Prophet voita mashura chaiwo muHarare

  Рет қаралды 89,277

Drewmas Media

Drewmas Media

Күн бұрын

footballer Tendai Ndoro talks about his illness

Пікірлер: 383
@rumbidzayitembo2244
@rumbidzayitembo2244 2 жыл бұрын
The moment takatanga mukurumbira we moto iriku Pisa vanhu and matombo anotema vanhu I could tell kuti zvatanga zvemasaramusi. Uye zvichiita kudero panotori ne munhu achava ne mbiri yeku pedza these problems in the name of God vachizvipa mukurumbira. But I pray that people should not be overwhelmed by getting results and solutions. The source of the power matters. Yes God is a miracle working God and he can raise the dead, heal the sick etc but in every situation may we develop the discernment spirit of God. I pray that those people have received Jesus Christ as their Lord and savior and continue in worshiping God after such deliverance. All glory and honor to God alone.
@noxblablabla3866
@noxblablabla3866 2 жыл бұрын
May God keep this prophet safe for us ,he is such a humble person. 💙💙thank u drewmas media taking us to another level .
@tmgeza
@tmgeza 2 жыл бұрын
This is a good church where the congrents ask questions. I have never seen it before. Very humble pastor and you can see that the people are very happy in the church
@ngulubeprincess5009
@ngulubeprincess5009 2 жыл бұрын
ndozvavakatanga vari vanaMakandiwa, yakazoti yakura mbiri ...
@davidrioga3295
@davidrioga3295 2 жыл бұрын
What's the name of the prophet?
@angelakwaramba9752
@angelakwaramba9752 2 жыл бұрын
It’s only it’s not publicised . I have been to Pentecostal churches where congregation is given time to ask questions.
@patrickrodza7613
@patrickrodza7613 2 жыл бұрын
Kumasowe zviriko
@nancymaseswa6858
@nancymaseswa6858 2 жыл бұрын
@@davidrioga3295 joseph
@gloryradiance8681
@gloryradiance8681 2 жыл бұрын
This prophet is very humble. He respects the people he prays for
@leeweechigariro4053
@leeweechigariro4053 2 жыл бұрын
Where this phophet is located need help as well
@makhadzimadewamakhomo5712
@makhadzimadewamakhomo5712 2 жыл бұрын
I love this pastor anehunu ano respecta vakuru havashedzi sezvanana
@tsungayimasaire471
@tsungayimasaire471 2 жыл бұрын
Young and very humble prophet. May the dear Lord continue to take you far.
@pee.4461
@pee.4461 2 жыл бұрын
Kana ari masimba anobva kuna Mwari.Mwari ngakudzwe.
@juniornyonker6925
@juniornyonker6925 2 жыл бұрын
Mwazha aibhururuka na Mwari Madungwe anoita lunch na Mwari President wedu akange akagara pamumvuri na Mwari Passion Java akaenda kudenga akaona Ginimbi ariku heaven. Fred anema spiritual spectacles Magaya akawana mshonga unopedza Aids Makandiwa akaita basa zvekufa dza Mwari hanzi ndopinda denga Automatic Tich mataz akafonerana na Mwari nakaDungure. Vamwe vakaita miracle baybe😀 Maporofita enyu Aya, n'en'en'e Apa nyika yakaora kudai tichitambura tiine vanhu vanotaura na Mwari direct. Ityai Mwari imi. Ini zii zangu semunhu anoona. TALENT CHIWENGA HUYA VANHU VAYE VATANGA🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
😅😅😅yakawanda vasingavharwe nezvisina basa
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 жыл бұрын
Ini zvangu pane vose ndini mbavha mbiri hama dzinondirwadza ,Magaya shuwa kukwira ndege kuenda Israel nebag rine mapepa akanyorwa maproblems evanhu,how far wakanyora,touya java haàaa uyo anoramba naMwari zvino nguva ichakwana ndimi idzodzo dzakabvepi,mwe ndiye awe kugara Sa kuita vamwe vake madununu awe kuuya ne Ndege kkkkkk zim sooooo
@bridgetndlela6469
@bridgetndlela6469 2 жыл бұрын
Kkkkkkkkk very tru
@hipposave2573
@hipposave2573 2 жыл бұрын
I don't see any difference with any other "prophet" well rehearsed coached answers and selected predetermined questions to glorify someone
@bridgetndlela6469
@bridgetndlela6469 2 жыл бұрын
@@hipposave2573 can u pls say that again louder......
