Ngaasimudzwe Jesu by Dorcas Moyo OFFICIAL VIDEO

  Рет қаралды 45,874

Dr Dorcas Moyo

Dr Dorcas Moyo

Күн бұрын

Copyright ©Dorcas Moyo Music 2024
➤CONNECT WITH Dorcas Moyo
FACEBOOK: 🔗www.facebook.c...​
Instagram: 🔗www.instagram....​
➤PREVIOUSLY RELEASED MUSIC
➡️. MHANZA HAISEKWI
• Mhanza haisekwe ​
➡️MVERE DZABVEPI : • Mvere dzabvepi ​
➡️BVUDZI RANGU RAMERA : • Bvudzi rangu ramera ​
FOR BOOKINGS /PATNERSHIPS : ‪+263 77 402 9953‬
All rights reserved. No part of this publication may be reproduced, distributed, or transmitted in any form or by any means, including, recording, or Posting on a KZbin channel, without the prior written permission of the publisher.
#dorcasmoyomusic​

Пікірлер: 198
@markomavesere9424
@markomavesere9424 13 күн бұрын
Johani 3:14-17 14 Mosesi sezvaakasimudza nyoka murenje, saizvozvo Mwanakomana womunhu unofanira kusimudzwa vo, 15 kuti aninani unotenda kwaari, arege kuparara ave novupenyu bwusingaperi. 16 Nokuti Mwari wakada nyika nokudaro, kuti wakapa Mwanakomana wake wakaberekwa mumwe woga, kuti aninani unotenda kwaari, arege kuparara, asi ave novupenyu bwusingaperi. 17 Nokuti Mwari haana kutumira Mwanakomana wake panyika, kuti arashe nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.
@Dorcasmoyoofficial
@Dorcasmoyoofficial 13 күн бұрын
Powerful
@conileouskasango4859
@conileouskasango4859 13 күн бұрын
How old were u, when u get to know dt double tap on a comment is equal to a like😅😅.... Anyway, Keep it up for real unto u achieve ur goals my Cister ❤❤....
@peezhangazha5348
@peezhangazha5348 10 күн бұрын
today 😅😅😅
@samueljose5586
@samueljose5586 8 күн бұрын
Tday
@BlessingHweshure
@BlessingHweshure 6 күн бұрын
😢
@markomavesere9424
@markomavesere9424 12 күн бұрын
VAHEBHERU 12:2 2 tichitarira kunaJesu, muvambi nomukwanisi wokutenda kwedu, iye wakatsunga pamuchinjikwa nokuda kwomufaro wakaiswa pamberi pake, akashovora kunyadziswa kwawo, akandogara kurudyi rwechigaro chovushe chaMwari. Hebrews 12:2 King James Version 2 Looking unto Jesus the author and finisher of our faith; who for the joy that was set before him endured the cross, despising the shame, and is set down at the right hand of the throne of God.
@BannieMusicProduction
@BannieMusicProduction 12 күн бұрын
No one is talking about the art in this video despite those flashy cars that we have nowadays but they chose that one .......That is top class 🎉🎉🎉
@GraceMusongi
@GraceMusongi 11 күн бұрын
Kumberi ..musha wakanakisa zvekuti..pakarongeka... video iri kumberi
@markomavesere1
@markomavesere1 12 күн бұрын
Rangarira mukadzi wa Roti. Wakacheuka shure, akaitwa churu chemunyu TARIRO NDIJESU Genesis 19:26 New International Version 26 But Lot’s wife looked back, and she became a pillar of salt. Genesisi : 19 :26 26. Asi mukadzi wake wakacheuka ari shure kwake, akai­twa shongwe yomunyu. MAI VANOIMBA HAVO BHAIBHERI ZVAKAZARA AVA.... MWARI AKUCHENGETEI MURAMBE MUCHIPARIDZA SHOKO RAMWARI RAKAZARA ❤❤❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉🎉🎉
@markomavesere1
@markomavesere1 13 күн бұрын
Ngaasimudzwe Jesu muhupenyu hwangu nokuti ndiye chete TARIRO
@markomavesere9424
@markomavesere9424 13 күн бұрын
Proverbs 26:11 11 Sembwa inodzokera kumarutsi ayo, Ndizvo zvakaita benzi rinopamhidza upenzi hwaro.
