UPDATE......AKAFIRA PAMATARE ASEKURU NGARA

  Рет қаралды 25,654

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

MWANA WEMUFI OTAURA MAONEROWO AKE

Пікірлер: 302
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
Face taiona Drewmas hamugoni ku protect vanhu
@TatendaSaruchera
@TatendaSaruchera Жыл бұрын
Vavhara taona kare
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
Ehe nhai taiona kwekanguva vanonoka kuvhara
@schumieelf3232
@schumieelf3232 Жыл бұрын
They always expose people 😢it’s not even the first time
@BrianGomora
@BrianGomora Жыл бұрын
Ngaisungwe n'anga iyi. Zvana godobori izvi, dei tasiyana nazvo hedu, its only a few vanoita zvinemusoro!
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Жыл бұрын
Haaaa chinoda kusungisa chisekuru ichochi
@carolinenyamadzawo499
@carolinenyamadzawo499 Жыл бұрын
But drewmas boe here ndokuvhara munhu kwacho here uku ịsụ tamuona kare😂😂😂😂😂
@winnet6719
@winnet6719 Жыл бұрын
😂😂😂😂😂
@futureticharwa965
@futureticharwa965 Жыл бұрын
Face taiona hapana chamaviga 😂😂😂
@boominattiboominatti5156
@boominattiboominatti5156 Жыл бұрын
😂😂😂
@pardingtonnyakunu2598
@pardingtonnyakunu2598 Жыл бұрын
Nhai nhai hako
@wadzanaityra1523
@wadzanaityra1523 Жыл бұрын
Andrew this woman’ and family might be closed maziso avo to get justice asi tirikumirira iwe ufambire murder case
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Жыл бұрын
@Drewmas at the Begining of this "Ngara Update Video" Face yava Tete ava, Its Not Blurred as she requested for privacy pada editing team vapapotsa.
@shyletmakundamhuka6677
@shyletmakundamhuka6677 Жыл бұрын
Vakauraya baba venyu nana cheremba vavo zviripachena raiwe dhiri rawo vese rekudakuuraya baba venyu😢😢
@snodiachara3856
@snodiachara3856 Жыл бұрын
Poor
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Whether victim/suspect yaita zvekurohwa or not, ngoma ndiyo ndiyo, kwana Sekuru Kanengo..Sekuru Tasvu...threats and intimidation to people to admit what they don't have/know, PLUS fraud with concortions to confuse them kuti vatange kuhumana, apa mafuza voti N'anga idzi dzinogona. N'ANGA INOGONA MUST SOLVE THE PROBLEM WIHTOUT ASKING FOR THE ALLEGED WITCH/WIZARD TO BE BROUGHT TO THE SHRINE: WAKE UP PEOPLE!!!
@shinelikestars2759
@shinelikestars2759 Жыл бұрын
Iwe unotaura chokwadi manje cos zvizhinji zvinoitwa kuya vanhu vanopihwa mushonga vorotomoka
@Cc-io5xm
@Cc-io5xm Жыл бұрын
Taura hako .vanhu kuzungaira chaiko , busy worshiping clowns and respect them kuti sekuru sekuru , nonsense vanhu veku Zim . It's all fake and their stupid sayings zvisina basa.
@chipomundava8735
@chipomundava8735 Жыл бұрын
KwaTasvu makunyepa munhu anozouya nezvinhu zvinenge zvabvepi
@WildBird2004
@WildBird2004 Жыл бұрын
Elderly people are being abused and forced to admit zvinhu zvavasingazivi ku n’anga dzenhema. Ko sei kusina kuendwa ku police after maziva kuti Sekuru vashaya.
