoita ma endorsements ake ega.
@nomatamanyanga1967 Жыл бұрын
Ishuwa akutozvivharira so aitozokwikwidzana namadam boss
Uncle Saint nevarume two vakarara pa side pake vane justice 😊😊😊ndingangoti three vari ku right sando😊😊
@melodyinachio7327 Жыл бұрын
Sparks agara ari side ranaiza director
@QueenSkyler3 Жыл бұрын
@@melodyinachio7327 I see
@TsitsidzasheEthelMatarise Жыл бұрын
Uncle nevanhu vari divi ramuri munoziva,,sparks and baEthany uuummm mushandi anoda mari veduwee..hapana kana jealousy apo wovaka imba nemukadzi wako,wotora mumwe mkadzi ongosvikogara asingazivi kut chitinha imarii....sparks naBiriot musadaro shuwa kutengwa chaiko mar yakaoma .. Uncle God bless you 😊
@Jaricha-34 Жыл бұрын
You did the nice thing guys to discuss this issue together
@davidmazanga4446 Жыл бұрын
This shows unification professional journalism and maturity in solving conflict resolution bravo brothers for taking your precious time to end this Naiza Boom differential scandals i respect and salute you all.
@trustmadembo8226 Жыл бұрын
Saint arikutaura zvine sence you gain my follower (Saint)
@khumbumpofu2186 Жыл бұрын
Uncle you're super lstar🎉
@ShortCircuit05445 Жыл бұрын
Wow panel iyi inorema shuwa and massive props to each everyone of u guys but I think pashota one person pa panel prophet Madungwe vakamirirawo zvemumweya😊.
@PfungwaKaterere Жыл бұрын
Uncle saint you talking the truth Mari 🎉🎉
@collencolletkefasichimbidz6411 Жыл бұрын
I am going to subscribe to his KZbin channel he is quite mature and sensible
@shamenengomasha601 Жыл бұрын
Uncle Saint God bless you❤ Mataura chokwadi. Those 4 hapana iripo. Well said. Matopedza
@Big_Sam91 Жыл бұрын
Guys, Uncle Saint is much wiser, listen to him more often. Guys zvana jealous izvi I don't think it's it... Business had no transparency. If Dhafu, Jati and Naiza are the Directors, means kuti before major shoots they seat down together plan together about this and that on who goes on set. Jati as a Director should have an option to go onset even if he is not acting, to help direct and other things. He is a director. How can one director make all decisions an the others not know. How can the right hand do what the left doesn't.. It won't work Guys... Mukunzvenga chikwadi... Naiza was not transparent with his fellow directors and senior actors. Whether these guys have a plan or not is quite irrelevant... What happened was necessary and had to happen... there is no growth in the comfort zone... also Guys, this is about money... do you honestly think Respect nekuphiwa sando will make a person happy? Nope... it's about money... do u think kukaitwa shoot and Jati is told, haisi kuyenda but tokupa 400 for that shoot, you honestly think he would care? Come now Guys... you have to take it up a notch when it comes to reality
@angelakwaramba9752 Жыл бұрын
MaZimba they are loyal. Anogona kutogara gore asingabhadharwe achiita mweya wekushingirira.
@kundaimationi9508 Жыл бұрын
Chapepa anodherera uya vese naSolo only dhimba ndiye akagona interview
@admiremutombwa9159 Жыл бұрын
Solo na Chapepa vanhu vaNaiza avoo😢
@Personal-l2n Жыл бұрын
Chapepa haana njere uyo
@ralphchimbaira1755 Жыл бұрын
Viva Solo..... Viva Chapepa
@petrosshayanowako4789 Жыл бұрын
Thank you to whoever thought of bringing you guys to this table and all panelists. Do this more often on other trending stories.
@kelvinchuchu7209 Жыл бұрын
Akatoita kuti company ito regestiwe ndi matsanga uyo bvaatanga kuvharwa meso
@emptyyourheart9086 Жыл бұрын
Birioti na Sparks makabhadhaarwaaa ndooo zviripo
@evergracemavunga7565 Жыл бұрын
Four seasons media irikutofaya less than 24hrs 9000 subscribers 50 000views mese hapana akatangira ipapo so Sparks newe Birioti ndimi munejerasi uye ndimimakatanga musina plan vakuTadzirai chii anJatiwero vachokuswero vadhisikasa 😢
@mahomuhomu6014 Жыл бұрын
🎉
@godfreymapuranga4070 Жыл бұрын
9000 vs 50000 viewers zvichireva kuti most ple just come to view not to support.