@markomcmavesere164
@markomcmavesere164 13 күн бұрын
Ngatidzidzei kukanganwa zviri shure Tivavarire zviri mberi KUDUDUDZA NDARAMBA
@markomavesere7562
@markomavesere7562 13 күн бұрын
Tamirira
@RoshniGumede
@RoshniGumede 13 күн бұрын
Real fans let's gather here ❤
@diveske1388
@diveske1388 13 күн бұрын
Representing NAIROBI KENYA 🇰🇪🇰🇪
@markomavesere9424
@markomavesere9424 13 күн бұрын
Thank you so much in advance for the video
@Dorcasmoyoofficial
@Dorcasmoyoofficial 13 күн бұрын
It's my pleasure
@philiptaguta4955
@philiptaguta4955 13 күн бұрын
@@Dorcasmoyoofficialone family Mr Tinashe Magwenzi boss of Steelfix my real friend
@wamambochitandachinemasvos552
@wamambochitandachinemasvos552 13 күн бұрын
Dorcas Moyo, you are a blessing to most of us. May the good Lord keep using you. Amen
@Dorcasmoyoofficial
@Dorcasmoyoofficial 13 күн бұрын
Mazviita chose
@margolis1
@margolis1 8 күн бұрын
Amen,may God continue to bless you..kudya kwemweya❤
@ruru-g7u
@ruru-g7u 13 күн бұрын
All praise to you Lord Jesus 🎉🎉🎉Ngaasimudzwe Jesu, forgive me Lord pandakadududza.Help me nditarire kwamuri Mambo Jesu. Powerful ministration❤❤❤❤
@TonteManji-u9z
@TonteManji-u9z 13 күн бұрын
Baba vakagara mukitchen aiwa vanogona havo, vaibata zvakanaka part yavakaiswa iyo
@PamhidzaiMugazambi
@PamhidzaiMugazambi 13 күн бұрын
Amen, Dai Mwari vatibatsira tagona kukanganwa zviri sure tatarisa kwavari
@TafirenyikaMasango
@TafirenyikaMasango 50 минут бұрын
You really took gospel music by storm moms . Hats off for dorcas moyo🎉🎉🎉🎉
@chashemzt9347
@chashemzt9347 13 күн бұрын
Veduweee madiro andinoita song iyi ka zvakaoma
@tshrenkenturedee87
@tshrenkenturedee87 13 күн бұрын
🎉🎉,famba my sister Zvamanje manje chimuti ndechako pagospel🙏🙏
@SmangalisoSibanda
@SmangalisoSibanda 11 күн бұрын
This year is the year of Grace New things are going to happen ❤🎉 To those who saw star's line on the sky on Thursday crossing be blessed ❤🎉❤😢
@nyashatanaka
@nyashatanaka 12 күн бұрын
thank you amai 🎉🎉🎉 hatisadzokerei kuvhunura
@briedee648
@briedee648 7 күн бұрын
listening to this song makes me emotional. these gallant sons and daughters of the soil had a hope for a better Zimbabwe but ZANU-PF happened. They fought for only a few elite who didnt even join the battlefront 😢😢😢
@sekaichena106
@sekaichena106 9 күн бұрын
Azviita zvekare musikana. Ngaasimudzwe Jesu. Mwanakomana we munhu❤
@CarlosTatendaMbabvu-v4h