@PaloSant
@PaloSant Жыл бұрын
Ndidzo n'anga dzandinoziva dzekuti hadzikuvhunze
@brightonnzenzema1485
@brightonnzenzema1485 Жыл бұрын
Sekuru wakawuraiwa zviripachena izvi plus that family yekwabamkuru wanechekuita ne rufu iri
@fanuelmoyo6272
@fanuelmoyo6272 Жыл бұрын
It’s sad I grew up in the same area nababa avo
@BibianGaza-ns8gp
@BibianGaza-ns8gp Жыл бұрын
Face taiona mazovhara but tanga taona
@pedrogorosviba1271
@pedrogorosviba1271 Жыл бұрын
😂😂🤣 Another level
@Faith-vc4vc
@Faith-vc4vc Жыл бұрын
Something is not adding up here..makasvika mukanetsana ,mukadzokera kumba mukanorara,mumwe wenyu akarohwa makatarisa,mukadzoka futi the next day.. kwakuzotakura baba vakatsva vatofa..no police padrama rese raiitika panguva iyoyo???
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 Жыл бұрын
Iii vanotyisa vaivanirwa kutodana police 🚔 pavakaona vorambidzwa kuvaona. Shuwa hope kutouya pakadai 😢
@tamarigwinji
@tamarigwinji Жыл бұрын
Thank you ...something is wrong pavanhu ava
@nomah380
@nomah380 Жыл бұрын
Aaah nhy hako zvinhu zvacho so
@michealfisher4440
@michealfisher4440 Жыл бұрын
Drewmas media taking us to another level highly and again high quality
@regreatdoreka
@regreatdoreka Жыл бұрын
Ngara 😢😢akutongotsvaka ma statements but this one is a Murder case 😢😢😢
@carolinepfende6757
@carolinepfende6757 Жыл бұрын
But munhu kana ati haasi kuda kuwonekwa face imi momubuditsa apo matadza
@vhuranjero
@vhuranjero Жыл бұрын
N'anga idzo ngadzivhariswe matare kupisamunhu
@fanuelmoyo6272
@fanuelmoyo6272 Жыл бұрын
Nyaya idzi dziri kuwanda n’anga idzi ngadzisungwe and vanhu vanenge vafa varikubviswa sei pan’anga idzi nekuti inenge yatova crime scene kaiyi? I believe Mambo is covering up for these criminals.
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
Nhai Drewmas,murikuvhara face asi voice riripo, murikuitei chokwadi???
@godwinchiutsi9183
@godwinchiutsi9183 Жыл бұрын
Pokutanga face yatombobudiswa wani
@MaryChigwende
@MaryChigwende Жыл бұрын
N'anga nemhuri yakavadana vari pamwe chete n vakuziva zvavaita baba venyu
@flamboyantqueen4763
@flamboyantqueen4763 Жыл бұрын
Sekuru ava ndevama shiripiti chete Baba vanenge vanga vatofa kare vakange vakuwomesa body... Can we have legal teams to help this family find closure
@makanakamaenzanise3602
@makanakamaenzanise3602 Жыл бұрын
SEKURU VAKAFA NEI Mabvunza Drewmas: Post Mortem report said "Presence of chemicals and asphyxia". Zvinorevei izvi? Zvanzi sekuru vakadyiswa mushonga wakakonzera inflammation (kuzvimba) kunova ndiko kwakavavhara mitezo inofanira kusununguka uye kufamba (in and out) vachifema,. Vakatadza kufema vakafa, BECAUSE of human induced blockages of airways mumuviri. MURDER , without ANY extenuational circumstances, even without the witnesses testifying kuti vairohwa mumusoro nekatsvimbo.
@SamaitaChaivo
@SamaitaChaivo Жыл бұрын
Chemical pneumonitis kureva kuti vakafema toxic gasses. Anogona kubva pakunatiriswa kwavaitiswa vachimanikidzwa. It's related to the Asyphxia phenomena. Kutsva kwakazouya during time of recovery. Maybe jira rakabatira moto vakashaya akavabatsira
@tatetilers4746
@tatetilers4746 Жыл бұрын
Mr Andrew who sing the song sawira plz plz
@tsverukaimutsago
@tsverukaimutsago Жыл бұрын
Ko sei musina kuenda ku police?