@rudzichief6207 Жыл бұрын
Vanegodo regai vachiita zvavo vatenge zvikopokopo, tinotenda tebasa ramakaita kubatsira kudzikisira NB mwari vakuitirei zvakanaka next time vakaita split againa musatinyangadza Chapepa murume solo murume , Moyo yenyu maida kuti vabudeo now zvakaramba ncwe ncwe ncwe nemi
@tapiwachirume735 Жыл бұрын
Dj uribenzi shaaa. Naiza airambidza wanhu kuenda pamhepo
@Skylar.TheFuture Жыл бұрын
idacall
@sashasithole1022 Жыл бұрын
Point taken from uncle Saint ,kutengesa mota that's the only solution .munhu wese owana 2 cents dzake then votanga kushanda zvinew then hakusisina achabatirirwa pabasa achiti ndoenda here ndsinawo something .
@tafadzwakarumbidza546 Жыл бұрын
Four season media yatova ne15k subscribers
@memoryncube8391 Жыл бұрын
17,k
@memoryncube8391 Жыл бұрын
Chibata ,uncle Saint n Matsaga ndimi mataura zvine msoro,vanaJati vatove ne channel yavo Four season media
@AsianHawkAfrica Жыл бұрын
🎉Naiza Booom haasi straight uyo.Matsanga was the first victim asi vanhu vaingofira mbiri .
@veejay9436 Жыл бұрын
True
@veejay9436 Жыл бұрын
True
@LincolnChimuka Жыл бұрын
FOUR SEASONS YATOVEPO NGATICHINGO SAPOTAWO VANA JATIWERO
@PitsoTopic263 Жыл бұрын
Saporta wega
@LizzyBrenda Жыл бұрын
Birioti wadii waswera hko uchitamba na ethan😂😂coz aa hapana zvaunoziva waita mwana mudiki
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂 veduve
@juniorfreedom8775 Жыл бұрын
Kkkkkk ndaimbogaya kt dzinogaya
@dchigoche Жыл бұрын
Dzungu rakawandisa
@loveradgemutelemuka Жыл бұрын
Basa arina basa guys Mari ndiyo inebasa ,ahunga garire ma followers usina Mari 🎉
@rachelntini4252 Жыл бұрын
I respect you Zimbabwe for such a wonderful thought for meeting up to discuss. Please read the comments and maybe next meeting will come up with something good
@ShineonNzou Жыл бұрын
Let these 4 progress and grow. They will always be under naiza boom and gaining nothing. I believe the 4 can go a long way. Give them a chance to provide their abilities.
@DaynNightOG Жыл бұрын
Uncle Saint is very mature,smart and a good journalist
@milidzindlovu962 Жыл бұрын
Sant chibaba ataura zvisvinu
@kelvinchuchu7209 Жыл бұрын
Sparks munonyepa haisi nyaya yema new members inyaya yemari shaa
@MrMashamps Жыл бұрын
AAH this has exposed ma levels of intellect and wisdom in all of you guys ....... Vamwe venyu hapana hapana ......Big up Saint , Manas & koloso
@alvinachimedza2964 Жыл бұрын
On thing I love about manas is he respects uncle saint highly ndozvinodiwa in life kuziva kuti there is someone who knows better than me
@mollensaungweme1188 Жыл бұрын
Ozemwa anotonzwa kuda kukwatura Naiza mbama
@angelakwaramba9752 Жыл бұрын
Uyo ataura zveabuse is spot on. Same as when people ask a domestic abuse victim kuti why did you not leave for 7 years. Vanhu ava they were very naive. Vaingonakidzwa nekuita mbiri.
@FelixTisora Жыл бұрын
Sparks urimbwa ya naiza lwe
@RemindDzama-wr4qe Жыл бұрын
Ancle saint fire coloso and chibanda munofanira kuita ma Observer's mutonge nyaya ye ZANU ne CCC
@kelvinchuchu7209 Жыл бұрын
Mari, respect naiza ngaaite
@dove5584 Жыл бұрын
Vanhu ngavasiye zvehukama pa business why manaiza actors angori macousins
@milidzindlovu962 Жыл бұрын
Zvataurwa na DJ sparks zvataura ndizvo Niza ane pfungwa dzechi India mukashandira mu India munopera kuita ma foromani mese anenge achiti akasangana newe anokupa ka 10 mari okuti usaudza vamwe tarisa vamwe kuti vakuita sei akasangana ne mumwe anodaro futi
@panashesmukwai9083 Жыл бұрын
Birioti haanawo chanoziva😂😂😂😂😂😂😂
@primrosetinashematinyarare1110 Жыл бұрын
Taura hako zerooo kkk
@rockmaposa3109 Жыл бұрын
No, Birioti naNaiza vanonyatsowirirana, he knows Naiza's plan behind the cameras, une chokwadi zvaasimudzira ruoko for support split 😂
@denzelngirazi7119 Жыл бұрын
Biriot i think anonyanya kufunga neshona!!!
