Drewmas problem munonyanya kutaura stereki vanhu havadi kuona imi asi vanoda kuona zvirongwa Shuwa mungataure 5min mungori 2 b4 musati maisa program here Mukuwanza munamato imi ndo 1 chinhu chinobhowa padrewmass media we are using Data zvizivei Bva chingonyorai head line motipa chirongwa toona zvirikuitika Chimboonaio Slay media havatopude pama program zvachose Please isai ma backing voice only not kutimi mutidyire data b4 program
What happens is this vanhu ava vanoenda kunotenga zvinhu izvi kun'anga then vanotemerwa mapipi zvekuti he can command anything from a snake .horn or anything which look scary but by time zvinozopera its either they go back to renew or ndoo paunozoona some wave kutoita sevopenga
@faraimasuka1275 Жыл бұрын
Haaa saka murikuti hakuna vanobata nyangazve or zvikwambo munyika mese , tasvu na kanengo vanongobata wani zvazoshata nokuti ndisekuru zhizha, abvuma wani mudhara wacho adii kuramba
@melodychikosha9349 Жыл бұрын
Saka murikuti imi sekuru vanga vachishaya nyanga iyoyo nekukura kwayakaita so imikaa kudenga kure shuwa
@livy38 Жыл бұрын
Hapana kana chokwadi kana 1 ungaudze munhu kuti wakatemererwa nyora uri mudiki nekuti Anga asingaziwe
@ruebengwete4701 Жыл бұрын
Vana sekuru ava takapesana pakuti chero anoda chiporofita tinopa u.mm varikutopa vanhu matambudziko chivanhu tinochida chose asi vamwe vacho varikunyepa veduwe
@simbamoyo9400 Жыл бұрын
🤠🤠🤠🤠🤠 regai ndiseke zvangu nematsotsi aya vanatsikamutanda vachivhara vanhu