@richardushe9929
@richardushe9929 2 жыл бұрын
Andrew and your team you are doing the best may God keep you safe so that many people can use you as a Bridge, I'm so proud of you 👏❤️❤️
@kumbiektw
@kumbiektw 2 жыл бұрын
Amen…I pray you don’t get carried away by the fame that’s coming to you and I pray that evil people won’t persuade the man of GOD to go astray…in JESUS’ name…
@marrten8593
@marrten8593 2 жыл бұрын
yaa coz vanhu ivava vanozonyanya kuda bootlicking kubva kuma followers avo
@h.d5546
@h.d5546 2 жыл бұрын
Thnk u mkoma Neshamba neku discover Prophet ava ukaona uchivavenga unotoroya chete cz honestly munyika umu ma pastor mashoma anogona kupedza ma tambudziko aya
@nessakaitano3241
@nessakaitano3241 2 жыл бұрын
Young and very humble pastor god he is using you glory to god Drewmas Media taking you to another level 🙏💖
@dambudzotambara8974
@dambudzotambara8974 2 жыл бұрын
This is serious level.thanks Mukoma Ne Shamba you take us to another level
@championzvega7086
@championzvega7086 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas Media for taking us to another LEVEL FOR REAL!!!
@bantumwanawayah5019
@bantumwanawayah5019 2 жыл бұрын
All PRAISES to THE MOST HIGH YAH, ngaa rumbidzwe neku singaperi!
@sirclassics
@sirclassics 2 жыл бұрын
Young Prophet,but big in prophecies. 🤝💪
@memorymoyo3189
@memorymoyo3189 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas you taking us to another level for sure.
@ceemu3966
@ceemu3966 2 жыл бұрын
Chikuru ndechekuti wabatsirwa kupi tinotenda prophet. Thanks drewmas another level iyi
@tinovongacheryl3635
@tinovongacheryl3635 2 жыл бұрын
Wether he is fake or not its not our position to judge.l personally love his humbleness and the way he put the Lord’s name before his.He is so humble and kind.May you continue the good work as well as being humble and respectful.
@ecosavingearth5858
@ecosavingearth5858 2 жыл бұрын
Panganai akatanga arimwana akanaka mufunge
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 жыл бұрын
Iwewewo ft wakazviverenga kp izvozvo
@naomimoyo3363
@naomimoyo3363 2 жыл бұрын
Hi ndipeiwo Zita ne number dza Prophet. Please
@naomimoyo3363
@naomimoyo3363 2 жыл бұрын
This is powerful word am watching from SA
@nelsontawandachuma11
@nelsontawandachuma11 2 жыл бұрын
Thanks Drewmas media. I am happy that family was helped. And l am extremely happy Tendai Ndoro is well again, people were saying all sorts of stories on social media dzinotorwadza kuverenga yet vasingazive zvinenge zvichiitika kune munhu. The prophet is also quite likable and different from zvatinogaroona.
