Drama muchurch ya Prophet T Freddy MARRIAGE YAPARADZWA MU CHURCH NA PROPHET NOW HE REQUEST MA DNA

  Рет қаралды 51,402

Zim Reality Eye tv

Zim Reality Eye tv

Күн бұрын

Пікірлер: 116
@cathrinebare2213
@cathrinebare2213 11 күн бұрын
saka mukadzi uyo anorara asina kugeza😳😳.ndashamisika kuti kune vamwe vakadzi vanoshinga kupinda mublanket asina kugeza.vanhu vari kunhuwidza varume mudzimba umu🙌🙌🙌
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 8 күн бұрын
Drama
@shashah_manzouofficial
@shashah_manzouofficial 19 күн бұрын
I would believe my prophet no matter what, only God knows! Thank you prophet T Freddy I love it
@BossCindy-bl5rl
@BossCindy-bl5rl 10 күн бұрын
Don't bring politics muchurch you want him to say and then - ----
@TraceyNgwenya
@TraceyNgwenya 19 күн бұрын
Prophet T Freddie manyama .l love it
@royalfacty
@royalfacty 22 күн бұрын
Wangu hapana marriage yaparadzwa apa they've been set free from the truth haa prophet inyama nfavatoyenderera mberi 😂😂
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 22 күн бұрын
Takazogara hedu vatendi vaFreddie vanoda nyaya zvisingabvire takatarisa pamapentacostal church inumber 1
@tmatz6467
@tmatz6467 11 күн бұрын
Zvima drama zva Fredy izvi, rehearsed hapana ku profita kuripo apa
@rebeccamaccamahlanu4601
@rebeccamaccamahlanu4601 22 күн бұрын
T Freddy idramma chairo kkkkkkk Sparks nyarara tizvinzwire tega iwe
@TeteMasibanda
@TeteMasibanda 21 күн бұрын
😂😂😂😂
@EvansHamunakwadi
@EvansHamunakwadi 19 күн бұрын
Hapana Drama apo akatangira kuporofitira kuChikoro uyo, imi hamuzive ndosaka muchidaro..!
@MelaniaSimbanegavi
@MelaniaSimbanegavi 18 күн бұрын
​@@EvansHamunakwaditaura hako apana drama
@chrissagambe
@chrissagambe 17 күн бұрын
Yanga yakaparara kare don't blame Freddie
@NotJuliaHerbert
@NotJuliaHerbert 22 күн бұрын
Even with your partner would you go to sleep without washing. Disgusting
@memorymandiya3563
@memorymandiya3563 15 күн бұрын
Yagara ichapa yemukadzi kufamba nesvina iyoyo kuzo rara nayo asina kugeza
@miguelnehm5791
@miguelnehm5791 15 күн бұрын
Not vanhu ve uku but Zimbabweans like nyaya 😂😂😂
@VengesaiJohn
@VengesaiJohn 16 күн бұрын
Varume musaperera pavakadzi most married ladies masoja chaiwo unofa
@margaretmtewe8454
@margaretmtewe8454 15 күн бұрын
Misodzi yangu yabuda ndarwadziwa . How could you. Hei kubata ma sperms neruoko pakati pe makumbo emudzimai wako. So painful. Thanks Pastor T Freddy you are a professional counselor nekuti that man ayi uraya munhu chete. Just need feed back ye DNA test yevana
@PrincosMarekwa
@PrincosMarekwa 8 күн бұрын
Imagine apa vaane 2weeks so sad
@TeteMasibanda
@TeteMasibanda 21 күн бұрын
Kuma DNA fut zveee haaaaa finish 😂😂😂😂, haaaa asi vanwe vakadzi muneutsinye
@TeteMasibanda
@TeteMasibanda 21 күн бұрын
Hamunyepi Dj sparks team roda nyaya iro ko kuzofara 😂😂😂
@AssaNgara
@AssaNgara 21 күн бұрын
Ma drama ayo nothing like that
@annencube9483
@annencube9483 21 күн бұрын
Taura hako....... 🤣🤣🤣🤣
@FlorenceChikomo-g4q
@FlorenceChikomo-g4q 21 күн бұрын
Prophet T Freddy kumberi
@Washieoficial
@Washieoficial 21 күн бұрын
😂😂😂 Spaks big bro
@user-nn7to1qf3v
@user-nn7to1qf3v 19 күн бұрын
Unopenga here iwe hure rozviparadzira imba yaro roga kwete kut Freddy aparadza imba yemunhu mahure ngaatambwe Ana sparks kungoda kunzi ndataura
@RotaryMpofu-jl3rx
@RotaryMpofu-jl3rx 22 күн бұрын
Sparks vanozonyepawo😅😅
@sandisiwendimande6336
@sandisiwendimande6336 9 күн бұрын
Saka munhu kusvika pakubatwa nemurume nehurume sei...shuwa chii ichocho...ko kugeza iwe uchiziva nyaya dzako 😢😢😢yoooo
@VengesaiJohn
@VengesaiJohn 16 күн бұрын
The story of this guy is kusiya hure but it happened to me with sinikiwe tayi and just left her but it's not easy to forgive because my son died with the motor bike of the boyfriend and she wanted to kill me
@onnylunga3595
@onnylunga3595 4 сағат бұрын
This is a dramatised fake prophecy.