@CarlosTatendaMbabvu-v4h 9 күн бұрын
Viva my Sister Mai Dimos navaTsano Baba Dimos you played awesome roles in that video❤❤
@sekaichena106
@sekaichena106 9 күн бұрын
I double tap. Musha ndouda uyo. Musha wakavakwa bhooo. Mwari imbondipayi mari ndigare pamusha wakanaka
@MelotyDhambuza
@MelotyDhambuza 13 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤🎉
@ChiedzaMatongo
@ChiedzaMatongo 13 күн бұрын
Amen❤
@beautymapfumo3731
@beautymapfumo3731 13 күн бұрын
Amen and Amen 🙏🏻
@tedzaidhliwayo9843
@tedzaidhliwayo9843 13 күн бұрын
Amen amen
@felixchikanya3447
@felixchikanya3447 13 күн бұрын
From Facebook let's gather here
@harlydarly8031
@harlydarly8031 13 күн бұрын
Tiri pano ❤🎉❤
@markomavesere9424
@markomavesere9424 12 күн бұрын
I am here sir
@edinahchatunga5671
@edinahchatunga5671 13 күн бұрын
Tivavarire mberi titarise muchinjikwa🙏🙏🙏
@couragempofu6855
@couragempofu6855 13 күн бұрын
Ichoooooo🎉🎉🎉🙏🙏
@markomavesere9424
@markomavesere9424 12 күн бұрын
😊😊
@janiferbamhare5544
@janiferbamhare5544 10 күн бұрын
Amen dankie ndonxwa kusimudzirwa zvikuru evn ndakuda kudzokera shure pakunamata ndikangoteerera your message ndotonzwa kurerukirwa
@geraldmussa1761
@geraldmussa1761 13 күн бұрын
Whenever I play this song ndotomboirova repeat ka4
@Kimberly-z7k
@Kimberly-z7k 13 күн бұрын
Amen and Amen usadzokere shure hama ayewa toti Dai Mwari vapindiri havo mukurarama kwedu yabuda takaremerwa vana ve Zimbabwe shuwa mai Moyo itai basa shuwa mukomborerwe Amen
@owenm84zw
@owenm84zw 13 күн бұрын
💯💐❤️💥💥💥🔥🔥🔥🔥🔥
@Josephinegoche1522
@Josephinegoche1522 13 күн бұрын
My favourite song #women of valour love yu mama Dorcas Moyo
@EvidanceChauke-wk9ex
@EvidanceChauke-wk9ex 13 күн бұрын
Ndaramba kudzokera Shure mhinduro ndijesu ❤❤❤❤❤ thank you mom moyo🫂🫂🫂
@tinofarabangano6423
@tinofarabangano6423 13 күн бұрын
🙏🏻🙏🏻🙏🏻
@More_LeeDh-k5n
@More_LeeDh-k5n 10 күн бұрын
Ngaasimudzwe Mwari , ngaasimudzwe Jesu✋✋Tariro ndiJesu🎉🎉🎉🥳 Thank you mama Moyo❤❤
@brendabanda372
@brendabanda372 13 күн бұрын
Ngaasimudzwe Jesu ,amen rambai muchitikomborera
@TheresaMuzvidzwa
@TheresaMuzvidzwa 13 күн бұрын
Waaaaal you made it 🎉🎉❤❤ well programmed video ❤
@kudakwashepasi7551
@kudakwashepasi7551 13 күн бұрын
❤waiting ❤
@TafiMasango
@TafiMasango 12 күн бұрын
Best gospel female artist 🎉🎉second from none❤
@TofaranasheChazika
@TofaranasheChazika 13 күн бұрын
This is gud murambe makadaroo tiri kukomborerwa Amen.