@nevertori4588
@nevertori4588 2 жыл бұрын
God bless you prophet with a good work that is wonderful Man of God
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
Hapana chataimbonzwa apa. Pastor vanogona vakaindawo kwasekuru Shumba
@stellamundevere9349
@stellamundevere9349 2 жыл бұрын
Prophet vari kubata basa Ava ,let's hope avatorerwe chipo nemaporofita benzi atagara tinawo aya
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 жыл бұрын
True my.dear
@alcatelthree
@alcatelthree 2 жыл бұрын
Kkkkk vana java 🤣🤣🤣
@teclazobel1589
@teclazobel1589 2 жыл бұрын
Ini ziiii zvangu semunhu mukuru...🤐🤐🤐
@tkn140
@tkn140 2 жыл бұрын
Pasi panyoro, tinonzwikwa🤐🤐🤐
@loicemunyonga4277
@loicemunyonga4277 2 жыл бұрын
Deno Mwari varamba vakabata munhu wavo uyu akanyorova zvikuru azorega kubva pahumwari nekuda kwekuwandirwa be blessed man of God thanx mukoma neshamba u are taking us to another level tiripo papretoria tinokutsigirai
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 жыл бұрын
Mwari havaeri kunyorova kwemunhu anoera munhu anopupura kt Jesu ndiMwari nemoyo wese kwete healing inehun'anga mukati iyo. Ngaende muzvipatara munevanhu varikurwara vakawandisa
@sethumpofu9248
@sethumpofu9248 2 жыл бұрын
Oooh yes pamberi nemi Taking us to another level in both languages. Ndimi mega
@tatendamamvura432
@tatendamamvura432 2 жыл бұрын
Ndoda kuti prophet vabatsirewo mwana wangu mwana wamukoma wangu tatetereka tarohwa mari anechirwere chekudonha pfari shz 17yrs zvakatanga ane 3yrz plz neshamba ndinzweiwo
@tatendamamvura432
@tatendamamvura432 2 жыл бұрын
Im in cape Town asi mwana ari zim
@paulkarima9914
@paulkarima9914 2 жыл бұрын
The Pastor is doing very well but can Dremaws Media change that song when having the prodicust inechkuita nechurch
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Prophet vanobata basa. I hope vese vanoenda vanowana kubatsirika. 🙏
@davidrioga3295
@davidrioga3295 2 жыл бұрын
Vanonzi ani prophet ava?
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
@@davidrioga3295 Hanzi Kudakwashe Jose
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
@@charitykundidzora6736 mukaterera pamavideo muchanzwa nzvimbo dzavanowanikwa. kumwe kwainzi KuMbare here?
@memoestarr
@memoestarr 2 жыл бұрын
Shambaz na Chihera munondigonera.Keep it up guys. We love your docs.😎
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 2 жыл бұрын
I pray this young man is truly working for God. We have too many fake prophets in Africa.
@ernestvurayayi124
@ernestvurayayi124 2 жыл бұрын
I think this man is a genuine prophet. May God protect him.
@user-sq7tz5zb2k
@user-sq7tz5zb2k Жыл бұрын
He is
@kudagudo
@kudagudo 2 жыл бұрын
as long as he doesn't ask for payment afterwards, that's a true man of God
@merithamahachi2921
@merithamahachi2921 2 жыл бұрын
Itai muchitidzosera kwaMusamhi guys 👏👏👏
@chamvari
@chamvari 2 жыл бұрын
Taura hako i need an update on gogo and her beloved snake😂
@judithsibanda5001
@judithsibanda5001 2 жыл бұрын
Taura hako we really need an update on gogo na sekuru
@priscillachakabuda9647
@priscillachakabuda9647 2 жыл бұрын
I agree with you
@mercymushonga1841
@mercymushonga1841 2 жыл бұрын
I agree 🤔
@lenainock3982
@lenainock3982 2 жыл бұрын
🤣🤣🤣🤣
@rindaimasviba1602
@rindaimasviba1602 2 жыл бұрын
Pane munhu arikushinhwa muZim arikuita izvi. Drewmas please tsvagisisai zviitiko izvi. Toda kuona nhubu iyi
@esierayner533
@esierayner533 2 жыл бұрын
Vanhu vobatabata mishonga shuwa zvaisaitika tichikura
@stellamufunda9671
@stellamufunda9671 2 жыл бұрын
Prophet batsiraivo Madam Mary Chiwenga ndapota
@thefire3465
@thefire3465 2 жыл бұрын
This Young Man is unstoppable
@shiyeliainkorea
@shiyeliainkorea 2 жыл бұрын
Amen
@tinotendamugomeza4103
@tinotendamugomeza4103 2 жыл бұрын
Glory to God
@user-qj8bt1jp7t
@user-qj8bt1jp7t 2 жыл бұрын
No God is unstoppable.
