Ollah l think it's high time uchishanda naFrets on your podcast show because he is talented ❤
@rachelchido817023 сағат бұрын
Fret's anogona but he doesnt like to think. He waits for Ollah to lead show yese .. anenge akarembera pana Ollah... in short, Fret's doesnt bring dynamic rinodiwa for the show to have authentic diversity. It means show yese inenge yangova pfungwa dza Ollah of which Ollah wacho time time haanyatsofunge mushe futi, anofunga semunhu asingafariri kuita research... he has limited information on issues saka haaaaaa show inotozofa. Yahyah arinani anounza kamwe ka 20% ku show. Asi kuti maybe vakatowana munhu ane brain dzinodhonza like Kandoro . Otherwise hmmm tingakuvare.
@hatiperi_wacho3 күн бұрын
Zvamataura ndazvinzwa 👍🏾
@PororoboyInternational3 күн бұрын
Vakomana ava wakavatadzireiko😂😂😂
@praiseworthchimanga622 күн бұрын
😂 hanzi unosonerwa bhachi rine matambudziko
@mishtinomedia34962 күн бұрын
😂😂😂
@Klein-n4oКүн бұрын
😅😅😅😅😅😅😂
@babamalachi474112 сағат бұрын
Kkkkk
@muswereКүн бұрын
Isu tomuziva akadaro Frets Unigona, you make it real. Kkk tinoenda kumba tabva kubasa😅 in other words hakuna imba kana kusina basa
@fe736982 күн бұрын
Yoooo Frets itiwo changamu changamu..Kunge wamanikidzwa kuuya kuPodcast.The energy is not giving at all
The Mphoko burial naMuku Zim, its bigger than you see. Its not a mockery but a strong political statement from the family and Mphoko's position on past fights, between Mphoko with Mugabe against yhe current regime.
@YvonneSaopa2 күн бұрын
@frets wa too cool ,zvine kakubhohwa at large
@BenvindaHuruva-uc1rkКүн бұрын
Chero neni ndasvotwa methis episode ,hazvina Hu vavavoom
@pridevandwani80302 күн бұрын
Who’s here for karinga karinga
@ZimboVibes_OfficialКүн бұрын
Madzimambo track iro ma1🔥🔥
@taskdingsКүн бұрын
On the issue of Muku (Jah Bob) on former VP funeral I think it was actually an intentional political move VP was Bob's choice and was disposed in the new government so there was not going to be any presidential figure on the funeral and this guy was just brought for what he represent
@Klein-n4oКүн бұрын
OLLAH wt is the name of tt tablet phone u are using
@patriciamujuru65462 күн бұрын
Nyaya yawinky dee tese kunyepera kuzungaira hedu asi chokwadi tiri kuchiziva
@malonewaini49563 күн бұрын
Iiiiiiiiih nyaya ndinenge ndinodzidawo ndatova pano kare 😅
Kkkkkk 'nhumbu tingati iEmergency here" in Frets's voice😂😂😂😂
@TawandaMaregedze3 күн бұрын
Frets arikurira wangu
@vickynyakudya8598Күн бұрын
Ollah wakafitwa nemakuhwa
@PororoboyInternational3 күн бұрын
Frets na Ollah Hatiperi akakutadzireiko😂😂
@alfagere2 күн бұрын
I like Frets as a comedian but pa show apa i sincerely think he is not a good fit. All he ever says is “pakaipa pajaipa”. He is afraid to voice ma opinion ake understandably because anotya kunetsana nevanhu vemu industry yake ye music and entertainment. Imbomusiyai kuma analysis uku because zvanga zvichitoita kunge Ollah arikuita nharo ega. No offence
@mufaronyabereka2 күн бұрын
I agree he only voiced his opinion pana hatiperi cause they are friends
@Lotdupwa2 күн бұрын
the other thing Ollah anga achimukandira nyoka mhenyu especially pakutanga on political issues 🤣🤣🤣🤣
Saka ollah those who cannot afford solar installation voita sei. Why are you afraid to call out the government to stop all the nonsense of awarding tenders kumatsotsi vasinei nezvinhu zvinoita benefit the citizens. It is the responsibility of the government to provide these services kwete zvekuita sugar coat weaknesses of the govt
@billarmaviezar71773 күн бұрын
Biased bigtime mfec iyeye
@marymoyo94393 күн бұрын
Taura hako , he has been captured , he is not free at all Chokwadi ngachitaurwe sezvachiri veduwee
@guyte_e13553 күн бұрын
Plus how can an industry ikuda profit operate every hours with back up electricity 😢😢 It's sad
@tauraichikukwa28462 күн бұрын
Guys. Olla is protecting himself and his family and I don’t blame him for that. You can also open your channel and say whatever you want. Don’t force other people to act and put their lives in danger. Siyai munhu aite zvaanoda ne channel yake hamungamuudzire zvekutaura. You have muromo like him. You have a fon. Why can’t you open a KZbin channel 😂😂😂😂😂😂😂
@denfordmpofu2 күн бұрын
Makuda kut podcast ivharwe
@ChrispenMusakwaКүн бұрын
Uyowo akatiza nyaya dzake uyo akutotsvagwa big time naiyewo hapana zvaMwari pane zvaanoita uyo nei achigarothreaten vanhu kuda kuvauraya nemapowers ake hapana zvaMwari apo
@nyashamtoma58292 күн бұрын
Anga asina kudyiswa here Lawrence uyu
@macpatricknally3 күн бұрын
@hatiperi Hanzi nemukomana ndazvinzwa ...😂😂
@terrykachie77572 күн бұрын
Mauri kuitira podcast urikushandisa solar here?