@arsh-avin Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@LindaMkiwa-yl9nq Жыл бұрын
Biriot thanks ne venue asi hapana chaunoziva hko
@Blessymagaya Жыл бұрын
Uncle Saint ndimi 1 munhu anogona kugadzirira nyaya ❤
@trustmagura8308 Жыл бұрын
Uncle 👏 mota ngadzitengeswe hapana mota paye migweje hadzitombofambi
@comfortsadieq Жыл бұрын
Naiza boom kunehuori Avo vakabuda wll go far
@bettymatitsa9043 Жыл бұрын
Uncle saint much respect.maturity yenyu is on another level ❤
@sharon3601 Жыл бұрын
Mari yaitwa ne channel ye naiza boom to date yaikwana kutengera all the founding members ma stands yake yake instead of motor idzo. Chinorwadza kuti all the videos ari pa channel kare shall continue kuita mari yet ivo won’t enjoy the benefits of their dedication and handwork. 3 directors but 2 didn’t use their power 🥹 director kuhoreswa nemumwe director. 😊
@LinajacksonJack-zo2sv Жыл бұрын
Ha putseke birioti haugone kutonga nyaya😢
@shingihunda9064 Жыл бұрын
😂😂😂😂😅
@tierra6391 Жыл бұрын
This is so exciting. I thought I had problems, buy hey, this is classic drama. Uncle Saint well done.
@noelmatemedhandabanda8726 Жыл бұрын
Dhimba ndiye munhu akataura interview chaiyo
@KudzaiMuchayi Жыл бұрын
I agree with u haana kubvira ataura akarerekera side
@tsitsi852 Жыл бұрын
Akatii who interviewed him
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
Uncle Saint
@sharon3601 Жыл бұрын
Uncle saint vataura chokwadi, Naiza Boom yaita over 250k or kudarika since vakatanga aisa vamwe 30 mari pamwedzi. Mistake vakasiya one member achizviita leader yet vakatanga kugadzira Naiza boom iri yavo vese. Team rese riya are the founding members meaning they own Naiza Boom. Of course Naiza aifanira kuwana yakawanda because he does a lot but vese vaikwana kuwana enough to transform their lives.
@michaelngore2211 Жыл бұрын
Gentlemen, we need you as journalists to give us correct information. From this interaction we have seen that some have got sides, some did not do due diligence. Ana Jatiwero and co just wanted sympathy from people and they wanted to assassinate the character of Michael. All the big companies make money by manipulating people. Jati and company, you are good actors, we will support you but be mature enough to know that as you build your own thing you will also split until you all become directors of your own things. Good luck. Isu vamwe kuNaiza kwacho tinoona, avowo vakaita zvinofadza tongoona futi semaonero atakaita their latest offering (lodge kumba kwaSahwira or something.) What we just want is good entertainment.
@homeboy6862 Жыл бұрын
True, but from a very distant and neutral perspective dont you think that this "whole thing" is a script. Just content creation where they are pushing an agenda that we can not see at the moment. zvekuti in the end NaizaBoom will come together just as before.