@naturalmedicine1990
@naturalmedicine1990 2 жыл бұрын
Dai aiva Jesu aiswera achidaro here kupublisha zvaanenge aita?
@calistovnravasingadi1162
@calistovnravasingadi1162 2 жыл бұрын
Why inviting the media to advertise himself if he is a true man of God??
@morrissevera6427
@morrissevera6427 2 жыл бұрын
Iwe he didn't invite them, Drewmas media iri ku follower munhu akambouya kwavari chete kuti vaone kuti zvapapi,
@h.d5546
@h.d5546 2 жыл бұрын
😂 😂 Aika mufundisi varikuita yavanoita kuchurch kwavo mambovaonawo varimuma office eDrewmas media or drewmas ndoyato vaendera vanhu vatema tine dambudziko
@peacerunnerleesher4065
@peacerunnerleesher4065 2 жыл бұрын
Mbavha idzo matsola zvawo using media
@brendakanyemba239
@brendakanyemba239 2 жыл бұрын
nhai hko akutomakerta
@thandiwetshabangu4599
@thandiwetshabangu4599 2 жыл бұрын
Marketing strategy
@selloaphane
@selloaphane 2 жыл бұрын
I think he's our a new sharped bushiri
@yvonnebesa7854
@yvonnebesa7854 2 жыл бұрын
Thank....you Man of God 🙏🙏🙏🙏
@yoveeditors5502
@yoveeditors5502 2 жыл бұрын
All these people in a small space no masks in time of covid give us some seriousness guys
@bennymapfumo2986
@bennymapfumo2986 2 жыл бұрын
Drewmas Media pasina imwi hatna mufaro dai maramba makadaro chechipiri prophet ava havana kubhabhauka / sekuzhangandira kwakaita mamwe maprophets ano karira mari achirapa zvefake ava prophet ndivo voga vandatanga kuvona vanokoshesha kubetsera munhu kwete kukarira mari dai maprophet emuno muZim adzidza kubva pamufana uyu vasatarisa havo zera bt ngavatarise basa raari kubata ndatenda hangu ndine BP yekudyiwa kukuitwa mawarriors enyika panhabvu
@samsonbengesu1610
@samsonbengesu1610 2 жыл бұрын
Excellent Drewmas Media,,,Uuum ndakakuonai,I tried to wave my hand mukadaona Amana kkk
@abbielemonson7215
@abbielemonson7215 2 жыл бұрын
Ndokuti Prophet very humble and anerespect l don’t believe in prophets but with this one ndachinja maonero angu keep up the good work young man mwari Aramark achikushandisa
@ispiretechnologies
@ispiretechnologies 2 жыл бұрын
I'm persuaded to think differently here. It can't be that many people from different parts of the country experience same problem, never heard of in our lives. There is a spirit at play released to cause this trouble and redirect to a particular person who can solve it as a tactical way to build reputation. Think wisely how these miracle churches rose to fill stadiums and went down to dry up. What if another person wants to rise and get to be known, what strategy should they use. This is typical of straight forward political strategies at play in the churches. I absolutely see something cooking undercover, There is a spirit roaming the country to build reputation. Remove The Creator in it and put some gods of magic.