@user-no4mx3ro9i
@user-no4mx3ro9i 22 күн бұрын
Amai vanee Voice riripamusoroo avo ngavapuwe chinzvimbo muChurch every video ndinovanzwaa
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 10 күн бұрын
😂😂😂😂😂
@julietsaumba8355
@julietsaumba8355 20 күн бұрын
Ma1 atotanga apo madhara muchinyanyawo kuda vanana
@AssaNgara
@AssaNgara 21 күн бұрын
Zim prophets maone
@takawirachimombe9969
@takawirachimombe9969 21 күн бұрын
saka vanhu vari kutorarara vasina kugeza?????
@SarudzaiMasibanda
@SarudzaiMasibanda 20 күн бұрын
Iwe Sparks unodhuwa nekutaura taura
@user-sl4mu2nz8i
@user-sl4mu2nz8i 19 күн бұрын
Munoparidzwa here muchurch ma prophet Freddie
@juliasmuguwe1384
@juliasmuguwe1384 18 күн бұрын
Iwe unotaurisa mhani
@EmmanuelMusiiwa
@EmmanuelMusiiwa 23 сағат бұрын
No need to loke this page munotaurisa than tinzwe tega
@markmax3112
@markmax3112 22 күн бұрын
Ko unodiiko kunyarara people Wil unfollow u. Dzidzai kune vamwe. Ndizvo zvirikunyudza vana drewmas media too much introductions and interruptions
@rufarogwanzura4348
@rufarogwanzura4348 9 күн бұрын
its God for real
@Dee.SlandalHipHopYouth
@Dee.SlandalHipHopYouth 22 күн бұрын
is this not acting 🤔
@roymwakuma9238
@roymwakuma9238 21 күн бұрын
Real
@clientithinktafireyizvakay5768
@clientithinktafireyizvakay5768 8 күн бұрын
😂 You are intelligent like me
@melodramazhou
@melodramazhou 21 күн бұрын
Iwe ukwane chii chinonzi nigth of creation 😅
@BrendonKwaramba
@BrendonKwaramba 21 күн бұрын
Kkkkkkkkk zvatinomboona kkkk zvandikandisa mapfumopasi panonyengwa munhu vanhu vagonyarana sooo 😂😂
@Chinogiya
@Chinogiya 22 күн бұрын
Yaaah pakaipa
@user-pj9tc8jo2b
@user-pj9tc8jo2b 20 күн бұрын
Dramatization iyi,voice yemukadzi uyo haisi yemunhu abatwa chihure.Hapana murume yemukadzi apa.
@EvansHamunakwadi
@EvansHamunakwadi 19 күн бұрын
Hapana drama apo akatangira kuporofitira kuchikoro, endai munoporofitwa muone kuti haaone here..?
@MelaniaSimbanegavi
@MelaniaSimbanegavi 18 күн бұрын
​@@EvansHamunakwaditaura hako ndaitombodaro but dai raakandibatsira prophet ndakaona kuti sure this man was Send by God
@user-op8kj3xp9y
@user-op8kj3xp9y 9 күн бұрын
Imagine vabva kwavabva vaita zvavaita then boom mumagumbeze usina kugeza puuuutseki
@jennychirongwe6142
@jennychirongwe6142 21 күн бұрын
Ndokumbirawo kuziva kuti vana vane mukadzi ari kugara nemurume wangu ndeve murume wangu
@user-zg9mg4ye6w
@user-zg9mg4ye6w 20 күн бұрын
😂😂😂 moita Bp imimi zivai vana venyu vamakazvara
@TeteMasibanda
@TeteMasibanda 21 күн бұрын
Ma spiritual husband saka hauzvinzwi kuti wanyorova ukanogeza iwe mkadzi unoda shamhu iwe 😂😂😂 ,Ko idzo 2 weeks ndedzei muchitadza kurova poto unomunyima poto iriiyo yawakauya nayo sei kubva kumba kwenyu
@carolzhanda3112
@carolzhanda3112 5 күн бұрын
Zvimwe zvacho ???