@willardtandiwe81252 күн бұрын
Vakasiyana then vese vaita move on ndokudzokerana musikana destroy relationship yemface akazoti hachamudi futi apedza revenge kkk😂
@kbmmk25932 күн бұрын
We don't call them crossovers..we call them end of year all night prayer kuSDA
@YvonneNyikadzino-n3w2 күн бұрын
The last time i check the warriors qualified in polokwane just follow suit winky huya pa mzansi we all kuti ma venues mazino pa Zim
@nanhasitv75782 күн бұрын
Nhai Ollah ukubvunza ani u know the people involved its sad
@LovieD-i5x2 күн бұрын
Iyezvino zvanyanya one week it's too much kana kune makore solar haishandi zvakanaka magetsi anodiwa
@splitsloui2 күн бұрын
Solar yacho haisi cheap ka iyi guys
@patriciamujuru65462 күн бұрын
Frets was too cold apa
@Reality_Checks-x6v2 күн бұрын
😆🤣😆 zilaugh rafrets hamusi kuriziva
@meredemomashiri822 күн бұрын
DJ Ola tichirikuda kuona podcast yenyu manje kuzotaura zvakadzika dzika kunyanya zvepolitics nyikaka yedu moiziva u never now vakuru vedu avadi chokwadi
@emmanuelchaza29522 күн бұрын
haa issue of health dai wasiyana hako nayo nokuti zvakafa kuti fiii, hamuna chinonzi emergency in our health sector
@tafirenyikamuzarugwi24762 күн бұрын
He is promoting cimas ambulances which is a private institution not government or council
@MrTownsend012 күн бұрын
Kuchimhanya chiGospel😂😂😂😂
@markmagwenzi94212 күн бұрын
Makore ane problem akanyepwa nemunhu akaona Jeso
@killianchigombe49202 күн бұрын
Kuzadza goma ummm bvunzai java
@TatendaMuzeya2 күн бұрын
Frets anotaura achichengeta zita rake that's not too bad though bcz internet haikanganwe
@terrykachie77572 күн бұрын
Frets anotaura chokwadi Orah anekakutya
@meredemomashiri822 күн бұрын
Vamboko akaramba hugamba pamwe mhuri yakandohaya mkomana kukatuna gav
@Doctormoments813 күн бұрын
Haiwa muphanha uyo huchi ollah, behind bar yaarikurova chiwepi
Arikutya kudzikisa ma chances ekupihwawo zvibenzi 😂😂😂😂
@Lotdupwa2 күн бұрын
if you are afraid to comment political issues chingosiyanani nazvo panekuti mupe masolutions that are ignorant of many factors
@ignatiusPhiri2 күн бұрын
Vachipinda murudo ini ndichipinda mu honda fit 😂😂
@remembermuchuweni675314 сағат бұрын
Let's face it, Allan and Frets are not ideal podcasters. For this podcast to reach its full potential, you need hosts who are great conversationalists-eloquent, articulate, and capable of offering insightful, thoughtful, and critical opinions on specific matters. Have you ever listened to Sol Penduka on the McG Podcast and Chill? He exemplifies what it means to be a real podcaster. Plus your guests should be people with engaging stories to tell, not just random individuals like pfira denty or team yema skits. Consider inviting guests like P Chiyangwa, T Mutarisi, Tich Mataz, Simba Makoni, G Gono, and H Murerwa. By moving in that direction, your podcast can grow bigger than mainstream Zim media.
@margaretthomas11773 күн бұрын
Pamvura apa pane dam riya riri ku epatoni uku raimbova mine haripere mvura ka riya hapakwaniswe kuita water what what here while we construct a lake coz chirevo dzangova nharo
@MacdonaldKwatamba3 күн бұрын
😂😂😂Hatiperi hanzi wanga vakazvimiririra not for representing us for ma Zimba 😅
@TanakaChimboza2 күн бұрын
hanzi unosonerwa bhachi rinematambudziko😂😂😂
@SabinaMuringani3 күн бұрын
❤❤❤❤❤
@YvonneNyikadzino-n3w3 күн бұрын
Toxic relationships result in death
@margaretthomas11773 күн бұрын
Vanenge vasina kudyiswa here vanhu ava😅
@Kinjo_man2 күн бұрын
Mari mu stadium muya inobuda ollah ndakambopindamo mu FNB mauya pastor chris kkkkkk mari yaitoiswa mumasaga apa mamonya anenge achitenderera nemasaga acho
@printexpertsprintexperts6614Күн бұрын
Your fact checking is wrong. The Chris Brown show ticket averaged R745
@nigelmavhunga11682 күн бұрын
same day they switched on the Christmas lights at the town house is when we went dark dzimai izvo instead of directing the funds to putting up more street lights around the city ur priorities are questionable
@FaithSibanda-p1r3 күн бұрын
Frets haupererwe😅
@ultimatebroadcastingnetwor50352 күн бұрын
Ahasi munhu wese anokwanisa kutenga ma solar akomana kunze kwakawoma azvisi kufayira tese vamwe varikunetseka