@teclazobel1589
@teclazobel1589 2 жыл бұрын
I agree with u! People are so blinded by their burdens and problems...They can't even see thru lies and these fake prophets. It's a very sad situation that we are in...I don't see any humility in this young boy, I'm sorry. Most people have lost their spiritual eyesight because of desperation...This is definitely one of those fly by night tight suit wearing fake prophets...2 weeks ago he was preaching to about 20 people in an unfinished house without a roof, praying for the little girl with the same problem. Today he is in a whole building packed with people. Just give him till the end of the year, and u will see!!!
@gracemsongi1807
@gracemsongi1807 2 жыл бұрын
We refuse that God can heal his people..Zvimwe mungataura henyu but there is power of God apa..ko nyaya ya Tendai ndoro hamuna kuinzwa here..chete mune nharo nekuty hazvisati zvaitika kwamuri
@gracemsongi1807
@gracemsongi1807 2 жыл бұрын
Umm l know we like to be critics but I followed the story ye mwana airohwa pa Tilda..Mwana akarohwa takatarisa mu studio ya Tilda...l don't think this is fiction..we are Africans kana njuzu dzichigona kubuda kubva mumvura.. how then can we
@ispiretechnologies
@ispiretechnologies 2 жыл бұрын
@@gracemsongi1807 nobody said it's fiction. Kindly read again.
@gladyschivanga2017
@gladyschivanga2017 2 жыл бұрын
My thoughts exactly..
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 жыл бұрын
Tokumbirawo kana zvichiita vabatsire vabereki va Tapiwa Makore
@oliviatambudzaimusengwa7261
@oliviatambudzaimusengwa7261 2 жыл бұрын
Drewmas taking us to another level
@trynessmotsi9651
@trynessmotsi9651 2 жыл бұрын
Prophet vari kushandiswa nemweya wamwari rambai makadero prophet.... mamwe maprophet vanoti mari pamberi munhu mumashure,,,
@edgarbream1995
@edgarbream1995 2 жыл бұрын
Mubvunzo woti pastor havabhadharisi hr.....kana vasingadi mari mwari arumbidzwe
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
Havabhadharise
@nakai5772
@nakai5772 2 жыл бұрын
Thank you Prophet,God himself in a human body
@Buzingatv
@Buzingatv 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/jITcaYWgd62Wg7c.
@AfroTravellor
@AfroTravellor 2 жыл бұрын
Aah
@kaliefbernard5685
@kaliefbernard5685 2 жыл бұрын
Matotanga..
@maponga01
@maponga01 2 жыл бұрын
Matoirasa apa
@unganaimurima2981
@unganaimurima2981 2 жыл бұрын
Such a wonderful and Young Prophet God bless this Church. i also want to know more and also join this Church
@kudzaiglory8445
@kudzaiglory8445 2 жыл бұрын
Vanhu musatarisire kuti dambudziko ranhingi zvarapedzwa nauyu rangu richapedzwawo naye ingotendayi chete Mwari anoita kuda kwake
@MarwaFamily888
@MarwaFamily888 2 жыл бұрын
Tendai Ndoro hatina zvatinokwanisa kumuitira here? Munhu ane 36 is now under pressure to build life yake patsva and he has a young loving wide akamira naye aitwa bofu.
@thefire3465
@thefire3465 2 жыл бұрын
We need more of the brother
@Ivom071
@Ivom071 2 жыл бұрын
God is using the young humble this season. Rukudzo kuna vamambo.