@LegOfGal001
@LegOfGal001 17 күн бұрын
kkkkk vanhu vanozviti ndeve mweya ava vazhinji vacho denga vachaita rekugugula
@keithnyonga6325
@keithnyonga6325 12 күн бұрын
maskits overloaded
@Elpatron242
@Elpatron242 18 күн бұрын
If u real prophet say it ka chaunoramba chiii watumwa ka na mwari ?????
@luxonnkala4864
@luxonnkala4864 21 күн бұрын
If this Prophet can see we're is Dzamara
@annencube9483
@annencube9483 21 күн бұрын
Tara hako....hahahaha
@mcdonaldk738
@mcdonaldk738 20 күн бұрын
Pamwe ralm of spirit yavo hauioni zvakahwanda kudaro
@mesiMutepfa
@mesiMutepfa 20 күн бұрын
He knows but anourawa akazvitaura
@TrustMagunhe
@TrustMagunhe 19 күн бұрын
Unoda kuvapondesa neZanupf kunyarara hakusi kupusa
@SharonMakomva
@SharonMakomva 19 күн бұрын
Dzamara was killed do you think by this time where would he be?
@user-fn1gb2sc9t
@user-fn1gb2sc9t 10 күн бұрын
Baba Ava vane speed mmmmm
@sithobekilemaipe9783
@sithobekilemaipe9783 22 күн бұрын
Kana newe unodzidawo nyaya cz chii chirikuita kuti uteverere nyaya dzeva vanhu
@faithmahachi1763
@faithmahachi1763 11 күн бұрын
Inyaya dzekugadzira idzoo hakuna zvakadaro
@TawananyashaNyarieMapurisa
@TawananyashaNyarieMapurisa 15 күн бұрын
Mazuva ekupedzisira ngwariraiwo hama
@mosestachiona3299
@mosestachiona3299 21 күн бұрын
Atleast waveonani wakura hauchataure panotaurwa
@BasaniSharon
@BasaniSharon 14 күн бұрын
Varume vanonyanya ipapo anenge akasiya mukadzi wezera rake kundotora mashura Iwata toko
@knowledgemutswiri3618
@knowledgemutswiri3618 11 күн бұрын
Unotaurisa pasina chatr kunzwa
@user-mq7ub6ro2e
@user-mq7ub6ro2e 21 күн бұрын
Iye munhu anoita 2 weeks asina kuguma munhu anoti zvidii ..... Chili chakadaro
@williamelia7889
@williamelia7889 20 күн бұрын
Pakaipa marriage yadhakwa
@blesamblesam9535
@blesamblesam9535 22 күн бұрын
Fear women
@CynthiaDube-lf5zu
@CynthiaDube-lf5zu 11 күн бұрын
Mukadzi anga agara asingachadi baba avo
@georgemagiga4635
@georgemagiga4635 18 күн бұрын
Varume garai makaziva kuti mukadzi akashanda chete mave mose nemaboss ake ipapo
@Dube100GStar
@Dube100GStar 21 күн бұрын
Drama reiko musoro bhangu
@JosephCharehwa
@JosephCharehwa 20 күн бұрын
Yah ma1 uuuu
@user-vq8kg9zt9q
@user-vq8kg9zt9q 22 күн бұрын
Zvonyadzisa izvi
@baede2630
@baede2630 11 күн бұрын
Prophet manyama
@mulnykays4386
@mulnykays4386 19 күн бұрын
acting muchasiya riinhi 😂😂😂😂
@Hungwe
@Hungwe 21 күн бұрын
Murikuvharwa vanhu ivavo thy are not married. Vatoita mari
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo 21 күн бұрын
Iwewe ndowirirana newe zvekunyepa izvoo
@Ashley-up6xy
@Ashley-up6xy 21 күн бұрын
Chokwadi munhu washee😂😂
@williamkaliyati5642
@williamkaliyati5642 21 күн бұрын
Go there and you see it for yourself
@GetrudeMahanyaMabhunu-v7t
@GetrudeMahanyaMabhunu-v7t 11 күн бұрын
Uum mkadzi uyo ibenzi chairo huuh kurara usina kugeza uye mudzimu dzevamwe hadzikotsire shame namwari uyu haana kukotsira shame
@DefasqueiaMassimbe