@judithmwatauseni5157
@judithmwatauseni5157 Жыл бұрын
Ndaisa kutawura rega ndinyarare hama yangu😅
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Masekuru aya haana respect..kana kurova vanhu hakubvumidwze its assault tgey must be imprisoned...its not right
@dorothycasale9424
@dorothycasale9424 Жыл бұрын
N'anga iyi must be arrested for murder. Ini ndinobva KuMhondoro under Chief Chivero. Kwedu vanhu vanomhan'ara kumapurisa. Dai vanga vari baba vangu vakaitwa izvozvo mapurisa aizosvika n'anga yacho yava mubhokisi ndairakasha nefoshoro.
@GodknowsKutyauripo-ct1zo
@GodknowsKutyauripo-ct1zo Жыл бұрын
Drewmas is capitalizing on a clear crimal cruel matter Andrew ngaaitiudze kuti yakasungwa kwete kutengesa news pasina a clear path to justice ndarwadziwa hapana kana paambobvunza kuti police yakati kudii
@Shirley-ti2wo
@Shirley-ti2wo 5 ай бұрын
Ndaivapisira Mumba nxaa
@maryrushavashava6776
@maryrushavashava6776 Жыл бұрын
Zvakaoma n'anga idzi ma1,vanozviita I'm a living testimony ndakapiswa ndirimucheche vanouraya vanhu vacho
@Mudzonga
@Mudzonga Жыл бұрын
😅so what's d purpose of the blurring?
@princessmamthe
@princessmamthe Жыл бұрын
POST MORTEM: Aphyxiation means lack of oxygen to the boby. It affects the way you breathe, it may cause confusion, pass out ( unconsciousness) or death. Chemical pneumonia is irritation of lung tissue that can be caused by bacteria or infection from toxins or poison
@l.a.t.dm.d.w5582
@l.a.t.dm.d.w5582 Жыл бұрын
Very sad ini nyaya yen'anga idzika ana tasvu na kanengo kumanikidza vanhu zvavasingazivi
@promiseprom-r6r
@promiseprom-r6r Жыл бұрын
Akuna muroyi anobvuma hazviite vanhu vane makona mudzimba umu
@shupikaiziwange3079
@shupikaiziwange3079 Жыл бұрын
Ko inga maburitsa face yake wani musadaro
@Natty908
@Natty908 Жыл бұрын
Nhai 😂😂😂
@florencedzinodya2757
@florencedzinodya2757 Жыл бұрын
Yoo vakafira nhamo baba Ava
@rumbidzaimhondiwa3908
@rumbidzaimhondiwa3908 Жыл бұрын
But face taiona matadza ipapo zvichabatsirei kuvhara
@GodknowsKutyauripo-ct1zo
@GodknowsKutyauripo-ct1zo Жыл бұрын
Drewmas zvimwe hazvidi mubatsirewo vanhu kuenda kumapurisa here
@dasilva8081
@dasilva8081 Жыл бұрын
Police case ...haisi nyanga iyi muroyi _mhondi
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 Жыл бұрын
Ndiani nani vachiri kuyeuka mukoma wababa vekushayikirwa nemwana vaenda kwasekuru Tasvu? Ndakapabatisisa ini pavakati vakanga vobvotomoka. N'anga idzi fanenge n'anga dzemagirazi vanokupa zvinodhaka soo zvaunonwiswa zvekuti urase njere. Unonzi mudzepete ini zvangu n'anga ndodzitya zvekurevesa. And most of them they use threats bvuma chete bvuma chete. Nxaaa WHO DOES THAT in maiTTs voice 😂😂😂😂
@tendai-hq3cs
@tendai-hq3cs Жыл бұрын
jkkkkkkkk eee akazongo otaura kuti ndaingoramba chiona ma vission asisahwisisike achiti zvimwe zvacho ndaizotoudzwa kut waiti zvakati achiona zvaaiona oga mukoma vasingaone be carefull n'anga idzi
@chipomundava8735
@chipomundava8735 Жыл бұрын
Vanhu ndimi munoenda kunovatsvsga vanhu avamapositori wese madna ese ekunyepa from mapositori l think nyika yakuda control vese nana papa nhema dzega dzega
@promiseprom-r6r
@promiseprom-r6r Жыл бұрын
Chero kumaporofita vanhu vanongofa even kuhospital kunofiwa kan nguva yakwana akuna anoimisa hazviite belief Yako chete ndiko kuyambuka kwako
@pokellokingz
@pokellokingz Жыл бұрын
Iyo police 🚨 inotadza nei kufukunura body yemunhu afa zvisinganzwisisike
@sinikiwemapangisana5479
@sinikiwemapangisana5479 Жыл бұрын
mirai zvenyu ngozi yeharahwa iyi vachaiona zvavo.