@Ninjar_go
@Ninjar_go 2 жыл бұрын
Ndokumbirawo number dzapastor ava please I really need help
@swemarichardmakonope1532
@swemarichardmakonope1532 2 жыл бұрын
Thank God kana vachiyambutsa vanhu vachipona.zvanoda kupihwa mbiri kumusiki
@nicollemate
@nicollemate 2 жыл бұрын
Continue with the good work
@thresamutate9500
@thresamutate9500 2 жыл бұрын
Mukoma Andrew Neshamba makadii.Drewmas media taking us to another level.Chii chirikumbonyatsoitika kuzimbabwe shuwa.Nyika yoenda kumagumo shuwa.satan ari kufamba nemakumbo aripabasa.tinotenda munhu wamwari nokubatsira vanhu,god bless you
@ednamirriamburawa8578
@ednamirriamburawa8578 2 жыл бұрын
This Pastor is send by God and very humbled
@danverkanyemba1833
@danverkanyemba1833 2 жыл бұрын
I don't know if this man is a true man of God or not but from what I know the person who received the miracle must tell us the testimony this looks coordinated how can he touch his stomach then the lady says I had stomach issues. A testimony needs to be said completely hanty there is nothing to hide we want to here everything. I never heard the prophet glorifying saying the name "Jesus" and if you heard it please tell me the time.
@ruthbwanauzi2542
@ruthbwanauzi2542 2 жыл бұрын
i don't know much about the prophet but i know this family very well,i grew up with this lady tichitamba tese their house is about 4 or 5houses away from ours and my mom told about all that was happening in their home coz ini m in SA so yeah it's not a fake story mufunge
@badgeneral-m5o
@badgeneral-m5o 2 жыл бұрын
Some problems anotoda mamonya pakunamata ndatenda hangu tichasvikako......Mwari wakuitirei zvakanaka Prophet ...
@blessingngoshi3082
@blessingngoshi3082 2 жыл бұрын
Take us to another level totenda.dreawmas nemaitabasa ramurikuita mwari rambe achikuchengetetayi
@letwinmaudzwa1308
@letwinmaudzwa1308 2 жыл бұрын
The way he is humble haazvikudze anotaura Mwari kuratidza kuti arikushandiswa naMwari
@Buzingatv
@Buzingatv 2 жыл бұрын
kzbin.info/www/bejne/jITcaYWgd62Wg7c.
@gladiolye
@gladiolye 2 жыл бұрын
Ummm vanhu Ivai ne discernment spirit.
@bmawaremaware9231
@bmawaremaware9231 2 жыл бұрын
Thank you prophet
@nyanga991
@nyanga991 2 жыл бұрын
Hazvisi zveKingdom of God
@deeewaishe470
@deeewaishe470 2 жыл бұрын
Yakutozozara church iye manje.i just pray the pastor will remain humble
@fredahama3957
@fredahama3957 2 жыл бұрын
Manjemanje vanovaka mansion
@melodysithole8314
@melodysithole8314 2 жыл бұрын
I agree with you there
@sazzydee1553
@sazzydee1553 2 жыл бұрын
@@fredahama3957 🤣🤣🤣🤣🤣
@nancymubonesi3316
@nancymubonesi3316 2 жыл бұрын
The young prophet is very humble and respectful. God bless you munhu waMwari KuZim vanhu havachapfeke ma mask here
@beautymuyaka4197
@beautymuyaka4197 2 жыл бұрын
Good question
@monalisakaetano8083
@monalisakaetano8083 2 жыл бұрын
Dzichiri kupfekwa🤣🤣🤣🤣🤣
@herbertrevai9293
@herbertrevai9293 2 жыл бұрын
God is good all the time
@morrissevera6427
@morrissevera6427 2 жыл бұрын
Umm nyaya yemoto muZimbabwe yava kuda kutishungurudza,
@chipomakute4566
@chipomakute4566 2 жыл бұрын
Thank you Prophet.you are the best
@EileenMaugara
@EileenMaugara Жыл бұрын
Go far prophet in Jesus name
@naturalmedicine1990
@naturalmedicine1990 2 жыл бұрын
kana n'anga dzinoitawo mashura
@eustinahmuchafa1602
@eustinahmuchafa1602 2 жыл бұрын
God bless this work 🙏
@shayzgamz2692
@shayzgamz2692 2 жыл бұрын
Prophet kuda one munhu Ari real 🙏🙏
@magretchisvo5799
@magretchisvo5799 2 жыл бұрын
Ndipeiwo number dza Profet Joze or ndifonerei mundibatsire ndine dambudziko guru mufunge 😭😭😭😭🙏🙏🙏
@tatendanjagu9300
@tatendanjagu9300 2 жыл бұрын
Ibsa rakanka kana zvichibva kuna mwari
@amandancube706
@amandancube706 2 жыл бұрын
Keep it up prophet ....do what God sent you to do in this world 👏👏👏👏you are amazing ✨
@thokonkomo7148
@thokonkomo7148 2 жыл бұрын
Vakuru ve Seventh day baptist asi vanoroya zvikwambo ndeve fellowship buses ma buses acho ndeye zvikwambo zvikwambo tawa vana sikana akuna akarorwa
@chengetai5272
@chengetai5272 2 жыл бұрын
May the almighty God help you in everything that you do
@pcjcj9274
@pcjcj9274 2 жыл бұрын
The real man of God send by our Mighty Father to continue saving us from evil....Oh magnify the Lord...