@DefasqueiaMassimbe 19 күн бұрын
Zviri bho hr
@TheresaMaps
@TheresaMaps 22 күн бұрын
Yaparara imba
@BlessingMuronzi
@BlessingMuronzi 22 күн бұрын
Haaaa ma1
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 21 күн бұрын
Vakadzi murume wemunhu habatwi gutsikana newako
@paulchavhunduka7964
@paulchavhunduka7964 21 күн бұрын
Vakadzi murume wemunhu habatwi gutsikana newako murume
@PortiaPurazi-sd5eg
@PortiaPurazi-sd5eg 22 күн бұрын
Zvinonyadzisa
@user-ql5ri2md6c
@user-ql5ri2md6c 21 күн бұрын
Plus moziva here kut mongoti prophecy T freddy ivo vaiva madxibaba vanhu svinurai vakanohwanda mumasutu kuda mari
@hazvineigladyskatsande2247
@hazvineigladyskatsande2247 21 күн бұрын
musadaro
@kennedymsengezi718
@kennedymsengezi718 16 күн бұрын
Unotaurisa
@Ishmael4513
@Ishmael4513 10 күн бұрын
Rubbish
@user-jy7ow5et3k
@user-jy7ow5et3k 20 күн бұрын
Saka amai vakabva kurara nemunhu ndokufamba kusvika kumba vasina kugeza zvakamboitika kupi Chero uine hutsvina kufamba uchinhuhwa sperm musatinyepra
@williamkaliyati5642
@williamkaliyati5642 21 күн бұрын
Shaa we know kuti uri wekwa JOSE
@MatikitiTagwida
@MatikitiTagwida 22 күн бұрын
❤❤❤❤❤❤
@terrydjwezhirarazormangopo5973
@terrydjwezhirarazormangopo5973 7 күн бұрын
Vakarhwa dish avo kkkk. Kunyopolesa varume tiri pama1. Akahura mkadzi uyo. Kkkk ane zemwa zvavharana
@patienceChirunga-lg6sj
@patienceChirunga-lg6sj 22 күн бұрын
Kkkk fake idzo
@MoreblessingChitongo
@MoreblessingChitongo 21 күн бұрын
Nhai zvako iwe
@VimbaiJaunda
@VimbaiJaunda 8 күн бұрын
Hadzizi ndaivapo wena
@Chirstinemusvosve
@Chirstinemusvosve 7 күн бұрын
Ko shoko roparidzwa nguvai
Will A Guitar Boat Hold My Weight?
00:20
MrBeast
Рет қаралды 163 МЛН
Angry Sigma Dog 🤣🤣 Aayush #momson #memes #funny #comedy
00:16
ASquare Crew
Рет қаралды 49 МЛН
Brawl Stars Edit😈📕
00:15
Kan Andrey
Рет қаралды 18 МЛН
Prophet T Freddy Prophecies
38:10
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 140 М.
IT WAS THE DEVIL: THE CLOSURE DNA SHOW S13 EP36 #dnaman #tinashemugabe
36:11
The Closure DNA Show
Рет қаралды 118 М.
Driver wevana vechikoro ofumurwa pamberi pechurch naProphet Miracle Paul
21:56
Prophet T Freddy Zimbabwean Prophet 2018
35:06
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 153 М.
Ndoda kuziva akabvisa mudzimai wangu humhandara-Prophet T Freddy
12:58
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 25 М.
prophet miracle paul
20:48
MiracleGod1
Рет қаралды 26 М.
Bota rangu rokamburwa Zvisina Order!!!! Dare raChief Mutasa
55:21
Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)
Рет қаралды 69 М.
Bho here kutengesa  midziyo yemukadzi-Prophet T Freddy
7:24
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 19 М.
Or clowns #cosplay#joker #Harriet Quinn
0:24
佐助与鸣人
Рет қаралды 4,9 МЛН
#реальнаяистория
1:01
Доктор Фрог
Рет қаралды 14 МЛН
#реальнаяистория
1:01
Доктор Фрог
Рет қаралды 14 МЛН
Qual REFRIGERANTE é Pior na Cara😱 #shorts
0:14
Lucan Pevidor
Рет қаралды 6 МЛН