@schumieelf3232
@schumieelf3232 Жыл бұрын
Tatamuona wani and you only hid her after several minutes - review your videos before and after posting please 😢
@BudgetZulu-i4h
@BudgetZulu-i4h Жыл бұрын
Hambani emapholiseni inyanga leyo izokhuluma iqiniso and the one who called him
@ndaitsoro3941
@ndaitsoro3941 Жыл бұрын
N'anga iyi ngaisungwe endayi nenyaya yenyu kumapurisa
@sarudzaizishiri4879
@sarudzaizishiri4879 Жыл бұрын
Zvinorwadza izvi vana vadiki vanoda un'anga nhasi vauraya munhu
@mariajuziel7415
@mariajuziel7415 Жыл бұрын
Vakarohwa nemapurisa vanotaura
@TawandaMataranyika-lu1by
@TawandaMataranyika-lu1by Жыл бұрын
Sekuru iwawo havasivo vakauraya here baba vamai awa
@MadzingaLearnmore
@MadzingaLearnmore Жыл бұрын
Tamuwona kuuuuudhaaaaaara
@cordeliashumba5851
@cordeliashumba5851 Жыл бұрын
Brother Andrew, but first part of the video is showing the lady's face wani.
@isabelmurambiwa6304
@isabelmurambiwa6304 Жыл бұрын
This is very sad. Baba ndinofunga vakangourayiwa
@mumof2690
@mumof2690 Жыл бұрын
ko iwewe zvausiri kunzwisisa kuti baba vakafa sei, madii kunomhan'ara kuma purisa.. nemiwo Vana vababa ava hamuna hasha, mainyatsovada here baba venyu nhai iwe mukadzi iwee.. the first instinct is to call the police.. mukunyanya kuita zvechivanhu, zvehuroyi mumusha menyu umu ndosaka musina kuno mhan'ara... Mese sungwai kusanga nisira nemi vana vababa ava coz sei musiri kusungisa vanhu kuti muwane Closure.. wouya pa tv kuti ubvunze mibvunzo.. Sungisa n'anga idzo, nxaaaa matibhowa imi. u have failed yo own father by not seeking justice
@beverleymadamombe5772
@beverleymadamombe5772 Жыл бұрын
Nyaya yacho irikumapurisa sekuru awo wakasungwa
@AndrewMajoni
@AndrewMajoni Жыл бұрын
Vakatoi mangara ichangotanga iyiyave imwe chapter asi n'anga yakatobatwa nemhosva
@maiyeukai9346
@maiyeukai9346 Жыл бұрын
Mmm you dont talk like that! These people lost their dad...be a little bit compassionate
@KudakwasheWhite-h5m
@KudakwasheWhite-h5m Жыл бұрын
N'anga iyo ngaisungwe
@colletormadzivanyika5586
@colletormadzivanyika5586 Жыл бұрын
Chief nen'anga ngavasungwe.
