DOTITO.......MURUME OSHAIKWA, MUDZIMAI ONZI NEMHEPO NDIYE ANECHEKUITA

  Рет қаралды 23,012

Drewmas Media

10 ай бұрын

CHII CHAKAITIKA KUMURUME MUSANGO?

Пікірлер: 124
@magmat3363
@magmat3363 10 ай бұрын
Ko kana Mukadzi wavakafira iri girlfriend yavakarwira nevamwe varume wherever he was, guys let us use our brains in some cases. This is abusing a wife who is mourning her husband, we need to stop looking at women as culprits always. Vakadzi varikurwadziswa nguva dzose. This stupidity has to stop.nxaaa
@confidencenhau
@confidencenhau 10 ай бұрын
Point taken
@gloriamapokotera1940
@gloriamapokotera1940 10 ай бұрын
Taura hako
@MarcyTv2024
@MarcyTv2024 10 ай бұрын
True
@trustwegorekoremadziwanzir5293
@trustwegorekoremadziwanzir5293 10 ай бұрын
Anga atova ne girl friend achango svika mozambique kekutanga uye unoziva zera raanga ava hre ko kunyarara kana usinga zive unobvei
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
We urge u to pay full attention to the video to avoid pointing fingers. Thanks so much
@pheobeforomah5629
@pheobeforomah5629 10 ай бұрын
Tadiwanashe wakanaka zvako❤❤❤❤❤❤
@queenbee322
@queenbee322 10 ай бұрын
Ko kana Paine mukadzi weumwe munhu waakabatikidzwa ainaye kusango kwaitema miti ikoko achibva airaiwa. Ngavasamhanye kushungurudza amai avo pliz situation yavari haina kumira mushe vanovauraisa nedepression aah.
@ganyaz
@ganyaz 10 ай бұрын
kufira mkadzi ishona inongorewa kt nyaya iyi inechekuita nemunhukadzi kwete kt mudzimai wake chete !
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl 10 ай бұрын
Vana madzibaba basa ravano ziva ngere kuvata nevakadzi vevanhu. endai kumatare echivanhu
@vuyaningwenya1639
@vuyaningwenya1639 10 ай бұрын
Mandlovu u looking lekker
@kundaimiedzok
@kundaimiedzok 10 ай бұрын
I liked simply because of the Kisimusi yatosvika singing…. Good singing Queen ❤
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Saka ari kuti ndakafira mukadzi pamwe kubatwa nemukadzi wemunhu
@forgetjenyura3369
@forgetjenyura3369 9 ай бұрын
Ndazvifungawo izvozvo
@shanteldineo
@shanteldineo 9 ай бұрын
True
@perpetuanyakudya1037
@perpetuanyakudya1037 9 ай бұрын
Mhepo yakati ndakafira mukadzi, haina kuti ndakafira mukadzi wangu. It could be any woman, batai mashoko
@CharlesMoyo-ir5fr
@CharlesMoyo-ir5fr 10 ай бұрын
Drewmas meda you are taking me to another level, watching from chipata Zambia
@NeverTori-kl4ck
@NeverTori-kl4ck 9 ай бұрын
Taking us to another level thanks so much Sisi Kutama and brother Neshamba happy Christmas
@Beatar-p5c
@Beatar-p5c 9 ай бұрын
Thnx guys taking us to onother level guys Thnx nebasa renyu
@TeresiaMuteiwa-y9m
@TeresiaMuteiwa-y9m 9 ай бұрын
Veduwe siyanai namai Ava ini ndoti murume. uyu akauraiwa nehama. dzake ndosaka asingawa nikwe vakatopira kumadzinza avo kuti asawanika asati aora achazooneka zvake kana aora Mai Ava havadikwe nehama dzomurume saka vakaurairwa murume kuti vawane kuvadzinga
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 9 ай бұрын
Zveshuwa ndaona sekudaro
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Ngavaende kwaT Fred kana kwamiracle Paul munoziva zvose
@trustwegorekoremadziwanzir5293
@trustwegorekoremadziwanzir5293 10 ай бұрын
Kwa Paul vanoswera vaziva idi
@teclachabarwa7236
@teclachabarwa7236 10 ай бұрын
Haa wanhu wedrewmas kutaura idi kuita 7 minutes her akomana muchingotaura musati mapinda munyaya haa ipapo chinjai maitiro plz data rinotopera pachirikungotaura imii
@LaizaRinomhota
@LaizaRinomhota 10 ай бұрын
Dreawmus.Meadia.taking us to amother.level.how far now mombe.iya yevhikwambo mhepo yaibuda pamuroora ..toda update yecho
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 10 ай бұрын
Ko mombe yezvikwambo yakasvika hre takaremerwa now
@TauraiMudhauya-dg1fl
@TauraiMudhauya-dg1fl 10 ай бұрын
MaNdlovu uno gona kunasa kutaura. Dai ndine number dzako ndaikupa zvangu Christmas box.