@littlestar6235
@littlestar6235 2 жыл бұрын
There is only one SAVIOUR CHRIST JESUS and they is no other and shall never be any saviour again.Any one else doing the work of God is called a servant of God not saviour
@loicemunyonga4277
@loicemunyonga4277 2 жыл бұрын
Mukoma neshamba how far gogo vekwamurewa kwanhakiwa vaye vekutora we tsoka makazodini navo
@ministerlinos
@ministerlinos 2 жыл бұрын
Yah let's pray for his protection as well arambe achikura mukushandiswa naMwari .He is a humble man of God.
@mhofu02
@mhofu02 2 жыл бұрын
Only God Hallelujah nekuda kwezitaraJesu
@shingiraikambarami1274
@shingiraikambarami1274 2 жыл бұрын
Murume komborerwa zvako,wasiyana na Passion Java,komborerwa zvako tawe nezvatiri kuverenga muupenyu ramba uchibatsira africa pasina mutero sezvazara nematsotsi Ari kumasowe
@gethigh739
@gethigh739 2 жыл бұрын
Ndoro...love yo Ndebele accent.One of the few Zim players to score at Afcon
@TY-bt3gy
@TY-bt3gy 2 жыл бұрын
I liked him too..he played well at Pirates, proud of him. Hope he bounces back to his wishful life
@Bvanyangu352
@Bvanyangu352 2 жыл бұрын
N'anga iya yakanga yakapfeka mbizi ngayiuye ibiswe mademon naPastor
@sedzanithompson2081
@sedzanithompson2081 2 жыл бұрын
Prophet ngava ropafadzwe ndarwadziwa nenyaya yaTendai Ndoro bt mwari ngaakudzwe DREWMAS MEDIA mwari vamuitire nyasha
@balistenbmbolam7809
@balistenbmbolam7809 2 жыл бұрын
Unorwadziwa nezvausina kuwona ko kana vachinyepera vanhu naprophet vake
@ribbsdube6346
@ribbsdube6346 2 жыл бұрын
Lord protect ths Man of God frm this false prophets .. If you know you know
@ngonimuvembi359
@ngonimuvembi359 2 жыл бұрын
Mazuva ano kutemwa nematombo nekutsva kwehembe nedzimba yatori stayera yavako
@prscilla8043
@prscilla8043 2 жыл бұрын
Hello my chihera lots of luv from priscilla Chibondo ndiripa capetown hangu apo.....
@thandiwetshabangu4599
@thandiwetshabangu4599 2 жыл бұрын
Udzai prophet wenyu kuti kana ane simba ngatipedzisirewo matambudziko enyika. Taneta nema fake prophets isu vanoshandiswa mweya wekudziva vachizviita vakapiwa simba naMwari.