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level 👏
@Mr-lz5ob
@Mr-lz5ob Жыл бұрын
Thanks for protecting her identity. Splendid job like the election observers 😅
@gloriamarvellousmutindivar5349
@gloriamarvellousmutindivar5349 Жыл бұрын
But we have seen the face vanonoka kuvhara
@KendraLipsy
@KendraLipsy Жыл бұрын
Taiwona
@sipiwenkomo6347
@sipiwenkomo6347 Жыл бұрын
Vanonoka kumuvhara
@TalentHambirepi-xn2wq
@TalentHambirepi-xn2wq Жыл бұрын
Yaaa vanonoka ndatombofunga kt haasiriye wacho anoda kuvharwa face
@LegOfGal001
@LegOfGal001 Жыл бұрын
Me too@@TalentHambirepi-xn2wq
@storyushe9716
@storyushe9716 Жыл бұрын
Drewmas media taking you to another level
@memoryphiri4666
@memoryphiri4666 Жыл бұрын
Tangoiona wanhi face yanzi ihwandisiwe nhai media aaa
@alicematare4523
@alicematare4523 Жыл бұрын
Zvakaoma apa pane deep secret either kuchekereswa or vekwabamukuruvo vaibata baba ava kuti vane kubatavakatovadana vatoronga kuvauraya kana akavadana asingabvume muchivanhu Ivo vakaenda sei uye vana vemufi sei makatsunga kutora body pasina mapurisa seems like mune zvamaitoziva aaaaaaa usoft hwacho uye kugara long time musingateveri paunoti wakataura navo ikanzwa sound low ndipo pamungadai makatora action he sound low his foni not working but you ignore????)
@kumbiraicliffchinodya4661
@kumbiraicliffchinodya4661 Жыл бұрын
Involve police in this case.this is murder
@jambomazarura3884
@jambomazarura3884 Жыл бұрын
Ngavasungwe dare rekupi rinorohwa vanhu
@NomaSibanda-ie3tb
@NomaSibanda-ie3tb Жыл бұрын
But lyf so why why why Bantu leza so why likholelwa ku satanism shuwa why lizinjabulisa ngenyembezi zabanye abantu why lingela Nyembezi why why mara
@ThePrivy1
@ThePrivy1 4 ай бұрын
Dai makadzinga vese veku Mhondoro ivavo. Don't involve varoi ivavo in future
@fortunemajuru7637
@fortunemajuru7637 Жыл бұрын
Tichakuendesai kunerimwe level nechokwadi nekuti msandione kunonoka ndanga ndchiuya .....
@antoniodomingo7433
@antoniodomingo7433 Жыл бұрын
Haaa n,anga dzakutyisa. Ukadzimara wapinda mugedhi mavo hamubudike zvekumhanya.....dzamhondi
@MaryChigwende
@MaryChigwende Жыл бұрын
Unomwiswa mudzepete wototanga kubvumira zvese n'anga ndichavimbe nadzo unodzwa nanga I ichiti maingei dambudziko renyu nderei saka basa rake nderei nhai
@nomsasitsha7779
@nomsasitsha7779 Жыл бұрын
Involve police pleasw
@pamelanyoni5875
@pamelanyoni5875 Жыл бұрын
Vakaurawa haiwa zvana sekuru izvi haiwa
@concilliamandaza3732
@concilliamandaza3732 Жыл бұрын
Vakafa vatambura sekuru, kurohwa nekupisa. Nyaya inorwadza iyi
@zvanyadzamutsvangwa
@zvanyadzamutsvangwa Жыл бұрын
sandione kunonok ndanga ndichiuya
@titusmoyo6964
@titusmoyo6964 Жыл бұрын
Police must do their job...this is murder
@EstellahMashuhwa
@EstellahMashuhwa Жыл бұрын
Dare iroro Dai hurumende yarivharisa ,zvinoreva Kuti patofira vanhu vakaenda, uye pachafira wakawanda, sorry zvenyu nekufa kwababa. Ndarwadziwa nekufa kwababa.
@thekisonomsa2826
@thekisonomsa2826 Жыл бұрын
Will be there shumba
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 11 ай бұрын
Chekutanga vakaregerera baba vachiwira mumuteyo wen'anga iyi, chechipiri pavakaona kuti baba vawo vashaya vaifanirwa kuita police case, kwete kuvaviga mozofambira nyaya dzacho, hapana kujeka ipapo. Sekuru vakachekereswa ava, it's clear
@ThePrivy1
@ThePrivy1 4 ай бұрын
Be careful vanhu ne n'anga idzi
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Ndarwadziwa
@ringisaimutsenhu747
@ringisaimutsenhu747 Жыл бұрын
Why Police was not involved.