@ThePrivy1
@ThePrivy1 2 ай бұрын
MaNdlovu anokoshesa mutupo wangu zvandinoda. MaNdlovu special
@Angylngumashupa-gt3yz
@Angylngumashupa-gt3yz 9 ай бұрын
haa mukomana ane hate yescotch uyo..hamuna zvamunoita mai vake manyepa..kuvapomera kwese uku akuzviramba zviri pachena
@tmatz6467
@tmatz6467 9 ай бұрын
Kufira mkadzi hazvirevi kuti kuurayiwa nemukadzi.
@Kuzz988
@Kuzz988 9 ай бұрын
Hazvirevi chete kuti vadzimai vavo avo ndivo vairehwa. Ko kana vakasangana nemumwe mukadzi musango imomo vakarwira mukadzi wacho kusango ikoko
@fortunatemadzimbamuto5614
@fortunatemadzimbamuto5614 10 ай бұрын
Taurai nasekuru muKotsanjera ndokubasa kwavo kumutsa ngozi inotaura vanoidaidza
@MiriamMudondo-w8s
@MiriamMudondo-w8s 9 ай бұрын
Drewmas media taking you to another level.Good work guys. Improve on sound.
@abesdzitiro4776
@abesdzitiro4776 10 ай бұрын
Drewmas media taking you to another level,,,,, pliz Drewmas taurirayi hama dze mufi kuti vaende pa Dotiti pama shops vavhunu kuti Sekuru Chamunorwa vanovanikwa papi vabatsirwe.
@sallymugumbate7018
@sallymugumbate7018 10 ай бұрын
Endai kwa prophet miracle paul ku chitugwiza unit L
@alphahavadi4711
@alphahavadi4711 10 ай бұрын
Mandlo you are looking good mkoma Andrew kaziwai shumba drewmas taking you to another level
@mancuesokolate9989
@mancuesokolate9989 10 ай бұрын
DM taking us to another level ❤❤❤❤🎉
@wadzanayikasai1402
@wadzanayikasai1402 10 ай бұрын
Ko ma number ndeeyi takagara muberere kudakunzwa kuti mombe nehuku nembudzi zvezvidhoma zvakasvika here tiziviseiwo kuti how far
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 10 ай бұрын
Ko kana akabatwa nemukadzi wemunhu musango imomo maaitema mapango ariega ava amai ava vanenge vari innocent panyaya iyi
@MichaelFisher-xl6nh
@MichaelFisher-xl6nh 10 ай бұрын
Drewmas media taking us to another level definitely mandlovu special
@mukombe15
@mukombe15 9 ай бұрын
Baba vekushaika pamwe vaikonza mumwe mukadzia. Ndosaka vakapondwa. Mai vari kupihwa murandu vanogona kunge vakachena
@denilsonmemuzanenhamo2381
@denilsonmemuzanenhamo2381 10 ай бұрын
Drewmas endesai sekuru Gona vaye vamakaenda navo kuChiweshe
@SinikiweMpengesi-r9t
@SinikiweMpengesi-r9t 10 ай бұрын
Smart girl
@sinosmajayaya1112
@sinosmajayaya1112 10 ай бұрын
Uyo anonzi Cuthbert ndiye ataura zvine musoro
@lolochikopa7986
@lolochikopa7986 10 ай бұрын
Mukadzi akatanga aenda ega then pakazoenda nemurume, murume hachaoneka mukadzi arikuziva zvakaitika kumurume
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
True
@pelagiamuguti8693
@pelagiamuguti8693 9 ай бұрын
Andrew u are already judging this old woman who told u mkadzi arikunzi ndakafira mkadzi ndimai avo?