@fortunatemaibvise8426
@fortunatemaibvise8426 2 жыл бұрын
Church yatozara vanhu vanoda minana wena
@belindanhidza6458
@belindanhidza6458 2 жыл бұрын
Kkkk regai uone, zvatotanga.
@AdonaiJah432
@AdonaiJah432 2 жыл бұрын
Vanoda minana kwete Jesu
@williamnyangara3846
@williamnyangara3846 2 жыл бұрын
A man of God is not measured by miracles but by his testimony through the Word of God that he preaches this man is not the man of God 🙏 kana mukandivenga itori n'anga inoshandisa Zita raMwari for example acts 8 Vs 8 paiva naSimon ainzi anoparidza zvaMwari asi akazozivikanwa kuti in'anga vakawanda ana Hymaneus mubhaibheri
@melodysithole8314
@melodysithole8314 2 жыл бұрын
Kana usina zvekutaura nyarara
@tynashi8197
@tynashi8197 2 жыл бұрын
Aaaah... i dont trust this guy...mukwona kuti chii? maporofita, mamwe haazi echokwadi.. sooooooooooo ehhhhhh chenjerarayi...and musangoti payitwa kamiracle motowungana..kunyanya vakadzi..chimbo mirayi izvozvo...zvinamatire urimumba mako God can hear you....Amen
@percymagutshwa6931
@percymagutshwa6931 2 жыл бұрын
Ini ndinotii Baba avo ndivo honzerii mdhara kuda kutsigisa Misha uye kuzvisimbisa kumabsa madhara iyaya kuromba tumachi
@fortunatemaibvise8426
@fortunatemaibvise8426 2 жыл бұрын
Good job drewmars media
@esierayner533
@esierayner533 2 жыл бұрын
I hope havapiwe too much pressure nekuwandirwa nevanhu
@tarirohazelmutepaire4313
@tarirohazelmutepaire4313 2 жыл бұрын
Mwari akuchengetedzei Prophet....
@naisonsaungweme1979
@naisonsaungweme1979 2 жыл бұрын
Ndokumbirawo number dzaProphet
@drewmasmedia3856
@drewmasmedia3856 2 жыл бұрын
Tibatei 0714903747
MUTOKO.....CHIKORO CHOMWAIWA ROPA REMBUDZI
18:16
Drewmas Media
Рет қаралды 6 М.
PROPHET KUDAKWASHE JOSE PRAYING FOR A WOMEN WHO WAS BEING USED BY GOBLINS
15:57
Prophet Kudakwashe Jose official
Рет қаралды 10 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 2 Серия
31:45
Inter Production
Рет қаралды 698 М.
English or Spanish 🤣
00:16
GL Show
Рет қаралды 15 МЛН
SPONGEBOB POWER-UPS IN BRAWL STARS!!!
08:35
Brawl Stars
Рет қаралды 24 МЛН
Vana vaitorana mifananidzo vasati vafira mumvura- MARONDERA
38:28
Drewmas Media
Рет қаралды 104 М.
Varume Vaviri Vochinjana Madzimai
40:00
SlyMediaTv
Рет қаралды 53 М.
KUDZIDZA HAKUPERI--- KUTAURA NEVADZIMU
57:05
Drewmas Media
Рет қаралды 30 М.
MT DARWIN......MHURI YOPERA KUFA NEMANGO
36:52
Drewmas Media
Рет қаралды 31 М.
Ndoda kuziva akabvisa mudzimai wangu humhandara-Prophet T Freddy
12:58
GMMTV Goodness & Mercy Ministries
Рет қаралды 21 М.
Prophet Kudakwashe Jose| Instant Healing!
12:41
Prophet Kudakwashe Jose official
Рет қаралды 15 М.
GURUVE........MWANA OURAYIRA BABA VAKE HUROYI
40:31
Drewmas Media
Рет қаралды 14 М.
АЗАРТНИК 4 |СЕЗОН 2 Серия
31:45
Inter Production
Рет қаралды 698 М.