@MaggieMombe
@MaggieMombe Жыл бұрын
Drewmas media taking me to another level nhasi raarimwe zuva ❤😂❤❤
@dadiraimandigo4004
@dadiraimandigo4004 Жыл бұрын
Aaaah chii chakadaro sekuru ngara chii chacho muroi uyo
@janekudiwa-ue9ik
@janekudiwa-ue9ik Жыл бұрын
Sekuru vakapondwa and vana avo vakutya ktaura vakaona zvaiitika ipapo pan'anga BT report vese vatorwe nepolice vakarohwa vanotaura
@tsverukaimutsago
@tsverukaimutsago Жыл бұрын
Makatadza sei musina muenda ku police
@Chux48
@Chux48 Жыл бұрын
imagine
@abigailcharakupa8490
@abigailcharakupa8490 Жыл бұрын
Baba vakapondwa vakachekereswa nevana vemukoma wavo
@auxilliahmaramidzi9016
@auxilliahmaramidzi9016 Жыл бұрын
Zvakaoma veduwe
@perseverance9096
@perseverance9096 Жыл бұрын
Vaka urayiswa ne mhuri iyoyo yeku mhondoro maifanira kuenda nepolice
@fungaimurasiki4989
@fungaimurasiki4989 Жыл бұрын
Vakachekereswa Baba ava, same applies nezvakaitwa tete vangu hanzvadzi yababa…..zvakaoma hazvo😭😭😭😭
@netsietumu7767
@netsietumu7767 Жыл бұрын
Yandirwadza nyaya iyi
@PreciousMurambasvina
@PreciousMurambasvina Жыл бұрын
Apa vana sekuru ava ndevaye vemakona ava ndovakauraya sekuru sorojena ava
@agneskaitano1334
@agneskaitano1334 Жыл бұрын
Ava sekuru uummm paya sekuru Nzou vakati pane akabaiwa nepfumo nhasi izvi futi uummm pakaipa
@fariechisunga9736
@fariechisunga9736 Жыл бұрын
Ava ndivo ana Sekuru vejealous pamwe naSekuru Mhofu ka kunaSekuru Nzou ,Drewmas media makavapa mukana wekumhura Sekuru Nzou hezvoo mavara avo abuda pachena ehugandanga negodo kunaSekuru Nzou avo vakaita zvishamiso asi imi nekukara kwenyu nyuz dzemakuhwa makanotsvaga vegodo avaka kuti vanyombe sekuru,no wonder Sekuru Tasvu vakakutandanisai nekuti muritsvukukuviri,ndirini Sekuru Nzou handife ndakasevenza nemizvakare because hamugone kuchengetedza your cash cow Sekuru Nzou vakakupai record viewers nemasubscriptions,
@TryletMagaisa-r3r
@TryletMagaisa-r3r Жыл бұрын
Uuuumm ngaisungwe n'anga iyo
@berthakunaka2964
@berthakunaka2964 Жыл бұрын
It's a big police case tete mazviisa kumapurisa here if not ndapota endai kuno reporter urgently. Kurova munoroverei. Something is not clear
@traceychakanyuka3070
@traceychakanyuka3070 Жыл бұрын
Kokuvasungisa aaah you were suppose to report ku police chii chakadaro ichocho..
@ThePrivy1
@ThePrivy1 4 ай бұрын
Ngaisungiswe n'anga iyi
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
N'anga dzeDrewmas dzaku chekeresa varapwa sad story RIP baba
@jayroyal3257
@jayroyal3257 Жыл бұрын
Drewmas haina n'anga , kunge musoro wako usina brain.
@pillyncube3544
@pillyncube3544 Жыл бұрын
@@jayroyal3257 hamba uyofa , slima uzoba strong
@mavischikonyora1194
@mavischikonyora1194 Жыл бұрын
​@@jayroyal3257taura hako
@reeghanmakuwerere3707
@reeghanmakuwerere3707 Жыл бұрын
Drewsmas media iri kutozama kutotionesa kuti svinurai
@nomah380
@nomah380 Жыл бұрын
Unoeppnga hre iwee
@ntandokhayesumcnganashawa4329
@ntandokhayesumcnganashawa4329 Жыл бұрын
This is very Unfair Bias3d & Traumatic,wenyika munotiyi?.