@josephmatarangani
@josephmatarangani 10 ай бұрын
DM ipayi sekuru Gusvi basa iri vapedze basa vavhure mushonga wakatsipikiwa uyu
@SibongileBwoni
@SibongileBwoni 10 ай бұрын
Nice girl tadiwa .murambe mkadaro ko shumba varipi
@NzwisisaiMuzenda
@NzwisisaiMuzenda 10 ай бұрын
Pamwe wakatourawa neverudzi rwake vanotodavo maiguru avo
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 10 ай бұрын
Ava vanozviti maporofita aya senyika dai tambovabata tavarova kwete mbichana ..vanhu ivava vapedza kupesanisa mhuri veduwee ...and manje mufamily hamushaye dofo seavo baba vatema tema avo vane tshirt yered ..team irori rino believer anything kazhinji kusatodzidza chaiko ..nezvakaita muporofita kuMozambique zvekunyepera kurwara some people still believe his bs arghhhhhh
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 10 ай бұрын
Mafake
@pearlmambinge451
@pearlmambinge451 10 ай бұрын
Mapofita mafake vaparadza misha
@WayneMakisi
@WayneMakisi 10 ай бұрын
MaNdlovu wakachena Drewmas media taking us to another level😊
@kudakwasherembo3067
@kudakwasherembo3067 10 ай бұрын
Dai makavarova madzibaba ivavo ku waster nguva yevanhu pasina basa. Apa akunyonganisa vanhu vemumusha
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 10 ай бұрын
Ehe nhai kabenzi kemuporofita
@Cacoon-o7s
@Cacoon-o7s 10 ай бұрын
Soko naChihera vakaiswa mutrunk here?
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 10 ай бұрын
Tadiwa wakuita kuenda kuZbc manje
@nyashahungwe8946
@nyashahungwe8946 9 ай бұрын
Siyanai nema potofita hapana ifedya fedya iyi.Ko iwo vanogokundwa nemunhu anotsipika sei?
@kimberlytshonisa8182
@kimberlytshonisa8182 10 ай бұрын
Handeyi kchivanhu Shumba
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 10 ай бұрын
Kana tazogara Mapositori anonyeba, kushungurudza mukadzi uyo its wrong very wrong
@otiliamushapayidzi8181
@otiliamushapayidzi8181 9 ай бұрын
It's clear kuti maprofita enhema ayo.Mweya ukahakira unotaura zvose hausiyirire.
@tafitembo
@tafitembo 10 ай бұрын
Drewmas media taking you to another level
@itcenter9479
@itcenter9479 10 ай бұрын
ko kana akafira mkadzi wemunhu asiri uyu wake
@DadiraiNemasonzi
@DadiraiNemasonzi 9 ай бұрын
Ngavaende kuNanga dzekumozambique
@muchenyuradorcas4538
@muchenyuradorcas4538 10 ай бұрын
Yasvika homwe dzakabooka wangu😂😂😂
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 10 ай бұрын
😅vekutown vanozviitisa zvenyu imi mandlovu
@FaithKamutsungira
@FaithKamutsungira 9 ай бұрын
Mporofita wenhema anoparadza mhuri nenhema. Musango bvuma zvese zvese
@chikarashumba-cy1pt
@chikarashumba-cy1pt 9 ай бұрын
Ko soko aripiko nhy Andrew
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Haiwawo tsvagai munhu anobatsira chaizvo
@MascilineMusiiwa
@MascilineMusiiwa 10 ай бұрын
First
@esthermujiche1783
@esthermujiche1783 9 ай бұрын
Umm anogona akadyiwa nemhuka dzemusango
@EmurayiJonasi-bj8hj
@EmurayiJonasi-bj8hj 10 ай бұрын
Ko Mai vacho zvavanenge mudiki panemuroora😅
@trustwegorekoremadziwanzir5293
@trustwegorekoremadziwanzir5293 10 ай бұрын
Ndimainini mwana wehandzwa yamai
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Endai kwasekuru tasvu apana chinoramba
@givemoremachokoto8762
@givemoremachokoto8762 10 ай бұрын
Muporofita uyo ndewe nhema
@mikemagidi5365
@mikemagidi5365 10 ай бұрын
Unotu wanepiko tuma ndevere twaunozadza kudai?sei pasina kana 1 paunounza mkomana😂
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 10 ай бұрын
Asi makudawo kushanda kuHuman Resources yeDrewmas ? Kkkkk
@advancematoweadttocksmatto9213
@advancematoweadttocksmatto9213 10 ай бұрын
Macomment emanumber hanzii😂
