Amai ava havana nyaya ngavagare pasi hapana zvaMwari zvozikanwa havana kana verse ravakutipa vakungotaura zvinhu. Havana nyaya kana vasiri kutaura Jesu vanotaureiko zvinhu zvisina basa vanhu vaJesu vanotaura Jesu machira aka chengeta Jesu ozoitei
@lorextt73442 жыл бұрын
Iyi comment yangu yandakanguri ndaisa kubva kuma videos arizasi uko DJ sparks!!!😱😡🤬 pane video yawakaisa apa yakanzi PASSION JAVA ROASTS VANHU VANOENDA KUCHURCH.kasong kawakatanga mako video yacho inini ndokafarira💖