@gogokazima3547
@gogokazima3547 Жыл бұрын
Calling him to kill him people are wicked
@missgee1981
@missgee1981 Жыл бұрын
Ngavaende kujeri sekuru avo ne team ravo, na Chamu uyo ane nyaya
@NonoCh-i2e
@NonoCh-i2e Жыл бұрын
Report to the police..that’s murder…Lawlessness
@chipomundava8735
@chipomundava8735 Жыл бұрын
Mai fanira kungoita police report from there nemiwo makaita zvekusafunga chaizvo
@Chux48
@Chux48 Жыл бұрын
ko munoviga munhu afa mafiro aya sei musina kuenda ku police???????????????????????????????????
@wadzanaityra1523
@wadzanaityra1523 Жыл бұрын
Andrew you are taking us to another level and the same nana @sly media because zvamuri kusangana nazvo zvinotyisa vanhu are suffering in many villages and you guys mwari akupai basa musunungure nyika and after yzvechivanhu zvapinda tinotarisira murder is murder and issues that needs law enforcement please push hard because munenge mayamura the next victims
@beautysbongilesawana8776
@beautysbongilesawana8776 Жыл бұрын
Sekuru Ngara tombovaisa mukati veduweee😮
@nomusasiwela9621
@nomusasiwela9621 Жыл бұрын
This is heartbreaking anagodobori ava vari legit here? Why didn't the police investigate 😢😢😢nematambudziko kumhuri iyi
@doreenmupfukudzwa9945
@doreenmupfukudzwa9945 Жыл бұрын
Sekuru ngara mhondi mhondi mhondi nxaaa
@tafitembo
@tafitembo Жыл бұрын
sekuru ava vanoziva kufa kwasekuru
@lindytv3075
@lindytv3075 Жыл бұрын
Iye paainyimwa baba vake abva kumba kwake zvichinzi vari kurwara avo mai vati vakatsva dai vakatora police
@mangwengweangel
@mangwengweangel Жыл бұрын
kana munhu ati haadi kti face yake ibude muvharei asati atanga kutaura kwete zvamaita izvi
AKATYORA MHIKO NDOKUTANGA KUPENGA
1:21:33
Drewmas Media
Рет қаралды 51 М.
MUDZI UPDATE....... BABA VOREURURA KUTI NDAKAPONDA
1:24:03
Drewmas Media
Рет қаралды 46 М.
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26
Ozoda - Lada ( Official Music Video 2024 )
06:07
Ozoda
Рет қаралды 22 МЛН
Watermelon magic box! #shorts by Leisi Crazy
00:20
Leisi Crazy
Рет қаралды 84 МЛН
Don't look down on anyone#devil  #lilith  #funny  #shorts
00:12
Devil Lilith
Рет қаралды 28 МЛН
MUDZI..........AKANORAMWIRA MUKOMA WAKE CHITUNHA
30:17
Drewmas Media
Рет қаралды 21 М.
VAROYI VOSHUNGURUDZWA PAMHONDORO
1:07:42
Drewmas Media
Рет қаралды 37 М.
MVURWI.....  MWANA WEKUFUKUNURWA NEVAROYI OFUKUNURWAZVE
31:32
Drewmas Media
Рет қаралды 16 М.
Nyaya iyi Yanetsa Padare ra Mambo Mutasa Chirikupisa icho
1:31:42
TICHKACH MTV
Рет қаралды 10 М.
KUSHAIKWA KWEMWANA (update) MIBVUNZO KUMA POSTORI
44:38
Drewmas Media
Рет қаралды 50 М.
GOROMONZI- CHIKWAKA- AKAURAYIRA MUKOMA IMBA
30:46
Drewmas Media
Рет қаралды 28 М.
She's very CREATIVE💡💦 #camping #survival #bushcraft #outdoors #lifehack
00:26