@kelvinchuchu7209 Жыл бұрын
Uncle, chibanda na fire foloso big up
@tichacomedian Жыл бұрын
Sparks is always support naizaboom director
@drasticchiruka4652 Жыл бұрын
Kukava dafi kuri yambutsa ngavafambe vanosvika anaJati,oze,netsai navovo,push guyz munosvika
@nomatamanyanga1967 Жыл бұрын
But l dont think ozemwa na jati vangashandidzane vese coz vanenge vane hasha
@MBIZIDUBE Жыл бұрын
Team riritori mu100km vachangobva paAwa 64k views🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@AshiaMufaranechisi Жыл бұрын
Page ravo rakanzi chii
@samangamemory8110 Жыл бұрын
@@AshiaMufaranechisi 4 season
@tepstream709 Жыл бұрын
I can see kuti this guy in black is the youngest but proves to be fit to lead this pack
@CharityMupandawana-k5u Жыл бұрын
Izvezvi naiza arikuti maexstras haasi kuwana Mari but arikupinza Mari kuyoutube which means ndiye ega arikutidya Mari thus why Ari kumira nemaexstras asisarecpect vakatanga Navo fact hatorina Basa Navo coz kuside kwake arikutoita mari
@pamelamazise3048 Жыл бұрын
Siyayi Ozemwa,Jati, Vovo naNersai vazviiitire zvunhu zvavo musavadzosere kumashure Naiza akavashandisa zvakakwana Big up uncle Saint
@alvinachimedza2964 Жыл бұрын
I don't want them to go back to naiza, he used them enough
@irenemudzingwa299 Жыл бұрын
Saint ari ryt Naiza itsotsi
@bosslimpopo8532 Жыл бұрын
Haaa Maya amana naiza ndiye munhu bhoo manje and is channel is the biggest in Zim nekusa kwekurongeka kwake
zvese zvamurikutaura guys ndzazvinzwa bt zivai kt variko vakapfuma vakabva mukushandiswa so let this guys do tunhu twavo kuitira ramangwana ravo
@ruvimbompupunizivayi659 Жыл бұрын
i love this young guy and dj sparks
@TafadzwaAmpton-mu1wy Жыл бұрын
Sparks watengwa mnhu aizomirira kubuda ane plan aiiita sey plan iye asingapihwe ska plan yachoo aiita sey usaite kunge watengwa naNaiza use brain
@alvinachimedza2964 Жыл бұрын
They are friends iwe ndiye ega akainterview naiza
@LinajacksonJack-zo2sv Жыл бұрын
Taura hko chiiko newe sparks kuitasewakatengwa
@agathamacunecagueza5407 Жыл бұрын
All my respect to uncle Saint
@LorraineNdalama Жыл бұрын
🎉🎉 Uncle saint yur true always
@kennethpink969 Жыл бұрын
BIRIOT HAPNA CHOZIKANGWA...SPARKS BHO BUT PANYAYA IYI AKABHARWA...SAINT MUHOMBE
@AdvocateK95 Жыл бұрын
My request to Uncle Saint, hamukwanise kuita reach to Chamisa na ED futi here 😂😂😂😂, tikasiya nyika yaka mwashuka iyi you are to blame 😂😂😂
@evergracemavunga7565 Жыл бұрын
😂😂😂😂👊 1:11:33
@cynthiashumba1752 Жыл бұрын
Gadzirai a talk show yamunobata diffrent topics makadai❤❤❤
@stellachakufora9415 Жыл бұрын
Imi mese ipapo muri kupa vakadzi venyu mari hre 😢😢😢
@fortunatechrispenmutonhere6287 Жыл бұрын
When water flaw in two different streams at divergent zone it's very difficult to reverse it to flaw in one stream. The only way to bring that water 💦 together is to move on to the convergence zone. If there is no that zone it will meet in the Sea. These people separated and they are moving in different directions. Let them work like that peaceful. They can reunion when time permits. If there is no room for reunion they can meet in Heaven.
@EveGama Жыл бұрын
They can meet in heaven for me😂
@shamenengomasha601 Жыл бұрын
Vachakadzokerana czx vabuda vacho vese vane dzungu. Asi Jatwell moti anga actor chii makazvitarisa, waita shungu dzegwiza basi. Vanopera manje manje ava
@irenemudzingwa299 Жыл бұрын
Yes manasi
@AdvocateK95 Жыл бұрын
Saka Naiza Boom yatoitisa vanhu mari futi 😂😂😂😂😂, haaa zvakwana chimirai
@roechie3020 Жыл бұрын
Biriot maisafanira kumupa mic for too long.... anobuda musaga analysis dzake dzakadhakwa
@kundaichitiga7052 Жыл бұрын
😂😅😅😅😅
@dchigoche Жыл бұрын
Hpna chinozikanwa
@PatriciazvinaiyeNyagweta Жыл бұрын
Uncle Saint Perfect said ❤❤❤❤
@emmanuelmuchiya5969 Жыл бұрын
That young man in black shirt is a good speaker
@mbesaterrenceguns47-gz2hf Жыл бұрын
Saint murichibaba
@tsitsi852 Жыл бұрын
Ini ndir pabasa pari kurwadza hapana chikafu ndikazoudza vanhu kuti ndakashanda for 2yrs pasina chikafu vanoti saka wakashanda sei uri madhumbe usina chikafu ..munhu unosiya basa kn ane pln vanzwisisei vanhu ava plz
@nollenmthethwa9443 Жыл бұрын
Makawona here zvakaitika zuro ,less than 3 hrs panga patova ne 7000 subscribers ,varegai vaite voga vayende mberi