@sekuruhozhwa7295
@sekuruhozhwa7295 10 ай бұрын
Everyday we on another level
@leightachiveyi9907
@leightachiveyi9907 9 ай бұрын
Tisiyirei mhamha
@Dzidzaisaizi
@Dzidzaisaizi 10 ай бұрын
Dai varivo varikunzwaro vainzwa sei dzimwe hama dzakaoma wena
@AnnaniasNyoni-br5vm
@AnnaniasNyoni-br5vm 10 ай бұрын
Havasi mai ava wakafira aripo umwe
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 9 ай бұрын
Ko kana arimukadzi waakasangana Naye musango achitema miti pakasvika varidzi saka this woman atofira izvozvo
@gilbertguzha5373
@gilbertguzha5373 10 ай бұрын
Pamwe akabatwa nemukadzi wemunhu akapindwa
@belindakaseke4466
@belindakaseke4466 10 ай бұрын
Maprofita amazuva anooo
@kennethsibindi5829
@kennethsibindi5829 10 ай бұрын
Your Christmas is coming mandlo
@Esther.2009
@Esther.2009 9 ай бұрын
Ah saka vakabatwa nemukadzi wemunhu vakauraiwa
@MemoryNyama-g9u
@MemoryNyama-g9u 10 ай бұрын
Second 😅
@CharityZanga
@CharityZanga 10 ай бұрын
❤DM
@TanaTino-sm2ys
@TanaTino-sm2ys 10 ай бұрын
Eight
@TendaiTafirenyika-y3m
@TendaiTafirenyika-y3m 9 ай бұрын
Maporofita aya anorwara asvika kuita basa ndee chokwadi here
@josephinechapfimvira1930
@josephinechapfimvira1930 10 ай бұрын
Ndiripo
@MollifyTaonana-mb9iy
@MollifyTaonana-mb9iy 10 ай бұрын
Vanamadzibaba ava imbwa mazihure kunyepera vanhu nxa
@margiendlela8356
@margiendlela8356 10 ай бұрын
💃💃💃🕺🕺🕺🕺🕺
@talenttatendanyanhongo7834
@talenttatendanyanhongo7834 10 ай бұрын
Fifth🎉
@TawandaRuvengo-tr9zl
@TawandaRuvengo-tr9zl 10 ай бұрын
Makavharwa
@lovedalerusere3343
@lovedalerusere3343 10 ай бұрын
Goodbye my friends 😊
@tsitsichigoche3347
@tsitsichigoche3347 10 ай бұрын
Aaaa mukadzi kana iri girlfriend
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 9 ай бұрын
Siyanai nagogo ,madhara manyama aya havanzwe zvichida vakafira hure
@apoloniamachona7055
@apoloniamachona7055 10 ай бұрын
Usandione kunonoka ndange ndichiuya
@mercymupondiwa9426
@mercymupondiwa9426 10 ай бұрын
Third
@tabethmukombe
@tabethmukombe 9 ай бұрын
Pamwe akatofira girlfriend musanetsa mukadzi wavo
@tawandavulande9349
@tawandavulande9349 10 ай бұрын
Vapei number dza sekuru Tasvu
@barbragawaneni3363
@barbragawaneni3363 10 ай бұрын
Tasvu asi itori n'anga ? Haaa Zimbabweans sooo ka mmm akatiroya akafa kare dai arimupenyu atinzwira tsitsi
@TawanaNyasha-j6r
@TawanaNyasha-j6r 10 ай бұрын
😢Amai tiudzei kunababa imi😢
@marblemoyo-us9nl
@marblemoyo-us9nl 10 ай бұрын
Iiii nemakuriro avo iwawa mungati vanagahurawo hre guys
@catherinemurambiwa4203
@catherinemurambiwa4203 10 ай бұрын
Uummm guys musadaro
@MaureenChimunya
@MaureenChimunya 9 ай бұрын
​@@marblemoyo-us9nl munhu haachavimbwa mazuva ano.akungoita zvese zvese
@faithbungu9136
@faithbungu9136 10 ай бұрын
Amai avo vanogona vakasvikowana chikomba kuMoza Saka chakarwadziwa nekuona muru😢 uyu ndiro game repa Moza
@cherylmartin9031
@cherylmartin9031 10 ай бұрын
Ndo face inoita chikomba here
@NomatterMakoni-wo2vp
@NomatterMakoni-wo2vp 9 ай бұрын
Endai kwaMukotsanjera
@tstausibanda2020
@tstausibanda2020 9 ай бұрын
Mapostori ifake these dys turi kuromba tuvanhu itotu
@desert8498
@desert8498 10 ай бұрын
NHASI RARIMWE ZUVA
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa 9 ай бұрын
Endai ku L
@urielchance8692
@urielchance8692 10 ай бұрын
Do u pay or use fake accounts to write Drewmas taking us to another level on every video,it’s very annoying
@MascilineMusiiwa
@MascilineMusiiwa 10 ай бұрын
Tenth
@TinotendaSapai
@TinotendaSapai 6 ай бұрын
♥️🤍
@midolencianduvha5203
@midolencianduvha5203 9 ай бұрын
Takakumirirai padotito sekuru gusvi, vanenge madzibaba kutaura kwavo