@phamellagomendo6806
@phamellagomendo6806 13 күн бұрын
Amen and Amen mhama Moyo
@VeronicaJonathan-h7s
@VeronicaJonathan-h7s 13 күн бұрын
🎉🎉🎉
@officialmreffortzm5978
@officialmreffortzm5978 10 күн бұрын
This song deserves 90 million views
@TinoTembo-o7n
@TinoTembo-o7n 13 күн бұрын
♥️♥️♥️♥️♥️♥️♥️
@brendabanda372
@brendabanda372 13 күн бұрын
Ini hangu munondiitira mhama docus ,ndikaita sendinoneta I play your music zvotondiitira,you are a blessing to my life personally
@noleenzhangira2176
@noleenzhangira2176 13 күн бұрын
One of my favourite song ❤❤❤❤
@angelinetarugarira1214
@angelinetarugarira1214 13 күн бұрын
Shuwa hungawome hupenyu hwechi Kristu usadzokere shure kunemadzudzo ❤
@bryantdube
@bryantdube 11 күн бұрын
I here for the rural home, projects 🔥🔥🔥🔥🔥
@SpiweMusekiwa
@SpiweMusekiwa 13 күн бұрын
Forward ever backwards never 🔥🔥🔥🔥🙏
@garieamubed8629
@garieamubed8629 13 күн бұрын
Finally !!!! Was wondering if u were going to make a video for one of my favourite songs on the album...and here we are,watching from Honde Valley and feeling every bit
@TendaiVukomba
@TendaiVukomba 13 күн бұрын
Chimuti ndechako dear usadzokera shure
@Rumbi-t9y
@Rumbi-t9y 13 күн бұрын
Ndaramba kudzokera kumarutsi🙏🙏🙏🙏Ngaasimudzwe Jesu
@BriantJeza-zt8dl
@BriantJeza-zt8dl 13 күн бұрын
Amen
@moddymuzondo90
@moddymuzondo90 13 күн бұрын
Thank you Mama Moyo for the song❤
@MaideiMutandiko
@MaideiMutandiko 9 күн бұрын
Mama moyo you Are a gospel champion ❤
@munasherodneychipengo5307
@munasherodneychipengo5307 13 күн бұрын
Ngasimudzwe jesu muhupenyu hwangu ❤
@RuthJanyure
@RuthJanyure 13 күн бұрын
@AliceMutsena
@AliceMutsena 13 күн бұрын
❤ tivavarire mberi More fire neGospel
@markomavesere9424
@markomavesere9424 12 күн бұрын
AMEN
@angelinetarugarira1214
@angelinetarugarira1214 13 күн бұрын
Shuwa tingwarire mashoko edu, powerful love the song zvekudaro
@LenienceChirambasadza-s7i
@LenienceChirambasadza-s7i 13 күн бұрын
This is nice am leaving something kuti handifaniri kudzokera Marutsi seimbwa
@owenm84zw
@owenm84zw 13 күн бұрын
Ndakutombogara kuno, musanditsvage! Ndikangogara gara ndomboti turuu
@Laaah-s9s
@Laaah-s9s 13 күн бұрын
Hoyooo murandakadzi wedu ❤❤❤❤my fv artist ❤❤❤kudududza ndaramba ngaasimudzwe Jesu
@PamhidzaiMugazambi
@PamhidzaiMugazambi 13 күн бұрын
Yakabikwa nemazvo,ngavasimudzwe Mwari nekuti ndovakakodzera
@shalommoyo1644
@shalommoyo1644 13 күн бұрын
Thanks mom munondigonera ,ngazviende mberi 🙏
@fungaimugabe1864
@fungaimugabe1864 13 күн бұрын
Thank mom chiri kupisa ichi
@FabiaodomingosAlho
@FabiaodomingosAlho 13 күн бұрын
Deus abençoe sempre
@wilsonp_zim1937
@wilsonp_zim1937 13 күн бұрын
Powerful song Dr
@kudakwashepasi7551
@kudakwashepasi7551 13 күн бұрын
Ichi chinema trophies 🏆 acho shame ❤❤❤❤
@innesidumingo3764
@innesidumingo3764 13 күн бұрын
Aiwa ropafadzwayi chaizvo mamwana munogona
@TinoTembo-o7n
@TinoTembo-o7n 13 күн бұрын
🎁🎁🎁
@irenechigonde
@irenechigonde 8 күн бұрын
She doing good work love the message powerful
@munyaradzimuyezwa7493
@munyaradzimuyezwa7493 13 күн бұрын
I'm waiting hangu kuona video resong ❤❤yandofarira zvisingaite 😢😢🔥💯💯💯💯💯💯
@ruru-g7u
@ruru-g7u 9 күн бұрын
Beautiful, ndichagara naJesu nekusingaperi
@alexmuchena701
@alexmuchena701 8 күн бұрын
Ngaakudzwe jeso ,this song makes mie cry
@MargretMudisiKauyani
@MargretMudisiKauyani 13 күн бұрын
Ndaingoti dai song iyi yaitwa video ... finally yazoita lm so happy ngaasimudzwe Jesu
@munyaradzimuyezwa7493
@munyaradzimuyezwa7493 13 күн бұрын
Tariro ndiJesu sekusimudzwa kwakaitwa nyoka murenje naMoses Mwanakomana wemunhu Ngaasimudzwe Jesu 💯🥵🔥🔥💥🥵🥵💯🔥🥳🥳🎂
@AntoniaGwezuva
@AntoniaGwezuva 12 күн бұрын
Ichoooooooo💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃💃
@linnetgambura9943
@linnetgambura9943 13 күн бұрын
Wow nice video plus makachena mose l love the song 🎶
@calebsimangomusicZW
@calebsimangomusicZW 13 күн бұрын
This is excellent mommy
@ngwiseinyamayaro2432
@ngwiseinyamayaro2432 9 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤👏👏👏👏👏👏👏wow wow what a word from the Lord hallelujah
@VaidahMusombo
@VaidahMusombo 13 күн бұрын
I love it already before I even watch it
@BarbaraMubayiwa
@BarbaraMubayiwa 13 күн бұрын
Amen amen 🙏🙏🙏🙏 this song says a lot❤❤❤❤❤🎉🎉🎉
@NyashacleoDzinza
@NyashacleoDzinza 13 күн бұрын
thank u
@teachermasimbandagurwa8706
@teachermasimbandagurwa8706 13 күн бұрын
Aah brilliant video for it is narrating the whole song pictorially. Thank you. Shalom
@BrendaBandura
@BrendaBandura 10 күн бұрын
Wooooow. In love with this song. Keep it up Doc ❤
@mellanyaningwe878
@mellanyaningwe878 13 күн бұрын
Love the song and the video too
@Nomusa-ek1wj
@Nomusa-ek1wj 12 күн бұрын
Wish can understand all the words its amazing,, either way, Jesus is Lord, Let Him b lifted up❤
@MaryKeni
@MaryKeni 13 күн бұрын
You are great singer mam munondikomborera zvenyu nekundidzora ndangariro❤🎉
@beautyndebele2063
@beautyndebele2063 13 күн бұрын
I like your song sister. They really bless my soul 🙏
@AgnesMamhova
@AgnesMamhova 13 күн бұрын
Jesus my last hope 🙏🙏🙏
@portiadube45
@portiadube45 12 күн бұрын
Ngasimudzwe Mwari Ngasimudzwe Jesu
@tsungayifurayi1677
@tsungayifurayi1677 11 күн бұрын
Musha wakanaka uyu veduwe ❤❤❤❤
@cuthberttaruvinga3111
@cuthberttaruvinga3111 13 күн бұрын
Thank you mhamha Moyo 🔥🔥🔥🔥
@tapfumaneyilibertymberi9126
@tapfumaneyilibertymberi9126 8 күн бұрын
This is awesome mum.i like the art you put in this video.
MUCHANDIVHUMBAMIRA BY DORCAS MOYO  OFFICIAL VIDEO
5:58
Dr Dorcas Moyo
Рет қаралды 116 М.
So Cute 🥰 who is better?
00:15
dednahype
Рет қаралды 19 МЛН
黑天使被操控了#short #angel #clown
00:40
Super Beauty team
Рет қаралды 61 МЛН
REAL or FAKE? #beatbox #tiktok
01:03
BeatboxJCOP
Рет қаралды 18 МЛН
vafambi pakutenda zvandashaiwa
5:20
Marshal Musara
Рет қаралды 9 М.
Messiah (Live) - Minister Michael Mahendere & Direct Worship
7:59
Minister Michael Mahendere
Рет қаралды 1,5 МЛН
venancio mondlane fala de denunias
Amilton Calisto Chanel
Рет қаралды 396
Ngaasimudzwe Jesu by Dorcas Moyo 2024 production
7:26
Dr Dorcas Moyo
Рет қаралды 346 М.
Amwene nemuroora kutatsurana mudare maMambo CHIEF BUSHU
26:52
Chief Bushu
Рет қаралды 23 М.
Dorcas Moyo - Ndoimba Sei ( Official Music Video )
6:25
Dr Dorcas Moyo
Рет қаралды 166 М.